HONDE VALLEY..............NJUZU INOSHANDUKA KUITA SHATO?

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 чер 2023
  • VE-NATIONAL PARKS AND WILDLIFE CHENGETEDZAI NYOKA DZENYU.!!!!!!
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 238

  • @drewmasmedia3856
    @drewmasmedia3856  Рік тому +25

    TINOKUTENDAI NERUTSIGIRO RWENYU , MUNOTIPATSA MANYEMWE

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Рік тому +5

    Mapotsori vari kuromba nekuda masimba. Zvinowa zviri kurwisana neChivanhu. Nzizi dzeHonde and Nyanga dzakazara njuzu Uye dzinoera. Muchapera zvenyu kusvika mati eke.

    • @spencermoyo
      @spencermoyo 2 місяці тому

      Yah honde valley ndakanzwavo kudaro kunoera era nekunana inyanga uko kwakanyanya

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Рік тому +5

    Panzvimbo dzakadaro panowachirwa here ,vanhu ngavaremekedze madziva ,ini anditodi kana kuona mvura chero mutsime andichere mvura ndonzwa dzungu ,🤭

  • @isaacmafudza8963
    @isaacmafudza8963 Рік тому +15

    My thoughts," pavanoti njuzu handioni saizvo. Pane husatani huri behind kuti njuzu. Pana ari kuto benefita naizvozvo especially vane zvigaro munzvimbo iyoyo ndipo pavari kuwana masimba avo vachichekeresa every year. 2 Nyoka dzemudzimu hadziuye mudzimba uye hadzidye zvipfuyo pamba. Ungava mudzimu rudzii unoparadza hupunyu hwemhuri hwainofanira kuchengetedza? Nyoka dzemudzimu hadzigari muvanhu nehuzhinji uhwo kwete. Dzinogara secured areas zvekutoti you might see them accidentally or uine zviri pauriwo. So ini ndinoti idzo nyoka kanadzisiri dzevaroyi they are just ordinary snakes uye zvenjuzi izvo huroyi.

    • @Sororezhou
      @Sororezhou Рік тому

      Covenants.The fact that it kills continuously year after year is proof of an existing contract,a blood covenant.This contract might have been made by people alive or collectively by individuals who lived even hundreds of years ago.The contract must have been to benefit both sides but the other side being human and limited in time and continuity of knowledge,the contract got breached.Usually the penalty is blood because that is the only currency you can use to bargain with a spirit. Serious Christians or spiritually inclined individuals can either mediate negotiations or nullify the contract depending on their own rank spiritually.

    • @myhomegage
      @myhomegage Рік тому

      Interesting

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 8 місяців тому

      Zvenjuzu hazvisi zveuroyi. Ndinowirirana nemi pamati dxinogona kunge dxingoriwo nyoka zvadzo not dzemidximu.

    • @user-ur7qm9ng7y
      @user-ur7qm9ng7y 7 місяців тому

      Injuzu yemunhu vanhu vane hurombwa ..I second you shato yemudzimu haidzyi zvipfuyo ende haisviki padzimba pane shasha yehurombwa panzvimbo iyo ummm poor pple varikuparara

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +6

    Matyire andoita nyoka never seen one live and keep praying ndisambofe ndakaiona handide

  • @albertchinheya6792
    @albertchinheya6792 Рік тому +5

    Neshambaaa kkkkkkkkkk I like the song too much

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Рік тому +9

    Waiting ...
    Ndaona wanhu wapfeka nhembe ini lol 😂😂😂😂 zimbabwe kanyika kedu kanetsa nema shiripiti .
    Chivanhu chiriko and its real 😮

  • @user-nu2qy1jz6f
    @user-nu2qy1jz6f Рік тому +4

    Paraini pangu apo. Mufundisi is my next door neighbour paNhauyawo apoo

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. Рік тому

    Thanks bro Andrew ...ndikudawo LV yamakapfeka iyo nice one

  • @andrewmuronzi1548
    @andrewmuronzi1548 Рік тому +1

    Thank you va Neshamba ndaifunga kuti hamuende kunyaya iyi ndazonzwawo zvakawanda zvandaisaziva.

