I like the baldness of this young lady...the quick decision she made kuzviendera hake because she realised kuti haasi kudiwa...not many women have such guts soo...kana usingadiwe enda usamanikidze...i really like that decision at such an age.... she's very very independent....
Thank you😷Let him pay and let the mom go back to school and be empowered , there is more to life than being forced into a loveless relationship with an irresponsible father
Manjoro Nyanga ndine hama dzangu who went through abuse dzekuyitiswa pamiri wari under age like 13 yrs .... government dai yabatsirawo ne awareness and deterrent action kune anenge apara mhoswa dzakadai......waMugabe ndafarira kunzwa rurimi rwa mai Wangu re Nyanga ,kunera ,kukana,saManyika ...patton the lady is naturally friendly well mannered and good answering ma questions with easy taking no time ...God bless her ....lets give love to this woman guys
Ichokwadi ichocho machina ari kuuraya nyika hapana pari kusiya worse zero respect newene venyika abusing us paying peanuts and looting big and nedzinoyera vari kupaza
Baba wemukomana is a good father .. plz guys ngatibvumei kuchengeta mhuri dzedu hakuna kutamba nemwana wemnhu uchirara naye kana waiti itime pusher ndiye achapusha hupenyu hwako hwese life gara wasarudza waugutsikana naye
Richard hadzimo ipo pakungoramba zvose ndopaunoona kt watamba netsotsi chairo, don't force Richard kana aramba mhuri yake asi vabereki vemukadzi ngavamubvisise damage yaakaita kumwana wavo + roora mombe 32 anonzwa butter chet Richard wenyu iyeye achingomisa muromo uripa side
@@Lettymasibae6771 kkkk ma return soldier worse, taura hako. Kwedu ma return soldier vava kupiwa ma stand avo, kuti varege kushungurudza varoora. It’s a pity Letty, I must be honest, vakadzi you can’t handle ma relationships well, varoora vanenge vachimarana neuku, muroora vs vamwene, muroora vs tete, tete vs tete, step mom vs vana vemurume. it’s a messy. Varume vanewo ma problems avo but I think they generally handle ma relationships much better. Some even go further and ‘like’ their wives’ friends kkkk
Kakono ketsambarafuta kanokobvora mwana wemunhu koramba hakanyare. Vabereki thank you all for you were all composed and respectful. Kakono kanoda shamhu
From my observation, akaramba achiramba the girl's family vachamusungisa nestatutory rape. Its true, marriage haidi kumanikidzira coz abuse yacho will make her bitter and lose self esteem. So kutsva kudumbu nemusana. If only kids abstained, it would help them go a long way in life. Achamanikidzira kunogora mumusha maasingadiwe eventually she will pack and leave wasted years, broken heart, bitter and old.
No imbotanga wagadzirisa zvawatanga. Hauna kumanikidzwa kurara naye. Otherwise tino zadza musha netwana twema different fathers. So we shouldn't encourage such a careless and reckless behaviour.
Mukomana anozvida too much ndo boyz dzemuhood dzinoda kutambisa munhu sebhora achitsveta but baRichard is a gentruman he can knock sense into his son amwene andina kuvapihwa mushe,Richard unangwara kugashidzwa mbama kana zvibhakera chaizvo namai vemusikana
Let it be a lesson to all young people. Take responsibility of your actions. Wonyarara kunge wakaitiswa nemunhu... wakadya bota bcz wakura. Tora mkadzi otherwise sungisayi
Vabereki ngatimanikidzei kuendesa mwanasikana kwaasingadiwe please 🙏. Plus mwanasikana wedu ari wrong , dai aiziva kt chikoro chakakosha dai asina kuvhura makumbo. Marriage dzakadai vanozorambana myb vave nevana kana 3 . Musamanikidze zvinhu, kana pasina rudo hapana…. 😢
You can say that again.Forcing a marriage in 2024 😳 They should keep their daughter home and encourage her to finish school!The girl is also responsible for her actions,she knew what she was doing.
