NJUZU DZATORA MWANA WANGU UYEZVE DZIRI KUDA KUNDITORA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 лис 2022
  • MUMWEZVE AURAWA NENJUZU KUMANICALAND
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 180

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Рік тому +26

    Kuvarungu hakuna chiporofita. Hope is direct message ndicho chiporofita chikuru. Vanhu vatema chiporofita chenyu chinouya nemidzimu yenyu. Ngwarirai kushandiswa nemaBishop kuti church dzawo dzikure . Bishop Akaoma kuti baba awa wakaenda kuchivanhu church yawo inoparara nekuti panenge pasisina chiporofita. Vanhu vari kuteera machurch nekuda chiporofita. Muchasvinura zvenyu.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Рік тому +26

    Dzichiri njuzu chaidzo here kana kuti zvaa zvinhu zvevanhu zvirikugariswa kumadziva zvine kuita kunenge kwe njuzu bcoz ummmm nyaya dzacho zvinenge zvaakunyanya kutodarika kare paiyera zviyera yera.ndoo kuguma kwenyika kwacho here veduwee

    • @nyashagovheya2799
      @nyashagovheya2799 Рік тому

      Rwuzi urwu harwuiite injuzu chaidzo njuzu haidi sipo

    • @martha4637
      @martha4637 Рік тому +1

      eish sorry henyu ndirimumwe anedambudziko rakadaro beduwe zvinonyarara zvichindinetsa uye mweya we njuzu and kakawanda ndichirota ichinditora

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika Рік тому

      @@martha4637 kana uchisangana nehope dzakadaro kakawanda usapote uchiyenda kurwizi uri wega kana kuzvisipiti zvinoyera .unotorwa uriwega vanhu vakatadza kuziva kuti chii chaitika.vanotanga vachakutsvaga kusvika vanozongoti akatsakatika .

    • @martha4637
      @martha4637 Рік тому

      Oky ndatenda hangu nekuambirwa maita basa

    • @rhodamusimwa1538
      @rhodamusimwa1538 Рік тому

      @@NhereraYenyika true

  • @Montasho
    @Montasho Рік тому +6

    He has morals i respect him,,the way he’s asked if it was ok for him to mention his Bishop’s man ❤

  • @dumisanimabasa5963
    @dumisanimabasa5963 Рік тому +14

    Njuz idzi dzanyanya nekuona kwangu ndezve vanhu izvi uroi akuna ne njuzu apa nyika yaona neva roi

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Рік тому +3

      Zviriko zvenjuzu izvi but ukazvitadzira ukaenda kune vasingazvigoni unotengerwa imwe njuzu mumvura isiri yako yokuitisa yese yese

    • @rachmietiger4122
      @rachmietiger4122 Рік тому

      Ehe ndedzemweya yetsvina ndoodzirikuitwa marituals nevamwe vanhu sooo🤭

    • @beautyngondi544
      @beautyngondi544 Рік тому

      True ndedzevanhu

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 Рік тому

      Tangai.magadzirisa.chivanhu.monata

    • @newtondume6730
      @newtondume6730 Рік тому

      Njuzu ndiye simba rekuroya racho

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +3

    Hazvidi kushoperwa izvi tsanangudzo yenyu munayo,zvamaiudzwa kuhope ndozvakuwanai nhasi.Marwadzisirwa pamwana.Teedzerai zvamuri kurota siyai kuchurch uko vari kutokutorerai chipo chenyu.RIP kumukomana.

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 Рік тому +8

    Hope dzenyu baba dzaitokuratidzai zvichauya mberi

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Рік тому +3

    Shavi renjuzu ririmumusha menyu rinoda kugadzirwa pachivanhu then michikumbirira kumanjuzu acho kuti mushandire vanhu muri pachinamato rikabvuma mocontinue nekunamata rikaramba moshandira. Vanhu muri kuchivanhu nekuti muchapera mese kuti tsvaii mukapikisa zvinoda njuzu

