Baba ava ihure mukadzi ihure futi vakasangana nekuti baba ava kana vachiti vakauya 23feb munzvimbo feb iyeye vanga vatodanana nemukadzi nekutorara vese panguva diki dikj iyoyo munonyepesa baba ini
Unotopengawo iwe ...ddnt you here a previous episode vanhu vemumusha vachiti madzibaba vakatorambanisa munhu nemukadzi wake wavakanhumburisa futi ..hauna kuona vakadzi vaioupupura kuti takanyengwa namadzibaba ..its either you are ignorant or you were just born slow iwe ne 2 vanhu valiker comment yako ..haurione kuti zitsotsi zimadzibaba iri...zimuporofita renhema
Ndomira namadzibaba,ndiriwo mumarriage inorwadza and pese pandonyengwa muroad ndobvuma and ndovaudza kuti im a single mom,pandichazobatwa ndongonyepawo samai varikupomera madzibaba,and ndikawana anoti huya tigare tese ndoenda
Vana vazhinji ndevemaporofita ndauya ne peace andid anondipikisa
Taura hako wangu
Hallo bra
Asi iwe wakapihwawo here nemuporofita
😂😂😂
GOOD PEOPLE WE LOVE YOU ALL
We luv u too Drewmas u a taking us to another level isingasvikwe nevazhinji
Yaaa we luv u too
We luv u lots 😃 ✌️ ❤
Tiri tese kusvika nyika yaguma.
Sisonke..
Love you too Drewmas
I dnt knw but drewmas has changed since i subscribed muchiri muine vits ye white pliz bring bek ur old team
Madzibaba ava vanenge varikuteerwA nemweya yekujere inongodakuti vadzokere kujere futi dimon racho rinogona kungovatsvakiramhosva kutivadzokere kujere futi ndoona sekuti madzibaba havana mhosva kanakurikuti varikutaura chokwadi
Madzibaba muchengete mwana, ko hamuna kuoneswa here kuti mukadzi anemurume. Madzibaba namatai munamatise
Mweya ahuwone izvozvo😂😂😂😂
Ndouyawo kwamuri madzibaba ,kana muchiziva Shona iya inoti nyoka huru haizvirume .Ndinoti imbotsvagaiwo anokubatsiraiwo pamhepo inokuteerai iyo ibva pamuri musarambe muri munhu anongonzi sveku sveku nenyika
Kunyepa uku vekumhondoro dzingai mharapatsetse iyi manyonganise
True
Kkkkkkk
Kkkkkkk
Zvingai mbava iyo
Very true,achapedza vakadzi ve vanhu
Madzibaba imi kwanai zvamunemweya makadii kuona kuti mai ava vanerume ndobasa renyu rekurara nevakdzi vevanhu musade kuzvinatsa
Madzibaba mukutinyebera😮
Confidence 😂
Hapana nyaya apa asi kuti vanhu vakuru vakaita ma conscious decisions avo as individuals. Ngaachengete mwana wake chete
Chokwadi ichocho
Baba ava ihure mukadzi ihure futi vakasangana nekuti baba ava kana vachiti vakauya 23feb munzvimbo feb iyeye vanga vatodanana nemukadzi nekutorara vese panguva diki dikj iyoyo munonyepesa baba ini
Nekutoda kutoroora ipapa gaya
Mashows eDNA aTinashe avakuratidza kuti bota ririkudyiwa ipapo ipapo. Kusvika Feb vodya hawo bota munaApril aaaah vanga vatononokesa😂😂😂
Wangu vanhu vanogona kutongodanana same day,vakatorara vese ipapo ipapo
Joy, nowadays zvinoitika kutodanana or kungoonana kwakutodya bota,zvamanje manje vanhu havachina matyira
Urikuteverwa nemweya wekumadokero bhururu wangu
Kkkkkkk Madzibaba shegede mukunyepa tavanhu vakuru. Mucharohwa mukashaya nenzira yekwenyu
Madzibaba hanzi makanyenga vakadzi vevanhu vakawanda munzvimbo iyoyo imi wani
Madzibaba ripai murume wamai ava finish and klaar and mutore hure renyu mugare naro 🙌🙌moda kuita vakadzi 2 here imi
Mkapusa madzibaba muchadzokera kujeri nenyaya yehunzenza
Madzibaba mune nhema imwi makadya bota ramai ava munofanirwa kuripa murume wemukadzi uyu uri imbwa iwe mupofita
Mapirofita enhema kkkk
Imi madzibaba munoda rumamiso mune nhema dzisingaite
Madzidaddy chenjerai kudzokera kujeri,ityai Mwari.
