@17:04 Asi chiiko vanhu verudzi rwangu? Mubvunzo hwai iwowo? Mwana anonzi mutoro sei kana munhurume or stepfather in this case is willing to take care of them? These kids it sounds like they’re under 18 and mutemo unoti they live with their mother until vabve zera. Saka moda kuti vana vaendepi? Izvozvi this lady has been so judged cos she’s in a 3rd relationship. Imi vanhu imi fambai nenguva. Varume vangani vaita dzimba Kunze uko but they ain’t so belittled for that? Maybe ane munyama wekusangana nevarume vasingamudi for eternity. Saka yava mhosva here?
@@stephennyemba3712unedambudziko. Mwana is a minor, the law of the land dictates what should happen in that case. Mdara uyo needs some education. I’d sue him if I were the lady’s family
@@bzw004ncpawango tanga nekuti unedambudziko, I stopped going any further with your comment. You don't insult first and then make a point even if it's valid. why not follow similar respect I gave to the initial comment. Tiri kuwonesana pano I believe.
@SheStoicForLife77, hakuna mutemo unoti mwana ari under 18 anogara namai tipe Section yemutemo wawataura sei muchinyepa trying to sound knowledgeable on a public platform.
Matonga mushe Mambo. Ava on your right I don’t like their mentality at all. The guy on your left is for keeps. He’s rational, logical in his ways and he brings sunshine to your court. Vakwegura ava to your right ngavakumure pfungwa sharu vave critical thinkers in their ways.
@@emmanuelchaza2952 I don't know her story to be fair. Therefore, I'm not gonna think she's the wrong one in these relaionships. No I'm not gonna do that. I don't like speculating. The way I want people to tolerate me I set the same values on how I look at other people. I'd rather peolp ask me other than making up unfounded stories about me.
@@SheStoicForLife77 You are very right. The guy says there were messages yet he didn't offer to produce the messages from boy friends but he was insistent to the point of boring about the messages he has AFTER they separated which are about property sharing.
@@emmanuelchaza2952You need to consider all perspectives before making judgments. It may seem unusual for this young lady to have had two failed marriages before the one she's in right now, but that doesn't necessarily mean she's promiscuous. It's possible that her partners were at fault or there were other factors leading to the failed marriages. Instead of being quick to judge, you need to acknowledge that everyone has a unique story and be open to understanding hers.
Ngatitaurirane chokwadi. Varume vazhinji havafariri kuchengeta mwana wemumwe murume specially achitoziva vana baba vacho. Its different if its a child whose father was not identified. This is why we have seen lately that rush to Tinashe Mugabe for DNA. I think vana mai can jeep their children if they haven't remarried, or they are very sure that their current husband uncontitionally accepts responsibility. Otherwise if the father is in a position to look well after the child, i would l refer that.
Kana ini yandi gumbura nyaya iyoyo. Ungati inyaya irikutongwa pa crèche chaipo. Imwe yacho yandaka ona ndakatombo funga kuti i drama re Tichkach. Vano westera vanhu nguva vanenge vauya nemoyo wese kuzo batsirwa. Mambo iyeye Haana kodzero ye kutonga
While the court was fair about property sharing it was 1000% wrong about the child. An underage child ALWAYS stays with the mother with the father having visitation rights. It makes no difference if she has other children or the new husband has his own unless if the safety of the child is endangered.
Where in the video did the chief make a direct judgment regarding the child’s custody? I’m curious, as from what I can tell, the questions about the child were asked by the advisors, but I didn’t see any ruling made by the chief on the matter.
4yrs no bota wongonzi shingirira chete haiwa bodo zvinoitwa nevanhu vakagamuchira Jesu nemoyo wese. Amai ava I think pane mhepo isingade vagare mumba .vanenge vachitodawo kugara mumarriage Then sekuru variku corner avo ngavaite kwazvo kana wada sanzu wotozvuva nemarara aro.