  • @elizabethrunganga8579
    @elizabethrunganga8579 Рік тому +11

    sly ngaarege kuenda kwamakabva ngavaite zvake ega

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +31

    We can not run away from our culture and traditions

    • @sheillahchakanyuka1260
      @sheillahchakanyuka1260 Рік тому

      Taura hako chivanhu chivanhu

    • @tcpavingrobbie7867
      @tcpavingrobbie7867 Рік тому +2

      Chokwadi munhu akatorota 3 times dzese akarega kuteerera oenda kuna Bishop zvinotsamwisa njuzu izvozvo becoz haatereri

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому +5

    This level rakumberi you always lead others follow Ana murindatsimba tovaona zvedu but sando topa imi drewmas kuru munogona ❤ ❤

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 Рік тому +3

    Nematambudziko hama.drewmas tinotenda toramba tichingodzidza kuburikidza nenyaya dzamunotipa👏

  • @tatendamupurwa3007
    @tatendamupurwa3007 Рік тому +3

    Haa tedzerai zvinoda mudzimu wenyu baba musaite nharo nemudzimu yenyu inokupedzai kumvura

    • @tcpavingrobbie7867
      @tcpavingrobbie7867 Рік тому

      True hako iwe vakaramba vachienda kuchurch vari kutorwawo nenjuzu

  • @ladypee7037
    @ladypee7037 Рік тому +6

    Dzichiri njuzu here zvaazvikwambo

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w 10 місяців тому

    Saka baba ndimi makakonzeresa rufu rwemwana ,dai makamhanya kuvanhu wanoita zvemanjuzu mwana akararama

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Рік тому +3

    Next time kana mwana atorwa nenjuzu musamutsvage Imi nemasea divers enyu itai chivanhu chinodiwa momirira njuzu yomubuditsa ega mwana anga achabuda arimupenyu ASI makakanganisa chivanhu ndosaka njuzu yakadzipa mwana fambai first munzwa zviri kudiwa nemanjuzu acho

  • @dorcassithole4750
    @dorcassithole4750 Рік тому +1

    Sekuona kwangu baba ava ngavambosiya zvechurch vambotevedzera zvirikudiwa nevadzimu Chivanhu chinesimba guru kupinda mweya bcz kuti uporofite zvinobva kuchivanhu nemidzimu yekwako

  • @LesleySithole
    @LesleySithole Рік тому

    tadzidza zvakavanda kburikidza ndimi dremas madia my GOD of mercy be with mukufamba ......

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 Рік тому +2

    Gudbye my frend tichazoonana nerimwe zuva

  • @rachmietiger4122
    @rachmietiger4122 Рік тому +4

    Chivanhu hachibatanidzwe nechipositori cause culture yedu Vanhu vatema haitaure zvechimamato chaJesu Kristu inotaura chinamato chamwari musikavanhu Saka zvekunzi panemagadzirire anoita mapostori hazviko izvo chivanhu chivanhu havhituke madzinza nekuti chichechi wakutonzi tuka mweya yevakafa .ndozonzi tuka baba Vangu Ivo vafa zvichireva kuti vafa andichade asi uko zvichinzi endai nekuna Jesu iye Jesu ritori dzinza reumwe munhu zvakatonyorwa mubhaibheri roro asi zvonzi tuka vako vaAbrahama vakakubereka ukudze vaAbrahama verudzi rwechiJudha .chivanhu kuvanhu .baba avo Hondo yenyu haisati yatopera sekuru venyu vakakumirirai tarisirai zvimwe nekuti imi Makati mangwara hamuchatsike kumvura asi chivanhu chinozongozviratidza neumwe mutoo

    • @docasrugara5829
      @docasrugara5829 Рік тому

      Well said ..chivanhu hachigadzirwe kuchechi sorry hko ,,itoita zvebute zvikufambire wangu ,,

    • @ethigilly0808
      @ethigilly0808 Рік тому

      Ichokwadi chomotaura ichocho, varwadziswa nenhau yekusa terera chivanhu chiriko kusvikira vatedzera zvinodiwa nerudzi rwavo. Ivo kusafunga kwavo vano porofita vakatunga mirirwa neverudzi rwavo how contradicting!!! Fambai neverudzi rwenyu siyanai nekukurudzira zverudzi rwevamwe muchisiya zvedzidza renyu. Chengedzo makapiwa muka ignore ndosaka mwana amonywa kuti muteerere mutye imi maiudzwa kumakope makunovhunza mufundisi vangazivei nezve rudzi rwenyu. Motofamba mugadzirise chivanhu chenyu baba

  • @cedricmazhindu9346
    @cedricmazhindu9346 5 місяців тому

    Tinoparara nekushaya zivo pedzai chikaranga chenyu mozonamata,Jira reblue rimwe chete nereblack and white mudzimu wemumusha. Murangowo wazouya asi mumusha mako mune vakarombawo. Hope makagadzirisirwa mudzimu wenyu wakatsipikwa.

