Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 лют 2025
  • Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa

КОМЕНТАРІ • 1,2 тис.

  • @TaridzaiKutsirai
    @TaridzaiKutsirai 6 місяців тому +69

    Sekuru Mwari vakuitirei nyasha Kimira nehanzvadzi yenyu panguva yakaoma u are one in a million God bless you sekuru❤

    • @wimbaimangwende8122
      @wimbaimangwende8122 6 місяців тому +2

      Chokwadi sekuru is one in a million ini angu madzisekuru havazvigone

    • @gloriamandaza2347
      @gloriamandaza2347 6 місяців тому +2

      Hawanikee vanhu vakadai mufunge kubvuma kukotsma kuti takatadza iiii God bless

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 6 місяців тому +1

      @@TaridzaiKutsirai shuwa havawanikwi Kani vamwe vanotoda Mari chete nguva yedambudziko unozvionera ndopaunoona kuti handina hama

    • @NoelTazikana
      @NoelTazikana 6 місяців тому

      Plp😊
      ​@@wimbaimangwende8122

    • @beekays436
      @beekays436 5 місяців тому

      As women please tapota let's safeguard our dear and vulnerable children. Gara pane vana vako, why leave them nemhondi dzakazara mweya wa ED ne ZanuPf unoda ropa mu Zimbabwe. Neighbours and Community should report cases of abuse Don't just see and No Action. Muka Ruvimbo. Lord have mercy 😢🇿🇼

  • @eustinahmuchafa1602
    @eustinahmuchafa1602 6 місяців тому +180

    Sekuru well Done munoziva Mwari munogona kutsanangura ndinoti Nematambudziko uye Mwari vakunyaradzeyi zvinorwadza 😭

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 6 місяців тому +114

    Destiny tv u are the best. Stella ❤ unogona zvako coverage yako was just comprehensive. Drewmas presentation lacked so much detail takasara nemibvunzo hobho but nhasi all questions answered. Thx to Stella well done u deserve an award 🎉❤

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 6 місяців тому +9

      Not saying this in a bad way but bra Andrew muss take notes from Stella

    • @thomasjames4138
      @thomasjames4138 6 місяців тому +4

      U can't complain the two drewmas basa they don't know at all

    • @thomasjames4138
      @thomasjames4138 6 місяців тому

      Even Tilda Moyo​@@sueeland5675

    • @fortunemandishona6303
      @fortunemandishona6303 6 місяців тому +3

      Haa tete Stella vanogonesa. Mwari vakuitirei nyasha.

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 6 місяців тому +16

      Ini nyaya chero ndamboiona kumwe ikabuda paDestiny ndotoidzokorora ,well done sis Stella

  • @mildredjoni208
    @mildredjoni208 6 місяців тому +74

    Madzimai ngatidzidzei kukoshesa vana vedu how can you trust murume wako nemwana ane 16yrs ummm ini ndakaona zvemba zvashupa ndakasiya ndikati Mwari batai nyama dzangu kusvika vana vakura now I'm proud of myself vakura vana vangu

  • @miribanga2874
    @miribanga2874 6 місяців тому +11

    This man May God bless him he is calm and collective

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwara 6 місяців тому +65

    Sisi Stella raramai murambe muchiita basa iri nekuti murikitotibatsira shem.senyaya yaruvimbo hangu ndinovhunduka ndikaramba ndichiteverera nyaya yemwana wedu shem..musatamba nekufa ichirowa vanhu wee ko,Mwari muriyo here veduwee

  • @KimPaida-c7b
    @KimPaida-c7b 6 місяців тому +4

    Nhai Mwari sei musinawo kundipa buddy vakadai
    Thank you sekuru kumira nemwana wamai venyu

  • @HildaMachingura-e7k
    @HildaMachingura-e7k 6 місяців тому +11

    Nematambudziko veduwee 😭😭 wafira nhamo mwan uyu zorora murugare Ruvimbo

  • @luwisrutsito712
    @luwisrutsito712 6 місяців тому +15

    Ini ndarwadzwa nechiitiko ichi. Kana misodzi yangu iri kutoda kubuda. Dai Mwari vati batsira. May Ruvimbo's soul rest in eternal peace.