Madzibaba avo ndiyo mburu huru chero kuti vakaenderei kujere handina kuhwisisa mhosva yacho zvose vanongoramba
Ana madzibaba vakutyisa mazuvano ukaenda uchida kushandirwa vanokushandira zveshuwaaa utozoona vakurafurana nemurume ukatoshaya kuti chachiyi futi
Gombwe ndaisa zvanza, siyayi nzvimbo yose yachena 🤠👏🏾
Madzibaba munonyepesa why musina kuzvitaura pane vanhu matizei kuruzhinji kana muchitaura chokwadi
Kana kuti dai muri munhu wemweya sei asina kuona kuti mukadzi wemunhu😂
Song iyi mmmmmmm ndoida sei 💃💃💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺
pakabatwa ngoma kani
Maporofita aya
Uuummm mai awoka mudhudhu chaiwo
Madzibaba wacho i basikoro
Zvakasongana zvakaita zvifukuto chifambi icho mukadzi kugugudzira munhurume
Kabenzi akoo
Waiting
Kkkkkk madzibaba vane nyaya vaitove kujeri nenyaya yerape ava
Mhombo iyi
Ezaqeda lapha DNA Tinashe Bantu Nampa ngapha uprofithi vele ngu jeli 🐦🕊️🐦 bird so uyafuna ukuphindela
Iyi yakunetsa shedzai Tinashe Mugabe..... Tinashe hero basa
Takuhuziva hunhu henyu maporofita zera renyu irori mukundiudxa Manga usati maroora muchiiteo basa rekurakasha vakadzi muchinyepera chiporofita kapenzi
ATI akawana mukadzi ayenda, obva kujeri,
Inga ati Wani mukadzi akaenda paaenda kujeri
Madzibaba is not wrong, mukadzi uyo mupengo
Taura hako ndooo pfambi chaiyo
Ummm madzibaba hamuna kuchena ... nyaya dzemadzimai mukudziwanza,mwan ndewenyu uyu
Madzibaba hamuna kutanga maitawo zvinonzi pachirungu background check. Maifaniea kutanga maita tsvakurudzo musati marara nemunhu. Makatoita chipfambi madzibaba.
Vaida kusuka tsvimbo😂😂 nzara ye 16yez iwe unokwirwa same night uchitopedza waku rutsa mimba yabata
Zvakasangana Bhishumore naBhishuress😂😂😂😂😂😂😂🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kkkk kkk bhishu lulu
😂😂😂😂😂😂😂😂
He simply took advantage yemunhu anga achitodawo emotional support. Itsotsi uyu
Saka tsotsi ndiani pavari vari 2?
Madzibaba itsotsi mhani mweya hauna sei kuvaudza kuti mkadzi wemunhu plus hanzi haasi riye chete wavanyenga. Mkadzi haasi tsotsi but akazungaira chete
@@pardonmahowa131 kuzungaira kumwe kwacho ndoutsotsi hwacho.
@@shingiraitrevormboto2105 kkkkkk saka vese
@@pardonmahowa131 very true!!