ka step kemukomana manje pekupedzisira😂😂😂😂apa zvinenge zvakunyatso digesteka manje kuti ryt ...saka mwana ndewangu team rangu richati kudii ...ndokazera acho ka aya
if you force the guy kugara nemukadzi cz akamitisa it won't work out cz seems like hapasisina rudo apa, anogara ane stress mukadzi uyo cz haachadiwe apa
No love here, it's only any issue of badly behaving disobedience and mischievous. Please parents don't force matters. Parents to the side of a girl just mention what you need for damages, let the father take responsibility to the child. The mother of a child is still young support here to pursue her goals and make sure she engage herself in self development which boost her self esteem. Thank Mr Mugabe for the job well done. Thank sir father of Richard, about the mother of Richard I don't want to give judgment at the moment...
Mazuvaano mukatambira muroora under age zvinosungisa vanatezvara mukaroodzawo under age zvirikusungisa futy plus iwewe Ritchard wacho kurara neunder age ijeri zvinhu zvacho hazvina formula
The youngsters are being guided, it’s guided democracy. For the guy it’s just fear of being a father, otherwise it’s common village wisdom that sooner or later vanomitisana futi. My fear is mai vemukomana
Wiseman from the East, typical wana SaManyika, composed and diplomatic even when angry. Anyone else took notice of the sitting arrangement? Dai ari mamwe marudzi tanzwa makobvu nematete flying around kana zvibhakera. Tisataure mazita
Baba a Richard maifanira kungomukanda one straight one to reset his brain kkkkkk shuwa unotamba nemwana wevanhu kubva grade 7 woramba mimba kanojairira vanhu aaah
Parents Parents Parents don't force your young girls into marriages where there's no love please kuti mwana wangu warorwa is not success. As long as the father supports the baby that's enough.
Sometimes you have to remove the ego, arrogance,stubborness in you,many pple will say do not force,but at sometimes the situation on ground can make you to take decisions out side the box, for the good of tommorrow
Ndafarira baba Richard. Thanks mukuru. Mibvunzo yako ndeya baba for real.
Zvakaoma shuwa
Baba Richie big up
Neni wena...that's a real man
I like the calmness with both families. No zvibhakera. ❤
Cool and composed families. Richard ndiro benzi ngaatore mukadzi nemwana
Kamwe kamukono ketsambarafuta aka. Kandibhowa zvisingaite, apa kutofinyama, nxa.
Taura hako kanoda rumamiso aka
I like the baldness of this young lady...the quick decision she made kuzviendera hake because she realised kuti haasi kudiwa...not many women have such guts soo...kana usingadiwe enda usamanikidze...i really like that decision at such an age.... she's very very independent....
Muparavara hanti
Ngaatore mukadzi anyatsodya bota akasununguka semadyiro aaiita kubva kumashure.
Vanenge havade muroora
I like her decision...you can't face matters
You can't force matters
Kana asingadi mskn baba endai kudare kwamambo for roora plus damages
Plus underage futi , zvakamuwandira
I think ati the girl is 19 haachabatwi ne statutory rape
I think she was over 18 b4 pregnancy
Kumusha vanhu vanoenda vakura kuitira kufamba long distance murume ati ari 19 even tho akamhanyira dating pa gr 7 here
I doubt she was 18 coz if you had mai vemusikana said something zvinenge zvinekakuti "tine nyaya yatinayo yatogona kuzotanga futi "
Mukomana anesupport yamai vake .He should take responsibility of both child and mother
Richard haasi kuda here kana kuti arikutya mai. Mai vacho avooo!!!!
Reason yekungosimuka kwemusikana after atizira haisi kutaurwa, but i think ndivamwene
@@TheFortune2012 ehe true because the girl ari ega mentioned kuti vabereki vemukomana vange vasingadi and it's shows kuti ndimai vacho
@@TheFortune2012 mai vacho nyaya ....vatoratidza kuve disappointed maresults paabuda
Ndazviwona hangu. Mai Richard havadi muroora.
Mukomana ngaabhadhare damage plus ngachengete mwana wake. Vabereki Vemuskana ngavaite kuti mwana apedze chikoro. Hapana chisvinu chichabuda kuka mukwasha kavo ako.