  • @ChidoMakuzva-u3x
    @ChidoMakuzva-u3x 18 днів тому +2

    Yeah vanhu ngatityei Mwari veduwe. Kuuraya munhu kunge huku here veduwe

  • @RutendoMelisa
    @RutendoMelisa 6 місяців тому +17

    Don’t rest ruru,fight your killers 😢

  • @tawandamhandu642
    @tawandamhandu642 6 місяців тому +14

    Stella to the world🎉🎉 baba vamai sauti humbled himself shame... ruvimbo pedza nyaya dzako

  • @peembano253
    @peembano253 6 місяців тому +49

    Vakadzibiyangu regai ku trusta ma step dad ava vamwe vacho imhondi🙌🙌

    • @MellisaMubayiwa
      @MellisaMubayiwa 6 місяців тому +5

      She did not trust her dear mwana akatokumbirwa kwasekuru vake mom varikubasa wena

    • @rhodabodo7360
      @rhodabodo7360 6 місяців тому +1

      Kana kurepwa navo awa Wana step father

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 6 місяців тому

      ​@@rhodabodo7360zvizhinji ngatipei vana vedu kuna Mwari nekuti kana hama chaiyoo yekwamai kana yekwababa vanogona ku repa mwana kana baba chaivo nyakubereka vanozviita saka hakusi kungwara kana kugona ngatipei vana vedu kuna Mwari

    • @Blessing-y9x
      @Blessing-y9x 6 місяців тому

      99 percent yavo👹

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 6 місяців тому

      Don't trust mestep mother nemastep father

  • @MartinTshuma-md9yg
    @MartinTshuma-md9yg 6 місяців тому +1

    The best prisenter humble and down to earth 🎉 thumbs up for sister Stella keep the standards.

  • @S24-x1u
    @S24-x1u 6 місяців тому +61

    I met Stella in town, she was buying her lunch. I greeted her and wow! Very humble...

  • @aleckwalusa6548
    @aleckwalusa6548 6 місяців тому +20

    This sekuru is a good orator..The way he explains is so detailed zvekuti unonzwisisa what really transpired

  • @Panashemhoya
    @Panashemhoya 6 місяців тому +4

    Thank you masisi. Keep up Tha gud work. Positive reporting indeed.

  • @RoyMufurira
    @RoyMufurira 6 місяців тому +56

    Ini kutoenda ndichisiya mwana mumaoko ababa vake handiite kuzoti stepfathere never RIP Ruru

    • @Beaa4431
      @Beaa4431 6 місяців тому +10

      Ini ndakarambana nemurume vana vangu handina kusiya. Murume akating hee uchavadzosa vachakunetsa, zvipi? Iye zvino vakomana vave ana saumba vasikana vakaroorwa. Madzimai vana havasiirwe varume.

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 6 місяців тому +5

      Mai nemwana wavo purizi, vana mahandbag anamai, l know situations sometimes forces kuti tisiye vana but ndoona zvirinani kusiira mubereki wako mwana pana stepmom/dad

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 6 місяців тому +1

      Same nastep mother Saka hapana difference

    • @jenniferkashiri4746
      @jenniferkashiri4746 6 місяців тому +3

      Yes the difference is the same kana tichinge tasiyana nevarume madzima ngatigarei vevana vedu musagarise Vana Nana stepmother or stepfather munhu nemwana wake paari

    • @TauraiSveto
      @TauraiSveto 6 місяців тому +1

      Kana uchiti stepmother kana stepfather havafanirwi kugara nemwana i don't understand pana stepmother baba vake vanenge varipo uye pana stepfather mhamha vake vanenge varipo so in other words you're saying mwana haafanirwi kugara neumwe wevabereki vake

  • @GraceWhite-v3c
    @GraceWhite-v3c 6 місяців тому +21

    Thanx Stella ndisekuru vngu ivavo ndarwadziwa Ruvimbo😢

  • @FaithKazomba
    @FaithKazomba 5 місяців тому +2

    Zvinorwadza izvi . Chegutu my home land. RIP Ruru

  • @dorcasjimu8330
    @dorcasjimu8330 6 місяців тому +31

    Hapana kutaurira apa,Mwana afa haachadzoka ,ngavaende kujeri postmortem yataura Kuti akarohwa ngavaende kuchikurubhi vanodya ndove

  • @luciachimwaza785
    @luciachimwaza785 5 місяців тому +2

    Apa mai Sauti hausiriwe wanga wabirwa mari yacho yoo zvakawoma..continue to RIP Ruvimbo...vanhu dzidzai kukwana chaiko kuponda mwana chokwadi..ngozi yacho haipere iyi😢😢😢😢

  • @Anotidaishe-m9d
    @Anotidaishe-m9d 6 місяців тому +27

    Baba vekuUMP avo vanoziva chikaranga chaicho👏👏👏👏👏ende vakazviduputsa pamwe nekuzvityora