Hezvo asi kuti vedio yatorwa husiku kana kuti mune dust or mhute bus stop TV itai serious vanhu makatanga zvema vedio kare kukundwa ne vanhu vakatanga manje manje. Your picture quality is bad. Tengai camera svinu murase zhing zhong iyo
@@Mukubvu you're right there , it's only the educated mutasa unoziva mutemo . The worst ever mambo anonzi makoni uyo umm pane basa chokwadi haatonzwisisi chinonzi mutemo chii .
@@lameckladman6656 handione patiri kurwisana. Tiri kutaura according nemutemo wenyika. Apo panzi tengesai mugovane amai nababa chete but mwana haana kutaurwa. Of which Civil inobata ipapo.
@walterechetemu9910 u are right but apa tati property sharing ine vayo. Like now mwana akutoita nherera amai nababa varipo. Amai vanyowani vakutanga zvavo nababa . Amai vemwana vakutanga zvavo nababa vanyowani. Stand yaitofanira kutengeswa or kutaurwa ine vanhu 3
❤❤❤sweet chief chinaamhora vane hunyoro kungofanana nasekiritari wavo
Mambo vangu makadini humble man God bless you 😊
Mmmmm mwanascana siyana nekungobariswa iwe yoh 3different fathers and yu are still young paunosvika 40yrs unenge wazadza imba nemitupo
Chokwadi kusada kushanda
We don't judge we listen.
Kwasara 2 mitupo kuti aite the Big 5😂
Chief Chinamhora retire the elders/ assessors on your right. They can no longer do the job vazorodzei. They are sleeping in court too. Thank you.
Exactly and vatange nemukadzi uyo
Pakaipa hope dzacho ah yaas. Macitizens I thought of chirahwe "Kamokomana kariga lshe padare " mhiduro - HOPE
This guy anenge anoera Sinyoro chete so calm down to earth but his reasoning capacity is out of this world.
@17:04 Asi chiiko vanhu verudzi rwangu? Mubvunzo hwai iwowo? Mwana anonzi mutoro sei kana munhurume or stepfather in this case is willing to take care of them? These kids it sounds like they’re under 18 and mutemo unoti they live with their mother until vabve zera. Saka moda kuti vana vaendepi? Izvozvi this lady has been so judged cos she’s in a 3rd relationship. Imi vanhu imi fambai nenguva. Varume vangani vaita dzimba Kunze uko but they ain’t so belittled for that? Maybe ane munyama wekusangana nevarume vasingamudi for eternity. Saka yava mhosva here?
I respect your thinking but I do not agree with it.
@@stephennyemba3712unedambudziko. Mwana is a minor, the law of the land dictates what should happen in that case. Mdara uyo needs some education. I’d sue him if I were the lady’s family
@@bzw004ncpawango tanga nekuti unedambudziko, I stopped going any further with your comment. You don't insult first and then make a point even if it's valid. why not follow similar respect I gave to the initial comment. Tiri kuwonesana pano I believe.
@@stephennyemba3712 I can’t help you mate. If stating the obvious is disrespectful then sorryi henyu, dambudziko renyu iguru
@SheStoicForLife77, hakuna mutemo unoti mwana ari under 18 anogara namai tipe Section yemutemo wawataura sei muchinyepa trying to sound knowledgeable on a public platform.
Matonga mushe Mambo. Ava on your right I don’t like their mentality at all. The guy on your left is for keeps. He’s rational, logical in his ways and he brings sunshine to your court. Vakwegura ava to your right ngavakumure pfungwa sharu vave critical thinkers in their ways.
but iwe hausi kuonao here kuti mkadzi uyu chinzenza anacho 3 varume at her age hazvinyatsoita mushe shamwari
@@emmanuelchaza2952 I don't know her story to be fair. Therefore, I'm not gonna think she's the wrong one in these relaionships. No I'm not gonna do that. I don't like speculating. The way I want people to tolerate me I set the same values on how I look at other people. I'd rather peolp ask me other than making up unfounded stories about me.