  • @tshibukutewebhibho4337
    @tshibukutewebhibho4337 Рік тому +2

    Rosemary ane zvakamugara zvechivanhu ngavafambire nyaya dzacho. Shato haingoonekwi zvekudaro. Anenge ari first kuwona ane zvakamugara.

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Рік тому +2

    Musha hauna vatungamiri here uyu.sabhuku akanyararirei zvichidai .uhu hurombwa hwakavigwa kudziva uhu every year ropa ha ha ha

  • @masseurchikafa-iy6qu
    @masseurchikafa-iy6qu Рік тому +1

    Haa shato yechivanhu hasvike pamba inogara musango ivo vabva vanyanya kungoiona vega vakaita sei panoda kumbotsvaga chikonzero zvenjuzu nekuyera kwenzvimbo zvirikoo nechivanhu chenzvimbo iyoyo

  • @benjimanmudombo8102
    @benjimanmudombo8102 Рік тому +3

    Muri rudadiso taking us to another level

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 Рік тому +2

    Another level👌

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Рік тому +2

    KuleDziwa makadii paMhandambiri apo❤❤❤

  • @vivsibanda7115
    @vivsibanda7115 Рік тому +2

    Haidi zviro zviri funny funny...😂😂 So Comic Pastor is safe😅😅

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +4

    Shato kazhinji haisi nzuzu asikuti kune shato dzemumvura nedzekunze

  • @blessbless904
    @blessbless904 Рік тому +1

    Kudzidza hakuperi thanx DM

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 Рік тому +4

    Panofiwa every year but they keep going same place, zvinhu zvacho so

  • @harunandaora
    @harunandaora Рік тому +1

    ❤ tinotenda nekuti zivisawo

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 Рік тому +3

    Shato hainabasa buritsai munhu..nyoka ikasvika pamba urayai asi munhu akaenda musango akanouraya nyoka anosungwa..

  • @davidchauke8413
    @davidchauke8413 Рік тому +1

    Saka rambayi muchifa zveee munoziva kuti panoera asi munoredza munogezera ipapo futi ifayi mhani imi remekedzayi zvimbo dzinoera imi imi mufundisi makambinzwa Ani achiti shato yaminya munhu shato yakafanana nemi munouraya huku muchida nyama saka shato haina munda wainorima ikawana huku inorova iwe ukawana Mari muroad unoisiya iwe hameno ifayi kusvikira maremekedza dziva iro

  • @priscamadusise5061
    @priscamadusise5061 Рік тому +1

    Kunusha kwangu.....zviyera yera zviriko

  • @givenmapfaza5245
    @givenmapfaza5245 Рік тому +1

    Ndinzweiwo zvandakutaura pano hama neshamwari,njuzu yemidzimu kana kuti inoyera haifi yakauraya munhu one, two haionekwe chero nemunhu chamogona kuona ipapo kusapwa kwemvura right ndoenda pashato apo shato yemidzimu kana kuti inoyera haifi yakarwisa munhu uye haionekwe chero nemunhu inoonekwa nevemasvikiro , zvinoitika ndezvekudai zve ehe pane vakuromba nenjuzu mozoti injuzu asi hurombwa for example pamurikuti pagore pagore

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +2

    Chikonzero nei vachiramba vachitambira pakaoma kudsro mmmmm zvanzindinonamata munoenda uye haina tsitsi hakuna ishe here

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 Рік тому +3

    Kkkk neshamba anofarira nyaya dzenjuzu

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 Рік тому +2

    Mai avo vane chivanhu ndosaka vayiramba vachingotanga kuyiwona

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому +1

    Ummm kana zva zvekuti gore gore panofiwa pane akaromba chete , Mwari rangarirai nzvimbo iyi.