    • @RudoMukombe
      @RudoMukombe 6 місяців тому

      Varikutoziva Kuti Ngozi yatounzwa mumusha

    • @oniekurira6588
      @oniekurira6588 6 місяців тому +2

      His speech touched me, poor father😢

    • @charlesmandieuza
      @charlesmandieuza 6 місяців тому +2

      ummm ndarwadziwa ndkutaura kwavo kuti kunyangwe nditukwe ndinongoti ndagamuchirwa zvakanaka

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 6 місяців тому

      @@Anotidaishe-m9d sure. So sad vana tinoparira dzinza iii honai kunyadzisa baba musharukwa akadai. Ivo mai şauti ava bad combination na nicola mmmmm chihure chete chaiita kt vawirirane

    • @almsdeeds2003
      @almsdeeds2003 6 місяців тому

      ​@@masciemudumo kkkkkkkkkk

  • @chengetomupinda-nh8sz
    @chengetomupinda-nh8sz 6 місяців тому +14

    Thank yu zion murirudadiso

  • @libertyshambare231
    @libertyshambare231 6 місяців тому +8

    powerful words of advice from sekuru

  • @BryanChilambo
    @BryanChilambo 6 місяців тому +3

    Thanks to sekuru vaRuru kubatana kunodiwa hama munashe 👏👏don't rest Ruu fight your killers 💔💔💔💔😭

  • @Loraine887
    @Loraine887 6 місяців тому +12

    Mai Sauti ndiwe waitofanigwa kumisa bopoto iri, asi wakasvika ukawedzera sauti sezita rako ,hona nhasi waparira dzinza ngozi ,tete nabhudhi hasha hadzigadzirisi chinhu ikezvino dzapera ka hasha dziya wasara wave wega muchitokisi , mwana mdiki nemarohwego akadai Ruvimbo hondo ndeyako 😢

  • @magmat3363
    @magmat3363 6 місяців тому +13

    Mwari havadhakwe, munhu haawuyiwe sehuku, people are going to have to face their own.
    Rumbi rara murugare reShe vanhu vachadzidza zvavo .🙏🙏🙏

  • @Blessing-y9x
    @Blessing-y9x 6 місяців тому +26

    Mbatya dzemwana 😢😢 vaidzidii kuda kutsipika mwana kuti asamuke varoyi

    • @GeorginaChihoho
      @GeorginaChihoho 6 місяців тому +2

      Vagara vaitoda kuuraya vanhu ava

    • @patriciagunzo6171
      @patriciagunzo6171 6 місяців тому +2

      Vanhu vechirume havana mwoyo zvachose vanoraper vana vavo nekuuraya ini handitruste vanhu rume zvachose

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 6 місяців тому

      ​@@patriciagunzo6171dont trust anyone angava murume kana mukadzi vese vane hutsinye kuvana vasiri vavo

    • @Olcool
      @Olcool 6 місяців тому

      ​@@patriciagunzo6171not me. There are step moms who are evil as well worse than men.

    • @TauraiSveto
      @TauraiSveto 6 місяців тому

      Kwete vese because tinoonawo vanamai vanopa vana vavo poison kt vafe so kuuraya mwana hakunei nekt ndibaba hr kana ndimai zvinongosiyana nemoyo wemunhu

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 6 місяців тому +10

    Hooo Nicola ibhishu,saka mweya wemufi wekutanga uri kumuteera

  • @mollynchitanda3569
    @mollynchitanda3569 6 місяців тому +79

    Mwana akafa achirwadziwa uyu, imagine the pain 😭😭😭😭

  • @LilianChitau
    @LilianChitau 6 місяців тому +5

    Sekuru you have wisdom God bless you

  • @TebohoMaxwell
    @TebohoMaxwell 6 місяців тому +96

    Me l will stay single handidi zvestep father pamwana wangu

    • @TauraiSveto
      @TauraiSveto 6 місяців тому +4

      Waunenge uchidanana naye iyeye ( ur boyfriend) ndiye anenge achitova stepfather wavo unless kana uchiti hauna munhurume waunodanana naye apa unenge wabuda pachena kt hauna ma feelings and you're not normal

