@ baba Taps, Muri kunonoka ku poster nyaya idzi. Kune ma channel ariku poster early but with very poor sound. You might loose viewership nekunonoka. I enjoy watching from your channel so iti kasikei ku poster. One love
rasta akazoita mistake yekumitisa mbuya chete , but sekuru avo mukadzi wavo mudiki hadzisi age dzekusiya uchinogara kuJoburg 6 months or gore no bota .
Ndanenguwa ndiripano hapana akambo like comment yangu
ko iye wacho hapana aka liker kangani
@@PrudenceNerwande kana mukaisa comment isingafadzi people won't like
Dai zvai likwa ka1000 nda liker 😂😂😂😂
😅😅😅
Like yako iyo. Muzukuru akasvira mbuya. Iwe usazosvirwe nehama dzemurume ikoko kuwachisa murume
@ baba Taps, Muri kunonoka ku poster nyaya idzi. Kune ma channel ariku poster early but with very poor sound. You might loose viewership nekunonoka. I enjoy watching from your channel so iti kasikei ku poster. One love
Revisit nyaya yaMfundisi pliz mambo, kana manga makapofumadzwa tinokunamatirai kuti musakundwe nemishonga pliz
Very true paye chief Mutasa vakaporonga or vakatadza kutonga.
Haaa iwe zvakaita paye kah I'm disappointed naMambo ini😢
Paya dzakafuraya beans
Ndichiri kurwadziwa nenyya yamufundisi nanhasi ende ichanonoka kupera haaa Mambo wangu chii chakakubatai ?kungotendeuka kuenda diwi remukadzi.ko iye mkadz sei asina kutaura fest day zveRape .Mambo makaita sekunge akauya kumba kuzokutsanangurirai sei musi wedare makangotanga nekuti Ndiyani ane chichemo????? Haaà ipapo hpana kundijekera
Mufundisi uye ndiye satan wema satan behavior yaakaita whitish fanike.avo vak a ganga namkadzi wa kulu 😂
Mzukuru uyo anofanira kuenda kuma DNA closure otherwise sick iyo haitosi yake...mbuya avo vanenge vari kutohura havo...next level
Sori sekuru ,he looks like a cool guy
Ma rasta haapfeki. Jah haana mhosva. Haaaa, Chief so ka
😂😂😂😂
Chief Mutasa munondigonera 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽. Mwari akuwedzerei makore
Mhuri dzekwaMutasa mune Mhanza akanaka. Mambowo muna achengetesa chaiko . Very knowledgeable this baba is. Komborerwai Mambo Mutasa.
Saka nyaya iyi yakasiyanei neyekulodge uuuum mambo tachema chema yeku lodge iongorei tokumbirao itongei zvakaenderana nedzimwe dzese
Pawe ne case ye rape so yakuenda ku criminal
@@dadiraimandigo4004yeRape haisiriyo yakaReportwa mudare, ngavatonge nyaya yakamhan'arwa sezvazviri. Iyo yeRape kana achida ngaanovhirisa case kuCriminal court
@@Ndini172 apa mrume Ada kutonyudzwa ndomamirire ayita nyaya
@@dadiraimandigo4004 Hakusi kutonyepa
Akadi ku reporter kare@@dadiraimandigo4004
Mambo Mutasa to the world hes very intelligent ❤
Hanzi akaisa karo kake ndiwe 😂😂😂 chief mutasa
Jah haana mhosva chief mikadzi Uyo ipfambi
Mambo Mutasa nhasi mandipa mabayo ini aaah 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mutongo wakanakisa uyu. Good job Chief
Chief mutasa the comedian😅😅😅
Kasi wakadyirwa bota uyoo unozvarwa naheadman chigodora kani anofanira kuenda kuma DNA naheadman chigodora
😂😂😂haaaa taura hako chiCard machionera, vakafanana
😂😂😂😂😂 ahhh une musikanzwa iwe hokoyo nagucci namagirazi😂😂😂
Mambo Mutasa magonesesa,munhu anonyenga kumukadzi wemunhu anotofanira kupiwa mutongo unopfuura ipapo.Hurumende inotofanira kuita criminal offence.
