This Allan fella aituka Pepe wani, enda kunoroorwa what what, iye ndaende kumusha kwa baba vake.....Those who live in glass houses shouldn't throw stones!!!
Baba ava vanomboita vocal vari kuma audiences uko nhasi chiri kwavo 😂😂😂. Baba Taps please interview Headman Chigodora timbonakidzwa zvedu toda kuziva the man behind the name Headman. Also tingafare mukabvunza Headman kuti magloves ndeeyi?😂We love Headman Chigodora🙏💝
Headman Fourcorner, 🤣, vanhu vese vari padare panoti leaders, reporters, respondent and witness. So mumwe nemumwe anobata pake or anomirira nyaya yake achisanonzwa dzavamwe
@@Olcool but I thought magirazi ndiye akaoma musoro , he must understand for a fact haasi mwana wepo, baba vake vari somewhere , ndosaka akatombopiwa pake kumusha kwavo, he is a step son kwaari kuda kurambira uku, at least aifanira kupiwa pekuvaka nanasekuru not kuvaka mumusha mababa Prince, this is rural land zvine mweya izvi
If I was Allan, I would leave the place. The fact remains that stand ndeyababa vemuninina wake. Plus godo rakatangira pakudya mari yemupfana plus kutengesa stand odya mari ari ega.
Haana hake kudya ega since he was looking after these kids nhasi vave kumutuka. aive fatherly fiigure day in and day out. sadza vaidyepi.. uyu ane rough mudiki. Allen ngaabve . haa ndirini ndaienda zvangu God will see me through
Ehe mutongi ari ku side ra Allan . Munin’ina ari correct ko Allan ayigotengesa stand mumusha musiri make sei. Apedza alitosa stand inokwana toilet hantie imwe nzvimbo akatengesa. Allan i problem
Nice 1 ,,yatongwa at its best ,mupfana wacho atongori nemweya we tsvina DHIABUROSI" Chaiye ,plus kusafunga mkoma ano reasona hake chidiki ichi baba baba pese pese😢
Allan i remember u commented bitterly about PEPE 😢😢heee ibva ipapo heee enda unoroorwa 😢etc uchiudza PEPE iwe…nhasi ndiwe how do u feel??? …ibva pamba ipapo enda kunababa vako
Mumhuri munofanira 😮kuudzana chokwadi ndiko kubatana ukabatiswa mari wanzi bata asi a brother Kwete kushandisa washandisa dzosera kuti murambe muchiwererana Mambo tongai nyaya iripo
Vanhu saka murikuti kana munhu achimbo contributer mudare imhosva here hantie headman anobvunzawo pfungwa dzevanhu. Zvabva zvaita senge imhosva kudaira kunomboita Allen mudare.
I think musha ndewa baba waPrince uyu, but however judgement iyi ndekungotiwo vana vagarisane , but baba vaPrince ndivo muridzi wepamusha vachida kudzoka hapana anovamisa , however I hope ngavasadzoke coz mistake yakatoitika kare ngazvichingosiwa zvakadaro vana vagare in peace
Itsotsi iro he bribes Chigodora ngabve pamba pevanhu ayende kwababa mai vake vapenyu vanomupa directions.inga zvikurikutaura kuti kwababa vake akapiwa stand saka that boy can't benefit from his father
Vafana hapana ane nzvimbo.. Nzvimbo ndeya mai. Vana vanobatanidzwa na mai full stop. Vana baba vavo zvainge zvirizvikomba chete. Good judgement from the headman and community.
Chero mukoma vakapiwa kwababa vake iwe unongono piwawo kwababa vako kana mada kugara pamai chigarai zvakanaka asingadi obva simple but mukoma ndovarwadziswa I know musha uno sarira mudiki but mukuru akanyengedzwa nguva yese iyo angadai akato tsvaga pake kudhara but zvonetsa mupfanha pane basa mmmm🙌
Magirazi is very vocal mudare ra headman Chigodora and haasati akamboita go against zvinodiwa na headman. Nyaya yanga yakapera kudhara iyi. Prince abatirirwa apo stand ndeya baba vake. Headman vaedza ese matricks asi zvaramba vakangozoshandisa chisimba. Chero iko kwa chief Zimunya iye anenge ari one of the judges saka hapana justice.