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 6 місяців тому +2

      😂😂😂confusion yako inotangira pakuti Me😂😂😂

    • @noahknowledge7375
      @noahknowledge7375 6 місяців тому +4

      Vanhu havafanane ma behaviors that's all about life

    • @memorytarambiwa6161
      @memorytarambiwa6161 6 місяців тому +1

      Taura hako

    • @RumbidzaiMudiwa
      @RumbidzaiMudiwa 6 місяців тому

      Tikwanirei

  • @lovenessmugadza-qz5ji
    @lovenessmugadza-qz5ji 4 місяці тому +2

    Zvakaoma justice for Ruvimbo don't sleep fight for your justice 😢

  • @AwakhiweNcube-jj3ys
    @AwakhiweNcube-jj3ys 6 місяців тому +31

    Sekuru veku UMP mwari ngakuitirei zvakanaka you are the best father ever

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 6 місяців тому

    Thank u Mrs Stella Muusha ne basa guru rinoshamisa kudai ruvimbo muka ubate basa dzerera

  • @davidnyamasvisva-8070
    @davidnyamasvisva-8070 6 місяців тому +3

    Stella continue to do the good work. Your coverage of events is par excellence.

  • @esnathmaguduru3493
    @esnathmaguduru3493 6 місяців тому +34

    vanhu kadzi plz madiro enyu evarume aya kaa?? honai mapinza mwana pakaoma.

    • @teclaChauya-ug5ru
      @teclaChauya-ug5ru 6 місяців тому +2

      Imagine kusiira murume vana ah vakadzi takaoma

    • @catherinekwashira271
      @catherinekwashira271 6 місяців тому +2

      Imi zvakaoma shuwa ini zvondinetsa kuti why vakadzi Taku trust vana vamwene zvokudaro

    • @tafadzwandiya4715
      @tafadzwandiya4715 6 місяців тому

      Hah nhai nhai ungada murume kudarika vana huh zvakaoma

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 6 місяців тому +12

    Unoshay kuti Zimbabwe inozorasika sei kana ine vanhu vane pfungwa dzakaita sedza sekuru idzi. Nemantambudziko sekuru nemhuri yose.😪😪😪

  • @TsitsiMukanyakanya
    @TsitsiMukanyakanya 6 місяців тому +13

    Masiingle mother dzidzai kuchengetai vana venyu mega.Zvekuda kuroorwa izvi munourairwa vana.Ndarwadziwa hangu

  • @jacobkachere5618
    @jacobkachere5618 6 місяців тому +18

    Regai vakuru vakatii kufunga kukomborerwaa ...100 sure ndiyo ingaurayirwe munhu hre Huh zvakaoma

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 6 місяців тому

      Apa haasiye akaba futi mari yacho. I'm heartbroken

  • @ConfidenceMusengi-y5z
    @ConfidenceMusengi-y5z 6 місяців тому +1

    Powerful word from sekuru vekuUMP dai zvananaira vakabata sekuru munhu wekuvanhu chaiye eishh

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 6 місяців тому +3

    Vana mai chengetayi.vana❤

  • @linahdhliwayo4350
    @linahdhliwayo4350 6 місяців тому +35

    Shedzai imbwa yegorongoza iuye ikuchidze moto Ruvimbo aite basa hoyiii hoyiii kamani

  • @nyaraingadella4924
    @nyaraingadella4924 6 місяців тому +10

    Ruvimbo paakati ndapa Tsungi ayifunga kuti vana Tsungi will help her 😢😢😢😢

    • @EletinaMaponga
      @EletinaMaponga 6 місяців тому +1

      Plus aifunga kuti vanomuregera kuramba vachirova kana ataura kuti apa Tsungi. This heartbreaking. I also have a 16yr old child now otoona zero remwana kuti remangwana rake rakajeka apa odimburirwa upenyu panzira. Mwari tichengetereiwo vana vedu tega hatigoni 😢😢😢😢😢😢😢😢😢

    • @RutendoChikwangwadze
      @RutendoChikwangwadze 4 місяці тому +1

      Eeeh aifunga kuti ndonobatsirwa +pandinozofamba kusvikako ndeendambozorora kurohwa 😢

  • @beverlychiyanike3599
    @beverlychiyanike3599 День тому

    Not all stepfather are bad I was raised by a stepfather he was my father in all aspects be it food,fees etc I wish he was Alive ndaiita vekubereka

  • @Rumbidzainerutanga859
    @Rumbidzainerutanga859 6 місяців тому +86

    Zvakaoma wese akaisa ruoko pamwana uyu yatove ngozi Ruvimbo tevera vanhu vako vese apa mari yacho haana kutoiba😢😢

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 6 місяців тому +1

      Ende zvogwadza 😭😭

    • @elphuselvisnyangombe383
      @elphuselvisnyangombe383 6 місяців тому +3

      Wish nyaya iyi iyende kwa Mukotsanjera amumutse anyatsoisa moto vambokaure vasati vafa nekuripa.