Saka basa revakomana ndere kusvirq chete
Thank you😷Let him pay and let the mom go back to school and be empowered , there is more to life than being forced into a loveless relationship with an irresponsible father
Boy's family haisi kutoda muroora
Mukomana anenge asisade babe uyu
Mukomana arikuda musikana but arikutya
Manjoro Nyanga ndine hama dzangu who went through abuse dzekuyitiswa pamiri wari under age like 13 yrs .... government dai yabatsirawo ne awareness and deterrent action kune anenge apara mhoswa dzakadai......waMugabe ndafarira kunzwa rurimi rwa mai Wangu re Nyanga ,kunera ,kukana,saManyika ...patton the lady is naturally friendly well mannered and good answering ma questions with easy taking no time ...God bless her ....lets give love to this woman guys
Sure mwana anoda love yeboth parents mataura chokwadi mai guru
"Who can't fake genetics dna ne dna hapana chiri trick we're all over nation for your DNA test " vanoitirwa nekanhamba ako let's gather here
You can't not who can't
munenge murikunzwa zvenyu mega
Kubuditsa chokwadi chakavanzika
@@kinduvabigdeal100😂😂😂😂
@@kinduvabigdeal100😅😅😅😅😅😅
Kamukomana katsotsi aka kachipindurudza maziso nhema
kkkkk basa rekuswerokama bhibho
Kkkkk sure iye aiziva hake chokwadi
😂😂😂😂 panki @@Rebhara
Kanoda kuenderwa kudare kano bvisa madamage mombe mudzi yemasunguro ne 1000us kangatogarq kachimita kachisiyq
@@constancemarifiye6658 kkkkk kupretender kwacho kwandipedza kuita kunge kasina kudya bota
Mai vaRichie ndovanomuchengetera mupitikoti her response says it all
Zvimwe ndezvimwe hazvo. Nyanga is a beautiful place. Ichapazwa naiwo ma China ave kudai kuzara munyika muno! 😮😢
And hanzi vatosvikako varikuparadza
Ichokwadi ichocho machina ari kuuraya nyika hapana pari kusiya worse zero respect newene venyika abusing us paying peanuts and looting big and nedzinoyera vari kupaza
@@mercygurure5238
Mbuya vane green avo ndokey yarichard bvunzai ivavo,vakangotenda chte bhoo zvekuti
Yaa chokwadi
Baba wemukomana is a good father .. plz guys ngatibvumei kuchengeta mhuri dzedu hakuna kutamba nemwana wemnhu uchirara naye kana waiti itime pusher ndiye achapusha hupenyu hwako hwese life gara wasarudza waugutsikana naye
Roora rine basa; musati harina basa aiwa. Of course, asinavo hake hapana zvatingaita tongoti murombo munhu asi rine basa tinorida. Plus, zvekutoti harina basa, harina basa, muri pamberi peboyz idzo dzemabhibho dziri kutaura zvisinganzwisiki kutoripa license yekuregedza kuroora. kana cent munotadza munenzva even if achaitowana zvake.
Richard hadzimo ipo pakungoramba zvose ndopaunoona kt watamba netsotsi chairo, don't force Richard kana aramba mhuri yake asi vabereki vemukadzi ngavamubvisise damage yaakaita kumwana wavo + roora mombe 32 anonzwa butter chet Richard wenyu iyeye achingomisa muromo uripa side
😂😂😂😂😂
Kkk yaa ngaaroore full blast, kana akanonoka ngavamupinze ku mantainance
Apedza roora obva apihwa Jeri underage
Ngavamusungise then mwana wavo oyenderera mberi nechikoro
Ngavamusungise statutory rape
I like this program since day 1, thank you Mr Mugabe ❤❤❤ Closure DNA 🧬 show 🎉🎉
I love Baba vemukomana vanoratidza Kuda muroora wavo
.
