Thanks mkoma Robert with everything that you have been doing this whole year, I'm one of those lucky people who got help from sekuru Achapola through you mkoma, ndichiri parwendo zvangu navo sekuru asi at the end of the journey you'll be the first one to know and ndichakutengerai drink mkoma wangu❤❤❤❤. Mwari vakuitirei zvakanaka zvoga
Headman Chigodora you got wisdom . Mataurire enyu nemhinduro dzenyu dzakajeka munogona imi . Actual what you need is promortion instead of demortion . Munogona imi 100percent
Ane bhora ndiye anomakwa. We thank you for the leadership and the Wisdom. Your two years in office impacted many. You are loved by many and hated by a few. Jesus's ministry only lasted 3 years but we still talk about him 2000 years. In your lineage the Headman could bounce back as Chief Zimunya who knows.
Headman Chigodora please we need Gucci by public demand kna muri kuona ma commence please Gucci Gucci Gucci Gucci how main times did I say Gucci mast back muri munhu wevanhu so Gucci ndadzoke kudare pamwe chete ne Karanganda
Amen amen Headman matsanangura ndagutsikana plus mkoma Robert vabvunza. In life haisi nyore kufadza munhu wese bcz maonero edu anosiyana. Saka its normal kuti mutukwe zvenyu bcz muri munhu wenyama pamwe munopotsawo.
Headman Chigodora ndiri Mwana wenyu wemamafuke muri Baba zvakare takaroora kwaChigodora mukunda wenyu. U are doing a great job well done chengetwai Headman. Gucci tokumbirawo mumudzose 😂😂😂😂😂😂
Watching from here Johannesburg. Sakubona Headman Chigodora. Ngijabule kakhulu ukuzwa everything from the horse mouth. You are wise traditional lead you supposed to be Chief I thank you 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
But pana Gucci vakabhaiza. Gucci aivhunza muvhunzo chaizvo chaizvo. Vanga vari kungobhuya bhuya havo headman panyaya yaGucci but vane problem ivo pachavo yekungosumuka sumuka padare vachinodaura phone. Paimbove nevamwe mai assessor kudhara vachangotanga kubuda paTV. She was a clever woman, mai vechikuru so, vakavabisa futi. Vanonyanyoteerera vanhu too much especially comment section as if inogara mudunhu ravo. Gucci aitipa muono wakapinza padare
Thank you mukoma Rob and Headman Chigodora. Makachena mose❤ Now i know makurecoder videos mega for evidence and easy access. Gucci anenmhosho dzake taurai naye kuti anokwanisa kugadzirisa hereadzoke. Pane pamwe paanodikwa maybe on part time 👏🏿👏🏿
Wiseman with wisdom ...you deserve all our special concideration....i promise you will get a top job..u was the best headman....its all about hate game...