@@emmanuelchaza2952ndopfungwa dzatikuramba idzodzo. You don’t go around calling people names. Wakambohura naye here?
@@SheStoicForLife77 You are very right. The guy says there were messages yet he didn't offer to produce the messages from boy friends but he was insistent to the point of boring about the messages he has AFTER they separated which are about property sharing.
@@emmanuelchaza2952You need to consider all perspectives before making judgments. It may seem unusual for this young lady to have had two failed marriages before the one she's in right now, but that doesn't necessarily mean she's promiscuous. It's possible that her partners were at fault or there were other factors leading to the failed marriages. Instead of being quick to judge, you need to acknowledge that everyone has a unique story and be open to understanding hers.
Mambo ndokumbirawo kuti mutorwe photo murina NELSON CHAMISA,CHIKUMBIROWO
Mai vane lucky rekuroorwa ava. Changosara kudzikama kwavo chete.
Busstop tv mutibetserewo nepicture quality yenyu ma1
Bustop tv zvinhu zvenyu mapic enyu akadhakwa chiiko
I like this chief he is up to thepoint
Ngatitaurirane chokwadi. Varume vazhinji havafariri kuchengeta mwana wemumwe murume specially achitoziva vana baba vacho. Its different if its a child whose father was not identified. This is why we have seen lately that rush to Tinashe Mugabe for DNA. I think vana mai can jeep their children if they haven't remarried, or they are very sure that their current husband uncontitionally accepts responsibility. Otherwise if the father is in a position to look well after the child, i would l refer that.
Yho ! Musikana uyu arikungofamba achizvara kwese kwaaenda . Girl Child you are still young for this .
In box ini ndoda stand iyoo plz
Hapana vana hre
Pane dare riri kuchimani Mani guys Rina mambo mutete kutipedzera data redu vamwe vanhu vasangogadzike vanhu ba arina other dare iroro and aubvumidzwe kuisa comment pamwe kutotya kutukwa Nyaya yemukadzi akafira kuvabereki aina kna kutongwa zvisvinh tinoti thanks nenava mambo munoyananisa vanhu pamwe nekupihwa respect uye kupihwa respect kuve urimutongi anotonga zvinovaka ❤
Kana ini yandi gumbura nyaya iyoyo. Ungati inyaya irikutongwa pa crèche chaipo. Imwe yacho yandaka ona ndakatombo funga kuti i drama re Tichkach. Vano westera vanhu nguva vanenge vauya nemoyo wese kuzo batsirwa. Mambo iyeye Haana kodzero ye kutonga
@ellenmusanjeya8222 kkkkkkk kuye zvedare akuna zvako mambo wacho avamu kudzi ba. Iyewo tunyayaa twake anongowanza ma jokis ndasvotiwa
Hiiiii ndakabatikana nayo nyaya iya hapana zvaitaurwa zvine musoro noise chete apa paisawa nepekuisa comment
Ndakariona arina kana order mambo wacho mwana mudiki hake nyaya and nyaya yacho ayina kutogwa mushe kunge mahumbwe zvawo yakandirwadza nyaya iya iyoyo
@FashonPolice worse dare so far
Nditengeserei hangu stand yacho kana mapapers ariright
Ini ndinoda kutenga hangu stand yacho
While the court was fair about property sharing it was 1000% wrong about the child. An underage child ALWAYS stays with the mother with the father having visitation rights. It makes no difference if she has other children or the new husband has his own unless if the safety of the child is endangered.
Where in the video did the chief make a direct judgment regarding the child’s custody? I’m curious, as from what I can tell, the questions about the child were asked by the advisors, but I didn’t see any ruling made by the chief on the matter.