Haisi stand ya bab vake. If it was his stand why did he move when he broke up with amai prince? Hausotombori musha wa baba va prince, if prince wants he can go kunobva baba vake and claim land there
I STAND WITH PRINCE. Have you noticed headman chooses who to belittle, he was talking to Magirazi calmly and yell at Prince. Probably Allen ane experience yekuswera mudare he was speaking boastfully. Stand ndeya Prince varume, inharo hadzo magirazi. Your mum messed up.
@@Olcool so you have to abandon your responsibilities because of mudzira. Kwakutorara dzinouya uchiti vana vanani. That's child abuse and neglect. No child should look after another child. Children needs to be loved, natured and cared for. Not kuti mwana anotambura kutsvagira umwe mwana chekudya nekupfeka uye fees zvayo. Iwe Mai you are busy pleasing marunda uko. If that's how you think, gara varega kuita vana vacho you are not fit to be a parent
@@nondochirau9664 you trying to make excuses for the wrong doing. Regardless of what was going on in her personal life but her priorities should have been those innocent souls she chose to bring in the world. Those children didn't ask to be born but it's a choice of a woman to do that. If she was using contraception all those children wouldn't be there. This is why there's a saying that says "Mama's baby and papa's maybe". Because if the father chooses to run away from his responsibilities, as a mother you can't do the same. You stick around no matter what. Because you are the one who has been there since that seed got into your body. Whereas the father doesn't know what you went through for that child to be there. So as a mother you bond with you have a strong bond with the baby than the father who has to learn to bond with the children. She is wrong. She is the reason why her children are treating each other like that because she prioritised dick more than her kids
Mfana uyo waiswe mu,corner ari 100% right ano fanirwa kuno tongerwa nyaya yake kuna Chief vari neutral. Kana kuuya kwedu Chimanimani West uko vaudze vaku transfer kuna any chief ari neutral, nyaya yako itongwe nemazvo.
I love allan so much. I need number dzake ndoda kumubatsira, headman, gucci namale secretary. I love these pple. Not fotrgetting mupurisa wedu makandikoshera nepandinogona.❤❤❤
The young man he is so arrogant,let him go to his father in Mozambique since he is busy traveling to him and get instructions from him kkkkkk kutojamba border kwese uko
Magirazi was unfortunately mislead into building mumusha mevanhu, pamba ndepa baba vaPrince apa , him is a step son akatochengetwa mumusha mevanhu, mai vakaita mistake mukusaziva magirazi aisafanira kuvaka mustand iyi at least dai vakamukumbirira stand kuhanzvadzi dzavo. Or dai akavaka kumusha kwavo zvaakaenda akanopiwa stand , ndiko kumusha kwavo ikoko not kwana Prince kwaari kurambira uku
Zvisinei kuti stand yakatengwa nababa vaPrince kana namai, last born ndoinofanirwa kusara Pamba, Allan anenge akapa sabhuku yedrink, aimirizika pane dzevamwe but semukuru vanofanira kubva Pamba andovakira Kumwe, Prince ndaona seatsikirirwa plus hapana mhodzi yerunyararo kana pasina justice vachatemana, Allan uneudzvanyiriri ari kutozviita baba kevamwe vana, Mai vachimu favour
Haa dare ririkutonga zvedemo favouring Allen. Prince has valid questions but arikwidzirwa voice. Big brother can’t you just move, kana uchida kuripwa imba yawakavaka woripwa.
