4 Years Ndisina Bonde

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 66

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 10 місяців тому +9

    The worst dare risingabati zvirikutaurwa. It was clear from the onset uyu arikuda ku fixer mkadzi kuti aende. He is a dead bit daddy who can't take responsibility for his fatherhood. Bless his father and mother's kind souls. Tezvara namai are doing what every grand parents do, they wish the best for their grand children. 4 years dzese aive asingazivi kwamambo mkadzi achigara natezvara and haagari navo futi.

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому +8

    Tezvara naVamwene ndimi mega munovaka imba yevaroora ❤

  • @afifamathia1494
    @afifamathia1494 10 місяців тому +1

    Madhara imi muri matuzvi evanhu hamugoni kutonga nyaya imi baba avo vaiva pakuvaka mwana wavo. Plus musada kushandura mukomana uyo kuti apandukure baba vake kuti vaivata nemudzimai wake. Maifanigwa kutobata mhondi iyo nemhosva yekuponda baba plus nekusachengeta mhuri. Baba avo vakatogonesa zvavakaita kutora mhuri iyi kuti izogara padhuze navo zvichida pamwe mwana wevaridzi aitogona kuzouraiwa ende paizobvunziwa baba kuti zvamakaona vana kuti vaigara vachinetsana imi sababa makaitei chinoratidza kuti muri munhu mukuru mumusha. Dare ramatofo mayonzwa kuti baba avo vari kuhora penjeni Saka maakuda kuita hudyire dyire Imbwa dzevanhu manditsamwisa. Saka moreva hre kuti vakuru vari mumisha umu vorega kugadzirisa vana moda kuti vanhu vaurayane. Hamusi kuona hre kuti mukomana uyo imhondi. Kuzoona baba vosvika pakuti huyai mugare padhuze handi kuona kuti panogona kufiwa nxaa chitare chenyu ndechekumama

  • @YudyBushu
    @YudyBushu 10 місяців тому +2

    Ava vatongi ngavaende kucourt vanoona kuti nyaya dzinotongwa sei. Mapenzi chaiwo.

  • @sipiwenkomo6347
    @sipiwenkomo6347 10 місяців тому +4

    This dare needed a.level headed chief sana Chief Mutasa. Worst dare ever

  • @AndrewMafa-e6t
    @AndrewMafa-e6t 9 місяців тому

    Dare iri harina machinda ane wisdom

  • @sandracharinhidza2527
    @sandracharinhidza2527 10 місяців тому

    Mukoma Robert munositipa vanhu vanotonga nehungwaru dare iri harina wisdom

  • @lastchapinduka3727
    @lastchapinduka3727 10 місяців тому +1

    Tezvara vari right kuchengeta muroora mwana vavo ndiye tsvina yemrume ungarove baba vari kukuchengetera mhuri yko unoda rumamiso

  • @idahdondo763
    @idahdondo763 10 місяців тому +1

    Uuummm mukomana haachadi mukadzi Baba varikuedza kuvaka mwana Mwana haachadi Ngaabude pachena

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 10 місяців тому +1

    Iye Mwana anogara achirova mukadzi sekuti akurova Mwana wake.mwana komana Dai waona Kuti hauchada mukadzi chiregaka kutevera kwaari kugara. Do your own things usarambe uciita hupenzi

  • @estherzhuwankinyu8151
    @estherzhuwankinyu8151 10 місяців тому +2

    Worst dare ever.
    Everything has been said. Sekuru and ambuya vanoda kuvaka imba yemwana wavo. Makurukota know nothing about tsika nemagariro evanhu. Saka vazukuru vochengetwa nani. Pls listen to chief Bushu court proceedings. Its sad when people have blinkers AND don't analyse critically. SAD.