Kuda kutovaka,mwana wavo
Normally vana baba avana problem nevaroora. Mazi moms nemazitete ndiwo ny’any’a
@@potiphajerenyenje6870😂😂😂haunyepe pane pamwe paunogaya kti zimbya iri rine kwarakatobvawo here kuuya mumusha wevanhu or rakangobarirwa ipapo kukurira nekuroorwa ipapo kozoti zvitete worse zvenareturned soldiers
@@potiphajerenyenje6870 Hawatituka wena mazi moms kkkk
@@Lettymasibae6771 kkkk ma return soldier worse, taura hako. Kwedu ma return soldier vava kupiwa ma stand avo, kuti varege kushungurudza varoora. It’s a pity Letty, I must be honest, vakadzi you can’t handle ma relationships well, varoora vanenge vachimarana neuku, muroora vs vamwene, muroora vs tete, tete vs tete, step mom vs vana vemurume. it’s a messy. Varume vanewo ma problems avo but I think they generally handle ma relationships much better. Some even go further and ‘like’ their wives’ friends kkkk
Nguva iri kuenda wanhu woye ....... thumbs up kunana baba wewanhu They're mature
Vamwene havasikuda muroora ,kna vakatenda mkomana anoda mkadzi wake ,key ndimai vake akushaya ovabvunza sei mai nditore hre mkadzi uyu
Ndazvionawo , she is the whole reason why Richard is being hesitant.
Atezvara ndo good munhu manje
Vamwene ndiwo vane nyaya yese
Eheeeee
Vamwene havadi Muroora ava crystal clear zvino vari kutunhidza mwana zvakaipa kachaita karombe karume aka
I like the calmness of this 2 families,esp baba vemukomana vane mashoko anovaka kumwana wavo.thumps up father bota nekuunza mufaro
Mukoma vapodzwa nemaresults.....musamhanyirira dzimba idzi vana...its not easy...😮😮😮😮😮😮😮😮
Kakono ketsambarafuta kanokobvora mwana wemunhu koramba hakanyare. Vabereki thank you all for you were all composed and respectful. Kakono kanoda shamhu
Tikuda kunzwa kuti you are happily married,ukaramba tokusungisa mwana is under age
Taura hako
Yes, he took advantage ari under age. But kaitodada kamkomana aka . Not even a sorry to the girl or parents . Dai vari vamwe , vaimusungisa
Very true
But mkomana also looks young saka it’s underage vs underage
DNA yasunungura mwanasikana...
Vaitoda kukunerai haa Mr Mugade mapindira chmanyika
Ukaona mvura ichinaya zvoreva pane good results ❤❤❤❤
Gone are the days ekumanikidzwa kuenda kwausiri kudiwa
From my observation, akaramba achiramba the girl's family vachamusungisa nestatutory rape. Its true, marriage haidi kumanikidzira coz abuse yacho will make her bitter and lose self esteem. So kutsva kudumbu nemusana. If only kids abstained, it would help them go a long way in life. Achamanikidzira kunogora mumusha maasingadiwe eventually she will pack and leave wasted years, broken heart, bitter and old.
No imbotanga wagadzirisa zvawatanga. Hauna kumanikidzwa kurara naye.
Otherwise tino zadza musha netwana twema different fathers. So we shouldn't encourage such a careless and reckless behaviour.
Vabereki vanababa kuita senge vasinawo vana vasikana. Richard akaramba hanzvadzi dzake dzese ndichadzitsvaga kusvika takadzirisa nyaya
Mukomana anozvida too much ndo boyz dzemuhood dzinoda kutambisa munhu sebhora achitsveta but baRichard is a gentruman he can knock sense into his son amwene andina kuvapihwa mushe,Richard unangwara kugashidzwa mbama kana zvibhakera chaizvo namai vemusikana
Mkomana uyu ibenzi achiti maziso segarwe
Kudaira mubvunzo hanzi “yes “
@@netsaimapwevo6948Basa kungokama dhino
The strictness yanaWasu inodakadza hai. Tinoda zviro zvakamhondyoka, kudos to the fathers.