The big brother anoshandisa hukuru. Aiita zvinhu achingoti uyu mudiki but now akura he is being challenged akuti zvaipa. Iye semunhu mukuru ngadzidze kugarisana nemwana wamai vake zvakanaka. The young brother is bitter coz he has been bottling a lot.
kuchengeta munhu asati oziva zvaari , uchigara naye, uchimupa security , mangwana okuongorora , achiona zvakaipa chete haa kana, mkoma dai vabva pa stand yababa vemunhu Mwari will pay back for being a fatherly figure vana ava vari vadiki, not even grateful. kutoti he paid only grade 5 , aah.. uyu haatendi uyu..ndirini ndaibva apa kuiiira runyararo. Mwari vanokupa zvako Asiye munhu pamusha pababa vake
@Headman please bring Tamari all the time most people enjoy nyaya dzina Tamari mukati. Lots of love Tamari ❤
😂😂😂matanga
True Tamara ngaadzoke
Chibaba ichii nhasi chiri mudare chinombopisa vamwe😂😂🙌
😂😂😂😂 zvirikwakewoo
Ndaitofunga kt imbinga mazuva aanodaira dzevamwe
😂😂😂 amen shuwa ndatoshamisikawo
Apa chigombiro Chemunda. Chifake prophet. Ngachiiende kwababa acho😅
Chigodora itsotsi ...
This Allan fella aituka Pepe wani, enda kunoroorwa what what, iye ndaende kumusha kwa baba vake.....Those who live in glass houses shouldn't throw stones!!!
😂😂😂 exactly kana vachituka vamwe vanokanganwa kuti chero ana baba vavo avavazive
My Chief Sir Chigodora ❤Ndinobva Gokwe asi ndokudai ndokufarirai munoyananisa zvemhando yepamusoro.
Baba ava vanomboita vocal vari kuma audiences uko nhasi chiri kwavo 😂😂😂. Baba Taps please interview Headman Chigodora timbonakidzwa zvedu toda kuziva the man behind the name Headman. Also tingafare mukabvunza Headman kuti magloves ndeeyi?😂We love Headman Chigodora🙏💝
😂😂nyaya dzevamwe vanotoita kunge vachatonga ndivo
Ndashamisika kuona nhasi vari ivo vari kutongwa. Tajaira vari kuma teresi 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 ndakatomboti he is one of the advisors 😂😂😂
Kkkk nhasi chirikwake. I never thought anoendawo pahotseat. Ndaototiwo iadvisory council😂😂😂
Headman Fourcorner, 🤣, vanhu vese vari padare panoti leaders, reporters, respondent and witness. So mumwe nemumwe anobata pake or anomirira nyaya yake achisanonzwa dzavamwe
This is so good we learn alote from this
Allan is very intelligent,he contributes very meaningfully to the cases that come to headman Chigodora 👌🙏🙏🙏🙏
This is so emotional,madzimai ngatichengetei vana vedu veduwe
haisi nyaya yemadzimai. inyaya yemwana akaoma musoro. Prince akaoma musoro.
stand yema parentys haisi yekurwira. you can leave and go start pako wega.
@@Olcooltrue
@@Olcool but I thought magirazi ndiye akaoma musoro , he must understand for a fact haasi mwana wepo, baba vake vari somewhere , ndosaka akatombopiwa pake kumusha kwavo, he is a step son kwaari kuda kurambira uku, at least aifanira kupiwa pekuvaka nanasekuru not kuvaka mumusha mababa Prince, this is rural land zvine mweya izvi
Vaimutegerei achivaka pamba pasiri pake vachitomupegera pokuvaka
Brother avo vapindawo mudare kkkkkk he always contributes mudare umu ,l like him though 😊
Kkkkkk ehe ndatoshamisikawo
Kkkkkkkk nd ndamuzuva neshirt kkkkkk
Head man magona cs munini akuda kuonererrwa akuda kuti.uyo abve manjevachapagara vese vana mai tinokonzeresa haaaa😊
Ndasekawo kani kkkkkkkk l cldnt see it coming
Kkkkkk
Mkoma magirazi makati kuna Pepe ngaaende anoroorwa ka ķķkkk nhas imi makunzi endai kuna baba venyu 😂😂
Uyo ngaatsvage baba vake nedzinza rake, mai ake achipo, zvisazonetsa kupfuura pazviri. Mai ratidzai Allen dzinza rake muchipo. Izvi hazvipere bhoo ba.