waiting
Murume anothembeiko uyu mmmm zvivindi izvo kusamamiswa
Asi ndiyani anofanirwa kufambira umwee mukadzi nemurumee? Ko iwe woo wemurumeee chakakutadzisa kusvika pamba pemusikana wako sezvo achiti haana murume
Ihure mai vaya
Ma Ndlovu special akuimba Abraham tiyerese
Panyaya yekujere hamuna kunyatsojekesa. Apo irikuterekera kunyaya yebota
Ya varumaruma ndokubva vachimbidza kuisiya
Vakadzi vapera ne madzibaba m
Amai ava vanonyadzisa
Ko madzobaba unovati chii
Havana mhosva Mai avo,vaiva nenzara plus ivo vaida munhu wekufambidzana naye ndiko saka vaidza madzitete avo
Madzibaba ava waingodiwa namai maka...hnzi ndozviitira weee ndaona madzibaba
Kunyemba ayiwavo wakapara mhoswa hapana mhunu anopika asina mhoswa inhema tsotsi iro vaneshamba
Mai vanga vaine nzara yebonde ava
Mai vaya ihure vanochiva madzibaba ava nokuti havachadi murume wavo .zvavataura zvinonzwisisika asi chaita kuti varambe kutaura pana vanhu kutya mhirizhonga zvinozoita kutivadzoserwezve mujeri
Unotopengawo iwe ...ddnt you here a previous episode vanhu vemumusha vachiti madzibaba vakatorambanisa munhu nemukadzi wake wavakanhumburisa futi ..hauna kuona vakadzi vaioupupura kuti takanyengwa namadzibaba ..its either you are ignorant or you were just born slow iwe ne 2 vanhu valiker comment yako ..haurione kuti zitsotsi zimadzibaba iri...zimuporofita renhema
Madzibaba mrizihure mrimbwa ft katsotsi kechirume
Baba munonyepa 😂😂😂 kubata basa ramwari hongu .hamaizodzima phone patoipa here madzibaba kana mimba yavapo hamudzime phone . Chingotii pfungwa dzanga pesana.
Ko mweya aivepi muchitadza kuona kuti mukadzi uyu ane murume ko hauna kuona kuti parikupindiwa ne murume UMMMM madzibaba ityai mwari ripai kurara naye kwamaka ita masiziva imi mwana muchazoona ariwenyu
Mweye mweya kudiiko imi!? Akati mweya unokupa zvese ndiani?
Vakadzi havatevedzerwi marabishi evanhu siyai mai avo ihure iro
Taura hako ungapfibwe wobvuma iwe une murume wako kumba ibhishu Mai ava
Ehe ihure but mwana ngachengete here remurume iri
Haiwa madzibaba vakahura chete kani musatinyaudze
Hiiii dhamureta. Unonyepa zvekuti.....wongovingwa nemukadzi. Nharaunda yese iyi ita mushe.....
Dhamureta here 😂😂😂😂
@@preciouschipamba932 hanti vanozviita vana jesu. Saka badzidI vajeso vaimuti dhamureta kana kuti rabbi. Wapabata
@@antoniodomingo7433 ndapabata 😂😂😂
Mukoma Henduru pamberi nebasa
I mhombwe iyi
Maiguru namainini .vanetsana mwana omitiswa,, nhasizve mai maka mamitisa chii chakadaro,,,pane nyaya
Thank you Drewmas Media
Huh pakaitika chihure chaicho. Munhu unovata nemunhu vausingatozivi kuti zvurisei. Even their health status. Vese vakahurana, kana panenyaya yemwana ,Tinashe Mugabe ariko.
Uchadzokera futi kuprison kabiyasi wemunhu unenhema
😂😂ndikabiyasi here
madzibaba aba vane nyaya
Hanty wakazozviziva here nhy madzibaba kuti anemurume
Wanhu awa waifanira kutaura nyaya dzawo waripamwe cz umwe naumwe anenge achisaidhira said rake 😂
Haurambe kutaura nemunhu wawakamitisa kaaa makadii kusiyana munezvakanakaa
Mukadzi wemunhu anopfimbwa asi anoramba,mukadzi ihurehozana chairo murume uyu haana mhosva,.varume vakaona uchipesuka pesuka pamberi pavo vanokunyenga havaregi chero uine murume.mukadzi wemunhu akadzikama anotyisa kusvitsa shoko .vakadzi varimudzimba chihure manyanya vazhinji venyu
Pakaipa
Dzoka futi kujeri, urimbwa ,madzibaba chii,nxaa
Kkk saka kujere akasungirwa kuti mwana akamitiswa neumwemunhu here handina kupanzwisisa inini
Hw come yei madzimba,anditi mati warara makasiyana hr saka ehe nhumbu inogona kuwe yenyu
Mkadzi ihure ndiye anenyaya iye aigozobvuma sei achiziva kt anemurume kumba kuzoda kunyepera kt ndakashandisirwa munamato
Nyaya yapera maiva kujeri for 16 maiva mapara mhosva yei yamakagara kudaro. munenyaya baba imi
Urikudzokera muchizarira😂
Aaaaaah baba avo vane nyaya yakakurisa yavari kuvanza,nhema dzavo ndedze kujeri iro kkkkkk snr wenhema.ko cei matiza pane vanhu mazoda kutaura penyu mega
Madzibaba vanengano avaa
Madzibaba vanonyepa avo
Madzibaba chengetai Mwana ndizvo muregere kungofamba muchivhura zip yenyu pose pose
Saka havaoni baba ava sei vasina kuratidzwa ne mweya kuti mukadzi uyu ane murume handiti muporofita
Musharukwa awa wati wanoshandira pafeya havabhadharise, asi anoda ndiye anozobhadhara kuri kutenda hako. Vari vakadzi huyai nge bhinzi dzepakati. Batai murowe uyu
Madzibaba to the world
Madzibaba musanyepa imi...hamunyarui kunyepa murume mkuru
Gadzirisai nyaya iyi otherwise mukadzi uyu anokudzoserai kujeri.