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 Рік тому +1

    Drewmas Media taking you to another levol ❤️

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Рік тому +1

    This is another level. Yhoo chivanhu achitizike veduwe. Mmm

  • @talentnyamadzavo
    @talentnyamadzavo Рік тому

    Thanx Drewmas tadzidza zvakawanda dzimwe hope dzotaura dzoga shuwa

  • @getmorematangaidze263
    @getmorematangaidze263 Рік тому

    Chinamato nechivanhu zvinhu 2 zvakafanana. Zvakazongosiyana nzira yekuzviita ndosaka muchinzwa maswikiro pese paanokumbirira haasiye kuti mutiswitsirewo kuna musikavanhu

  • @godfreenhunge713
    @godfreenhunge713 Рік тому +3

    Ngai chiuya Neshamba undipevo number dzagogo vemoto kkkk

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 Рік тому

    Taking us to another level... that's what you are doing

  • @faithmutumwa5446
    @faithmutumwa5446 Рік тому +1

    Makatadza zveshuwa maifanirwa kutevedzera chete then momirira kupinda kwandakaita mumvura makakanganisa ,paifanirwa kuitwa chivanhu chakasimba muchiridza Ngoma muchikumbira pasina kuchema,makauraisa mwana nechurch ,chivanhu hachigoneke muchurch please

  • @tmansbanda1420
    @tmansbanda1420 Рік тому +1

    Taking us to another level

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Рік тому +1

    Chinyakare chiriko but kuona kwedu isu tinozviti vanamati asi tirisu vatadz vakurusa hazvibatsire tichaita mushe nenhamo hedu

  • @mablenyakabau9679
    @mablenyakabau9679 Рік тому +7

    Shame sorry for your loss brother🥺

  • @pettykarambwe9270
    @pettykarambwe9270 Рік тому +2

    Dzokerai kuchivanhu baba tarisai kwazvakusvika manje mabishop aripo nemi muporofita muripo

  • @elizabethmhandu8631
    @elizabethmhandu8631 Рік тому +1

    Uuummm Njuzu dzacho dzatoipa kudarika mabhinya

  • @oliviatambudzaimusengwa7261
    @oliviatambudzaimusengwa7261 Рік тому +2

    Tadzidza zvakawanda. Thanx Drewmas staff for the good work. Sando dzenyu veduwee

    • @faithjohn5281
      @faithjohn5281 Рік тому +1

      Chivanhu chirko ngavatedzere nemazvo vanokunda hatirambe kuti vanhu tinamate asi Zivai kuti tine madziteteguru edu

  • @ednamirriamburawa
    @ednamirriamburawa Рік тому +3

    Ummm njuzu ichapamha futi iyi kusvika maita zvinodiwa

  • @tafadzwashonhai3867
    @tafadzwashonhai3867 Рік тому +2

    Nyika yedu inoda kukumbirirwa zvanyanya Mambo maSabuku basa iro

  • @charitysekaikaruma5362
    @charitysekaikaruma5362 Рік тому +4

    Drewmas media taking us to another level

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому

    Yaaaaaaa mbuya shumba Yaonda vangamuraira nekuti haisati yapera but munombotembei

  • @anymorekamuruko
    @anymorekamuruko Рік тому

    Haaaaaa muri kufamba sure Drewmas Media

  • @nyaradzomakuvire2315
    @nyaradzomakuvire2315 Рік тому

    Njuzu idzi dznyanya shuwa sei kuvana vega.

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Рік тому +1

    kana vanhu vave kutadza kuwana rumbatsiro kuchurch toenda kupi kunowana hupenyu huri nani.

