Ngatidzidzei kuti kana tisingatende zvatiri kunzwa tirege kuti kunyepa especially kana usina kubvira wambozviita. Imi munoti kunyepa, makamboromba here? Kunyange zvichinzi akaromba haataure, zvoreva kuti vese ndozvavanoita here? Hakuchinawo anoti iiii kana kuri kufa ngandife hangu dzinza ripone here? Let's not generalise everything or think what we understand or believe is everything.
Watching from JBG mmm kunzima. Lizaqedi muli ngenxa yemali 😮😮
Shuwa uyaz bathandi zinto kakhulu
Mukoma Robert hw many times mface uyu achiuya kwamuri chii chiri kuitika
Hacasirivo mkoma vekuenda nematombo ku south Africa hre avo
Ndiye
Ndiye shuwa ndamuziva😂😂
🤣and nguye shem ayi umfana lo nikis
Ugooona paya airamba kunyepera kuzviita mutsvene
Yah kubi bantu isitsho sithi ozeleyo uhlekela esigxingini
Blaz nhasi mazoreururaka..mai venyu maivaita benzi paya muchinyepa henyu
Mukomana anotaura kunge nyaya yeku ruka or else pfungwq dzake hadzisi right or hudofo coz zvese izvi zvekungo pihwa mishonga nevanhu 🙆
Ini kungohwa kuti nyoka haaa chitsoka ndibereke
Aaaa sei muchitiwunzira chimunya
Taura hako takambochiona ichi
Imi muchatinyeperawo nenyaya dzenyu dzekuromba idzi. Vanhu vakaromba chayivo havataure, vanosvika mukufa vachiramba kutaura. Iko kuromba kwacho kwazonyanyafumuka zvekudaro.
True kunyeba uko
Kutsvaga mari uko. Haana kuromba mfesi uyo
Ngatidzidzei kuti kana tisingatende zvatiri kunzwa tirege kuti kunyepa especially kana usina kubvira wambozviita.
Imi munoti kunyepa, makamboromba here?
Kunyange zvichinzi akaromba haataure, zvoreva kuti vese ndozvavanoita here?
Hakuchinawo anoti iiii kana kuri kufa ngandife hangu dzinza ripone here?
Let's not generalise everything or think what we understand or believe is everything.
True kutozvitaura kutotsvagawo help
Kubuda pachena kudai zvinenge zvave kukushungurudza saka kana usati wapinda mazviri munoti kunyepa
Something just not adding up, I dont know what it is.
I agree with you... He is lying too much
Dai ma qustions akaita mashoma, zvinovhiringa zviiri kutaurwa nemunhu
Aaaah kwaTapson uko takamboshupako fani kare
Ummmm uri satan mukomana
Killing your own child coz of money ??🙌🙌
If we can't trust our parents, who then to be trusted
😢komukoma ava hanty ndivo vematombo futi
Wapedza
Ekwamanesa tapumwa uroyi😢
Why mazuvano muri kudzosa nyaya dzekare mkoma
Akubvunza wacho neari kubvunzwa wacho vakudzokorora one statement kahobho aah
Kwandiri hangu, nyaya yemukomana uyu haina kunyatsobatana.
Pane zvaari kusiirira.
Kana kuti kusakwanisa kwake kunyatsotsanangura here?
Haaa kuita chivindi chokuuray mwan wako shuwa wakagumira grade Ani iwe Mari yambokosheiko yaman kudaro
How many times did you guys interviewed this guy?…we are tired of same story…why do you give him help
Dzimwee nyayaaa ndedzekunyebaa idziiiii nooooo
Ko akabatsirwa kwevamwe sekuru wani last year ndakaiona nyaya yake yematombo akazoto akauraya mwana akabatsirwa akanzi zvapera .asi ava maskit here
Bhudhi muri muroi chaiye fish kana mari zvakosha kudarika mwana hrre kuda zvakapfava sehonye mbwa yemunhu dai mbuya vadya iwewe ava
Nanhasi haaasati Ave nayo 😅😅😅
Zvakaoma 😭😭😭
Maakunyeba manje kkkkkk kumedza nyoka😅😅
Ndiye vekuenda neluggage yematombo kumusha ka uyu
Vanhu dzidzai kushanda musade zvemahara se shiri kuda kumhanya kupfuma haaa mweya wambuya pauri mweya wa Amoni chipinge ummm mawani
Bra Rob you hv rebroadcasted this boy five times from sly media....
