Gone are days vana amai pavaisuvira dzimba kuvana vavo. Ukaona amai vachipa decision on behalf on her daughter. Kurai ana amai. Ambuya vacho chechi dhakwawo zvaacho icho. Our CHIEF OUR FAMILY BUILDER. ONESAI VANHU
VANASIKANA ARE BEING MISLEAD NEVABEREKI....... ITS SAD THAT OUR SOCIETY TAKES DIVORCE FOR GRANTED ...MA V11 AYA VANA VACHAKURA AND VACHAMAONA VOBVA VAZIVA KUTI MAI VEDU VAIVA BENZI
True, and he's not saying kuti baba havachina hanzvadzi but tanyanyopararira nenyika kuita relationship naatete vako it's difficult. Anababa naanamai now have to step in. Unoita tete vari kunze kwenyika, time difference yacho moshaya kuti munonyatsoudzana zvehupenyu nguvai. Pawakamuka atete vakavata or vari kushanda, pavamukawo or pavari free iwe wavata, waakuchikoro or kubasa. Kare waikwira bhazi wonoita mazuva uri kwaatete
Iye uyu ngaatengere mukadzi phone yake iye kuti amutonge kwete kuti phone yemukadzi woda kuitonga plus hauchengete mukadzi futi nxaaa.Apa wakamuisa kuma DNA futi which means you suspect your wife something. Tengera mukadzi phone chengeta mwana bvisa pfuma ndiko kuti umutonge not even kutonga futi but kutaurirana.
It depends on the type of marriage boss. These chiefs know which type of marriages are under their jurisdiction and which ones should be referred to the high court.
I love Chief Nyamaropa you are a father appointed by the soil (nevhu).
Perfect mambo mashoko enyu anomwisa mvura
Akafanana nemwana wake shuwa🙌
My favorite Chief very straightforward
Mambo vane mashoko makuru edzidziso, rambai muchidzidzisa kwete mumatare chete asi kurufu, michato, zvikoro, in love ❤️ with the teaching,
Thanks ndanga ndavasuwa chief avo
Ndivo Mambo avo vamwe vese garai pasi
Amen mambo 🙏🏻
Ambuya vanenge vakatotsvagira Mwanasikana wavi chikomba avo vakapangama zvekuti
Amen mambo tinotenda nedzidziso
Well done mambo ❤
Amen Mambo
Vanhu Havana kurambana avo Mukadzi uyo atoona kuti akasaramba Mface uyo massages dzichavhurwa pamberi pevanhu
Iwe ungaende ku DNA mwana akafanana newe ziGuma iro unopenga mufana iwe une mari yekutambisa.
😂😂ziguma here😂😂😂
Aiwa mambo, murume ngaasiyane naye zvake. Mukadzi igumbo mumba nekunze iro
Well done chief
Gone are days vana amai pavaisuvira dzimba kuvana vavo. Ukaona amai vachipa decision on behalf on her daughter. Kurai ana amai. Ambuya vacho chechi dhakwawo zvaacho icho. Our CHIEF OUR FAMILY BUILDER. ONESAI VANHU
Amen ipapo mambo tinoputsa nekusaziva
Taurai zviripo kwete zvokufungidzira,, ma marriages anosiyana ,, eku court neechivanhu,, yeku court ndiyo ine procedure yaurikutaura iyoyo.
Well done mambo 👏👏👏👏👏
❤
Wagona musikana varume vari selfish chaizvo aida kunyengererwa akazviruza ndizvozvo.
Apa mukadzi wacho smile.
Ndomadzimambo akatumwa nedenga aya
mambo venyika 🙏
Morning pple
But vana pamberi pecamera bhoo here apo media media
Well done mambo
Ndokumbirawo fn no# dza mukoma Sly kana Paine anadzo pliz pliz
Murume anogona kuva wrong hake asi Mukadzi achinepfungwa dzeudiki and arikuvhaira nekuzvinzwa asi arikufurirwa na mai vake.
Mai vane top yeblue😂
Background noise is too much
VANASIKANA ARE BEING MISLEAD NEVABEREKI....... ITS SAD THAT OUR SOCIETY TAKES DIVORCE FOR GRANTED ...MA V11 AYA VANA VACHAKURA AND VACHAMAONA VOBVA VAZIVA KUTI MAI VEDU VAIVA BENZI
Zvaari kunzi anemhuri panoitwa sei.