Babamunini Chigodora ndiAshe eJindwi..ndiri kukumbirawo Gucci adzokere padare…even the other guy who used to take notes…zvinoita kuti dare rinakidze zveraisaita..munokona stereki muine team yese…I miss Tete as well…Potai muchiadaidza..mazuwa aayana Matutsa naChabodo akandinakidza mibvunzo yawo 😅 Long live Headman… Munyarari wakachekwa
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Thanks mkoma Robert with everything that you have been doing this whole year, I'm one of those lucky people who got help from sekuru Achapola through you mkoma, ndichiri parwendo zvangu navo sekuru asi at the end of the journey you'll be the first one to know and ndichakutengerai drink mkoma wangu❤❤❤❤. Mwari vakuitirei zvakanaka zvoga
Nhy tibvunzireiwo kut wy gucci man asirikuoneka padare
Masvika kumaraini kwangu chaiko mukoma Robert 🎉🎉
❤❤❤@@marvelouszinyemba9736
Nhai mukoma Robert pane mamwe matare amaienda so amusisaende kumanicaland ikoko pane vaya vaiitira muroom yakavakwa like cabin hatichavaone then mambo Masembura tavasuwa dare ravo riri neat
We want Honorable Chigodora back unconditionally
Vakaitirwa Godo Headman chigodora ndakanzwa kuti vakamiswa Basa na Mambo Clayton Zimunya zvakaoma vaindigonera hangu Headman chigodora
Headman Chigodora is wise. Musarwadziwe nazvo, instead wanai dzidzo pavari. Ngavadzoswe pabasa, nyika igadzirike🎉
Headman Chigodora you got wisdom . Mataurire enyu nemhinduro dzenyu dzakajeka munogona imi . Actual what you need is promortion instead of demortion . Munogona imi 100percent
Tokumbirawo Gucci adzoka veduwe.....He is a very amazing guy who is full of wisdom.His aura really takes the trophy 🏆
He is bully
@@lilianmlambo2769haasi bully but ivoice rake and munhu anotaura straight haanzvenge munhu
NdiGunners and boxer by profession@@lilianmlambo2769
@@lilianmlambo2769you don't know what a bully is nyweeeee adzingwa
Like kana uchida kuti Gucci adzoswe mudare
Chigodora akaita zvakana kumudzinga pabhenji, chitororo too much. Kwasara muporofita wenhema uya
Yaaa nekuda kwebasa rakamboshanda ndona ndiko kunobva matauriro avanoita nevanhu@@TheChekas
😢@@TheChekasfinish 😂😂😂😂
@@TheChekasasi uri hama yaKagurabadza kani😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Ane bhora ndiye anomakwa. We thank you for the leadership and the Wisdom. Your two years in office impacted many. You are loved by many and hated by a few. Jesus's ministry only lasted 3 years but we still talk about him 2000 years.
In your lineage the Headman could bounce back as Chief Zimunya who knows.
Bring back Gucci ..please bring him back...like my comment if you like Gucci back 😊
I miss him too
@@talithadube6468 Yes Gucci should come back
I’m sure ndiye anga achitaurwa indirectly kunzi anga akukura musoro ndosaka akamiswa
Yaaa ndaibatawoo ipapo
Manje zvaaitwa firedchigodora wenyu achaita sei
Gucci na Magrazi padare ra Headman Chigodora huchi, vanonakidza uye vanoziva kutaura🎉🎉 pamberi na Headman Chigodora 🔥🔥👏🇿🇼
Chigodora is no longer a headman.
Power of social media, I enjoyed listening to Headman Chigodora’s community court.
Gud job mukoma Robert, proud of you headman chigodora haisi nyore kufadza munhu wese kana jeso varipo vatopesana naye Ari mambo muponesi
One leader anotonga with wisdom, I love this great man, I want to meet him this Xmas
HEADMAN OF THE YEAR ❤❤🎉🎉🎉🎉
I am from Midlands, I love honorable Chigodora. Lots of lessons I have learnt from this great man.
What a wise Headman. Please vaChigodora dzosai Gucci man kudare kwenyu.
Hanzi awe kubasa ,ndakawabvunza palive
@@ChipoMpondeAkaramwa,akaitwa interview nababa Taps
@@freedomjunior5291 ndakaiona yakaitwa neKaranganda ,wari kutipa mareasons Ari different which means Iwo pachawo wakakanyana
Adzoke kup munhu ari bully sezvaari
He is a bully that one
Long live Headman Chigodora.Watching from Australia.U are so full of wisdom.Tirikudzidza zvakawanda from u.Pamberi nekugadzirisa misha
Zvekuti urikuAstralia zvakwana papi isu tiriko tambotaura here iwe Zimcare
😂😂😂😂😂😂haa wandipedza@@urielchance8692
Headman kana zvichiita plz dzosai GUCCI ,thanks very much in advance
We miss you headman. I had even fallen in love with his voice. At some point ndanga ndakutongotaura chimanyika 🤣
Thanks mukoma Robert... Murume uyu ndakasevenza naye paWattle company kuzosvika paita strike yavataura iyi. Ini ndakazoitawo rombo ranaka nokuti pavakanzi vamire basa, ini ndakazomirirwa nevakuru ndikadzoka basa. Headman vane njere pakutonga kwavo... Ngavarambe vakadaro. Pandichauya kwaMutare ndichavashanyira.