Grade 7 to form 3........bota richidhliwa...😅😅😅
Kkk hesi
Let it be a lesson to all young people. Take responsibility of your actions. Wonyarara kunge wakaitiswa nemunhu... wakadya bota bcz wakura. Tora mkadzi otherwise sungisayi
Trouble causer ndiMai we mkomana varikuoneka kuti ndiwo honzeri.Endai kwa Mambo varipe vanhu awo varikuita zvekutamba mkomana uyo arikutodada kuzvida yet unoshandisa vana wevanhu.Mai we mkomana ndiwo nyoka kunyarara nhema.Endai kwaMambo varohwe mombe 6 apo.
Amen
Thank you gal wadadisa
Vabereki ngatimanikidzei kuendesa mwanasikana kwaasingadiwe please 🙏. Plus mwanasikana wedu ari wrong , dai aiziva kt chikoro chakakosha dai asina kuvhura makumbo. Marriage dzakadai vanozorambana myb vave nevana kana 3 . Musamanikidze zvinhu, kana pasina rudo hapana…. 😢
Hongu hazvo but mwanasikana anga achi mudoko to know any better
You can say that again.Forcing a marriage in 2024 😳 They should keep their daughter home and encourage her to finish school!The girl is also responsible for her actions,she knew what she was doing.
chivanhu chedu chinototi kana uchinge wamitisa then wototora mukadzi, ipapo paritricky, but anyways ndoochivanhu chacho tingadii😄
Mungarega kudya mbeva nemanakiro adzinoita 😂😂😂😂 va Mugabe sooka 🙌🏽!
Kuita kunge nyaya yekumahumbwe.. akomana ka vana vedu should take life seriously
Thank you aMambeva hamuna kunyadzisa
Thank you Mr Mugabe for your patience. Well done for trying to solve the problem iripamhuri idzi. Mukoma uyu mamuona kuti itsotsi
Haaaa imi kukura 😂
Richard itsotsi uyo....ngaawane counselling yakanaka atore mhuri ari kutya responsibility chete chete apa
Anhu Achoo...😅😮.
Team Manicaland inovhura HOMBE
😅😅😅😅😅😅
Kklkk kuvhura huru not hombe kkkk
Tisu anhu acho timu timu
Tiriyo manicaland
Nyaukwengwa ndarangwa nyamakanga manjoro bvukutwa mandicheta ndokuti nyanga ndi homi awa wànhu wapwere awaka kkkk zvingokonza fani
Kane pride kqmupfanha ako kachidya ma lips anotoona seasvika kuhupenyu ladder neka cut ikako unoda kuzvamburwa worohwa zhaba muzidzoro iroro ka sascam
VaMugabe ipai counselling vanhu vanodanana avo, mfana akungotya kubuda muhujaya. Its expected zvotyisa asi dzimba zhinji dzakatanga seizvi dzichiri dzakamira
Nhai Richard ,sei wakazvipakurira wega usati wapiwa?
Mukomana Zvichakuwana ---apa kautdinye kako kachakusvitsa kure.
Wadongorera mujere kana ukasngwara.
Nxaaa!!!
Iwe Richard ungodaro ngenyi ko. Reka kushusha iwe. Shengeta mai ngemwana uyo. Kuita kwako kungovhumiza fani
Type dze vakomana idzi ndodzi ziva indururane anoda kuramba achi tambisa vana vevanhu
Musungisei ne under age
Richard une raki hatizivi kwauri unoda kumbochaiwa iwe ujairira vanhu
Anoda kuneriwa bambo Richard
Mwaida kumuita bhora ere adzichadairi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ka step kemukomana manje pekupedzisira😂😂😂😂apa zvinenge zvakunyatso digesteka manje kuti ryt ...saka mwana ndewangu team rangu richati kudii ...ndokazera acho ka aya
Responsibility starts at home, us parents, we should teach these boys responsbility. Also our daughters should be responsible enough...
Mugoni wepwere ndousinayo.