Alen zvawakura tsvaga hako pamwe vana vako havana nhaka pastand iyi uchiri mudiki. Unoshanda imwe mari wovaka
Kkkk waitogera vamwe chitororo nhasi ndiwe
If I was Allan, I would leave the place. The fact remains that stand ndeyababa vemuninina wake. Plus godo rakatangira pakudya mari yemupfana plus kutengesa stand odya mari ari ega.
I agree because nyaya iyi haipere vana vaAllan kana afa vanogona kuzodzingwa vachinzi endai kurudzi rwenyu
Haana hake kudya ega since he was looking after these kids nhasi vave kumutuka. aive fatherly fiigure day in and day out. sadza vaidyepi.. uyu ane rough mudiki. Allen ngaabve . haa ndirini ndaienda zvangu God will see me through
Ehe mutongi ari ku side ra Allan . Munin’ina ari correct ko Allan ayigotengesa stand mumusha musiri make sei. Apedza alitosa stand inokwana toilet hantie imwe nzvimbo akatengesa. Allan i problem
@@iyeate3617asi Mai vacho ndivo vakasiya vana. It does not give Allan the right to punish Prince
Hayi pere nyaya iyi. Ruvengo for life.
Ukaona vanhu vachirwira nhaka vaneunyope hwekushanda. Allan nhasi apinda padare, interesting case.
Magirazi ngaabvepo mubvandiripo asiye prince
Headman mashasha I'm watching from Cape Town l don't miss any program
Allan u r gentleman pls move on zvinotaudza zvinonetsa find somewhere safe Mwari vanokumirira
Good judgment Headman Chigodora
The young brother ane godo. Why now after mukoma vapedza kuvaka.. Nyaya ndeye godo chete apa. Pamusha pamai, hapana nyaya apa.
Mfana akarongeka hake. Mkoma havasi straight straight. Magrazi dzombodzvanyirira vamwe mudare
Nice 1 ,,yatongwa at its best ,mupfana wacho atongori nemweya we tsvina DHIABUROSI" Chaiye ,plus kusafunga mkoma ano reasona hake chidiki ichi baba baba pese pese😢
Ko Brother vekutaura padare, ndimi muripadare apa.lnga ushe madzoro.
Allan i remember u commented bitterly about PEPE 😢😢heee ibva ipapo heee enda unoroorwa 😢etc uchiudza PEPE iwe…nhasi ndiwe how do u feel??? …ibva pamba ipapo enda kunababa vako
Well said. I didn't like his comments as well. He was so brutal pana Pepe. Ngaabve pamba.
The internet never forgets. 😂😂😂😂
Ngaabve murume mukuru kurwira musha wamai
True
Ngaaende akati pepe chikiti chakapanduka igora, ngaabve paimba nayevo ngaabve ari kushungurudza vamwe vana
Thank you headman munotaura zvinhu zvinoita kuti mhuri ibatane
Chokwadi here vachitorera mwana nhaka yababa vake
@@konekt.Boyfriend Haina nhaka. Zvodyiwa nemahure.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aaàaaaa KO murumeee uyuu nhasi anenyaya dzake
Oh Mr Magirazi 😮ko masvika sei apa futi😂haaa mwaHeadman Chigodora mune basa mumusha umu haiwa.saka pakuda DNA here ? Magrazi mwana waani Mama?