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Рік тому +2

    Waiting😂😂

  • @mbauramurangiwa6745
    @mbauramurangiwa6745 Рік тому +1

    Shato yemumvura neye musango dzakasiyana kazhinji yemumvura ndoinowanzo Bata huku paumba uye itema

  • @simontsinzayi9912
    @simontsinzayi9912 Рік тому +5

    yes a python may reside in water but likening it to njuzu is debatable. the issue was diverted. the fact that several pythons surfaced, it means ndedzechivanhu

    • @admirari1
      @admirari1 Рік тому +1

      Or maybe it just gave birth close by...hence the small ones.

  • @tendaithomasmadiro3894
    @tendaithomasmadiro3894 Рік тому +1

    Drewmas media good to see you Shumba in kuwadzana radio yakazoita here 😂😂

  • @DebraMashakada-yh2rk
    @DebraMashakada-yh2rk 2 місяці тому

    Njuzu mukaita ma sketches mofira mahara ..haide sipo ruzha

  • @gracechapwanya173
    @gracechapwanya173 Рік тому +2

    Njuzu hayidi sipo

  • @tellmoremuchakwa6800
    @tellmoremuchakwa6800 Рік тому

    Exactly panoera ipapo pane njuzu

  • @ProsperChirisa-ey6vd
    @ProsperChirisa-ey6vd Рік тому

    Kkkkkk bhudhi vebag repink bhoo here

  • @admirari1
    @admirari1 Рік тому +2

    Haa Mukoma Andrew ndagumbuka fani🤭......mabvumirei kunyeperwa😅😅😅.Hanzi poison yeShato🤣🤣

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Місяць тому

    Yooo kayivalwe indawo yamanzi

  • @pediusmulingazuva5813
    @pediusmulingazuva5813 Рік тому +1

    Channel iyi Haina hupenzi kunge iyo inonzi sly media inokurudzira mbavha n'anga

    • @pediusmulingazuva5813
      @pediusmulingazuva5813 Рік тому

      @Livestock Meeting you know that takajirwa Mari dzakawanda nekuda sly media so kana usina chaunoziva nyarara handisi muZimbabwe mine nhamo

  • @rumbiechikos4363
    @rumbiechikos4363 Рік тому +1

    Hanzi mukasvika nemaglass amakapfeka aya amudzoke 😂😂😂😂zvakaoma

  • @mbauramurangiwa6745
    @mbauramurangiwa6745 Рік тому

    Muripa matondora mukoma andrue pane masengere e yellow 💛

  • @FaithChurachura
    @FaithChurachura 3 місяці тому

    Njuzu haidii sipoo

  • @maideikarikoga8144
    @maideikarikoga8144 Рік тому +1

    Pamwe pane zvaka kanganiswa panoda kukumbirirwa kuti zvisarambe zvichitika

  • @denieschaguma6969
    @denieschaguma6969 Рік тому +1

    Shato inoyera chose panowanikwa shato zvinorevakuti matoro anoera haatobvumirwi kuti agarwe

  • @veronicahaisoswi2390
    @veronicahaisoswi2390 Рік тому +1

    Tsvagai anoziva nezve njuzu ataurire padziva ipapo iterame

  • @lorrainehahn402
    @lorrainehahn402 Рік тому +2

    🤣🤣🤣🤣🤣 ah sekuru ava vane ma jokes ava ndavaite serious

  • @whispermagwadan8386
    @whispermagwadan8386 Рік тому +1

    Ko vanhu vanoendereipo nesimbo ngapasawachirwezve

  • @evelynkambezo5908
    @evelynkambezo5908 Рік тому

    Uuuu vaneshamba musazomedzwa nenjuzu ikoko

  • @humba8411
    @humba8411 Рік тому +1

    Imboendaka nemaglass enyu aya kudziva uku timboona kuti chii chinoitila

  • @almadzinduwa-fr9yc
    @almadzinduwa-fr9yc Рік тому +1

    finish ndema pungwe mune ma 1 umooo

  • @julionyazamba619
    @julionyazamba619 Рік тому +1

    vadzimu showing themselves

  • @user-hx2vi1bb6k
    @user-hx2vi1bb6k Рік тому +4

    Njuzu iripo yakakura chaizvo asi apana akamboiwona😂

  • @Machuma9825
    @Machuma9825 Рік тому +1

    Nyoka iri dangerous so ngai......