Haa mukomana hahaha musikana apa zvakaoma. Sei vanhu vachidai sure
Manicaland never disappoint ndiko kunobuda mabest shows aTinashe Mugabe wanhu wacho hawana gope 😅. AnaMhai
kanyi kwedu, manicaland.
these families match// lot of peace and respect here,,,the boy will surely come around ,,,,/
Kkkkkk baba mainera munhu kaimi in Tinashe Mugabes voice
😅😅😅😅that part killed me
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂that killed me
Mukwambo hapana hapoba. Dai musikana matodzorera henyu kuskuru. Hope adzidzawo hupenyu ipopapa
if you force the guy kugara nemukadzi cz akamitisa it won't work out cz seems like hapasisina rudo apa, anogara ane stress mukadzi uyo cz haachadiwe apa
But it's wise kutora wozoramba hako later
Anenge achitoda but kutya ma responsibilities chete
@@carolmakaza9625nekutya amai vake
You can say that again
No love here, it's only any issue of badly behaving disobedience and mischievous. Please parents don't force matters. Parents to the side of a girl just mention what you need for damages, let the father take responsibility to the child. The mother of a child is still young support here to pursue her goals and make sure she engage herself in self development which boost her self esteem. Thank Mr Mugabe for the job well done. Thank sir father of Richard, about the mother of Richard I don't want to give judgment at the moment...
Sando kuna Tezvara vanopedza masports mufana ngaatore mhuri dzake
Mazuvaano mukatambira muroora under age zvinosungisa vanatezvara mukaroodzawo under age zvirikusungisa futy plus iwewe Ritchard wacho kurara neunder age ijeri zvinhu zvacho hazvina formula
Musikana i high breed ..like her mother
😂 taura hako
Richard akuto ruzirira
Kkkkkk soja remkadzi kkkkkk
Exotic breed chairo
What’s a high breed?
@@maishaun7142 high-bred meaning superior breed....she is a giant...or gadzi remwana
Thank you my sister Mambeva wadadisa hanzvadzi yangu
Vsbereki vemusiksns ngavasamanikidza mwana kugara nrmurume asingamude ngaachengete mwana nekubhadhara madamages chete zvipere misikanzwa yevana vadiki iyi hazvizopera mushe
Vana Ava vanodanana, bt vanotya vanhu vakuru. Chingovasairirai Muti garai messe, muone kuti aaaaa munoshama imi vaakuriwirana bhoo chaiyo
Q@@nomattermujaji
Damage yaanowanep 😂😂
The youngsters are being guided, it’s guided democracy. For the guy it’s just fear of being a father, otherwise it’s common village wisdom that sooner or later vanomitisana futi. My fear is mai vemukomana
The problem kakomana ako kanodzoka futi komummitisa imwe mimba futi
Wiseman from the East, typical wana SaManyika, composed and diplomatic even when angry. Anyone else took notice of the sitting arrangement? Dai ari mamwe marudzi tanzwa makobvu nematete flying around kana zvibhakera. Tisataure mazita
Vana mai tisadaro vana wevamwe munawovo vanasikana muchazviona, siyai vana wavake dzimba dzavo imi murimo wani
Kamukomana ako mmm ngabise mari yemaendesa mwana kuchikoro nekutambisa mwana kwakaita kakutoshama kamuromo kachity handisati ndakaura paikurura bhurugwa aifungeyi
Vamwene is a big problem there . 😂😂 her face can tell alot
Best way musikana ngasiyane nekamurume ako hapana zviripo
Watching from Canaan, with Madzibaba Notice and Madzibaba Bhamnoti... handei
Ndimi munawo madzibaba Isu😂😂😂😂😂😂
,😂
Takati tengesai matv kuti mupinde mucanan
Haaaa this episode reminds me of my teenage years 😂😂😂😂. Ana dikez vangu vakavhura hombe, ini ndikazo vhura huru 😅
Tinashe asvika pakupererwa hanzi "aagh" 😅😅😅kabambo kanoramba zvako aka yohwe. Zvese kanongoti andiskuziya azvisizvo
😂😂😂😂😂 and kanozvida futi lol kaiti kano faker DNA
Richard anojairira nxaaaa,wakatambisa mwana wevanhu wakuda kumusiya,,ita mushe iweee.