Ndizvo zvazvinoita musade kubatanidza madzinza akasiyana hazvife zvakaita. Muchida mukoma abve pamba apo mudzorerei mari yaakavakisa. Mukoma akashandiswa namai zvakawanda. Mai kuda kutonga vanakomana zvinoshanda two minutes asi mukukura zvine makuva. Mai endesai mwana mumwe nemumwe kumusha kwake. Munoda kuita baba amai zvese. Hakuna zvakadaro
Chokwadi mukoma even mukoma avo ngavateng zvavo imwe stand
Ndiri kusima mhodzi ye rudo nerunyararo Amen 🙏🏻 headman
Reva hako munhu washe chete panyika ino
Yeah nyaya ye land kwaChigodora zvakaoma kune mabasa
Ka headman aka ndokane yes he is the root cause of the rot
@@tamiranashemupinda-ls7ydtipirei tinzwe
Mufana Una adviser vanomunyepera , mkoma is good munhu
uuuuuhhhhhh🤔🤔🤔🤔🤔🤔
Chipo chekuita vana 7 nana baba 7 .. kk chipo here ichoicho nhayi kkk
Mumhuri munofanira 😮kuudzana chokwadi ndiko kubatana ukabatiswa mari wanzi bata asi a brother
Kwete kushandisa washandisa dzosera kuti murambe muchiwererana
Mambo tongai nyaya iripo
Mai ava ndiyo honzeri, kusachengeta vana uchimhanyidzana nevarume
Iyo mufana arikuti akayenda na Allen kumusha kwababa vake akagurirwa stand ,iye ngayendevo na Allen kumusha kwa baba vakevo agurirwevo nababa vakevo😊
Baba taps ..part 7 yavannesa plz
😢😢😢is it true kuti Vanessa hakusisina guyz baTaps vakangotinyararira nanhasi takuzonzwawo zvakadai
Vanessa passed away
Vakaiburitsa wani episode yekupedzisira yavannesa vachiti vaannesa ashaika.tsvagai moiwana.let the poor girl rest in peace guys
@@pee.4461 b4 yu replie plz kindly check the dates
Munin'gina akatotanga kuratidza mukoma kuti hausi kweropa rangu ndoska akazoregedza kumuendesa kuchikoro asi tinotenda munin'gina wakawoma musoro headman matonga
Vanhu saka murikuti kana munhu achimbo contributer mudare imhosva here hantie headman anobvunzawo pfungwa dzevanhu. Zvabva zvaita senge imhosva kudaira kunomboita Allen mudare.
Nzvimbo ndeyamai,anoda musha wekuvaka ngaaende Kuna baba vake
I think musha ndewa baba waPrince uyu, but however judgement iyi ndekungotiwo vana vagarisane , but baba vaPrince ndivo muridzi wepamusha vachida kudzoka hapana anovamisa , however I hope ngavasadzoke coz mistake yakatoitika kare ngazvichingosiwa zvakadaro vana vagare in peace
Imi mai imi kuroorwa rudzii kwakadaro hee.kuroorwa iproject here honai munosiira vana nhamo vana Havana kana kumbokura zvakanaka chokwadi pamusaka penyu muchingoroorwa zvisina order.moyo chaiwo ndiwo wamusina mai imi mandibhowa mhani
😅😅😅😅😅😅😅,,,,,,,Magirazi is very learned i promise .Highly educated professor....
Itsotsi iro he bribes Chigodora ngabve pamba pevanhu ayende kwababa mai vake vapenyu vanomupa
directions.inga zvikurikutaura kuti kwababa vake akapiwa stand saka that boy can't benefit from his father
Vafana hapana ane nzvimbo.. Nzvimbo ndeya mai. Vana vanobatanidzwa na mai full stop. Vana baba vavo zvainge zvirizvikomba chete. Good judgement from the headman and community.
Kkkk akazosangana newake anotaura kunga iye kkk
Very good mambo apa magonesesaaaaa kutonga shuwa 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Ndagwadziwa nenhoroondo yemukomana mudiki uyo madzimai ngatishingei kuchengeta vana tega ummmm 😭😭😭😭
Chero mukoma vakapiwa kwababa vake iwe unongono piwawo kwababa vako kana mada kugara pamai chigarai zvakanaka asingadi obva simple but mukoma ndovarwadziswa I know musha uno sarira mudiki but mukuru akanyengedzwa nguva yese iyo angadai akato tsvaga pake kudhara but zvonetsa mupfanha pane basa mmmm🙌
Magirazi ahhh zvedare unozvidawo kkkkkk nhasi ndiwe uripanyanga kkkkkkk.Panebasa namabhimbo
Headman Chigodora tipoo nyaya dzinopera. Mbuya Verunyoka vakazodii
Magirazi is very vocal mudare ra headman Chigodora and haasati akamboita go against zvinodiwa na headman. Nyaya yanga yakapera kudhara iyi. Prince abatirirwa apo stand ndeya baba vake. Headman vaedza ese matricks asi zvaramba vakangozoshandisa chisimba. Chero iko kwa chief Zimunya iye anenge ari one of the judges saka hapana justice.
