He’s no clear reason for removing the kid from school. If he wants to say the child looked malnourished then why did he not take both of them? Something is smelling fish here. There must be a rule that disallow a non-resident parent from removing children from school. Teacher vacho havana matyira. She needs talking to.
Iwe ndiwe unoona hutano hwemwana kukunda mai vake iwe,Nekubiwa kuri kuitwa vana mazuvano,anonyeba uyu pane zvaaive akaronga zvisina kunaka.Benzi remunhu.
Munhu anofanirwa kubhadharira mhosva dzake. Arikushungurudza mukadzi, oba mwana chinangwa chake hachizivikanwi momuregerera in the name of kuchengetedza marriage musina kubudisa pachena kuti mwana akaongororwa for any possible sinister acts. Why mukuru ava vakatora mwana one musikana akupinda mu teenage achisiya mudiki wacho? Rudo rwake nderwe mwana umwechete? Pangoshaiwawo munhu abvunza kuti nemhaka yeyi akatora mwana umwechete pavana three? Nyaya aina kumira zvakanaka iyi Mai vachachema avo, mwana anogona akatoshandiswa kudhara.
I hope this man did not abuse his daughter
Chief mune wisdom. I salute vamwene nanatete vari kumira nemuroora wavo chero akarambana nehama yavo.
God bless you Chief, you the best
Muri chief plus muri tete futi at the same tym bhora mberi chief.
Mambo I salute you 🙏 munogona kutonga nekuyananisa . Keep on doing good work.
Mwari vakuitireyi zvakanakana chief,, you are the best ❤❤❤
I salute you mambo vangu👏👏you are the best❤❤
Baba vaida kutengesa itsvo dzemwana kuti vaite Mari mazuvano nyika yaipa
God bless you chief
Mambo ava ndimambo manyama❤❤i just hope kuti mwana haana kuabuswa 😏
Excellent mambo
Rombe rababa kuda kuyendesa mwana Ku girlfriend kuti anotambudzwa
Imagine
Kana ndiwewo zvako.
Waida kuti mwana aite hutano hwakanaka usingatenge chikafu zvakaoma sure.
Nhai zvako, ndinoona akamubata chibharo
I love matongero aChief ava ..may God Almighty give him more wisdom vanogonesa
Zibaba benzi
He’s no clear reason for removing the kid from school. If he wants to say the child looked malnourished then why did he not take both of them? Something is smelling fish here. There must be a rule that disallow a non-resident parent from removing children from school. Teacher vacho havana matyira. She needs talking to.
Sometimes I wonder what is wrong with my brothers. I believe he got a good wife but I don't know what's going on in his mind...
true. good wife indeed even amwene and sister they are behind the wife. i like the fact mabo called the teacher.
True, imagine all along murume asipo the wife was taking care of his mom...ndiye arikugara na amwene. Anemoyo wakanaka mukadzi uyo
Vamwe vana baba zvisuri zvevanhu chaizvo. Ndivanoshoresa vamwe varume
Zvisuri kikikikiki lol
Aida kuchekeresa mwana munhu uyu kana kumubata chibaro havana kumurepa here
I wish madzimambo anechokwadi seaya vachiudza president how to be a leader
Chokwadi vane wisdom
Amen Mambo magona ndinotenda matonga zvakanaka
Izvezvi hamheno ku n'anga kwaaive aenda akanzi enda unotora mwana wako msikana urare naye. Kana dai zvanga zviri zvekuonda kwe mwana akagodii kutora vese. Varume hamuchatembeki takutokutyai kuvana
that true bmnini wangu wakatora mwanasikana wamukoma wawo wakaenda kun'anga waida kumupengesa kt watenge mota nyika yashata ngavharirwe uyo imhondi benzi remurume hed wari wrong futi
Thanks Mambo nekubatanidza vanhu murambe makadaro
i ddnt see this conclusion comin kkkk , munotendwa mambo 🙏🙏🙏
Awwwwwwww sweeeeet thnk u mambo
Haaaaa Mambo u are e best ever among other chiefs.munofadza matongero enyu keep on doing da best
Thank you mambo
Chief to the fullest ndinohwa kufara nematongere enyu
Murume aida kuchekeresa mwana kana auda kurara nmwana anenge akaenda ku n'anga akaudzwa kuti rara nmwana
Chero mai vachiramba akadii kuvaudza kuti ndakunotora mwana
Vanhu vakuromba kuchekeresa mwana
Chief murikugadzirisa nyika. Hope this family will live in peace.
Kkkkk mambo anotonga uyu.Chokwadi mwana akapfeka mupedza nhamo.
Apa matonga mambo!!