    • @ElizabethMubvunzi
      @ElizabethMubvunzi 6 місяців тому +1

      Mai ava kuda chikomba chauraya mwana vana mai chengetayi vana wenyu❤

    • @SusanMasvikeni
      @SusanMasvikeni 6 місяців тому

      😅away8​@@ElizabethMubvunzi

    • @ehlukanidhliwayo748
      @ehlukanidhliwayo748 6 місяців тому

      Mwana aigara nasekuru. Zvaukutaura wazvinzwepi​@@ElizabethMubvunzi

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 6 місяців тому +2

    Ruvimbo rip Mwari anoziva hake.vanhu ngavasungwe.vapuwewo chitarafu cherufuwo.bible rinoti ukauraya unofawo uchiuraiwa wo.

  • @SharonMunyoro-x2r
    @SharonMunyoro-x2r 6 місяців тому +7

    If it was me ,ruvimbo ari mwana wangu ,haaa iyi ndaitonga ndega 1 wavo aimuperekedza chete aaaa

  • @pridekoga
    @pridekoga 3 місяці тому

    Im so happy this channel is growing

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai 6 місяців тому +12

    100us imari here mbwa imi kurayira mwana zvakadaro vose vakarova ruvimbo come back my baby

    • @theresamambara5923
      @theresamambara5923 6 місяців тому +1

      Apa haana kuitora futi mbwaa

    • @CiciliavTazvivinga
      @CiciliavTazvivinga 6 місяців тому +3

      Zvakaoma veduwe dei Mai vacho zvavaive vati mirai ndouya vaingo ripa mari yacho kuuraira mwana 100 dollars inokweretwa ikadzorerwa

    • @MellisaMubayiwa
      @MellisaMubayiwa 6 місяців тому +1

      Mbwaaa hombe chaidzo apa yaasina kutora nxaaaa zvirikundibata mhani

    • @TichaevaGombe-dk1ce
      @TichaevaGombe-dk1ce 6 місяців тому +2

      ​@@MellisaMubayiwa Ini wangu mwana akapotsa aurayirwa $1 raaiva asina kutora nebrother yangu

    • @MellisaMubayiwa
      @MellisaMubayiwa 6 місяців тому

      @@TichaevaGombe-dk1ce ndiye Satan chaiye haaa mweya yevanhu yashata sure haaa zvakaoma

  • @CathreneChikwavava
    @CathreneChikwavava 6 місяців тому

    Nyaya yaRuvimbo inondirwadzwa hangu sekuru thank you nekumira nasisi venyu

  • @siphiwengwenya1606
    @siphiwengwenya1606 6 місяців тому +15

    Scaring 😢😢they no even feel the pain when the child was crying for forgiveness

    • @tabethamashava7923
      @tabethamashava7923 6 місяців тому +1

      Imagine veduwee kana kutya kwanga kusiri kutochekeresa here

    • @OttilliaDhaimani
      @OttilliaDhaimani 6 місяців тому

      Imagine 🤣🤣🤣

    • @MissP-by2su
      @MissP-by2su 6 місяців тому +1

      ​@@tabethamashava7923taura hako hazvisi zvega izvi coz paanochema mwana moyo wako unototi urwadze womusiya bt ivo vakazvitadza vanhu vakuru kurova a 16yr old vakaplanner kuuraya mwana uyu

    • @Shamiso-bw5zo
      @Shamiso-bw5zo 6 місяців тому

      Imagine,akarwadziwa mwana iyeye veduwe

  • @RutendoMukumbi
    @RutendoMukumbi 4 місяці тому +1

    Nyaya inorwadza iyi 😢😢😢😢😢

  • @Maichipo-w9g
    @Maichipo-w9g 6 місяців тому +4

    Sekuru nematambudziko vezvemutemo hapana zvavanomboita handiti pakarohwa mwana paive nemapurisa aitofanira kudzivirira mwana vochengeta mwana muhusungwa vachiferefeta nyaya sekuru fambai mwana amuke arwadzise vese vakamuponda

  • @mirandahfungisai397
    @mirandahfungisai397 6 місяців тому +1

    Sekuru you are great

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 6 місяців тому +3

    Yes baba muri right coffin raifanira kusvika makagona well done

  • @spiwengoya3847
    @spiwengoya3847 6 місяців тому

    Ndakarwadziwa nenyaya iyi tete well done Moyo wangu uneronda

  • @JoyceWilliey-iy9rv
    @JoyceWilliey-iy9rv 6 місяців тому +6

    I admire the way you carry yourself Stella. You’re so humble and compassionate ! God bless you!