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 місяців тому

    Mambo endai kwaMambo Mutasa munodzidziswe kutonga mhosva

  • @rastonchikafa6801
    @rastonchikafa6801 10 місяців тому

    sure munhu Ari kutonga uyo anoda uchenjeri yoo mfanha vangu mkadzi uchamufunga akaenda uyo mapudzi anovira kusina hari vamwe vanochemedzwa nevakadzi vawo

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi 10 місяців тому +1

    Tezvara vanoto gonna kuwaka imba iyemwana wawo than makurukota amambo havaziwe nyaya kuitonga

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    KAMUKONO KETSAMBARAFUTA AKA UUUUU KANOSHUSHA

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому +1

    Sando dzenyu vamwene navatezvara 🔨🔨🔨🔨🔨

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 місяців тому

    Karume kabenzi mambo unaita wadi iwe nyaya iyi uri kuitadza murume wemukadzi inzenza

  • @margaretmarewo6959
    @margaretmarewo6959 10 місяців тому

    I hope machief ava vanowanawo mukana wekuverenga macomments nekuonawo how other chiefs handle these cases.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    Vedare uuuuu matongero enyu haana kuita zvakanaka

  • @tellmoremurwira7574
    @tellmoremurwira7574 10 місяців тому +2

    Dare matedza kutonga, this guy is not normal, Sekuru varikuchengeta vazukru and this ppl Havangare vose , asi vanogara near to each other,

  • @terrykassey1524
    @terrykassey1524 10 місяців тому +1

    Typical of dare reMakore Kore, like what my father used to say...very brainless dare indeed...

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    ZVEIKO ZVAANGATYE IMI MAMBO MUSAISE MASHOKO MUKUROMO MEMUNHU

  • @captaincece8789
    @captaincece8789 10 місяців тому

    These court sessions are very important and interesting. However, the presence of babies in the courts certainly makes their discomfort , often crying due to distress, being overwhelmed leaves the sessions less desirable. My view and suggestion is, to keep mothers with children out of court sessions.

  • @giregrace317
    @giregrace317 10 місяців тому

    Simbe yemurume

  • @faraitrevorzaba7898
    @faraitrevorzaba7898 10 місяців тому

    39:01 ichi chidhara chine shirt ye cream chidofo chemunhu. Ndidzo njere dzachino shandisa kurarama mazuva ose here? Why kuda kuisa munhu mashoko mumukanwa. Shit yenyu mdara.

  • @sungano1
    @sungano1 10 місяців тому

    Dare iri harizive kodzero yevakadzi…ku protector bhinya robotics mukadzi

  • @SirSamanga
    @SirSamanga 10 місяців тому

    Paida Chief Mutasa apa,havagone kutonga.mwana arikuda ku fixer mukadzi

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 10 місяців тому

    This court is clueless. Shame on u !!

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    Inga mukadzi ari kutaura wani kuti murume aigarako wani akabva manje manje chiiko nemi imi vanhu vamambo

  • @shingimunjoma7088
    @shingimunjoma7088 10 місяців тому

    Ari kubvunza nyaya arikuda kuputsa musha.

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 10 місяців тому

    Baba vemwana komana vakaromba 😮havadi kuti ugare nemukadzi uyezve vstikutoshandisa muroora semukadzi full stop

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 10 місяців тому

      Haa kana vakaona kuti mwana wevanhu anourayiwa the boy he is bully.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    Dare rakadhakwa iri havasi kuona here kuti baba navamwene vaizama kuvaka mwana wavo . Nyaya yavari kuda chete vatongi ava varikuda kuti tezvara ari kurara nemuroora

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому

    Mukoma Robert why usinga bvunziwo mapenzi ayo asingagon kutonga

  • @blessingchiripayi4412
    @blessingchiripayi4412 10 місяців тому

    Dare rakaora iri

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 10 місяців тому

    Mambo ava nevanhu vavo dai vaenda vanoona chief Mutasa kuti vanotonga sei . Ava havagone kutonga

  • @josephhamamasawi3077
    @josephhamamasawi3077 10 місяців тому

    dare arina uchenjeri iri

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому

    Imi vatongi tongai muchiziva zvamunoita nkt mukomana uyu haadi mukadzi asi tezvara var kuvaka kut muroora asasiya vana

  • @ME-by5cy
    @ME-by5cy 10 місяців тому

    Ndiyo fashion yacho here mambo kupfeka zihat rezuva ivo vari pasi denga remba.

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому

    Mazitofo amugoni kutonga

  • @shingiraimurehwa2763
    @shingiraimurehwa2763 10 місяців тому

    Haaa hakuna makurukota akadai vari blank mubrain,

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому

    Anorambei iye akambokwanisa kuvatema nematombo iduzvi remnhu

  • @richardnyamunda679
    @richardnyamunda679 10 місяців тому

    Mukomana aurikutaura chibhanditi chekujere kwete kuti munhu kwaye

  • @patiencemujuru296
    @patiencemujuru296 10 місяців тому

    The boy he is bully muchazonzwa kuti auraya mukadzi.