Ndo team nekugara pá Selborne makore akati wandei here
Headman Chigodora please we need Gucci by public demand kna muri kuona ma commence please Gucci Gucci Gucci Gucci how main times did I say Gucci mast back muri munhu wevanhu so Gucci ndadzoke kudare pamwe chete ne Karanganda
Please dzoserai Gucci mudare
Gucci is a Bully but anospaka hake. Ngaagare kuBoxen.
Haasi bully but ivoice rake@@babava2263
Gucci . Rake
Gucci anotonga nekamweya kehusoja by fire by force
Much love Headman Chigodora. Mambo Zimunya is fighting your wisdom.
Headman Chigodora ndakavaziva panhau yaChabodo naMatutsa
That was an interesting proceeding
Headman Chigodora ndinokufarirayi uye munogona kutonga munotarisa nyaya kwete munhu
Amen amen Headman matsanangura ndagutsikana plus mkoma Robert vabvunza. In life haisi nyore kufadza munhu wese bcz maonero edu anosiyana. Saka its normal kuti mutukwe zvenyu bcz muri munhu wenyama pamwe munopotsawo.
Long life headman chigodora 🎊🎊 muri kubatsira nyika
lm addicted to this Chigodora Court. l like kamdara kemasuit hey. Always smart vakuru avo
Mudhara Zamba😊
Headman Chigodora munogona muri umwe weShasha ari paTop 5
Chife Bushu
Chief mutasa
Chief Nyamaropa
Headman Chigodora
Munondigonera rambai makadaro
Bushu number 1 number 2 chigodora Nyamaropa na Mutasa vanotengwa vaya
Mutasa aimbogona but now avekutengwa shuwa @@giftalutadosipani3637
Dzosai Karanganda TV
Headman Chigodora ndiri Mwana wenyu wemamafuke muri Baba zvakare takaroora kwaChigodora mukunda wenyu. U are doing a great job well done chengetwai Headman. Gucci tokumbirawo mumudzose 😂😂😂😂😂😂
We love you Headman. You are a very wise man. Thanks Mukoma Robert.
Headman chigodora the best in country
Kwete mamwe madzishe anotuka vanhu asi ivo vari ivo Chief
Thank you Zim news beat tv nekutiwinzira Headman Chigodora
Watching from here Johannesburg. Sakubona Headman Chigodora. Ngijabule kakhulu ukuzwa everything from the horse mouth. You are wise traditional lead you supposed to be Chief
I thank you 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Big up
Headman yu are God sent
But so sad kunzwa kuti that jealous mambo varwadziwa nemi
By public demand Headman Chigodora ngavadzoke please
Vakaendepi nhai va Chigodora
Headman Chigodora vapinduura zvine uchenjeri🙏
Best headman in Zim for now
Yah I agree with you
Best headman is Musasa
Kikiki
Muchanyepa imi
Yeeee magona mukoma rob tovada headman chigodora ❤
Gucci by popular demand.Gucci aidzikamisa dare....😂😂😂😂
Order please 😂😂
Headman Chigodora is really a star and he is putting traditional leadership to another level , he was supposed to be a Chief
Headman Chigodora vanotonga nyaya sezvairì Tinotenda Mukomana Robert nekutiwunzira interview iyi ,munotigonera chose Watching from Johannesburg
Guchii ngaadzoke...we love you Chigodora
Zimunya ndisekuru wangu but apa varwadziwa na headman. Zvipo zvinosiyana
Ndafarira his answering technique, anodaira zviri tricky koz haadi kuzonzi ati zvaasina kutaura yet anenge atotaura point yake. Nyatsoteererai mushe munozvibata kuti arikutaura nyaya dzese including yaGucci yamuri kuchema chema nezvayo
Thank you and I thot as much and Pana Gucci papindurwa chokwadi
But pana Gucci vakabhaiza. Gucci aivhunza muvhunzo chaizvo chaizvo. Vanga vari kungobhuya bhuya havo headman panyaya yaGucci but vane problem ivo pachavo yekungosumuka sumuka padare vachinodaura phone. Paimbove nevamwe mai assessor kudhara vachangotanga kubuda paTV. She was a clever woman, mai vechikuru so, vakavabisa futi. Vanonyanyoteerera vanhu too much especially comment section as if inogara mudunhu ravo. Gucci aitipa muono wakapinza padare
Vanhu zvamoda amuzvizivi maichema chema muchiti Gucci anovhundutsira now akabva yoweeeeee ngaadzoke aaaaaah
Chigodora is a megastar.Hats off.Finer that today's corrupted legal minds and judiciary. Ahoy Chigodora.