Maporofita mazhinj ndohunhu hwenyu munotora advantage yevakadzi vanenge vasina kugara zvakanak mudzimba dzavo,,,,, hakuna vanhu vakamaka chinamato tsek benzi ibvapa iwe
Kkkk madzibaba kunyepa garapasi
❤
rovai madzibaba imbavha already ndijeri boy
Madzibaba awa ndoona setsotsi
Kokujeri mai tsvagei makore ese ayo.
Zvakuda masvikiro enyika yose vatambe nyaya iyi hapana zvirikunamatwa apa sakaa
Aaa usadzoke kuchegutu ungatibatira vana nevakadzi vevanhu. Ko ma DnA howfar
Mukatereresa nyaya yavo haana kubata munhu chibharo akatopfimbawo uyuwo nehuhure hwake akabvuma Saka tukai vese vari two nekuti vakawirirana kuita chipfambi abata munhu chibharo ndiye waunoti ukadzoka unotibatira vana chibharo uyu Ari kutosvitsa shoko mahure amuda hake Saka haisi mhosva
@@FebieChari ndati asauye kuchegutu anozoyibatira vana nevakadzi vevanhu chibharo....Seiko dzungu pa coment yangu.
Ndisiri hangu kuti madzibaba avo vari kutaura chokwadi asi pafair vakadzi vamanje mnje havataure chokwadi kana vachitoda munhu ndorangarira rimwe gore ndakazotamba Xmas ndichirova temple run vamwe mai vasina kubuda pachena kt ndimai gunners apa ndaitove murima zvangu
😂😂😂 fire 😅😅😅
Ndomira namadzibaba,ndiriwo mumarriage inorwadza and pese pandonyengwa muroad ndobvuma and ndovaudza kuti im a single mom,pandichazobatwa ndongonyepawo samai varikupomera madzibaba,and ndikawana anoti huya tigare tese ndoenda
Kunyepa madzibaba
Madzibaba taurine chokwadi mupone makunzenga zvamurikuziva
Mai Maka ihure sure saka vakasiiwa nemurume wavo wekutanga
Nhema dzinoti fururu tazvinzwa kuti wainyenga vese. Watizeyi paruzhinji. Unoda kurohwa iwe unoita mushe
Hayihwawo makambo tizirei Nana Neshamba nezuro, uri mburu yemunhu vanhu vaito netsana nekuda kwako iwe wakaputsa dzimba ngani dzevanhu iwe
Iyesuwo vakadzi tichinyanya kungopfugama pamuporofita zvee bvuu hee kumba handisi kuwana bonde vanotora advantage maporofita aya
waida kuroora neiko usina mari iwe bhanditi...dhigirii mashumani...nxaaaa
Madzibaba varikuitha kufunga zvekutaura kkkkk nhema zvadzoitha
Mai ava inzenza kutaure chokwadi vakaisa madzibaba pamiyedzo
Taura hako inzenza Mai ava ...vakuda kuti murume uyu asungwe
Ndikuda kumbopihwa mukana ndimbo pa this prisoner a lesson