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 10 місяців тому

    Murume uyu chaari kuda ndechekuti mukadzi arongedze ayinde kumusha kwake .haachadi mukadzi uyu but bota agona kunge achitodya sokuti mukadzi wake

  • @ceciliamamekaphohlo
    @ceciliamamekaphohlo 10 місяців тому

    the worst dare ever ,Mambo uyo nevanhu vbake need vanoziva kutonga

  • @trevormakiwa
    @trevormakiwa 10 місяців тому

    This guy is violent he has tendency of causing violence....Vanhu ava havagoni kutonga nyaya

  • @Tambudzai-w6f
    @Tambudzai-w6f 10 місяців тому

    Nyaya iyi inoda kuti muiongorore zvinehunyanzvi vabereki vakaromba vanoita kunge vanerudo ini ndine hama yangu yaiitwa zvakafanana nezvizvi vachiita sevanovaka voita sevariku side remuroora asi vaneutsinye hwekuputsa imba yemwana nemishonga yavo munozozviona kana panyatsoitwa tsvagurudzo

  • @Hamunyari-f9x
    @Hamunyari-f9x 10 місяців тому +1

    Hamuon hr kut haachad mukadz asi tezvara var kurwadziwa nevazukur vavo

  • @KennethAbrahams-ei5hr
    @KennethAbrahams-ei5hr 10 місяців тому

    Haa 4 years makashinga

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 10 місяців тому

      Kushingeiko...kuzvijaidza....ko mukadzi akarwara.unoita seiko? Munhu can live even 20 years....hamusati mawana soul mate

  • @tangaitandi
    @tangaitandi 10 місяців тому

    Means haana hunhu.

  • @patiencemujuru296
    @patiencemujuru296 10 місяців тому

    Mwana uyu aifanirwa kutozotenda vabereki vake kuti vakamuchengetere muri yake he is abusive vabereki ava vaitotya kuti mwana wevanhu anogona kuurawa dare matadza chokwadi.

  • @margaretmarewo6959
    @margaretmarewo6959 10 місяців тому

    Worst dare ever, ummm chii chakadaro chinenge Ngozi, Dare risingavake rinoputsa

  • @giregrace317
    @giregrace317 10 місяців тому

    I'm so disappointed kutonga rudzii uku handisati ndamboona zvakadai tezvara Havana kutadza kuchengeta vazukuru vavo

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 10 місяців тому

    Kamukono ketsambarafuta. Mwanakomana irombe, he focuses more on fodya and doro. Kuroorwa nemweya wetsvina chaiwo. Vabereki varikuedza kuumbiridza mhuri yerombe ravo kuti vana vakurure mumusha wavo
    This man has no problem destabilising vana vake 4. Anoda kugara achituka mukadzi achidzinga mhuri yake. Ndivo vana baba vanozoita rape vana vavo vadzinga vakadzi. Dare iri ratadza kutanga kutonga. The children will suffer a lot. The children will grow up in an unstable environment nekuda kwa baba rombe

  • @Sue31013
    @Sue31013 10 місяців тому +1

    Mkomana uyu istupid yemunhu

  • @trevormakiwa
    @trevormakiwa 10 місяців тому

    This is rubbish... Mudhara arikuendesa vana vemukomana kuchikoro...trying to build mwana wave.. This is utter nosense...Mwana mukomana need to be shaped

  • @trevormakiwa
    @trevormakiwa 10 місяців тому

    This is utter nosense chiefs need training to give proper judgement that build families

  • @pickle-world
    @pickle-world 10 місяців тому

    Madhara aya ari useless. Vajaira kutonga nedemo

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz 10 місяців тому

    Stupid dare nxi

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 10 місяців тому

    🚮🚮🚮🚮🚮🚮🚮

  • @fanwellmakichi3752
    @fanwellmakichi3752 10 місяців тому

    Chief you are biased

  • @eagleseyebroadcastingchann5723
    @eagleseyebroadcastingchann5723 10 місяців тому

    this is nonsense ,