  • @mildredjoni208
    @mildredjoni208 6 місяців тому +38

    Hats off kuna sekuru veku UMP maita chinhu chakanaka baba

    • @Vovo_om4
      @Vovo_om4 6 місяців тому

      Zvakaoma kugadzirira mhosva nemwana wachembera

    • @GavenKagodora
      @GavenKagodora 6 місяців тому

      😢 chokwadi

  • @beatricendlovu4466
    @beatricendlovu4466 6 місяців тому +3

    Dankie Zion ngatichemeyi ne tariro asi Ruu muka uzvirwire

  • @noreennoreen2587
    @noreennoreen2587 6 місяців тому +2

    Eish ko hembe dzaitorwa how Haa God have mercy 😭😭😭,muka uzvirwire

  • @WinnetMasarakufa
    @WinnetMasarakufa 6 місяців тому +6

    Dai Mwari apindira parega kuita chinhu chinonzi divorce cz ndohonzeri yezvese izvi. Mamwe mazita atopawo vana aaaa Bvunzayi chii ichocho aaaa

    • @normanjacob1076
      @normanjacob1076 6 місяців тому +1

      Baba vemufi vakafa hapana divorce

    • @tingamakoli3940
      @tingamakoli3940 6 місяців тому

      😂😂😂 nhai veduwe vanhu avateerere zvinotaurwa​@@normanjacob1076

  • @margretmalhungwa8084
    @margretmalhungwa8084 6 місяців тому +1

    Sekuru VaRuvimbo you very humble munozwisisa

  • @RoseMudiwa
    @RoseMudiwa 6 місяців тому +4

    Ko maiidi kuudzawo Mai was Ruvimbo kuti vana hawana kugarq mushe😊

  • @carolinekamugunde4640
    @carolinekamugunde4640 6 місяців тому +2

    Haa nyaya iyi inorwadza. Ndarwadziwa hangu ini

  • @unity9896
    @unity9896 6 місяців тому +4

    RIP Ruvimbo 😭😭😭😭 ndomaendero acho hr nhai mwanasikana kufira mumaoko evaipi,zvakaoma

  • @LindaBasopo
    @LindaBasopo 20 днів тому

    Izvi zvichatipa kusaroorwa chete zera nemwana wangu veduwe mwana ashaya uyu ummm 😢😢😢handichawanikehangu

  • @EliphasTshuma
    @EliphasTshuma 6 місяців тому +19

    Mweya wangu haufari nezvakaitwa izvi

  • @beekays436
    @beekays436 5 місяців тому +1

    Saddest death of another girl child. As women please tapota let's safeguard our dear and vulnerable children. Gara pane vana vako, why leave them nemhondi dzakazara mweya wa ED ne ZanuPf unoda ropa mu Zimbabwe. Neighbours and Community should report cases of abuse Don't just see and No Action. Muka Ruvimbo. Thank you ana Baba from Murehwa, at least you are remorseful. Lord have mercy 😢🇿🇼

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 6 місяців тому +4

    Haaa asi imi baba vaRuvimbo shuwa sei maitadzao kuchengeta mwana wenyu sure Hama yedu yafa ikasiya vana sehama ngatiiteo check on vana vanosiiwa nehama dzedu haaa zvakaoma shuwa sehama ngatibatanei

    • @charlesmandieuza
      @charlesmandieuza 6 місяців тому +2

      ndimi munoti mwana kuna mai vake

    • @gertrudemasuka3449
      @gertrudemasuka3449 6 місяців тому +2

      Havasi bamkuru hre or bamnini ndanzwa sezvanzi baba vacho vakafa

    • @charlesmandieuza
      @charlesmandieuza 6 місяців тому

      @@gertrudemasuka3449 ndibaba mukuru ehe

    • @PaulTarisayi
      @PaulTarisayi 6 місяців тому +1

      Kazhinji vana amai havadi kusiyana nevana vavo, Saka panonetsa

  • @franciscamandeya5285
    @franciscamandeya5285 6 місяців тому

    Sekuru nematambudziko mufunge. Mune moyo wakanaka. Mwari vave nemuzukuru wenyu azorore murugare🙏🏾🙏🏾🙏🏾

