Mukoma Robert I like the way you present your programs. You are one of the best presenters. Full of empathy, respect, very polite, a good listener and the list goes on and on. Woww you are the best. Please help this poor guy mukoma. He was traumatised at the river whatever misteries that took place there. His father traumatised him too. He does not sound like a good father poor guy. He seems to be a nice guy. He might have a spectrum of some sort even that he might have been born with it. The good thing is that he is very functional all that he needs is support psychologically. Welldone mukoma Rob!
Thank you mkoma Robert batsirai mkomana uyo. I'm so happy mamuudza chokwadi ngaaende agare pasi nababa vake. Hazviite kuitumbura nepadumbu. Angautamba sei mtambo wacho asina kuyanana nababa. Ndaona seanotsika tsika ipapo. Let's hear the other side of the story from his father
Hazviiti kuti usangane nemhuka isipo panyika. Mhuka inonzi njuzu haisati yamboonekwa nomunhu kana upi zvake. Dai iriko dai mamwe ma sapurazi vane mvura mumadhamhu vachitowana mario nokuchengeta zvipfuwo zvenjuzu vachitengesera dzimwe nyika. Uyezve taidai tichiwana mari ne TOURISM vanhu vachiuya kuzoona nokuti hakunazve imwe nyika ine Njuzu. Njuzu is a concept not a living thing. Inotori Concept yakaitwa kuti vana vadiki vatye mvura yakadzika. Nzwisisai ipapo. No such thing as Njuzu.
Haaa baba, Njuzu is a Sacred being. It's not a fable because it has been seen in all cultures around the world... That fact alone should make you question its existence.
Njuzu confir supernatural powers or the ability to tune in to the spiritual realm, something every human is actually capable of. Vakuru ava seems to be telling a true story, perhaps embellished, but which likely happened to someone else, he is a good storyteller. IMO.🙂
@@tafadzwamaponga7745 but zvorwadza kunzarwo imagine uchinzwa your brother achitaura kudaro unobva watoshaya kty ok so inini ndobva kupi chaizvo chaizvo
Shame Vange vasina wo kukunzwisisai mkoma Robert now vanzwisisa. Ndaona sekuti kutaurisa kwavari kuita kufarawo kuti ndaona wo we kutaurira nhunha dzavo. He is black complation but handsome guy
Hameno zvazvinongoita pavanhu vanedambudziko nemukomana uyu vanoita sedzaka dambuka ASI dzisina zvinoda kufambirwa chete izvi he is not making stories but it's hard to relate what really transpired since it is a mystery which only be understood by medium spirits.
But to be honest it's a true story ini ndaifarira kubata hove kudam so zuva Rava ratogara makomo ndakaona hove yaiva nemaglitars so ini ndakatanga kuitevera iyo yaingoonekwa besu hombe kuenzana neni so pandaiti ndibate yamover zvishoma ichipinda mukati ini ndichitevera kwakabva nyoka yaimhanya ichirira kunge shiri vanhu vaive padam vakakwanisa kuona nyoka than ini ndaitopinda kunonyudza so nyoka ndomhanya ichipinda straight pandaiva ndokupembenuka ndokumhanya ndichibuda hapana akambofunga kuti chii ndakaudza Mai vangu till now hapana Ari kuzvinzwisisisa
Mukoma ava vakangovarairwa pavakaita mari . Vaidei vakazvifambira vega. Saka apa pakutoda mubatsiri ane tsitsi ovayambutsa. Asi vane kamwe kakunyepa kavainako
Tikaita tichiwanza mapepa toita mbanjee shoma tinogona kubatsirika senyika asi Mkoma Robert props to you for not laughing muchiudzwa ngano idzi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂just like Tinashe Mugabe sometimes when he manages to keep a straight face achinzwa dzimwe nyaya dze bota,but it times we see him break character and start laughing but mkoma Robert this guy pafeya looks like akatobatwa hake nemu kweva kweva😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,zvisineyi ngano munombodzinzwa ngano 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. But tisa taure mazita.😊
Its not like that..ita true. There is no way this guy is lying.....the way he ia talking tells me he is telling the truth. I also died in 2017 and Jesus came and took me to heaven. He told me to go back to earth and start a church with my husband where all the churhes in the world will come and get the food. I saw heaven and people are going ro be shocked...especially mahure thia adultery ...hee aleepover what what..vanhu vachachema zvichaairirisa paChauya Jesu. Nyorai pasi
On behalf of ZimNews Beat Tv, journalism is not a crime, individuals or families come to us, if you have an issue with your family member, approach them and solve them ikoko, we are doing our job as a media organisation and we can also give you the right to reply NB this guy was speaking about his personal life not that of his family Thanks and will give him that space again
Mukoma Robert I like the way you present your programs. You are one of the best presenters. Full of empathy, respect, very polite, a good listener and the list goes on and on. Woww you are the best. Please help this poor guy mukoma. He was traumatised at the river whatever misteries that took place there. His father traumatised him too. He does not sound like a good father poor guy. He seems to be a nice guy. He might have a spectrum of some sort even that he might have been born with it. The good thing is that he is very functional all that he needs is support psychologically. Welldone mukoma Rob!