Mambo vanodziziva nyaya idzi , I respect you nemakurukota enyu
Bvondoooooooo. (In Tsoka bae's voice)😂😂😂😂😂😂😂
Ndinofarira the guy who sits next to the Chief,anoburitsa ma points akasimba,vane telepathic relationship na Mambo
rasta akazoita mistake yekumitisa mbuya chete , but sekuru avo mukadzi wavo mudiki hadzisi age dzekusiya uchinogara kuJoburg 6 months or gore no bota .
Kkk mambo zvanziii mu raster imomo tichariti pfeee mumusoro 😂😂😂
Bhurukwa remukadzi kunzi pfeeeee
Second 🎉
Hen did Zimbos become dark like so. Ndichi kura It was never like that 😢
Mambo Mutasa ❤❤ mai wangu shumba
Hesi muzukuru
Mutasa Na mbizi Tembo mazvimbakupa Vana vanyamunhu
Jah haana mhosva
Mamonya matete ,ndazvifarira hangu Mambo😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 finish uku kunoita kuswera kana kumunda handiende kkkkkkk
Wise chief
Apo matonga mambo. Weldone haazvipamhi
Other chiefs in this country must emulate chief Mutasa
Very good chief 😂excellent?
Kwaaa😂😂😂😂hanzi akatsomera karo kake pwati
Thank you mambo magona mutongo
Mambo Mutasa❤❤ my best chief
Chief akadzidza. HIV testing for all the 3.
Big up baba tap's
Garai nevadzi venyu ipapa kujoni ikko vanenge vaine vamwe vakadzi
Hanzi pfutseke ndaseka nhasi....🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk madhara anotuka aya
Hamuchiona mambo ndokutongazve uku not zvamaita pana Mufundisi hatizvidi chose
jah haana mhosva
Yamufundisi paLodge makaitonga sei,makarwadza munhu wose
Second 😊😊
Mambo Mutasa ❤❤❤❤❤
Aaah mupfana anoda shamhu ari kunyebera kuzungaira
😂😂 hanzi chikomba chakangwara hachibvise bhurukwa
Kkkkkkkkkk
Mutongo uyu ngenyi usina kupakurirwa mufundisi nhy Mambo
Chief mutasa munofanira kutonga nyaya ya pastor zvimwe chete nezvamaita iyi
Marasta manzwa here zvataurwa naChief 😂. Kwazi hamupfeki.
First😊😊
Musamanikidza munhu zvaasina kuita.inzwai his side kwete kuti ndiye akazadza vanhu sick.munombobhowa mambo imi
Maraster haapfeki maiwee ndaseka zvangu
Zvimadhara izvi zvinokupedzera izvi kkkkk
Mambo nyaya iyi haina kusiyana neye kulodge yamufundisi bt iya yekulodge haina ktongwa boe part 2
Dzakasiyana pakuti this one is an incestuous relationship. Kudanana nekudyanana bota hama nehama is both criminal and unethical
Mambo mutasa ndoda kumbovaona 😂😂❤
😮Mambo munhu ngaapfeke brugwa murasta😂👀😎
Mambo mhosvo ya pastor part 2 ngaidzoke tongai sedzimwe
Rasta saka wanga uchida kupedzera mambo nguva here tibvirepo dred
Ndaka pfuurawo nepo😂😂
Mambo mutasa makanaka mambo wedu tidzidzisei zvenyu
Nyaya yamufundisi ngaidzoke zvekare mudare
Chief munhu ari kuda mukadzi wemunhu haana nguva yeku pfeka cz aka pfeka panenge pasina kunyadza
❌❌❌❌❌❌❌Muzukuru haana mhosva mambo according nenyaya yaPoster sekuru vauyisa nyaya kudare varamba mukadzi
So???