Mai vane blue kushure uko vashama wena panzi ngava gare vose😂😂😂😂
Kkkkk
Mai vari ku back avo ummm vashama asi hama yemurume
Mukadzi uhure anezvikomba uyo
Shame ende akafanana nemwana wake
Ambuya vaita mumwe wavada
Mai vemukadzi ihure,chisikana chihure futi
Ndozvamunoita varume mukatsvinyira munhu mozodzoka nguva yamunoda munhu anenge atosviba moyo obva aramba makutomuti ihure vana penga udzoke
ndeipi mambo
Mambo mataura chokwadi,hakusisina vanatete
Vana tete variko
True, and he's not saying kuti baba havachina hanzvadzi but tanyanyopararira nenyika kuita relationship naatete vako it's difficult. Anababa naanamai now have to step in. Unoita tete vari kunze kwenyika, time difference yacho moshaya kuti munonyatsoudzana zvehupenyu nguvai. Pawakamuka atete vakavata or vari kushanda, pavamukawo or pavari free iwe wavata, waakuchikoro or kubasa. Kare waikwira bhazi wonoita mazuva uri kwaatete
Okay
But kurambana kuri nyore here nhai hama dzangu ndiudzeiwo pano,
Magona mambo.
Mambo please dont encourage vana vadiki kuenda pa chipari no no no
Mukoma Robert
Why asingatonge nevamwe murume uyo haaaa
Munhu akashata ariko riya anonzi nebible akanga akashata rachero akanga akanaka
Mambo uyu anowanza nyaya dzisina bsa
Mambo munogona
Vasikana dzikamai muchinyanya kupaparika kufadza chikomba nemusoro wemwana
Mukadzi akumhanya kuramba Murume arikuziva kuti ma chats aka lock mu fone aka vhura anomurambisa saka abva agara ati rega ndimutangire
Ehe ndokugona ikoko varume wanoda kunyengererwa fani
Shame
Vimbisoyashe next time siyai duku rekuchurcch kwedu
Imagine chii chakadero chero amai vacho hamuna kuuona here muchinjikwa uyo
Mai avo ipfambi futi mbuya vemuzukuru
Mai ipfambi avo
Ihure iro
Mainini vane chihure hure
Vangadii havo baba vachipedza 6 months vasina kuuya kuona mwana
Kaunda kkkk
Mota yakanopinda mugonyeti bvanda tenhesa bvaya buda at large 😂😂😂😂😂
Apo kanongozhinya zhinya kapfambi kufana namai
Pfambi hombe ndimai wako
Vana vedu avaka
Munoenda vapfanha hamuna storo yemweya kkkk mastatement amambo futi
Introduction it's too long mmmm
Its too long zvayo but ine dzidziso, i like this mambo anotanga adzidzisa before apinda munyaya.
Iwe mufana mukadzi mudiki uyo
Prosper kkkkk
Kuita kutsvinya mainini muchazvidemba
Iye uyu ngaatengere mukadzi phone yake iye kuti amutonge kwete kuti phone yemukadzi woda kuitonga plus hauchengete mukadzi futi nxaaa.Apa wakamuisa kuma DNA futi which means you suspect your wife something. Tengera mukadzi phone chengeta mwana bvisa pfuma ndiko kuti umutonge not even kutonga futi but kutaurirana.
Taura hako kuitira mukadzi wausina kubvisira pfuma ndiko kuzungaira chaiko, munhu tanga waroora ogara mushe nemukadzi wako uchimuriritira zvese zvaanoda. Kuswero fudza mukadzi kunge mbudzi ndchiiko
@@rashedngadze8853 musaite kunge ana baba venyu vanga vakapedza kurooora
Sapotai henyu asi mukadzi uyo naamai vake vane error
IULe
Mahumbwe
Ambhuya vakadai imhunza musha ngavasiye kutonga imba yemukwasha
Mambo uyu talks too much
This court is a Kangaroo court. A chief does not have jurisdiction on divorce. Vakazviwanepi. Its illegal.
Ahuna chaunoziva iwe Gauni ravakapfeka iro rinorevei majaira matare evarungu
They do have
Chiefs have jurisdictions it all depends on your interpretation and respect to traditional courts.
It depends on the type of marriage boss. These chiefs know which type of marriages are under their jurisdiction and which ones should be referred to the high court.
Baba nhiyawee matimutaurewo
Ambuya vaita mumwe wavada