MaArtists emuZim varikuita dambudziko kana vachirikupisa paye vanodya mari huyanga failing to invest then intimes of hardships votanga kuita begging. Chero even Soccer players many of them vanotambira mari zhinji but vanotadza chero kuzvivakira pokugara vachidya mari ndofunga kuti vanofanira kuitirwa maconferences vachioneswa about investment uye ramangwana ravo panguva yavanenge vachiri kupisa
Leave kapfupi alone. Boys iri nevamwe ma artists nevatambi vebhora generally vane tym yavamomboita mari but thy forget about tomorrow. Stop blaming kapfupi
Varume chokwadi chakanaka business re artist rakafanana nevanhu vanoenda kubasa munhu akasiya basa anoita madhiri ake kapfupi arikutozviraramirawo ne life yake
Kapfupi akatangira muna 1st street I'm the early 2ks ,long before rubberneck joined the crew... I still remember it like it was yesterday so kumutuka apa kupedza nguva, I used to run away from home ku chitungwiza just to go see magariro street theater ndiwo futi mazuva a Wasu wekufamba pa wire.
Siyai kapfupi uyo pahupenyu usatarisira Kut ndichazobatsirwa nevanhu mudambudziko ronga ramangwana iwe wega plus team racho remacelebrity kna raita Mari rinokanganwa Kut kune mangwana
Kapfupi aita sei,imi mukasiya basa mukaenda kune imwe company chii chamunozoda ku company ikoko,marabha akasiya kapfupi anyengerwa ende apa azvitaura ega,Saka kapfupi musamupinze ipapa
Kapfupi haana mhosva apa ,vakashanda vese zvikapera saka anopinda papi.Pakushandidzana munhu wese anenge achiwana muripo wekushanda kwaaita.
Kana zvinhu zvazooma kumberi handione chamunoda kupinzira Kapfupi pazviri.
Usadaro iwe munhu chero aipiwa muripo anoonekwa nevaaishanda naye ...kapfupi asadaro inini ndoona kuti iye anomhanyisa mari chete ngaanoona umwe wake chero akasavapa mari but rudo ..anomirirei kuudzwa ngaamu fonere always musadaro imi
Marabha once accused Kapfupi of witchcraft achiti ndiye akamuroya
Siyanai na Kapfupi. Vanhu awa vakatora nzira dzakasiyana. Marabha ngasiye mutoriro arareme zvisina zvinodhakq
Kana zviri izvo zviri kutaurwa kunzi hauna zvawakaita pakurwara kwemumwe wako Kapfupi chinja maitiro .Hazvina kunaka mangwanani ndiwe uchadawo kubatsirwa.Ida munhu even thru nguva yakaoma
Wish you a speedy recovery
U were one of my best comedian
Love from S.A
May you seek the Lord
We who are strong in faith should help the weak with their weaknesses, and not please only ourselves,..."Mabasa ava Roma"
MaArtists emuZim varikuita dambudziko kana vachirikupisa paye vanodya mari huyanga failing to invest then intimes of hardships votanga kuita begging. Chero even Soccer players many of them vanotambira mari zhinji but vanotadza chero kuzvivakira pokugara vachidya mari ndofunga kuti vanofanira kuitirwa maconferences vachioneswa about investment uye ramangwana ravo panguva yavanenge vachiri kupisa
Nashoko chaiwo chaiwo akataurwa na Patience Ozokwor Nigerian actress (Amai Ozokwor) pakashaya Mr Ibu ichokwadi vanhu vari kutamba nemari pavanenge vachipisa zvozonzwisa tsitsi kana zvasvika pakadai zvakaoma
Shuwa iyoyo kana mari yakawanda munhu haambozvifungi zvekuvaka musha anenge achifunga kuti acharamba achipisa
Get well soon MARABHA
Zvakanaka chose kushuridzirwa rufu....zvinoreva kuti mune ndaramo mukoma marabha
Taura hako....
Nhyimi ungati kapfupi ndiye akutengera marabha mutoriro imika,,udzai maramba chokwadi chete
Get well soon Rabhosi
Kapfupi wakashingawo newe
Marabha is a legend he needs our suppor were angel victor lord chivhaya
Munonyepa akamboti kapfupi akaita Wani
Ribho's haaa get wel soon chibaba be strong
Get well soon Marabha but siya zvinodhaka kana zvirizvo zvirikukurwarisa, get well soon wsh u a quickly recovery 🌹
Akataura kuti akasiya ma ARV that’s why arikurwara!