Haisi stand ya bab vake. If it was his stand why did he move when he broke up with amai prince? Hausotombori musha wa baba va prince, if prince wants he can go kunobva baba vake and claim land there
Ko hazvina kunzi ndivo vakatenga stand here. Hatina kumboona baba Allaine mupicture apa. Kumatare chero kuti vanoti ukavaka pastand isina zita rako ziva kuti uri kuvakira ane zita riripo. Kubuda mumba kana mapinda nyoka hazvirevi kuti Rovambira ndiro rava muridzi wemba . NO!! Hundyire hwaHeadman Chigodora uhwo and ndakamuwongorora matongere ake. Une makuhwa iye pachake haatarise zvataurwa mudare 😂😂😂😂
Nhaka ye munda ngeya prince nokt munda wakatengwa na baba vake
Allen find another stand Munin'ina wako uyo anogona kuzokurongera zvisina kunaka.haana mweya wekuregerera 1:07:10
Ndaifunga kuti mukuru uyo achakumbira kuripwa development yaaitiswa pamusha pasiri pake
Kkkkkkkkkk uyoo mupfanha Magirazi idako remunhu uyuu zvakakamboitiwa kupi kutii munhu iwee urimubvaandiripo
Nagirazi ane nyaya akuda kupamba uyooo
Ishamwari yaheadman ndosaka ahwina
Magirazi won on technical basis
Mufana anonetsa vanhu vasina pfungwa zvachose. Tengesayi zvimbo varnde moza kunababa vake. Imbeu isikadiwe mudunhu. Mukomana weMoza haagarisike naye
Haa vana va mai 1 wiriranai kani , Allen akato vaka achi terera mai , bamdik ngava tsvage pavo chikomba hachina kuvaka musha
I STAND WITH PRINCE.
Have you noticed headman chooses who to belittle, he was talking to Magirazi calmly and yell at Prince. Probably Allen ane experience yekuswera mudare he was speaking boastfully. Stand ndeya Prince varume, inharo hadzo magirazi. Your mum messed up.
ane mare ndiye mukuru, prince atarisirwaa pasi
Waka apa yedrink handiti wanzi muporofita hereanotori nekereke
Vari side Ra Allen
Hoooo ah hanzvadzi ya Edna Magada. Eh kayiwani 👏🏽👏🏽👏🏽
Ko the man wemagirazi nhsi agarawo murare haaa Netflix iya yatanga guyz uyai muonewo
Mudare ☝️
Hanzi Netflix kkk
Mun'ina ndadzikame waidyira kupi zvaurikushaisha kutaura. Iyi ndiyo inodzi kurera imbwa nemukaka inofuma yokuruma
Oooh it’s this guy today. Hahaha this will be interesting
Mai avo ngavaudze Allan kumusha kwababa vake chaiko anovaka ikoko
Kumba kwake akonyatsokuziva ende anotkmboendako asi wakatadza kugarisana nehama dzake nekuda kwepamuromo asi zvimwe zvese bhoo stand itoripo yake
Mai unosiira umwe mwana kuti unoroowazve. Ahh please Madzimai tisadaro. Vana vanoda rudo kani
hapana usingadi bota imwi. bota rinodiwa kwese.
@@Olcool so you have to abandon your responsibilities because of mudzira. Kwakutorara dzinouya uchiti vana vanani. That's child abuse and neglect. No child should look after another child. Children needs to be loved, natured and cared for. Not kuti mwana anotambura kutsvagira umwe mwana chekudya nekupfeka uye fees zvayo. Iwe Mai you are busy pleasing marunda uko. If that's how you think, gara varega kuita vana vacho you are not fit to be a parent
@@juliaherbet2063Ndofunga 3rd hubby akaramba vana since vanga vawanda,uyu mumwe akavatambira vaine vana vairi.