Mai vane lucky rekudiwa avo
Harisi lucky chihure pane mweya utoripo
Thanks guys nebsa ramobata😊
Mambo ava ndivada haana hasha samakope in’anga chaiyo
Good Chief this one not matakanana atinoona kune amwe ake.
ka soft kema Hure, mainini
Exactly
Apa munhu anoto ita maaplans nevamwe vanhy iwe uripo. Kutonoroora iwe uripo isingazive
4yrs no bota wongonzi shingirira chete haiwa bodo zvinoitwa nevanhu vakagamuchira Jesu nemoyo wese.
Amai ava I think pane mhepo isingade vagare mumba .vanenge vachitodawo kugara mumarriage
Then sekuru variku corner avo ngavaite kwazvo kana wada sanzu wotozvuva nemarara aro.
Moreva here kuti 2 vese varume vaasiya ndivo vaive neproblem
Hure harigarika naro
Iye ndiye anongotadzirwa? Zvimwe bvumaiwo kuti vanhukadzi vamwe havasi bhoo
Mainini speed yamukufamba nayo pakuroorwa bhoo here
@@walterechetemu9910 pane chinokonzera zve
Pakaipa
Vakadzi dzidzai kusiya vana kunanababa vavo kwete kuremedza mnhu kuroora no no no
Achasiiwa for the 3d time zvichingoenda zvakadero. Hure raksimba but i hure chete
Irihure chairo voice rehure chairo iri
Mukadzi inzenza anoita kunge munhu kwaye
Ko zvavagurirana nepakati vari vaviri ko mwana mukomana uyo achazodii?
Nhaimi dai vapa mwanakomana
But this sister should try contraceptives and definitely she should stop chasing variety.
Picture quality zero
Hezvo asi kuti vedio yatorwa husiku kana kuti mune dust or mhute bus stop TV itai serious vanhu makatanga zvema vedio kare kukundwa ne vanhu vakatanga manje manje. Your picture quality is bad. Tengai camera svinu murase zhing zhong iyo
Uuuum kuzvara kwacho mnn munowanza
Kuzvara kungedzisimo😂😂😂😂😂😂😂
Kkk apa varume vakasiyana ibenzi remukadzi iri
Mambo ava havagoni kutonga yoooh
Kwanai imi
Munhu kana abva nechihure hapana chaanowana,musatanyoko
Forogonya yakwira nguvaiko nhaiiwe😂😂😂😂😂
Mukadzi uyu itsotsi maonero angu
MAYELLOW BONE RINENGE DAMBUDZIKO CHAIRO
But property sharing ndeye Civil Court
@@Mukubvu you're right there , it's only the educated mutasa unoziva mutemo . The worst ever mambo anonzi makoni uyo umm pane basa chokwadi haatonzwisisi chinonzi mutemo chii .
@@emmanuelchaza2952Mutasa ane zvake zvaanorasikawo pamutemo, I have witnessed pamwe pacho achiita wrong interpretation yemutemo or kuramba akabata mutemo wakare yet zvinhu zvakachinjwa.
Iwewe ita Civil court Mambo anoita basa rake
@@lameckladman6656 handione patiri kurwisana. Tiri kutaura according nemutemo wenyika. Apo panzi tengesai mugovane amai nababa chete but mwana haana kutaurwa. Of which Civil inobata ipapo.
@walterechetemu9910 u are right but apa tati property sharing ine vayo. Like now mwana akutoita nherera amai nababa varipo. Amai vanyowani vakutanga zvavo nababa . Amai vemwana vakutanga zvavo nababa vanyowani. Stand yaitofanira kutengeswa or kutaurwa ine vanhu 3
chief chinamhora anogona
Chief vanogona kutonga zvavo ava
Mnni muri bhishu moda knodya Mari nchikomb
KKK HA MAMBO AVA HANZI VARIKUZIVA HERE MATAKANANA AYA
Mai IMI muri hure henyu chete and mine raki rekurooorwa muchipwanya marriage useless
Murume anoti hee mamessage what what asina kana 1 message to show kudare is a useless man, kutambisira dare nguva.
Haya domboshava nemurehwa ichai mwari