Iwe mupfana Richard, "Box Cut" kkkk, tora simbi yako mupfana ugare nayo ndokuti ugokomborerwa remember Mwari anosimudza marombe. Kungwara kwagara , kunopera mupfana, wazenge wapusa kufanana nesu, Mr. DNA paanga ataura twunhu twake twakanyoriwa mugwaro raaauya naro. Usakwidza forogonya yevaKarahwa vako mupfana. Mukadzi anogona kudzokera kuchikoro kuti Tezvara vakuregerere mupfana.
Amai vake havasi kuda muroora vaviri vanodanana
I think vabereki wemusikana ngavasungise mkomana uyu ini vancu mwana handina time yekunyengerera
Chodherera chimurume ichi ngachibvise damage shit yemunhu
True. Apa chakakanya future yemwana
😂😂😂
Vabereki ngavasamira nevana kana vapara mhosva hapana zvavanotaura vana ava vatove nemwana its an early marriage and the parents must bless the union
Iri ndorimamisa zigomana iriiii mhani nxaaa
Zvinonetsa kana aimboona musikana aine vamwe vakomana
Ko iye aipfimba sister wake wani. Katsotsi ako.
Kuita kwaari kuita face mukomana uyo kukundipa hasha
iko kuzozvida kune kakomana aka apa Kanenhema ,kanhubu kemunhu ko kuzopfimba sisi vemusikana kanoda kurohwa
@@VirginiaMashiri nhy zvako nxaa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Richard unoda shamhu ukuda kumbokura iwe wane mwana sure here,1 family sure zvinhu zvoda kutaurirana Richard ngaatore mukadzi
Dai kuri kwachief Makoni baba avo vatosungwa
Baba a Richard maifanira kungomukanda one straight one to reset his brain kkkkkk shuwa unotamba nemwana wevanhu kubva grade 7 woramba mimba kanojairira vanhu aaah
Bhudhi richard vakatsamwa shame kuita kushatiewa😂
Hikungurutsa maziso reka burwa mubwiro zvino hauza fara kuti mwana ndewako Richard.Welldone my daughter hauna kunyadzisa
Kasungisei kachingopindura tuziso
Vabereki ngatisafosekedza vana ava....marriage is not easy veduwee
Nhai vaMugabe ko family iya yakazodii how come to you so makazongoti zii
Ahhh 😂😂😂
Forongonya....mapositori Ari kuCanaan😂
😂😂😂😂😂😂@@armiedz2375
Kkkkk Dzvetera team
Musikana ngaaende ku chikoro mukomana bhadhara damage nekuchengeta mwana. Future nekarume ako karikuvhura maziso setsotsi
❤❤❤❤❤ wadadisa mwana sisikana congratulations 🎉
Bamunni love yevabereki vemukadzi ayiwanikwi semawaniro ayooo bba tora mukadzi ukanganwe past
Whatever she doesn't you dnt have right to lay your hand on you
Baby girl think twice before you make him husband he can be a father not a husband 😊
Helelelele ndafara sey mukomana kuramba zvaunoziwa
Love wahala chaiyo hapana kana chimwe chiri kupindirana.
Mahumbwe chaiwo
Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake ka song kanondiitira Ako bota father ndian akaimba
Parents Parents Parents don't force your young girls into marriages where there's no love please kuti mwana wangu warorwa is not success. As long as the father supports the baby that's enough.
yes that's true 😢 the mother says downry is not a must..she's wrong
Yagh future inenge yakanganiswa zvayo asi kana bamnini vati mukadzi havasikuda musavamanikidze kugara vose please , mwana anonogarira nhamo ikoko…ngavachengete mwana kana vachikwanisa vadzokere kunodzidza life goes on
another level yekamukono ketsambarafuta
Sometimes you have to remove the ego, arrogance,stubborness in you,many pple will say do not force,but at sometimes the situation on ground can make you to take decisions out side the box, for the good of tommorrow
Ngaatore mukadzi wake paaitunda aiti arikudii nxiii