Mambo Chinhamora munogona kutonga kugadzirisa misha yevana kuti isaparare and murume anenge anga afurirwa he has NO points at all shame aiwa magona chief and makurukota enyu anobvunza mibvunzo yakanaka vasina kwavakarerekera which is good even ikaenda ku court babamunini vanosvikobatwa nemhosva period we had a lovely time me and my family watching Chief Chinhamora pa kangaroo court well done Sir
I am a mother and grandmother of both girls and boys. In most silenced cases or forced decisions by these traditional leaders favours the women and girls. In this case I am on the boys side .. ah aramba kukumbira ruregerero the girl. Tezvara vari kutingoda roora from the poor boy chero kutora the wife back or not he is still obliged. I found the boy polite enough by deciding to sleep on the floor. He needs counselling as well.
Iiii, munhu anoramba mukadzi pane mwana ini zvangu samai vane boys handingaode kuonera muzukuru pa picture. Imhosva yeyi yakaparwa ne munhu ane 18yrs, chinongodiwa apa kuti vese vadzidziswe, they are both young, vakamhanyira kuda zvinhu.
dare iro harifaniri kutonga mai avo nenhau yemuroora nokuti mai avo havazi varidzi vemusha, mukomana uyo haana baba here kana vana babamunini vanofanirwa kumira mudare pane kumisa mai avo vari mutorwa
Yes this is a real example of leadership.chief vanotya vanhu ava.h is humble.he is inteligente.it seems t me that the subjects are more important than the chief himself.true leadership style.ndakutyai mdara
This guy is getting pressure from his family and ave nemumwe mwana mudiki waakudanana naye futi hapana chimwe. Apa akamitisa underage futi. Baba vemuskana vanopinda busy yekutambira pfuma yemwana mudiki.
Mambo you are now threatening the boy,ati hachada hachada ko seyi makuda kumuvhundutsura nejere. Musaite ma marriage ekumanikidza vana ava ndokuzourayana
Mufana uyu ahana ku kwana pa chokwadii akarora mwana ari pasi pe 18 apa akuda kuramba futi anonyura mukadzi wako ahana kuhura ahuna point mufana funga think
Rudo haru manikidzwi, kana iri under age tezvara vane mhosvawo yekuroodza wo futi. Dare raa kumanikidza pasina rudo. Mutemo mutsva unoti no roora kana imba yaparara. Tezvara vanga vane mwana wawo ngawagare naye woenda kubmaintenance chete.
taura hako, rudo harumanikidzwi or kuda people to negotiate of your behalf, 3 months of trying to see kuti zviri kuita here mumbu inobva yabata, then you get stuck more deeper
Good chief rambai makadaro Chinamhora madadisa musazoita zvakaitwa naChief Mutasa panyaya yamai vekubaya kulodge Napster
He is good. Ndokuedza kuumbiridza. Atleast he has done his part. Well done mambo.watching from UK. If l had yo number ndakutengerai drink
Mambo haaaa love your intelligence, being humble, self contained and respectfull
Mkomana ane pressure from vabereki . Akanzi mkadzi wako pano hatimudi, so he's caught in between.
This dare is so peaceful ❤
Mambo Chinhamora munogona kutonga kugadzirisa misha yevana kuti isaparare and murume anenge anga afurirwa he has NO points at all shame aiwa magona chief and makurukota enyu anobvunza mibvunzo yakanaka vasina kwavakarerekera which is good even ikaenda ku court babamunini vanosvikobatwa nemhosva period we had a lovely time me and my family watching Chief Chinhamora pa kangaroo court well done Sir
Good judgement keep it up King❤
Vamwene imhata ndivo nyoka. Zimuroyi. Thank you Chief Chundu
Ummm vaita sei
@erumachi85 asi munoroya mese here
Ukaona una mai vakadai unofa urirombe, Mai ndivo vasingachadi muroora
I like the small talk here kkkk
Dare rekumusha kwangu keep it up Chief Chundu
Amen mambo great job ❤❤
Never force munhu kuti agare nemunhu waasisade
Akambomudirei kuda kutambisa vanhu tukomana utwu ndivo vanoita kuti mvana dziwande nekungotora vachisiya chiniii
Nhai hko ndogara sei nemnhu wandikuziva kti ambotaura kti handchakuda 😅😅 kuita kumumanikidza ere
Enge anocomplainer zvekiwachirwa iye asingatogone kutenga chikagu nxa @@AletaTivaz
I am a mother and grandmother of both girls and boys. In most silenced cases or forced decisions by these traditional leaders favours the women and girls. In this case I am on the boys side .. ah aramba kukumbira ruregerero the girl. Tezvara vari kutingoda roora from the poor boy chero kutora the wife back or not he is still obliged. I found the boy polite enough by deciding to sleep on the floor. He needs counselling as well.