  • @akadee8355
    @akadee8355 Рік тому +1

    Ko njuzu dzacho dzakungo monya Wani 😩 zvakutotityisa izvi toziva zvipi chaizvo😕.
    Baba kuramba kwamakaita kuhope kureva makagumbura manjuzu Aya mega akakubatirai pamwana...fambirai nyayadzacho kune vanozvigona mubetserwa

  • @dzimwashaalice27
    @dzimwashaalice27 Рік тому

    Baba ndoda kukubatsirai.Gadzirisai chivanhu chiri pamuri,mavurairwa mwana nokuda kokuti murikuramba zvamuri kuudzwa nevenzinza renyu kuhope,hamuikundi hondo iyi kana mukasatevedzera zvinodiwa nema ancestors enyu.kunamata munofanirwa kunamata,asi mogadzirisa chivanhu chenyu first

  • @matronsibanda9054
    @matronsibanda9054 Рік тому +1

    Thankyou so much Drewmas media but njuzu idzi dzinehukasha

  • @newtondume6730
    @newtondume6730 Рік тому +3

    Enda unonamata iwe munhu. Jobho akafirwa nefamily yese. Mwari havadirwe sadza nevana asi upenyu husingagumi. Asi kana wadzokera pakunamata wosiya zvekuteererana nabishop uchivatora saMwari iye ari munhu. Unonamata zvisinei nechechi asi zvinei nekudenga wodzidzisa vana nemhuri yose kunamata Mwari kwete kuinda kuchechi. Jira reblue or ruvara rwedenga rawakanzi waridza nderenjuzu zvekare saka unogona wakatambwa 10 not pakunyanyoda bishop apo. Zvino zvawakarota izvi in 2016 iwe wakanamata zvakadii kuti uputse mhiko yawakapiwa iyo yekuti tichakubata??? Midzimu njuzu as it stands imhepo dzasatani. Yes dzinza ririko vabereki vakafa tinovakudza not kuvanamata no udaro wadyiwa negehena it's 7 stair down kubva pasi uchidzika. Believe in God in times of hardship usaite tsanga yakakushirwa paruware inotenda kwenguva pfupi asi kana matambudziko auya inodzipwa nawo nekuti haina midzi.

  • @denforddopori3246
    @denforddopori3246 Рік тому

    Drewmas.. Media yevanhu

  • @melaniachingware8650
    @melaniachingware8650 Рік тому +1

    Shame Nyaradzwai Munashe

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +2

    Kkkkkkkkk NeShamba mbuya Shumba Yaonda Basaka iro

  • @satisfiedkulado2038
    @satisfiedkulado2038 Рік тому +1

    Waiting

  • @nyaradzosango2355
    @nyaradzosango2355 Рік тому +2

    I know him . Sad 😥 so sorry for your loss

  • @lookout1234
    @lookout1234 Рік тому +1

    zve njuzu zvawandisa muzim ndofunga vanhu takzot tikaona mnhu ane shave racho torova cz dzakuita mabasa akashata chet hakna chakanaka chati chabva kwadziri

  • @lornahvambe1742
    @lornahvambe1742 Рік тому +6

    Hazvisi zvane Satanism mukati here zvichingonzi injuzu

  • @ndatendandatenda606
    @ndatendandatenda606 Рік тому +1

    ndine muvhunzo.. ndibatsirei . Njuzu inotorava munhu asina mudzimu here?

  • @Silent-nf5to
    @Silent-nf5to Рік тому

    Njuzu hadzingotori munhu asina chipo,dzatoyemura chipo chiriprmwana iyeye kt ndimutorere uye dzimushandise mabasa erima

  • @mandy1067
    @mandy1067 Рік тому

    Kufurirwa na Bishop ndikoku

  • @muchanetajarinos759
    @muchanetajarinos759 Рік тому +2

    This is sad story indeed feel the pain,my question is why zvinhu izvi zvanyanya

    • @bettymakuku7262
      @bettymakuku7262 Рік тому +2

      I still think zvange zviripo asi zvaisangotaurwa nezvazvo chete.and a few were covering these stories.