@@nondochirau9664 you trying to make excuses for the wrong doing. Regardless of what was going on in her personal life but her priorities should have been those innocent souls she chose to bring in the world. Those children didn't ask to be born but it's a choice of a woman to do that. If she was using contraception all those children wouldn't be there. This is why there's a saying that says "Mama's baby and papa's maybe". Because if the father chooses to run away from his responsibilities, as a mother you can't do the same. You stick around no matter what. Because you are the one who has been there since that seed got into your body. Whereas the father doesn't know what you went through for that child to be there. So as a mother you bond with you have a strong bond with the baby than the father who has to learn to bond with the children. She is wrong. She is the reason why her children are treating each other like that because she prioritised dick more than her kids
Mfana uyo waiswe mu,corner ari 100% right ano fanirwa kuno tongerwa nyaya yake kuna Chief vari neutral. Kana kuuya kwedu Chimanimani West uko vaudze vaku transfer kuna any chief ari neutral, nyaya yako itongwe nemazvo.
Prince is the rightful owner of that stand, nyangwe Allen ari mukuru or akavaka or akaendesa kuchikoro. Baba va Prince is the one akatenga musha.
But who said that? Anga angori chikomba. Mai prince is the one who worked for that stand so it belongs to all her children
@@samanthakane9986 mai said it
This boy ane point well-done boy
Vana baba vevanhu avo hapana akabvisa pfuma asi stand maka tenga nababa va Prince. musa tonga maka dzvare demo mfana mwamuise pa corner
Taura hako, chero munhu asina kuroora hazvireve kuti makuita zvamunoda nemusha wake. Vatadza kutonga apa
Chigodora Netflix reloaded 😂😂😂😂
Kķkkkkkk mazuva ano toswera pano chigodora kuseri 😮😮😮
Very sad zvakaoma muhupenyu
I love allan so much. I need number dzake ndoda kumubatsira, headman, gucci namale secretary. I love these pple. Not fotrgetting mupurisa wedu makandikoshera nepandinogona.❤❤❤
Headman CHIGODORA is a True MAN of Wisdom... he is brilliant in his judgements.
The young man he is so arrogant,let him go to his father in Mozambique since he is busy traveling to him and get instructions from him kkkkkk kutojamba border kwese uko
Muloma vaisafanira kuvaka apa zvachose dai vakatenga pavo maybe kana pane munda ndowavanga share bcz musha ndewe gotwe
I remember this one anombowa kuma terrece achipawo magood points awo nhasi chiri kwawo.
Saka Allan urikurwira stand yakatengwa ne boyfriend yamai. Wadii wangotsvaga kwako, noise ipere?
taura hako kkkkk
Ndadzidza zvakawanda through your programs keep it up ,but yambuya verunyoka iye how far
Akasofa mbuya Maondo
@@chipotasiyenyika7967 haaaa really? Shem ndatobatikana
Magirazi nhasi urimo mudare, daily unenge uri kuma terraces🤗🤗🤗🤗
kwasara dzine shirt ye yellow ye harare city idzo!
@@aaronguri8777 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣yaaaaaa, team racho rinenge rinombotanga raongorora mafambisirwe enyaya dzizoona kupinzawo dzavo
Magirazi was unfortunately mislead into building mumusha mevanhu, pamba ndepa baba vaPrince apa , him is a step son akatochengetwa mumusha mevanhu, mai vakaita mistake mukusaziva magirazi aisafanira kuvaka mustand iyi at least dai vakamukumbirira stand kuhanzvadzi dzavo. Or dai akavaka kumusha kwavo zvaakaenda akanopiwa stand , ndiko kumusha kwavo ikoko not kwana Prince kwaari kurambira uku
Ndepa maivakewo
Mfana is more intelligent than magirazi. Listen to his argument mfana uyo. Aramba hongu or kwete😅😂😂
Zvisinei kuti stand yakatengwa nababa vaPrince kana namai, last born ndoinofanirwa kusara Pamba, Allan anenge akapa sabhuku yedrink, aimirizika pane dzevamwe but semukuru vanofanira kubva Pamba andovakira Kumwe, Prince ndaona seatsikirirwa plus hapana mhodzi yerunyararo kana pasina justice vachatemana, Allan uneudzvanyiriri ari kutozviita baba kevamwe vana, Mai vachimu favour
Haa dare ririkutonga zvedemo favouring Allen. Prince has valid questions but arikwidzirwa voice. Big brother can’t you just move, kana uchida kuripwa imba yawakavaka woripwa.
