Vana vaifudza mbudzi vakaona dehenya nemapfupa kwaGutu, Maporofita achiti munomuwana agere paVeranda
Вставка
- Опубліковано 10 жов 2024
- Munyaya yaTeacher vekuTashinga vakashaikwa kwe 3 weeks . Vana vaifudza mbudzi vakaona dehenya nemapfupa kwaGutu, kuno Maporofita achiti munomuwana agere paVeranda.
My favorite chanel l am waiting for you Aunty Stella
The girl is sweet ❤😭😭. Nyaradzwai naShe
Atova an adult ane 24yrs
Was waiting for Tete Stella's interview munogona Tete munonyatsogona kuvhunza 👏👏👏👏
Taura hako
Zvakaoma Mweya mutsvene akunyaradzei nekukusimbisai panguva inorwadza kudai 😢😢😢
😢this is said and painful, l hope justice will prevail to this family.
Zvinhu zvacho kubva Harare kuno paradzirwa kwagutu😢 Mwari buritsai vanhu vakaita izvi ah chii chakadaro
Iii that young girl is a matured, young girl. Her future is very bright. She is so good at narrating events. all the best to her and may God guide her and fight for her. Condolences to her and her family for their loss.
She is 24yrs old
Family yakabatana zvayo. ...nyaradzwai henyu but ngarwe kwaari ikako 😢😢😢😢
I suspect former husband ..anenge ndiye aitopindura mwana kumasms ..paakati kukwata
Family iyi is very cooperate
RIP my dear sister mosva ayirovi 🙏
Police mutemo rudziiko wekut after 72hrs ndipo pamunotsvaga aiwa zimbabweans ngatiitei noise mapurisa achinje mutemo,munhu akanzi ashaikwa ngaatsvagwe ipapo ipapo especially nenguva yatiri mabhinya awanda.
Yaaa thise days ama prophet amanengi ayenzi bussiness esidla imali zabantu mahala
People are heartless mmmmmmm😢😢😢😢 Rudo takaisepi mazimbabweans
Ex husband ndiye akaisa ruoko
True that
Mmmm izvi hazvitaurike veduweee this is so sad and hapana kana anoziva zvaakasangana nazvo what actually transpired.
Hmmmmm so touchy
So it means aka kidnappwer ka kuzonourayirwa kwagutu💔😭😭💔,haaa vanhu vaipa veduweee,nyika yeZimbabwe yatove south africa
😢😢zvinorwadza hazvo Mwari nyaradzai mhuri iyi
Zimbabwe yatoshata moto.kubiwa kwemamiriyoni kurawa kwevanhu zvakutyisa
Mhepo dzakatangira mukomb Dai asina kudhumira mukombi pamwe angadai arimupenyu
Open Case yemari dzamakadlirwa nemaporofita muchinyeperwa aah
Nenguva yatiri kurarama ikozvino nezviri kuitika munyika medu dai zvaibvira kuti mutemo wekuti munhu Mukuru akashaikwa kunonzi 72hrs.pa nguva iyoyo panotokwanisa kusevhiwa upenyu hwemunhu.nyika yashata iyi
😒😒😒 Andivazivi hangu but ndarwadziwa ini 😭😭😭
Nyika yashata chii chapinda vanhu nhai veduwe 😢😢😢😢
My 2 sense dzinifunga kuti maybe exhusband number 1 suspect
Mwana arikurwadziwa uyu ane bundu mumoyo zvesure
So painful hang in there my girl Mwari vakupei simba
Ummmm zvakaoma shame rwisa wega Stella usamire . Zimbabwe yakutotyisa kutaura chokwadi
Hiiii 😢
X husband wakachena here iwe?
Rip stella 🙏
Shame😭😭
Aaaa shame sorry baby girl
Zvakaoma hazvo 💔 💔
Mmmmm so sad asi maprofita musazodaro simba ramwari chairo ringanzi $ 1,5
Zvakaoma veduwe 💔
Mwari vakunyaradzei panguva yakaoma kudai
Yah, Tanga takamirira kunzwa from you guys
Very sad
Uuuummmm zvakaoma zvino rwadza
Unotoshaya kuti tikuendepi senyika
Zvakaoma@@simlorfilms1954
Toenda kupi Mwari 😭😭😭😭
Sorry baby girl😢
Dzoserwai mari dzenyu nembavha dzinoshandisa magora kuporofita
Tete mogona kuvunza ndokudai tete Stellar
Zvakaoma shuwa
Pakaitwa DNA test here
This is a sad story. MHSRIP. I agree with the father that search of a missing person by the police should start as soon the person is reported missing.
Uuuuummm zvakaoma shuwa nyika yaipa shuwa 😭😭😭