Famba nebhora zuke. Team yakabaiwa. Navo gogaz!!
Usatye. Muzukuru anogara ushe hwaana sekuru.
😂😂😂😂😂😂
Akaisa Karo kake 😂😂😂😂😂
😂😂😂marasta akawanda haapfeki😂😂😂
Kwete kuzochinjirwa ft panxt court mambo bcz ndaona kt mufundisi ayan mwamuregerera bcz mkadzi achazouyawo neimwe excuse yekt sey akasarudza muzukuru tangai neyakatanga mwotevera yakatevera
Chief matonga sei iyi mukadzi wacho akaenda imi makaramba yamufundisi muchiti mukadzi akumusha kwake
Iyi iri different pakuti paita hama dzadanana. Incestuous relationships are both criminal and unethical
Pakuzo twister nyaya ya pastor
Mombe, mbudzi plus jongwe just for kupinda yeke usina jombo😂😂😂😂😂
😂😂😂 kukwira uchidzika
Kuba kukanganwa kt iri kuba 😂.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Dare ronaka iri
Mambo ndinovimba nemi asi nyaya ya pastor haina kutongwa mushe pastor akakodzeresa ngaatongwe mushe
Kwedu manje kuneakamitisa mwana wehanzvadzi yake mwana ane16yrs two nyts mujeri ndokubuda
Urubvunza ani 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 mambo mozviziva sei kty ma rasta haapfeki😂😂😂😂😂😅
Hello 👋🏻 team
😂😂😂 ma1
Uchikwira uchidzika uchikwira uchidzika ........😂😂😂😂😂
Sekuru havasi kuda mumwe mukadzi wekurora hre baba Tapis ndibvunzireiwo Kuna sekuru.
Vakomana mirai ndikuudzei ndikutaurirei Jaaaah hanaaa mhosvaaaaaa
Haana mhosva nemhaka yei?
@@EmmaMugwagwa-o2g its just a song from marko sibanda inonzi jah ahaana mhosvaa
Tiri kuda nyaya yema gwere Talent
Please chief stop exposing vanhu vasina mhosva, sezvamaita mudzimai wemuzukuru. It's immoral and unacceptable. Mbudzi imwechete mambo kufura kwamaita munhu asina mhosva.
Asi sekuru vaisiya mukadzi zsra ravo iro kureva kty aivavo mudiki.Sekuru vaisiirei mukadzi ?Sekuru ipfambi avo kujoni ikoko.ngavapuwe drop
3rd
Dai maisa ma Mobile clinic mumatare enyu ....for condoms and Hiv testing vanhu vabatsirike
Mambo ndodada nemi muruwerudzi rwangu chihota na mutasa vana vanyamunhu...ndiri mbizi amaduve
Mambo Mutasa ma1 kkkkk
Aah Never whyyy kutamba nemuswe wasekuru 😂😂
Aah Never wakarima gomboooo rasekuru pakaoma hapo
😂😂😂 akarima nekukohwa zvese
Karo kake asi kadiki kani nhy Chief
Never never never nhevhaaa
Anga arikutodya marands asekuru zvese ngemukadzi vamwe vanhu vanohura nevakadzi so unomudii munhu asina chiro
Mamonya akawonda wakambomaoona ere😂😂😂😂😂
Ndakamaona kwaMtasa😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Rasta ari kutoumburuka zvake paGombo rasekuru kuramba hake zvqno ziva😂
Karanganda wanonoka ku poster takatochiwona ichi😂😂😂
😢😢😢😂😂😂 uchipinda uchidzika
Asi mambo Mutasa musandisekesa hanzi ndiwe vakaosa karo kako muna mbuya
Inonaya seiko mvura yacho nhai zvinhu zvichidai so😢
Mambo makoni vakati chii chinoparadza pfuma?
Mbo***