  • @nyashamavhudzi1616
    @nyashamavhudzi1616 Рік тому +1

    Mufundisi namai mufundisi vanotaura kuti vanga vasingazive kuti shato yakaita sei sure 😂😂😂kozotiwo varikutaura zvekuti ine poison avo zviriko here😎

  • @adelaidebenyu9000
    @adelaidebenyu9000 Рік тому +2

    Masvikawo kumaraini kwangu mdra uyu togara mubhuku rimwe naye

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 Рік тому +3

    Chinoshamisa vahu ava vanotsanangura kut panoera but vanoramba vachigeza ipapo why?

  • @MataireMerinah-ef6de
    @MataireMerinah-ef6de Рік тому +3

    Zvinhu zvinosungirwa vanhu soo. Saka dei akamedza munhu nhai yaizosungwawo here? Bible chairo rinoti nyoka ichatswanyiwa musoro nekuti ichatiruma chitsitsinho

  • @dannellakampiyawo7543
    @dannellakampiyawo7543 Рік тому +1

    Vanhu vakuenda nezvisingadiwe padziva ipopo haidi inototsamwa ende inenge yakungoponda

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 8 місяців тому

    Ndiko kabriefly kandingada kutaura hangu...mai mupostora mwazha. 😂😂😂

  • @wellimuganhu7610
    @wellimuganhu7610 Рік тому

    Pungwe rwagara runoyera pafira varungu vachida gold vakaenda nechikopokopo varungu vachifirapo but ivo vasingadzidze indawa

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq Рік тому +1

    I'm here

  • @percymagutshwa742
    @percymagutshwa742 Рік тому +1

    Nyoka ingava nyoka ipaa zvayo munhu nenyoka hazvionane zvachose

  • @memematomz4242
    @memematomz4242 Рік тому

    Mai Imi munechuvanhu those are signs coz shato haionekwi chero nemunhu fambirai nyaya dzacho

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f 2 місяці тому

    Madzimai vanechivanhu mudzimu mukuru chaiwo

  • @patiencesadzauchi-tf1zc
    @patiencesadzauchi-tf1zc Рік тому

    Haa njuzu haina kuchena kana ichiuraya vana Havana zvavanoziva. Vakuru at least toti vakuru kuurawa vanobata Bata bt pavana it's no go area iye njuzu uyu. Ko kunzvimbo kwacho hakuna mhondoro here masvikiro here vanogona kutaura ne zviri mudziva kt zviripwe vanhu vapera njuzu achingopembedzwa

  • @user-di8he1gt7v
    @user-di8he1gt7v Рік тому

    Ndoona sekuti njuzu iyi haisi yegar yatove yemunhu chikwambo ichi chisisina control chakuda ropa everytime

  • @engbuildersp56
    @engbuildersp56 Рік тому +1

    Tapindawo pano Shumba

  • @talentmuzenda4087
    @talentmuzenda4087 Рік тому

    Blaz vehembe yeblue vandipedza hangu

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Рік тому

    Njuzu neshato zvinofambidzana ini hangu regai ndinyarare 2018 ndakuonai njuzu kwachidziva uko bt yakazoteera seshato ndikarumwa bt ndichasvika paSt Marys clinic ndakqsangana namabhara chirega china akt iwe chivanhu akandiendesa kwavamwe gogo dont play neshato panofanirwa kubikirwa doro vokumbirira

  • @almadzinduwa-fr9yc
    @almadzinduwa-fr9yc Рік тому

    bungwamasakani ndochiii nhayi

  • @koncept12tv38
    @koncept12tv38 Рік тому

    shato can stay in water and hapana zvemudzimu kana chinyi hapana kana zvenjuzu yakapinduka kongoshaya knowledge uku

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 8 місяців тому

      Yes mhani..imi mune knowledge hanty? 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @mbauramurangiwa6745
    @mbauramurangiwa6745 Рік тому