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Рік тому

    Shame zvakaoma rufu ummm mwari akunyaradzei

  • @eniachinyonga
    @eniachinyonga Рік тому +1

    Nhasi rawa rimwe zuva

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому

    Sad story shame, 💔💔💔sorry for your loss hama

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194

    Nematambudziko baba. Mapako iri under Rusape here kana kuti iri under Nyanga ofwhich its under Chief Saunyama. Mwana akatorerwa muna Chinyika here because ndiyo nzvimbo isinganyatsozivikanwa kuti iri under Chief upi. Nekuti Chinhenga neMapako two different areas. Chinhenga is near Chinyika ofwhich kana akatorerwa muna Chinyika vaifanira kuenda kwaMakoni. Mapako have Nyamombe river under Chief Saunyama.

  • @rachmietiger4122
    @rachmietiger4122 Рік тому +1

    Zvazvikwambo izvo haiwa zvanyanya

  • @rosemaryfombe512
    @rosemaryfombe512 Рік тому

    Eish zvakaoma weduweee 💔💔💔

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Рік тому

    Vaneshamba ko Soko aripi handisi kumuona this days, muri sezvenyu.

  • @normalisadube9742
    @normalisadube9742 Рік тому

    Ndimi makaurayisa mwana neve church

  • @jackiendoro8196
    @jackiendoro8196 Рік тому +1

    Baba sorry for your loss

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 Рік тому +2

    Uumm saka hope dzinenge dzine dudziro musadaro ini ndaigara ndichirota ndichitorwa nenjuzu dzichiti ndoda kukudzidzisa kurapa kureva zvinoda kukasikirwa uuummm handiite hangu zvenjuzu saka ndakango ignore

    • @thekisonomsa2826
      @thekisonomsa2826 Рік тому

      Shuwa hope dzine dudziro unoudzwa zvichaitika nemo nemo kana nedimikira asi zvinoda kunzwisisa kuti zviri kurevei

  • @gingerwingerful
    @gingerwingerful Рік тому +1

    Dzungu rekusvora rekuti chivanhu chiripo momhanya kusvora muchiti tonamata mwari mudzimu unoda kugadzirwa wobatanidzwa nemashavi enjuzu chivanhu chaicho zvofamba mushe Baba vane mudzimu vakusvora chivanhu vachifurirwa nemabishop APA bishop mutorwa ndosaka mwana afa since when black uchienda kumvura

    • @lisapeters5114
      @lisapeters5114 Рік тому +1

      Exactly my thoughts too. Bishop knows that if this man sorts chivanhu chake, he can be more powerful & leave his church. Most people are now following churches dzinoita zvechiporofita these days. Bishop is not right here, kutsimbirira munhu who confided in him & took advantage of his ignorance yechivanhu. Ndavasvinure vanhu

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful Рік тому +2

      @@lisapeters5114 sisy warireva Nemo chaimo pamwe ndovakashanja kuti mwana afe godo zvinhu izvi zvaisataurwa pasichigare zvaigumira mufamily chakanakira nhau idzi kana dzoda kugadzirwa unodzigadzira badzi

    • @jackiemawoko9191
      @jackiemawoko9191 Рік тому

      Saka mudzimu wacho ukasanamatwa unouraya vanhu here? saka zvazvekuti if you don't save me I'll deal with you mudzimu wacho ngaunduraye zvawo.

  • @momomankosi3548
    @momomankosi3548 Рік тому

    So sad baba, sorry, ya varikurwadziwa baba veduwe

  • @blessing.5508
    @blessing.5508 Рік тому +14

    takabva kuma levels enyoka nasi tirikuma levels enjuzu drewmas media is always taking us to highier levels fire emojis to you vaNeshamba

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 Рік тому

    Zvakaoma veduwee

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Рік тому +2

    Takamirira

  • @florenciaasahd2350
    @florenciaasahd2350 Рік тому

    Ku inyanga kunoyera zvakanyanya kune nzvimbo inonaya fut ikoko then mugomo munogara muchiridzwa ngoma

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Рік тому

    Drewmas Media murisei ndokumbirawo kubvunza munhu akaimba song iyo khumbula ekhaya ndiani please.Thanks

  • @marvellousmhizha9670
    @marvellousmhizha9670 Рік тому

    Rambai muchinamata Baba

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +4

    Thank you Drewmas Media.
    I believe this man. My 12 years old son drowned ari muenzi in that area. It's almost the same scenario. It is still a mystery.