Mambo ava kumberi
Ko interview ye4m 1 yakuitwa pasina maresults egrade 7 hr
Eh its done without grade 7 results its to secure a place and also start planning in advance for form 1
Hubenzi hwacho
Chief munokumbirwa kutonga nyika yese
Ini maonero angu muchinda uyo arikubvumira vanhu kuti vamuudzire zvekuita muvanano yake handzvadzi yake iyo inyoka
😢😢 let's hope aisada kuchekeresa mwana hake mhondi iyi nxaaaa
Aida kuchekeresa mwana here
Ndizvo chaizvo, akawana ma buyer asiko saka mwana akadzoka naye
Chief ndinotenda nemabasa amunobata
Twuchenii utwooo😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Ko madzishe hamupihwe team rekukwapaidza madinga ari stubborn semface wechibharanzi uyo?
Hongu baba ava vakakanganisa nzira yekumbotora mwana asi handifungi kuti dzimwe pfungwa dzose dzakaipa dzobudiswa apa vaive nadzo. Zvisinei, chinofadza chikuru ndechekuti vazowirirana zvinove zvanakirawo vana avo. Makakatanwa ayo anga achida kuitwa zvisinganzwikwi nevana nekuti zvichagara mupfungwa dzavo nekusingaperi. Kunyangwe dai vanga vawirirana kusiyana, zvakangonakawo kuti baba vasunungikirwe kupota vachionana nevana kuitira kuti vana vasashote rudo rwevabereki vose.
Mbudzi dzekumadziva dzakachipa kwevamwe chief vekwamutare mafifite 😂
BaMunashe uuuuuu vanodherera
Ko akadiii kungotaurira mukadzi wake kuti arikutora mwana vakasangana
Unobikira vana here iwebaMunashe ita mushe
Bba ava ibenzi guru pane zvaida kuita mwana
pamwe wakatomurepa ngatariswe
Kķkkk kuzoisa chain manje hayaaa
Mukadzi akageza uyo
Mmm imi bba imika
Uuumm statement rekuti nzara kunyepa chaiko baba awa
Did he understand that he was abducting the child
Aida kutengesa mwana kuti aite mari satani
Chibaba chaida kuchekeresa firstborn chete😢
Tete varimu background vanobhowa
Kuda vawane musikana webasa
Mutarise mwana kuti haana kubatwa chibharo here ,why akatora mwana sikana Aida kuita mukadzi mwana uyu chete that's why aireva nhema kwaaive nemwana
Iwe ndiwe unoona hutano hwemwana kukunda mai vake iwe,Nekubiwa kuri kuitwa vana mazuvano,anonyeba uyu pane zvaaive akaronga zvisina kunaka.Benzi remunhu.
This man was blessed with a good submissive wife but haazvione
Ndazvionawo hangu nhy
Mambo Sandi dzenyu ndimi maenzanise shuwa dzimba adzingofi saizvozvo
Teacher varikufemereka too bad
Hakuchina zvinyadzi nhai.zvakaoma shuwa.pasi riye raguma
Ndokutendai mambo nedzidziso ndinovimba vanonzwa rikunzwa mashoko amambo
Mambo kuseri
Kooo ari mudiki akandii kumutora
Munhu anofanirwa kubhadharira mhosva dzake. Arikushungurudza mukadzi, oba mwana chinangwa chake hachizivikanwi momuregerera in the name of kuchengetedza marriage musina kubudisa pachena kuti mwana akaongororwa for any possible sinister acts. Why mukuru ava vakatora mwana one musikana akupinda mu teenage achisiya mudiki wacho? Rudo rwake nderwe mwana umwechete? Pangoshaiwawo munhu abvunza kuti nemhaka yeyi akatora mwana umwechete pavana three? Nyaya aina kumira zvakanaka iyi Mai vachachema avo, mwana anogona akatoshandiswa kudhara.
For me, zvangu rudo rwekumanikidza aruite. This lady can be better off working for her children give her mom or mom n law kuchengeta vana
Uyu anoda kuendeswa kuchikurubi
Mambo matonga zvandada , murume imboko ende mamuudza chokwadi.
Mambo ava ndovada. Vanogona
Shamwari chengeta mukadzi uyo kwete zvimwe zvikweya zvirikukupedzera mari kuchirungu. Kune Aids bambo
Mudhara wakakanyanya
Kumanikidza munhu ade munhu aasingade is a recipe for disaster
Mkadzi musvinu uyo shuwa
Varume chiiko nhaimi
Zibenzi rababa iri
Good mambo vabva vadaidza teacher wacho kkkkkk teacher vanga vatori nehasha and ready to fight. srry teacher matopinda pa Tv kkkkk.
Kkkkkkkkkkk Mambo avaaaa
Murume uyu angoita kuti zvipfure amai mungwarire
Mambo ndovafarira kana vatanga kuti shut up shut up zvatoshata.
Mbavha
Varume ava vanoti kana awana pfambi Kunze uko vanokutsvagira tunyaya kutaura kwavasina kuswera
Foolish father ,who wants to fight his battles using kids