    Matondora

  • @SpencerGodfrey
    @SpencerGodfrey Рік тому +1

    Watching

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Рік тому +2

    Rovai benzi iro rechibag chepink😅😅😅

  • @herbertjenjemuyengwa7137
    @herbertjenjemuyengwa7137 Рік тому

    Kkkkk baba vanonyepa ava varikuzvisimbisa

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому

    Drewmas thank u

  • @svodainduma9979
    @svodainduma9979 Рік тому

    Kkkk mukoma vane blue kwanzi njuzu iripapo yakakura asi hapana munhu akamboionaba

  • @MarcyMashaba-lt7xv
    @MarcyMashaba-lt7xv Рік тому

    Zvakaoma shuwa

  • @talentmuzenda4087
    @talentmuzenda4087 Рік тому +1

    Gadzirisai çhivanhu panzvimbo ipapo

  • @MollinNdonya-zg3zr
    @MollinNdonya-zg3zr Рік тому +2

    Pfeee tavapo

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x Рік тому

    Drewmas mutoti vhurapfungwa nebasa renyu tinokutendai

  • @footballparody1482
    @footballparody1482 Рік тому

    Tanzwa kufara tichiomawo vema bhizimusi vachitaura😅

  • @tapiwanjanji6444
    @tapiwanjanji6444 Рік тому +4

    Shato ine poison here vanhuwe

    • @courtesyshangwa3194
      @courtesyshangwa3194 Рік тому

      Hayisi poisonous iyi but inosuffocter kana ichida kudy chinhu chete hayitorume shato

  • @SassyQBs
    @SassyQBs Рік тому +1

    So vanhu wanoramba wachiendapo sei imi muchiziva Kuti ndozvapari?

    • @chipotazivei5410
      @chipotazivei5410 Рік тому

      Chinoda kufa chinovingirakaa,plus zviripo izvozvo ndizvo zvinokwezva

  • @reyaimakurumidze1933
    @reyaimakurumidze1933 Рік тому +1

    Awareness raising to be done by national parks to the communities

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 Рік тому +1

    😂😂😂 pane dzirikutaura zve MDC dzakato rohwa neguka

  • @privillagemutendera4526
    @privillagemutendera4526 Рік тому

    Sekuru Ava vagara munyika or mubible?Mutemo wenyika ngautevedzerwe

  • @camillioadmire1162
    @camillioadmire1162 Рік тому

    Andrew Dai wakamboenda kunosambira padziva iri maybe Nzuzu yaizobuda then catch it with your cameras 🤣🤣🤣🤣.

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Рік тому

    Kamuchinda kanetsht yeblue ma1 iko kuchichidzira😅😅😅😅😅😅😅

  • @sarahelvas-dq3qm
    @sarahelvas-dq3qm Рік тому +2

    nhasi moyo urikutondera kupinda musabata

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому

    Hakuna mabooks ane mapicture emhuka nezvisikwa here

  • @elvismoyo7655
    @elvismoyo7655 Рік тому

    uyo ane kabag kepink asi anorwara kani 😂😂😂😂😂 kwai tisuka maMDC acho

  • @walataram
    @walataram Рік тому

    PaPoison apo haaa shato haina poison,ikakuruma inogona kukuvadza zvakaipa nekt ine mazino akawanda uye inodhonzera kumashure kana yaruma.Mostly inouraya nekumonera then mazino ayo anoshanda zvakanyanya kana yavakumedza.Kuruma zvayo munhu kashoma that is kana iri shato yesango isiri yemidzimu.

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 Рік тому

    Zvakaoma

  • @Rebhara
    @Rebhara Рік тому

    Mufundisi asingazivi maverse😂😂😂😂😂

  • @user-kq4iu1cd6p
    @user-kq4iu1cd6p Рік тому

    I like drewmas media

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому +1

    Madzimai ka briefly ke nyaya😅

  • @zimgossipzw
    @zimgossipzw Рік тому

    Hanzi makasvika nemagirazi hamudzoke kkkkk

  • @ElizabethMatanha-fv8sr
    @ElizabethMatanha-fv8sr Рік тому

    Hanzi vaneshamba mukaenda mogona kutorwawo futii kkkkk