We thank the Lord for the recovery mkoma,musiyei zvinodhaka
Leave kapfupi alone. Boys iri nevamwe ma artists nevatambi vebhora generally vane tym yavamomboita mari but thy forget about tomorrow. Stop blaming kapfupi
Hatirare ndiye akati marabha afa
Anoda kumamiswa
Kapfupi anoratidza chivanhu chishoma. Mhinduro dzake umm
Siya kudhakwa maRabha tinokuda uye unokunda naMwari unopora asi siya kudhakwa ndapota hangu cheese chinoputwa or zvise zvinodhaka woita hupenyu husina chirombe ,ndabatikana zvakanyanya
God bless you
Varume chokwadi chakanaka business re artist rakafanana nevanhu vanoenda kubasa munhu akasiya basa anoita madhiri ake kapfupi arikutozviraramirawo ne life yake
Wish you quick recovery bro
May the Lord have Mercy
Marabha ngasiye mutoriro uyo nedoro unoshanda sei wakadhakwa
Get well soon Mr marabha
KO marabha zvaakamboti kapfupi akauya kuzomuona wanii zvinhu zvacho soo
Marabha anogona uyu
Hapana kapfupfi pasina marabha ❤but kapfupfi uriduzvi kana usabatsiri umwe wako pawakapiwa mota na chivhayo kana kuti rangarirai marabha
Kapfupi akatangira muna 1st street I'm the early 2ks ,long before rubberneck joined the crew... I still remember it like it was yesterday so kumutuka apa kupedza nguva, I used to run away from home ku chitungwiza just to go see magariro street theater ndiwo futi mazuva a Wasu wekufamba pa wire.
Yahhhh pkaipa
get well soon maraba🙌🙏
Get well soon mukoma
Uyu mfec anoita interview anondibhohwa....
I wish you keep recovering baba
Dai Mwari akurangirirwa uporeswe nezita raJesu
Wish a speedy recovery but nyala yekuti munoda kuudzira minutes kuti abatsire ndezvenyu izvo...
Kunzi vafa maropafadzo ,rarama marabha ,asi chinja hunhu vangu zvako zvemutoriro,ne chihu Eapworth
Chihu Epworth ndokutiiko iwe kurikutoraramiwa zvakanaka chihure chiri kwese kana kumba kwenyu ariko mabishu siyana nekushora nzvimbo dzevanhu
sha unopora usachemere zvakawanda Jehovah ndovachapedzesa ndoti kwauri pora utifadzevo nezvakatirongera
Maybe vanhu varikureva Marabha wekuchegutu uya wekuzvicheka nebanga
Zvimwe zvinhu zvotaurwa na marabha nakapfupi pa interview hazviite zvinovadzikisira ngavazive zvekutaura
get well soon Rhabhoz
Get well marabha
Ya man
Get well soon Rubbles
Kapfupi usadaro ,
Legend Marabha
Get well soon bro Rabhosi
Get well soon bro
Moms vangu bhooo here mkudzifambira dzamarabha 😂
Endaiwo munogeza marabha
Get well soon
Haa bt vanhu vasadaro vanganyepera munhu amana
Newewo marqbha unosiya mapiritsi sey
Get wel soon chibaba
Marabha anotaura slow motion
Marabha siya mutoriro
Get well soon mkoma
Get well mukoma Charles
Interviewer ita mushe, Kapfupi apinda papi apa?
Haaaa amai avo dzokerai kuma old interviews akataurwa naKapfupi. Musazore munhu madhaka
Get well soon raboz
Mukoma mwari ndiwo wanorapa munoita zvakanaka
Kapfupi iye akatobatsirwawo neAqua naChivhayo moti abatsirewo nei iye asinawo
zvakaoma
Kapfupi haasi wedukaa uyee ndiChimwene 😂😂😂,Marabha ndowedu,ivava veMalawi ndavachidzoka,zvigure zvakuwandisa 🤣🤣
zvekusarura marudzi zvakashata itirai kumba kwenyu kwete pano.