    • @valeriejames9844
      @valeriejames9844 Рік тому +1

      😢hugs

    • @jackiendoro8196
      @jackiendoro8196 Рік тому

      My heart felt condolence, my beautiful intelligent cousin left us the same way.

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 Рік тому

      @@jackiendoro8196 It's really sad my dear. I am sorry for your loss.

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 Рік тому +1

      @@valeriejames9844 💝

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 Рік тому

      My cousin he was form 2 akanyura akazowanikwa after 7 days coz family yakachema but akabudha aroverwa padhombo nejuzi atsemuka musoro paàkaonekwa akangoti mama ndokushaya after 7days vanhu vachirara murwizi coz payakamurovera Pakatinira muzwiriz

  • @fadzaitiffany4746
    @fadzaitiffany4746 Рік тому +1

    Hama muri sei

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Рік тому +1

    Isai malikes please

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому

    Ooooooo akashaya

  • @tendainhema758
    @tendainhema758 Рік тому

    Zvazvinoita Uno kumbirigwa mhepo totaura zvainoda zvoitwa kana zvapera hozodzokera kuchechi

  • @user-vc5qg9cj5v
    @user-vc5qg9cj5v 5 місяців тому

    chandoziva ziva mykachema njuzu inouraya asi hapa kuchemiwa dai yakabudisa wy yakauraya cz yakatora mimhu asina chaatadza

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Рік тому +3

    I know that man

  • @preciousnyangasi324
    @preciousnyangasi324 Рік тому

    Hello ndokumbirawo zita re song yatanga kurira before vedio iri

  • @jambomazarura3884
    @jambomazarura3884 Рік тому

    Thanks drewmas

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Рік тому +1

    Pamwe unogona kuwana kuri nani zim ikurema

  • @charitycharity7356
    @charitycharity7356 Рік тому +1

    Tamirira

  • @mercyvimbainyakanyanga9086
    @mercyvimbainyakanyanga9086 Рік тому +1

    Ghana I por 3 ndarwadziwa

  • @margarethnkomo2836
    @margarethnkomo2836 Рік тому

    I am looking for soneone anoita zvekufemba. Please help

  • @bridgetshatirwa7499
    @bridgetshatirwa7499 Рік тому +1

    Chokwadi nezvamunofanira kuita murikuzviziwa ende muchaita henyu

  • @natashadzivanyika5506
    @natashadzivanyika5506 Рік тому

    Ngavagadzirise chivanhu

  • @carolinekubvruno
    @carolinekubvruno Рік тому +1

    Hazviriko izvi ngavatedzere chivanhu chavo

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Рік тому +2

    Count down nhasi kuita kugaririra apa magetsi aenda

  • @julietgarufu4559
    @julietgarufu4559 Рік тому

    Ngavambomira zvechurch vagadzire zvechivanhu isu takabva kuchivanhu vakazoiziva vakura ngavagadzirise chivanhu zvenanjuzu zvagara zviriko

  • @mariashereni7140
    @mariashereni7140 Рік тому

    Choshupa njuzi dzakushandiswa nevanhu kurowa nadzo

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 Рік тому

    Apa mafundisi e machurch anotoshandisa chivanhu..anoita birthday mabiko..

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Рік тому

    Takapunyuka

  • @ellenbwanya
    @ellenbwanya Рік тому

    Life is a mystery

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Рік тому +1

    Three minutes to go

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Рік тому

    Mukomana tevedzerai chivanhu chenyu

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 Рік тому

    Ngavarambe vachiramba vachinamata zvichapera

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Рік тому

    Ko mapostori akatadza kuzviona kut mhunu achatorwa nejuzi here siyayi zvechipostori hamudzidze sei sure

  • @tambudzainyenwa4563
    @tambudzainyenwa4563 Рік тому

    Mapositori ese mweya wemumvura Marine Spirit
    Hosea 4 vs 6 vanhu Vangu vano parara neku shaya zivo what you don't know kills you