Kkkk vanenge vachiti kushanda Hakuna mari , ndakamboona vamwe Vai itwa interview pa radioe ma south Africans vachiti hatidi basa coz haritipi Mari dzatinowana
Each job has its hazards saka kusangana nehombe whilst on the job is part of the hazards you come across in your profession just like gweja anogona kudhirikirwa achicheraari pasi penyika hapana kusiri kufa😅😊.
Nxaaaa benzi remukadzi zvino pa 5yrs dzacho chii chawamisa,nungo dzinokuudza kufunga zvakadhkwa.
Pa 5 yrs dzawaita chihure dai wakatoshanda wakuree neupenyu hwako unofa horo yamugodhi chaiwo
kkkkk clayton kaa😂😂
Imi vacho munozova batsirawo here vanhu ava. Kana kuti mukutova shandisawo futi.
😂😂😂😂😂kumanhenga kwandakaroorwa. Ndokuti vaite musika
Nungo dzamai haunyari unotadza kushanda kuti wakaremara here
❤❤❤
apa wasangana nazvo ,amai havanyare ava vaneshave rechihure chairo ngavashande inungo idzo
Clayton unrmusindo iwe😂 musoro chete😂🤝🤝
Clayton anoda mumwe munhu anenge achimutsura paside
Hamunyepi but haunyare
Nungo dzekushanda idzo
Kkkk vanenge vachiti kushanda Hakuna mari , ndakamboona vamwe Vai itwa interview pa radioe ma south Africans vachiti hatidi basa coz haritipi Mari dzatinowana
Yoo
Ndaona nduwe paline kkkkkk Calvin klein
Uuuuum kusanyara tsvagai basa mynn
Each job has its hazards saka kusangana nehombe whilst on the job is part of the hazards you come across in your profession just like gweja anogona kudhirikirwa achicheraari pasi penyika hapana kusiri kufa😅😊.
Varongerei ka baba kaye ke 52! Years kaye ke Bindura Kane ropa rakadhakwa nemusombo kanakundikana ne dambarefu😂
Tsvagai mabasa uko kwete kuda zvemahara kunge honye
😂😂😂😂😂
5 years haasi aona mari yekutanga somothing here ndibvunzireo
😅😅😅😅😅😅😅
Content iri kunetsaka
Ko chirwere chacho hachiuyi here ukaitirwa mukanwa urikuti tinoto tanga ta testwa usanyepe iwe mabasa emudzimba ariko wani unenungo iwee unongoda hako zve kutengesa muviri chete zvinenjodzi zvauri kuita
imbwa dzavanhu usimbe rwekushanda
Idzo ndodzinononzi simbe chaidzo dzatojaira kuzadza wanhu aids ne sick