Headman chigodora tokumbirawo mudzosere Gucci
Ivo vacho vatodzingwawo😢
@@gabrielmazino7969zviripapi nhai cuzzie
Very informative discussion and i learned a lot about the works of headman in settling matters.
Gucci! Gucci! Gucci! Ngaadzoswe aka Mambo Makanda kuvanhu💪
Tinotenda Neuchenjeri venyu Headman Chigodora.Uye ndinotenda nematongere enyu nematsanguriro emafambire edare .
Chigodora power Allen nagucci vanobata basa
Headman ngavadzoserwe pabasa he is a very wise man. Mambo vakaita jealous nekugona kwavo. He articulates himself very well.❤
Headman ndirimurombo ndineshungu dzekusangana ndimi kkkkkkk❤❤❤❤❤
Apa bhoo.. humble man... Asara ndi chief mutasa.. King Solomon of our generation.
Thank you mukoma Rob and Headman Chigodora. Makachena mose❤
Now i know makurecoder videos mega for evidence and easy access.
Gucci anenmhosho dzake taurai naye kuti anokwanisa kugadzirisa hereadzoke. Pane pamwe paanodikwa maybe on part time 👏🏿👏🏿
Mwari akuchengeteyi Headman! Munoratidza kugona basa imwi!
My best headman in fullest he knows his preorities but Gucci must be back in fullest
Wiseman with wisdom ...you deserve all our special concideration....i promise you will get a top job..u was the best headman....its all about hate game...
Well said
Tinokutendai headman chigodora nebasa ramunoita
Headman ngavadzoswe he is a true leader.
Headman chigodora we ask for your heart please bring back Master Aaron Gucci he is awesome anotsigisa dare plus anorova straight to the point
Headman chigodora muri number 1chaiyo
Dzosai Gucci headman Chigodora 🎉🎉🎉
Hatimudi hatimudi ngazviende ngazviende
@@tova4700ngazviende zvine hasha zviya
@@tova4700tomuda
@@tova4700😂😂😂😂😂 vane rough varume vaviri vaya
Headman chigodora munondiitira zvenyu munotonga nyaya sezvairi. Dzoswai pakutonga
Chihodora woyeee hamuna kugadzwa nevanhu makagadzwa namwari mukapiwa uchenjeri hwasolomon
Hatichina zvekunzwa ngavadzosere chigodora ❤❤❤ taidzidza zvakawanda
The best headman cherooo nyika inogona kungonaka kna ikatongwa nevanhu vanoti :
Chigodora
Chief Mtasa
Chief makope
Not forgetting BUSHU
NaNyamaropa, tuhasha hake asi anotonga hake.