Thank you chief munogona kutonga nyaya murambe makado
Mukwasha ane umwe munhu uyu anodiwa nana moms. Ngavasiyeyane naye voita zve maintenance
She will find a good husband asinamanikidzwe
Musamanikidze vana kugarisana imi,hamusi kuona kuuraryana kuri kuita vanhu mudzimba umu here..its better vanhu vasiyane vari vapenyu
I love this dare
These chiefs have too much unregulated power.
Iiii, munhu anoramba mukadzi pane mwana ini zvangu samai vane boys handingaode kuonera muzukuru pa picture. Imhosva yeyi yakaparwa ne munhu ane 18yrs, chinongodiwa apa kuti vese vadzidziswe, they are both young, vakamhanyira kuda zvinhu.
Kudzoka achibvepi anga anohura Aneta akudzoka dai akaroorwa pa8 months Aida kudzoka here
Well done chief mogona imi
Kwanzi ndokwanisa kumupa sipo, kufa namai mwana anodya sipo.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Paangotaura zvemasowe finish..Hameno zvaanenge akaudzwa.
Ndaseka hangu hanzi inhamo yauya kwandiri😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
Chief Chundu nedare ravo vanogona
Chokwadi shumba ishumba chief mandala thumps up
8 months usungazivi kwaari, usina kumudzinga haaa chief, regai vanhu vasiyane
Girl is immature 18 year old. This is likely why 8 months. The boy is also immature and appears to be under pressure from mom.
Vana vanomhanyira havo kuroora ,ndiri kutotya mwana wangu wa2003 kuti akaroora anozvigona here izvi
Nyika yachinja ,zvakasangana ,Vasikana vacho kuchenama , chipfambi iiiiii Vakomana vacho kuromba .ini handidi mukwasha mupfumi pfumi iiiiiii nyika yaipa iyi.
Good mambo
Ko kugarisa vanhu pasi hanziiko vakomana kumwe kuda kunzi chivanhu kwachooo aaaaah imika
Vana Mambo musamaniikidza vanhu vasisa dananani vanhu varikuurayana mudzimba idzi
Tokumbirawo picture kwayo
Vamwene vanenge vakufurira mwana kuti asatore muroora
Kuda kuzvipa basa rekubikira munhu sadza haiwawo
Vacharamba vachiitiswa nemwana
Taura hako zvese zvekunzi heee wadanana nemunhu anorwara inhema chaidzo
Picture quality yakadhakwa kana kuona face dzevanhu
Dare ndarifarira hangu ini
Kkk shumba dzatoera dzakasiyana
Munhu ari wrong ndibaba vemurume thats y asina kuuya ndiye munhu anoudzira mwana side ,just wait and see
This marriage will not work. Leave them to work out and decide on their own. You are coercing them to make a decision which is not right
dare iro harifaniri kutonga mai avo nenhau yemuroora nokuti mai avo havazi varidzi vemusha, mukomana uyo haana baba here kana vana babamunini vanofanirwa kumira mudare pane kumisa mai avo vari mutorwa
Force matter ndakanoijamuka kkkk
Mimwe mibvunzo haidi atezvara akagara paside vaburitsei panze
Dare ramambo ramboedza kudzora kamwana komurume aka. Akatora mwana ari below 18yrs. Endesai mberi ambosungwa nastatutory rape. Kuti murume uyu azive mutemo uri kushandisiwa kumatare. Ndokuti akure papfungwa.
Anokurira mukati zvobatsirei wangu. Ka mudhara ako kopinda mukati futi kurodza under age!
Yes this is a real example of leadership.chief vanotya vanhu ava.h is humble.he is inteligente.it seems t me that the subjects are more important than the chief himself.true leadership style.ndakutyai mdara
Haa volume yacho iri low
Forcing mereji. Bvuma mfana voita zvaunoda kusvika aenda
😂😂 mhazi
Mukomana haachadi vosena mai havadi muroora
Musamanikidze vana ,uye msikana angaciitanezvei for 8 months
Aitya criminal offence ndoosaka akaroora
Hapana anoda umwe apa aah mukumanikidzireiko aaah
Chief munofanira kt tezvara wabude panze panemimwe mibvudzo
Zvakaoma mubvunzo yacho ummm kkk
Nhai
Akuna mambo vakadai tongai zviripachena 8mouth munhu achihura uko mutikwanire imi
Well done chief
Mkoma akasungwa zivai kti tezvara vanopindawo futi mukati coz vakaroodza mwana mudiki.