Weduwe kurombera kubata fish here iiiiih zvakaoma
Kana ndiweo uuhn... howe?
Nhaimi?
Kana kwazviri kubva nekwazviri kuenda tsanangudzo dzake mukomana zviri kuramba kubatana
Did he make the money and is he in prison 😮😮😮😮😮😮😮
Confusion unayo sithole
Zera racho rino romba vedu
Futhi futhi so kuchirombwei chaizvo chaizvo 😅😅😅😅 ngaadyiwe nekambuya ikako
@@NonhlanhlaVundhla😂😂😂 Heya
@@cathrinemarwendo7654 😅😅😅
Munoda zvinhu manhingi moda mari dzamusina kushandira kuti zviyite sei hezvo zvivindi zwekuwuraya mwana uribenzi remurume
Takaiona kare iyi
Mari yacho akazoita here.
Sorry pandijamba
araura wani kut apana chakafambaaaa.
Haina kuita mari.Kuurayira mwana mahara
Mukomana uyu hazvisi kumaker sense. Confusing. Something is not right. Is he ok?
Yakambobuda nyayayi
Yanyanya nyaya
Makore mangani
Hezvo zvaunopenga iwe ndokubvuma kuuraya mwana wako hre zvauri muroi
Handichafollowi tsvina idzo
Wakamama nyamai vako
Kkkk unogona kuruka nhema 😂
Regai afe pliz musamubatsira akaita achiziva
The story is not adding up
Haapenge here mafana uyu?
Mmmm😂
So sad
Nyambo😂😂😂😂
Idzokororo iyi
Mukomana aka dzungaira coz haasi kana remorseful zvke
Vakomana kana zvichinzi n'anga dzavhara matare musatipedzera data pane nyaya dzamakambounza
But munhu akabata mushonga otadza kuita Mari tingati kuromba here or chikwambo ?
Uummm nyaya yacho kungr yrkunyrpa
Uyu uyu musiyei akadaro pliz nyamai vake uyu
It's advertising, Robert is making money with fake stories and n'anga slammers. Some of the things here are not adding up
Taura hako doesn't make sense
Fabrication stories they no such thing
Mkoma zvemushonga mozvida tsvagai jehova achawanikwa hkuna kupfuma kunouya nekuromba kna kuuraya munhu kut mupfume
Nyaya iyi makamboiunza kare iyi
Ko nyaya iyi madzokorodza futi hre
Zvakaoma hazvo ama2k wanodakupfima wedu
Munonyeba imi vanhu vekudhara ndivo vane mushonga manje
Mukomana uyu anongo woneka kuti aka zungaira xaaa
Ngavatsvake imwe content November uno coz kunobva content zhinji vakapeta machira
😂
Zvoreva kuti maYou tuber apinda nzara nenyaya ya November nhai 😂😂😂
Repeat again,😮
Nhai
Saka makarombera fish??
You people you have to use your on energy to work hard n get money than all of this we see nowaday how can you kill your child this is evil srs
Ummm bhudhi havasi kunyatsoura chokwadi.
Kodwa iminyaka yakhona lento ekhulunywa la akuthambanga
Nonsense
Kwaaaaaaaaa 😂😂😂
This is definitely not a factual story
Zera racho kuita zvemushonga uchitadza kushanda, dai dzambokutambudza nyoka idzodzo useless
Kana kwazviri kubva nekwazviri kuenda tsanangudzo dzake mukomana zviri kuramba kubatana