Mutasa uyu ummmmm😢 too much pride and anogona dzevarombo nevavasina ukama navo ndodzavanotonga kwazvo
Nyamaropa bushu
Musa enzanisa chief mutasa nezvisina basa...chigodora anorova vanhu mucourt make ...ngaabviswe
I like this headman
Chief Mutasa
Headman Chigodora
Kumberi
Chief Mutasa itsotsi.
Headman anongodika so
Wasiirira Nyamaropa
@@stellamunyuki3356unombotuka kuti shut up uya 😂😂😂
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194ok vaita sei
Bring back our Headman. Mambo munokundwa basa na Headman
Headman to the world 🎤 ❤
I love headman chigodora wisdom iripo mhani Bring him back
Headman answered some post,vaida kushora Good interview Robert
Thank you for the support
Very learned and can speak for himself. Headman hapana munhu wavari kupomera
Well done headman wedu batai basa
Thank u mukoma Robert, VaChigodora ndonumber 2 kubva kuna VaMuTasa
Varipasi pemadzishe
Slogan ya Headman hanzi imi baba makachena here😂. Yakuita mukurumbira ndeyava Kagurabadza tht man ndaizoseka zveee😅
Kamwe kamdara kakabva kati kunge mukaka 🤣🤣🤣
Headman Chigodora to the world. Vakadai ndivo vanodiwa kuSADC
Gucci chibaba ngavadzoke
Head man musadzoke Shure vhurai office ye public relations u have wisdom yekuyananisa vanhu
Wishing you happy holidays Headman Chigodora, we love you.
VaHead man Chigodora dai matidzoserawo. Gucc mutonge naye
Thank you so much ndadzidza ndaisaziva kuti headman na ishe the are not the same
❤❤❤Haaa magona mukoma Robert
Ngaadzoke headman chigodora kuseri uyo mukuru akamumisa ngaasadaro. Igodo here
Asi respect kumadzimai headman ishoma kunyanya panyaya yenhaka ne land ownership.
Respect vanayo and panhaka pacho ukaona vazokuita zvisizvo ndiwe unenge watanga kukura musoro ukazooneswa hauchada
Chivanhu chinoti munhukadzi anorarama pasi pemurume. Wakamboonepi musoro wemba ari mukadzi?
Mr Chigodora man of wisdom. U a 1 of the best
Munhu wakanaka haadiwe nevanhu Zimunya muroyi ndosaka asingadi kufumurirwa varoyi vake long live headman siyanai nazvo
Yaa Hdmn Chigs vanopindura kani, baba mnenjere dzaSolilomoni imi, watching from Tanzania
Wisdom for Headman Chigodora is overloading!!!!
Babamunini Chigodora ndiAshe eJindwi..ndiri kukumbirawo Gucci adzokere padare…even the other guy who used to take notes…zvinoita kuti dare rinakidze zveraisaita..munokona stereki muine team yese…I miss Tete as well…Potai muchiadaidza..mazuwa aayana Matutsa naChabodo akandinakidza mibvunzo yawo 😅 Long live Headman… Munyarari wakachekwa
@@munodaanimancube7755 taura hako team riya raigona rakadaro kungoti pakafamba Satan paya
A- team toida yakakwana Magirazi,Gucci na Asernal plus karanganda tv please headman
Wataura iwe we
wataura dama👏👏
Herdman Chihodora mukutiregerera pama episodes dzosai karanganda kana musiri kukunda
The best headman in Zim so far is headman Chigodora...we love you so much...#bringbackGucci❤❤❤
Matsanangura pa mashandiro emari dze dare . Ko zviripwa like mombe .
dzosai Gucci Headman
@@PeshyPipidho musafurire headman, Gucci haasi mutongi
@@TheChekasachisiri headman mama 😂😂😂
Tazvinzwa kani
Headman ngaapinde pauchief apo we need u pliz u helped lot of families
Hedman chigodora dzosai Gucci
The best headman in zim
Basa ramunobata iguru Headman Mwari varambe vachikusimbisai mukutonga
Great job Headman Chigodora