Tauraiwo ipapo
Avenemumwe murume uyo but he is going to regret
Kamweya mweya karikubva kunaamwene
Vamwene hamusi kuda muroora makatot kumwana wenyu handimudi pano,muchasangana nazvo rimwe gore mwari havadhakwi
Rudo harufoswe please munokonzeresa kuti vanhu vabayane wakanga amboendepi plus kana anga Ari mwana vakatambirirei Mari yake musabatirira vanhu Waneta nechipfambi uko momuti tora chero ndimwiwo varume imwi mungazvidawo here mwana anovhurirei makumbo ihureka . Musamutyisa vakadzi chipfa😢mbi takanyanya wakanga achiitei koarikuchemei apa chupeti Saka ndisingade kugara mumaruwa kutsvaka kupfuma neumwe munhu Maya mhanimwi
Nyaya iri paRespect mumba it's seems murume haatererwi and iye anoda kuva nevoice but mkadzi ari stubborn and immaturity from both sides
Vaviri vanoda kunyengererwa too much
Mukomana haachada mukadzi. Don't force him
Dare iri rakadhakwa vanhu havamanikidzwe mhan!
Kkkk zverudo zvinoda una mbuya vanoroya chaizvoo 😂
Kuyananisa Inga zvanzi if it doesn’t change after 3months you part ways
Madzishe aya vanoita kunge asingazive kurwadza kuno it's kuudzwa magara moyo. You won't look at the person the same again. Mashoko akaona akomana
This guy is getting pressure from his family and ave nemumwe mwana mudiki waakudanana naye futi hapana chimwe. Apa akamitisa underage futi. Baba vemuskana vanopinda busy yekutambira pfuma yemwana mudiki.
Mambo you are now threatening the boy,ati hachada hachada ko seyi makuda kumuvhundutsura nejere. Musaite ma marriage ekumanikidza vana ava ndokuzourayana
Volume 😅
Mufana uyu ahana ku kwana pa chokwadii akarora mwana ari pasi pe 18 apa akuda kuramba futi anonyura mukadzi wako ahana kuhura ahuna point mufana funga think
WELLDONE CHIEF. SO FULL OF WISDOM. KWETE ZVEVAMWE VANOKARA NYAMA
Haiwa rudo hapana zvapo ukatarisa nyaya yacho dayi vaidanana hakunyengererwa kose uko dayi vatodzokera pasina zvekumumanikudza
Hakuna kutonga kwakadai,ndimi vanhu munozokonzeresa kt vanhu vaite ma suicide imi,sei kumanikidzira zvinhu pazvisiri kuita munhu ati haachada haachada chete ,
Mambo munogona zvenyu ndatenda
Hachadi mkadz uyu vose namai vake musamumanikidza achawana umwe murume kwete kymanikidza rudo
Ndimambo ani ava
Ibenzi mukomana uyu
I don't think vachano gara mushe,, cz murume haachade
Dare arisi kutarisa both sides
Uno mudii munhu akaenda 8 months achiita chihure zvake
Zvekurooranq same mutupo hazvina kana basa
maita basa mambo
Idambe iri ravarikuita vana ava.
This young man is depressed.
Mukonana enda unisungisa musikana kuti akakuti une Aids iwe
Kumanikidza munhu kuti ade zvaasingade siyai mwana under age vanosungwa vose atezvara vacho hazvitenderwe kuroodza mwana mudiki torai mwana wenyu mhani
Usachemera rombe iro
Dare rakarongeka zvaro iri surrender
Ko tezvara vakaroodza mwana ari underage
Haaa rudo hapana apo kupedza nguva ukooo
Murume uyu moyo wake mukukutu chaiwo haachatodi mkadzi mmmmm
Dare rine mibvunzo yakanaka
Amwene stupeti Yako kana neni ndiri amwene but haufungi ,mambo sando dzenyu🔨🔨🔨🔨magona
Poor pic quality
Rudo haru manikidzwi, kana iri under age tezvara vane mhosvawo yekuroodza wo futi.
Dare raa kumanikidza pasina rudo. Mutemo mutsva unoti no roora kana imba yaparara.
Tezvara vanga vane mwana wawo ngawagare naye woenda kubmaintenance chete.
Amai avo havasi kuda.
Rudo harumanikidzwi vasiyei vana ava
taura hako, rudo harumanikidzwi or kuda people to negotiate of your behalf, 3 months of trying to see kuti zviri kuita here mumbu inobva yabata, then you get stuck more deeper
Spousal abuse. MaSibanda wanyadzisa haaaa🫣. Ingoita zvataura dare. Hapana rudo apa.
Two tuvanhu turi stubborn
KKKK MA2000 IMBOMIRAI ZVEMAMARRIAGES HAMUNA MARI MUKOMANA HAANA MRI YEKUCHENGETA MUKADZI UKUDA ZVEVASIKANA VASINA MAEXPENSES PAANENGE ACHIDYA BEANS BUT ACHAUYA ZVE KUMBA IYEYE WAWAWANA KUSANGO UCHADII ? MAZUVAANO VAKADZI VAKUNGORAMBWA PASINA ZVIKONZERO
Pfutseke imbwa dzevanhu,murikumanikidza munhu kugara nemunhu wasingade.Mutorei imi kana akakunakirai you're all nonsense.Kumutyichidzira nekushangwa kuda kumumbunyikidza you're evil
Madzishe vanehunyoro ava