  • @sarudzainyandoro4910
    @sarudzainyandoro4910 6 місяців тому +23

    Ndozvakandipa kugarà ndiri single ini haaa dai vakafirako

    • @marthamahleza9597
      @marthamahleza9597 6 місяців тому

      Shuwa ukazvifunga izvi aude kana munhu mulife mako shame

    • @gloriamandaza2347
      @gloriamandaza2347 6 місяців тому

      Taura hako dear ndopandotukwa nemadzitete kuti ndikushaya murume ini handidi hangu nevana vangu

    • @carlgarmte
      @carlgarmte 6 місяців тому

      Wakagona

    • @carlgarmte
      @carlgarmte 6 місяців тому

      ​@gloriamandaza2347 chengeta Vana vako kana wafunga kuroorwa Siya Vana namai vako

  • @sheltahmuzadzi-kv5rn
    @sheltahmuzadzi-kv5rn 5 місяців тому +2

    Anamai ngativei nenguva yekukurukura nevana pliz

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 6 місяців тому +24

    Aaaah veduweee iwo mabreak- up awandisa kana usingade Munhu usarare naye coz vana ndivo vanozosuffer in the future whether step mom or step father ingozi iye kuchengetera mumhu kusiriko kune rudzi rwake . 😢😢😢😢😢😢 Rurue must not rest until justice is served.

    • @TinoeChikasha
      @TinoeChikasha 6 місяців тому +1

      But it's not like hama dzaRuvimbo dzanga dzatadza kuchengeta no but stepfather ndivo nyakutono kumbira mwana vachiti varikuda help ivo.. Unenge usingato zive kt uri kuisa mwana mumaoko emhondi

    • @melodyzvimba7050
      @melodyzvimba7050 6 місяців тому +1

      Baba varuvimbo hanzi vakashaika avana kurambana

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 6 місяців тому

      ​@@melodyzvimba7050 ko vataura vaine red t shirt nduani . Ndanzwa sevati ndobaba vacho

    • @BothwellTonderayi
      @BothwellTonderayi 6 місяців тому

      Ndibamnini

    • @BothwellTonderayi
      @BothwellTonderayi 6 місяців тому

      ​@nokuthulndibamniniankomo6657

  • @evanspodzainyikavaranda3307
    @evanspodzainyikavaranda3307 6 місяців тому +2

    Atambirwa musvohwani wangu.. Munhu anoperekedza ne mabasa... Nzira ngaicheneswe nyaya yako ifambe mugwara.. Haurovi mwanasikana

  • @MellisaMubayiwa
    @MellisaMubayiwa 6 місяців тому +7

    Zvinorwadxa hama dzangu my heart is spinning noe 😢😢😢😢rest well ruvimbo

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 6 місяців тому +1

    Thank you anasekuru workhard for Ruvimbo justice

  • @MercyChari-v7r
    @MercyChari-v7r 6 місяців тому +4

    Ndanzwa tsitsi nababa vane mumwe wemwana akauraya

    • @linahmukotekwa5475
      @linahmukotekwa5475 6 місяців тому

      Ndachema zvavataura zvandibata 😭😭😭😭😭

  • @mavishomwe3663
    @mavishomwe3663 6 місяців тому +1

    ndirini kwaifiwa kuurairwa mwana sandi nyore😭😭😭

  • @petraruskie9535
    @petraruskie9535 6 місяців тому +12

    Justice for Ruvimbo, rest when you are done fighting. Mukira kunyanya tete accuser namai Sauti vanhukadzi kuita hutsinye unosemesa

  • @NineTemba
    @NineTemba 6 місяців тому

    Haaa ndakatsamwisisa kuvarovi
    Ndigorwadziwa nekurasikirwa nehupenyu kwemwana
    Shuwa mwana kufira handret dhoraz here veduwee
    Apa haasiye akaitora
    Kutsvinyirwa kuri kuita vasina mari hazvina kunaka.Makati mwana titsvairire,pedzezvo moti watibiira maihweeeee,😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa ini

  • @lovenessmutibura1152
    @lovenessmutibura1152 6 місяців тому +40

    Vakadzi tisatruster mastep father

    • @josphinematemera5913
      @josphinematemera5913 6 місяців тому +3

      Or step mother

    • @TichaevaGombe-dk1ce
      @TichaevaGombe-dk1ce 6 місяців тому +7

      Even dzimwe hama mufunge .Ini ndakapotsa ndaurairwa mwana wangu nehanzvadzi yangu chaiyo nekurovewa

    • @Mambokadzi425
      @Mambokadzi425 6 місяців тому

      True it's very dangerous

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 6 місяців тому +4

      If possible munhu ngaaongagara nevana vake finish n klaar

    • @sandrachitima727
      @sandrachitima727 6 місяців тому +3

      Chero hama dzedu, ini mwana wangu akamborohwa ne munin'ina wangu hanzi akasvika pakuti ziii vamwe mai vaipfura ne road ndovakazobatsira zvakaoma apa ini ndiri joni ndiri kuti mwana ari mumaoko emwana wamai vangu asii iiii