Varikut kupenga hamuzvinzwisise kana zvisat zvaitika kwenyu this is real story ,tqlking from xprience
Also experience but am still fighting the battle in prayer ndiri munguva inorwadza ndkatoita stroke 4yrs ndichirwiswa
Robert you’re a good listener
You cannot make up such a story I feel this really true mukoma Robbie
🙆♂️🙆♂️ aaah, finish 🤦😂😂 Rest in peace,my DATA😅😅😅 yingxabanxoza 🙆
Robert ulesineke esimangalisayo 🙌🙌
Nhy mkoma Robert ko mukomana wekuteerwa neshiri akazodii
Thank you mkoma Robert batsirai mkomana uyo. I'm so happy mamuudza chokwadi ngaaende agare pasi nababa vake. Hazviite kuitumbura nepadumbu. Angautamba sei mtambo wacho asina kuyanana nababa. Ndaona seanotsika tsika ipapo. Let's hear the other side of the story from his father
Kana munhu usati wambosangana nedambudziko rakadai unoona sekuti kudhakwa kwemurume uyu but vanhu varikusangana nazvo muhupenyu
Hazviiti kuti usangane nemhuka isipo panyika. Mhuka inonzi njuzu haisati yamboonekwa nomunhu kana upi zvake.
Dai iriko dai mamwe ma sapurazi vane mvura mumadhamhu vachitowana mario nokuchengeta zvipfuwo zvenjuzu vachitengesera dzimwe nyika.
Uyezve taidai tichiwana mari ne TOURISM vanhu vachiuya kuzoona nokuti hakunazve imwe nyika ine Njuzu.
Njuzu is a concept not a living thing. Inotori Concept yakaitwa kuti vana vadiki vatye mvura yakadzika. Nzwisisai ipapo. No such thing as Njuzu.
Haaa baba, Njuzu is a Sacred being. It's not a fable because it has been seen in all cultures around the world... That fact alone should make you question its existence.
Makupenga, raise up your hands 😂
@@MrSirIsBroke Aiwazve Ngatisabvisa chokwadi panyaya. Hakuna nyika yayi yaonekwa njuzu asi kune nyika dzakawanda ndinotaura nezvenjuzu. So far hakuna munhu asina zvaakabhema uye asina mental heal issue ati aona njuzu.
Hakunazve anoziva kuti njuzu dzacho dzinoberekana sei, kuti dzinokandira mazai sehove here kana kuti dzinozvara vana.
Hakunazve anoziva kutinjuzi inodyiwa nengwena here kana kuti kwete.
Hakunazve anoziva kuti kana ukavaka dhamhu rako, njuzu dzibvepi kuti dzisvike padhamhu uye kuti dzinouya dziri ngani.
Hakuna futi anoziva kuti dzinotaura Shona, Ndevele, or English. uye kuti dzakadzidziswa nani.
Kune zvikoro zvenjuzu here. Kana kusina vana venjuzu vanodzidzirepi?
Njuzu dzine papapu here kana ma GILLS. Dzinovata mumvura here kana muuswa.
Vanhu vedu vomuno munyika yedu ino. Vakawanda vacho havashandi saka vane too much time yokufunga zvisina maturo. asi chokwadi ndechokuti
Zvipoko, zvikwambo, Kutasva bere, kubhururuka norusero, kuroya (other than kuisira umwe poison)
Mushonga wekudanana nevarume, vakadzi. Mushonga wekuita mari, Kutumira mheni, kutumira zizi/nyoka/kamba, etc.
Zvese izvi everyone ane makore anopfuura 9 anofanira kuziva kuti inhema.