Ehezve Allen is a valuable contributor wedare Saka pakaipa 😅
Mutero wepamba uyu uno pihwa ani uye uno bhadharwa seikwedu hazviko izvo,but nasabhuku variko asi hava pihwe mari idzo
Prince haana respect
Dare ragona. Vese vana vehure.( Sorry about the language.) Muridzi wemusha ndimai apa.
😂😂😂😂Headman chigodora ma1anotonga nyaya mambo soromon akapiwa uchenjeri
Uyoo mudikii iyooo Allen dai mhuri ye Zim yamubatsira awanirwa munda avatsirwa kuvaka hake uyo mwana uyooo acha mushungurudza hacha tofunge kutii baba vake vaka musiya akarerwa na our waarikutii haasi weropa
Ko mfana zvaaine mari yekuroorera baba vake adii kungonotenga imwe stand? Chiiko nezviporofita kudai, munhu anoporofita vamwe asi achitadza kuziva zveupenyu hwake,
Headman Chigodora mubhuku menyu makatakura yoh.
😂😂😂😂 mabhuku ese asi zvinenge zvisina kuunzwa pachivhiti vhiti
Zirume ziguru kuchemera, stand yeparuzevha mmm zvenharo
Maonero angu dai mukoma vangofambira nyaya dzababa vavo uye vavakire kudzinza ravo or kutenga stand isina noise mukati coz noise inogona kumbonyarara now bt nekufamb kwenguva zvinonetsa
Vana ava havagarisane. Handione zvichiitika. Kuzvigona kuti varivaviri ngavatenge umwe musha. Ngavabatsirane kuutenga. Munin'ina abva atora musha mutsva. Mukoma osara pamusha wamai. Mukoma anga akavaka kare.
Haa ukañgoona paita nyaya yekunzi uyu haasi mwana wababa vangu patoshata.....
Iyo ihembe yekudare here yemumhan'ari😂😂😂
Iwe Allen dzungu ndosaka usingazive baba vako apa kudairira nyaya dzevanhu number 1
Zvekuti that's why usingazive baba vako zvinhu zvinotukwa munhu here nhai Dako iwe murumo unenge mupendero wemhata
One of the best headsman l have ever seen
Mai benzi kuzvara vana wekutambudza kutadza kuendesa vana kuchikoro
Mwana wemusena ngaende kumozambique kuna baba vake
Problem ndi mai amai avo havasi kugona kubatanidza vana mai vakarerekera one side
Dzazviwanawo nhas dzonyanya kutaurisa pane dzevamwe😂😂😂
Exactly Mhhh anoita sekunonzi haana ma problems yet haazive baba vake... Ngaasvipire pasi imbwa inhonge
Aaayaaaaa headman kaaaaa sarendi nhasi pfekai zvenyu hovhurosi haulumi 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😅
The big brother anoshandisa hukuru. Aiita zvinhu achingoti uyu mudiki but now akura he is being challenged akuti zvaipa. Iye semunhu mukuru ngadzidze kugarisana nemwana wamai vake zvakanaka. The young brother is bitter coz he has been bottling a lot.
kuchengeta munhu asati oziva zvaari , uchigara naye, uchimupa security , mangwana okuongorora , achiona zvakaipa chete haa kana, mkoma dai vabva pa stand yababa vemunhu Mwari will pay back for being a fatherly figure vana ava vari vadiki, not even grateful. kutoti he paid only grade 5 , aah.. uyu haatendi uyu..ndirini ndaibva apa kuiiira runyararo. Mwari vanokupa zvako
Asiye munhu pamusha pababa vake
Allen usatongane na amai watadza mukoma , amai zvavataura ndizvo
Baba Taps tibvunzirei heardman kuti wakadzi wawo here awo 2 I'm curious here