Ndakabviswa Virginity Nemurume Wangu Kwete neBoyfriend | Chief Ngezi | Publicsphere
Вставка
- Опубліковано 14 жов 2024
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official UA-cam channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Mambo ava pakudzidzisa vanhu respect number 1 munogona zvenyu mambo
Apa matonga samambo Soromoni chaiye. You dived deep to the true character of a person.
Toko apa hamuna chunhu..kamukono ketsambarafuta ngakatengese dread...gud mambo matonga
Vanhu vakadanana hazvireve kuti vanorada vese hapasi pese panodananwa vanhu muchirara mese especially kana muchiri vadiki baba vegreen avo ngavakwane.
Good judgement kamukadzi ako I problem haana respect
Aiwa sando kuna mambo ,magonesa kuenzanisa dzimba idzi.
very wise mambo. ❤
Maita chief . Matonga nomazvo. Mai Deon vanozvikudza sitereki.
Kutonga zvine uchenjeri
Kamukadzi kacho hakuna respect for sure. She is even making funny faces.
Asi mambo, haaa baba Deon ngavaripire mkadzi wavowo fut,, vkashaya respect kumukadzi wavo, why vkasvika mumba me ex vkasvika pkungodya sadza same plate ,,why vsina kuita respect mkadzi wavo? Mrume wemunhu anoziva kut kumba ndine mkadzi oita zvakadaro, Hai Hai, baba Deon ngavabvise imwe mbudzi..
Violence is unacceptable in our society
Chihure ndicho chapesanisa madzimai aya , zvimwe zvose kuda kunzvenga nyaya. Mukadzi wemunhu haafaniri kuita ushamwari ne varume vavanhu
Apa mambo Ngezi matonga chaizvo maisa zvakafanira panhau iyi ndatenda mambo
Iwe mukadzi urimbwa seyi usina respect unoo bhowa sheet yomunhu
😂😂 ndokushaya respect ka uku
Mai Deon batai imbwa yenyu. Tsiurai murume wenyu anokurwisanisai
Kamutongo kacho ndeke kwa Sabhuku ako ... Nguva yose yamatora Mambo mozotaura mbudzi ?????
Vanhu vari kuhura zvakanyanya Mwari tibatsire isu
Baba vechireflector avo mukwane maidananiranei ndokutii munhu achiti ndaive musikana ndichiri kuchikoro munovhiringa vanhu imi
Chidhodhi chimudhara chine reflactor
Nhai nhai vanodzidzisei vana vavo
Haaa mambo mnovakamutauro wedu,,sure ,iwe, iwe, inokonzeresa
Apa mambo vaita kunge vari kuziva nyaya sei vamhanyira kubvunza zvevarume
Wisdom wangu
Baba Deon inhubu yemurume. Vaibatirei munhu achirohwa
Ma Deon must be punished. She is going to continue this nonsense kuma village
Baba Deon vanoda kuputsa imba yemunhu
Cameraman tenderedzai camera plz
Dare ramambo irirakanaka chose. Asichangamire varikutora nguva yakareba vachitaura vasingapewo vedare kuti vataure maonero avo panyaya dzinenge dzirimudariro. Ndatenda.
tanogwa vanhu pane mawitness danai mawitnes acho
Mai avo vanoroya vachipakurira Rasta bota ndicho chokwadi
Ako kamukadzi kano tengesai magwinya kanohura futi Bvunzai vanhu
Senseless man in a reflector.
Juck chain
murume uyo akarega kubata mukadzi wake sei
Hure harina respect
Anamambo Ngezi vacho vambori vanganiko
Kaye kanenge karikurwara nedoro, uyu ambobata chigaro svika bhabharasi rapera
Black jacket man, vakundikana nyaya uneside you not neutral, tarisa nyaya kwete kuti vakambodanana,vatorasika panyaya
Baba ve reflecter munofunga kuti vasikana vese vari loose
Mambo munogona kutonga
Vanhu vakadanana hazvireve kuti vanorada vese hapasi pese panodananwa vanhu muchirara mese especially kana muchiri vadiki baba vegreen avo ngavakwane.
Kamukadzi kacho hakuna respect for sure. She is even making funny faces.
Mambo matonga zvine ungwaru
Ko baba vaDeon vakapfeka hat mudare sei
NdiBob Marley
Havana respect