  • @FaithNdlovu-qb3ll
    @FaithNdlovu-qb3ll 6 місяців тому +2

    It's too late dai vaka tora muzukuru wavo sekuru vakachengeta mukadzi uyu was desperate It's not easy kusiya vana na stepfather 😢

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc 6 місяців тому +3

    Veduwee ini ndototya kusiira baba vevana vangu mwana musikana kwakuzoti stepfather haa azvibudi.azvishamisi kit stepfather ivava vaitombobata chibharo.

    • @Mka4315
      @Mka4315 6 місяців тому

      Ndaiti ndini ndega ndotya kusiya mwana wangu, na baba vake

    • @TendaiBangamuseve
      @TendaiBangamuseve 6 місяців тому

      But apa tikanyatsoterera nyaya zvizere vanenge vaigarisana zvakanaka iye Ruvimbo hanty aigara kwasekuru vake,mhepo dzakasimudzwa natete vaida kuitirwa basa ndivo vaifanira kutsvaka a reasonable way yekugadzirisa nyaya semai

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 6 місяців тому

    Good work Mrs Stella muusha

  • @missmadas203
    @missmadas203 6 місяців тому +15

    Mapurisa vayichengetedza mutemo nevanhu kare. At the moment ndidzo mbavha nemhondi huru
    I think it's because they are not properly trained. Chavanoziva kutumwa ne ZANU to go out there to torture and kill. Mapurisa chayiwo hakusisina

    • @petermabugu6586
      @petermabugu6586 6 місяців тому +2

      Ndoo chokwadi ichocho zanu ndoo iri kukonzeresa zvese izvi

  • @EvidanceChauke-wk9ex
    @EvidanceChauke-wk9ex 5 місяців тому

    Well done Sekuru munogona kutsanangura mwari akuitirei zvakanaka

  • @NeoMaphosa-d3t
    @NeoMaphosa-d3t 6 місяців тому +3

    😢😢😢Amen kufira nyaya dzisiri dzako

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 6 місяців тому

      Haaaa zvotyisa , ko iye mwana wekuba Mari zvakuri kutorera mbavha hurusa munyika , dai vasina kunenera munhu 1 asi vakabvumza mazera ose aivepo potse potse Mari yacho yange yasiiwa namai vacho😢😢😢😢😢😢

  • @ShillahGobagoba
    @ShillahGobagoba 3 місяці тому

    Sekuru mwari vakuitirei zvihombe nemoyo wenyu wakadai ndinongoti nematambudziko mwari wakunyaradzei😂😂😂

  • @Elizabeth-on9yg
    @Elizabeth-on9yg 6 місяців тому +5

    😢muka mwanasikana pliz , haungoendi sehuku😢

  • @AyandaChikwadada-hm8to
    @AyandaChikwadada-hm8to 6 місяців тому

    😢😢😢😢😢ndarwadziwa mwana wangu guru rinorwadza .Ruvimbo hausaty watanga my garl

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 6 місяців тому +3

    Baba avo nemhuri yavo iMhofu chete. Vanobva kumusha kwangu. Vane hunhu.

  • @tracybiriati1448
    @tracybiriati1448 6 місяців тому

    Well done sekuru munoziva mwari nekutaura .. zorora zvako Murugare Ruvimbi😢

  • @ZviiteiMawocha
    @ZviiteiMawocha 6 місяців тому +4

    Yaa shuwa ngaavatinhe vauye zvavo vega ende ngavauye vakarongeka kwete kuuya kutaura zvisina bsa vakauraya mwana

  • @MemoryGumbo-b7m
    @MemoryGumbo-b7m 6 місяців тому +1

    Rest in peace my daughter ndarwadziwa shame..thats why ndirkuchengeta vangu ndega...kudenga kuna Mwari anotonga😭😭😭

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 6 місяців тому +13

    Mutauriri we mhuri sekuru muotaura zvinobatika thank you

  • @mandlovunumber1163
    @mandlovunumber1163 6 місяців тому +1

    Stella you are the best

  • @farimunzvengi2181
    @farimunzvengi2181 6 місяців тому +22

    Stella Muwusha is the best jounalist out there❤

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 6 місяців тому

    Haaaa Stellah unogona basa my sister hauna paunosiya kuvhunza❤