NDAITUND^RA MUKATI ASI NHUMBU HAISI YANGU KANA MWANA AKAFA MUKADZI AKAREURURA MUNHU WAAITA BONDE NAY

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 вер 2024
  • Join this channel to get access to perks:
    / @zimquiktv
    makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus

КОМЕНТАРІ • 56

  • @priscillatembo6760
    @priscillatembo6760 8 днів тому +2

    Chief nyamaropa to the pple keep it up unogadxirisa nyika

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 9 днів тому +8

    Vakadzi vakadzi kana waita mwana wekutanga Chisinau zvemarriage shanda and empower yoself

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 9 днів тому

      Nyoro inodiva

    • @it3788
      @it3788 6 днів тому

      Mkorekore uyu kutaurisa mkurukukamfana aka 😂😂😂😂

    • @priscasibanda9340
      @priscasibanda9340 4 дні тому

      Dai zvaidaro musipo kutaura kuno

  • @Sue31013
    @Sue31013 9 днів тому +3

    I think ma defendants should also be given a chance to tell their side . Kuita muman'ari doesn't mean vari right

  • @user-fi6cq8ce9g
    @user-fi6cq8ce9g 8 днів тому

    50 percent fair chief

  • @JoyceTakadiyi
    @JoyceTakadiyi 9 днів тому +1

    Mambo tsuro inorowa ne gwenzi rayo kana tezvara vakutaura nyaya yevana vonzi budai munyaya dzevana zvinhu zvacho soo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 9 днів тому +1

    Ko seiko kazhinji mumhan'arirwi asingapiwe mukaona wekunyatsotaura divi rake? Traditional courts of zim is a joke, now ndikarova munhu ndikamanya kudare ndinondowina court iyoyo

  • @alicezandonda3129
    @alicezandonda3129 9 днів тому +5

    Chief Nyamaropa sando dzenyu kamurume aka kakadhakwa dai aisada mkadzi pakafa mwana zvavharana manje rudo ruripo vabereki pamwe pacho hey unotambiswa bhora risina mweya

  • @NjabuloNcube-k1k
    @NjabuloNcube-k1k 9 днів тому +1

    Iyo mbuya iyo yakadyisa mwana

  • @matronmoyo
    @matronmoyo 9 днів тому +1

    Vanhu vane vana musapate mani munodirei kutukwa nehama dzemukomana une mwana wako tsvgagawo ane mwana wake

  • @natasha87ful
    @natasha87ful 8 днів тому +1

    "Uyu,"kureva murume manje. Dzimba dzakaoma veduwe

    • @St-G2
      @St-G2 6 днів тому

      Vakadzi vanotidherera nenyaya yekuziva kuti tirivanhu vanogara vachikumbira bhinzi

  • @NencyKutenda
    @NencyKutenda 2 дні тому

    Kanyika kedu Kane drama ndati

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 9 днів тому

    Clayton Mudonongodzi anogara akaparidza shoko rake reButiro. Chionai vamwe vave kubvunzwa Waiitira pai??

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 9 днів тому +1

    Kamukadzi kacho kanenge kakaganhira

  • @Chiheramaimuku3088
    @Chiheramaimuku3088 9 днів тому

    😂😂😂😂😂zvimwe zvacho unenge usingadi kuseka asi iiii

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 9 днів тому

    😂😂😂😂😂 asi mambo kaa

  • @rangariraimabwe6578
    @rangariraimabwe6578 7 днів тому

    Rudo nderwevaviri guys avo vaviri they're in luv tezvara avo ngavabve murudo rwevaviri

  • @BrightonNyambayo-o7d
    @BrightonNyambayo-o7d 8 днів тому

    Chief nyamaropa anogonesa kutonga uyo

  • @TataMunashe
    @TataMunashe 9 днів тому

    Daddy ndimi makandipa mimba ❤️🤣

  • @NatashaHweru
    @NatashaHweru 9 днів тому +2

    Nhumbu mukore unoooaaaah kna

    • @Chiheramaimuku3088
      @Chiheramaimuku3088 9 днів тому

      😂😂😂iwe neni tatova mafriends cz tine muono umwe chete

    • @NatashaHweru
      @NatashaHweru 9 днів тому

      😂😂😂😂😂😂​@@Chiheramaimuku3088

    • @andrewmaoneni4675
      @andrewmaoneni4675 8 днів тому

      Ndoda kkuysvagai ndgokupai mnoronzera vamwe zvakaipa,😂😂😂😂😂😂😂😂😂,ska mkuda kt vanhu vapere nekda kweusimbe hwekti hamuz kda kzvara???

    • @Chiheramaimuku3088
      @Chiheramaimuku3088 8 днів тому

      @@andrewmaoneni4675 tovaitisei vana vacho tovapeyi?

    • @NatashaHweru
      @NatashaHweru 8 днів тому +1

      @@andrewmaoneni4675 ini hk haaa noo mwana wacho ndomupei nhai nekuoma kwakaita zvinhu uku ndirikutotya kna kuroorwa kwacho

  • @Hamainyoka
    @Hamainyoka 8 днів тому

    Ijoki kamukadzi ako. Plus pamuromo too much. Haagarike naye

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 8 днів тому

    Mambo Nyamaropa namambo Bushu 2 madzimambo emahure

  • @CalvinChigerwe
    @CalvinChigerwe 8 днів тому

    Mambo ava hash nekuzviita muzivi too much Ngavadzide kuna mamboMutasa

  • @LeoAlex-j5m
    @LeoAlex-j5m 8 днів тому

    Ndiye mambo anogona kutonga yega

  • @arthurmutano-c9i
    @arthurmutano-c9i 9 днів тому

    Volume hey kutoisa foni panzeve

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 8 днів тому

    Madii pano

  • @stanleymakoni3972
    @stanleymakoni3972 7 днів тому

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @Luciasithole-sy1xb
    @Luciasithole-sy1xb 9 днів тому

    Humwe huvarume Soo

  • @elmenciatapfumaneyi5393
    @elmenciatapfumaneyi5393 9 днів тому

    Nyaya dzamambo ava vanoti Nemo nemo

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 8 днів тому

    Kadaddy kacho pakaipa

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 9 днів тому

    Babamudiki hautaure mubereki pamberi pemukadzi chero manakirana sei

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 9 днів тому

    Kamkwasha mboko ako😂

  • @santosmodesto3480
    @santosmodesto3480 7 днів тому

    😂😂😂😂😂😂

  • @FideNelsin
    @FideNelsin 9 днів тому

    V

  • @jr2011f
    @jr2011f 9 днів тому

    Zvakaoma nyaya dze binzi dzanetsa

  • @RosemaryDzamara
    @RosemaryDzamara 9 днів тому

    CHIEF imi mune rudo,munoyananisa, sando dzenyu, ko musikana wekwamtoko wekurariswa navatezvara namwene yapping, akazodii,

    • @AntonioDeure
      @AntonioDeure 9 днів тому

      Uyo akatovakirwa imba and asimba zvekuti

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 9 днів тому

    Kuitira mukati😂😂😂😂

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 8 днів тому

    Poor sound

  • @marlvenchikomba1479
    @marlvenchikomba1479 9 днів тому

    Sando dzenyu cheaf