@@263times unopenga izvozvo kwete medu munyika gurwe remunhu
@@amorose-w8c hauna nyika yaunayo iwe mbambaira iwe, hauna kana stand zvayo kkkkk. Hauna kana ZiG. Kana nyika iriyako vadzingeka tone
😂😂😂😂 veduwee
@@263times Gotsi rinenge chikiti chiri kumama 🤣ndoita Zig ndoshanda muZimbabwe here inii,🤣🤣uri ziDzoto re Blanket 🤣🤣🤣
Marabha Siya doro
Marabha akafa yes kwete wamoziva uyu
Mmmmm
Haa but interview haizode mamurwere.
get well soon but Kapfupi haasiriye arikukurwarisa wangu,Unonyanya kuda kambwa iwe aaah,take your medication please
Apa hama dzacho busy kuiiya noise pa social media but brother ichirwara no support
Ko kana asinawo mari Kapfupi wacho moda aiite sei kkkk imi vanhu vamakamboshanda navo 10 years ago muchiri kutoziya kuti variseyi here musade kungoti heee Kapfupi heee Kapfupi .... why Kapfupi. Munhu arikutoregedza mapiritsi orwara imi moti Kapfupi adiii. Marabha ngaasiye twumbwa
Haa kapfupi uri muzukuru walucifer chaiyo ungadaro mumwe wako sua
❤❤❤❤
Unoita bhoo bt ipapa wakatodhakwa ukutooneka siya kozodo
Ummm Kapfupi rough yawadaira usadaro zvebasa rei kuti hausi hama yake.
Ngasiye zvinodhaka
Marabha akapfupi vanoziva matsotsi ayo
Siyai kapfupi uyo pahupenyu usatarisira Kut ndichazobatsirwa nevanhu mudambudziko ronga ramangwana iwe wega plus team racho remacelebrity kna raita Mari rinokanganwa Kut kune mangwana
Ndinoshuwira kuti varume ava vayenderere mberi vese vaite basa vose asi marabha ngasiye Doro guys pachokwadi bcz don't blame kapfupi guys anenge amboshingawo kutsiura zvikaramba saka munhu anotsiurika ndeanoterera
Ndomataurire ake ere kana kt majoke😢😢
Zvakazotanga nekurwara
Kapfupi usataure rough yakadero ko chivhayo akakubatsira ne Aqua mwana wa atete ako?
Kapfup garo rambuya wako usataura zvinyu zvisina musoro.... Maraba zvakandofafana kut munikina wako
imiwo munongotukawo munhu zvisina musoro imi adiii Kapfupi. Ndiye akamuti default mapiritsi.... munin'ina wake pakudiii munhu akamusiya kare akatanga kuita zvake kkkk pane nyaya zhinji apo dzamusiri kuziya asi havagone kudzitaura pamhepo saka don't judge nezvamonzwa pano... hakuna munhu anotadza kundoona hama yake ichirwara but pane nyaya apo ndosaka manzwa Kapfupi achiti varikuvanza urwere hwaMarabha kwaari saka anoenda sei kundomuona
Imi kapfupi kudiiko ihama yake here anoita action yechii hama dzake dziripi mutoriro uyo
Mudakuti kapfupi aitesei vanehukama here andisikuona mhosva yakapfupi
Ibvai apo imi marabha haana hama hr plus vane hukama hr nxaaaa
Ngaasiye mutoriro
Munopora mkoma munodiwa nevanhu
Kapfupi anehutsinye , usadaro.iwe
Kapfupi aita sei,imi mukasiya basa mukaenda kune imwe company chii chamunozoda ku company ikoko,marabha akasiya kapfupi anyengerwa ende apa azvitaura ega,Saka kapfupi musamupinze ipapa
siyanai nakapfupi kushanda mose haisi mhosva
Saka kana vachiviga kuna Kapfupi kuti Marabha ari kurwara munoda kuti Kapfupi aiite sei?
Kapfupi waratidza huroyi chaiyo haudaro waratidza kushaya mhinduro enda kunoona shamwari yako yawaishanda nayo kuona murwere kuuna mhosvo kuti pane hukama hre ? Or kwete kapfupi waratidza moyo wogorosvimba kuwora komoyo wakaipa
Kapfupi kapfupi njere dzakapfupika chokwadi kunyange isiri hama yako ungabva watadza kunoona mumwe wako arwara hhhh moyo sedombo ndaiti urimunhu zvino zvabuda pachena kuti uneutsinye
Kurwara kwakaipa marabha akuita seanoti pengei mbichana
Why vanhu kunyepa
Chii chaicho chiri kuitika pana marabha awe kuita seari memory loss wani
Kapfupi imboko akangwarira mahara
Mukuru uyu arikurwara mubatsirei varipedyo naye
zvikutooneka arikurwara uyoo
Vanhu vasatambe nezvakadaro shuwa vanhu vanoti afa iye arimupenyu
Vaireva marabha wekuchegutu
Marabha ukatamba nemvura inopisa unotsva ARV for life iwe wosiya manje unokava bucket . Imwa mishonga yako usiye zvinodhaka unoita munhu bho
Siya biya