Ichokwadi chivanhu chiriko asikna usina kumbozviona haungazvinzwisisi mudzimu uripo apo asi baba vako varikuutsipika vakaromba
Chiriko mufunge ❤
@@pearlmambinge451 Chiriko kupi? Zvinokwanisika here kuti tinozvionera tega pane kuudzwa. Kuno kuMasvingo haa hakuna. Chero ukabhadhara mari hapana chaunoona. Imi muripi?
Usati kuno kumasvingo ita kumba kedu kumasvingo wakazvimirira wega, @@MwenjeWenyika
Apa hapana chivanhu pane chimbudzi
@@MwenjeWenyika mmm Masvingo kupi ikoko
Sometimes it's not the understanding of the story, ths is a life experience with Njuzu and a human being what and when should be unfold
Ths Tenda Boss was and is a true God sent the way he treats his workers it's unmatched
Ichokwadi ichocho ane rudo❤❤❤
Akamwaiwa nemvura akaita *Peer Pressure* haa murume uyo is a Stranger from the truth😂
It's true l have this as well
Gogo Zaruramasango ndovanodiwa apa mkoma Robert
Ndoda kunovaonao ndaona nhamo
Kkkkk sly you ask a good question akatadza kuzvifambira sure semunhurume
I believe him this is true
😂😂😂😂😂Akaita peer pressure kuti akufa hahaha ha ndazonakirwa kuf kaf..... Njuzu yakati raise up your hand kkkkkkk ndazonakirwa hangu nemface uyu
😂😂😂😂😂raise up your hand
😂😂😂😂 ah, zvakaoma hazvo
Vahazvanzi muri kubhema chiiko? Good story teller. Nyorai mabhuku nokuti ngano munodzigona chose uye dzinonakidza. Asi Nepotism muvaudze vaite shoma.
Munhu mukuru akadaro anganyeperei anenge achida chii
@@memorygoche2574 Pamwe haasi kyepa asi kuti akaita inonzi pachirungu Hallucination saka memory yacho inogara iri STRONG mufungwa dzake. Chinonetsa panyaya idzi ndechokudai so:
1 Hakuna mhuka inonzi njuzu inokwanisa kuonekwa nevanhu ve Tourism vabva ku China, Europe, America. else dai tichitoita mari nazvo. Asi dzinongoonekwa nevanhu vanenga vambomwiramwira mukombe kana kubhema.
2 Mhuka idzi hadzibereki saka dzinonetsa kuti chero une mvura papurazi unotenga hadzi ne honho ugoita breeding plan.
3 Hadzifi futi zvokuti hapana akambowana njuzu yakafa akaenda nayo kuLABORATORY kundotsvaka DNA yayo.
4 Tongodzinzwa kuti dziri muZIMBABWE chete kune dzimwe nyika hadziwanikwi saka dzakabvepi?
4 Kukaita Drought, dzinoendepi. Hakuna akambodziona dzichibva parukova dzichitsvaka DAM hombe richine mvura. Dzakaita semadzetse here anopinda mumadhaka?
Dai pawana anokwanisa kutsanangura kuti vanhu vanzwisise musoro wenya vachibvunzawo mibvunzo vachipiwa mhinduro. Zvino chero ukaenda kun'anga chaiyo ukaipa mari ukati tiratidzei njuzu havadi. Idambudziko guru iroro. Izvozvi pano uchaona kuti ukangobvunza pane kukupa mhinduro vanhu vanotanga kupopota vachikutuka kuti sokuti iwe ndiwe waviga njuzu yacho. Ingari yokuti hatoziviwo kuti imhukai.
Munopaonawo sei imi?
😂😂😂😂hands up
@@kurrieoriginale3613 Saka apa tiri kuti munhu kana akura haachanyepi here? Vanhu vakuru ndivo vanotonyepa kupfuura vana.
Please ipaiyi Uncle Robert Some Water as he requested, vakati koshera😊.
Someone can not make a call to lie this is not the type of story cooking
chiri Scientifically chinhu chiya chiya😂 yuwiii chirungu chaAquaman
Pano pakazara vana Thomas, moda kutenda maona 😢nyaya yaSimba chaiyo varipo vaisazvibvuma pakutanga but later vanhu vakazogutsikana avekwa sekuru Tasvu
Taurai henyu
Taura hako ndozvari mazimba
Tasvu vacho mnovatemba zvekudaro neh?
Vanhu vanonetsa senge usati wasangana nazvo avanga zvinzwisiswe..saka vaida kuti njuzu itaure shona here. Endi mutauriro wemvura ndizvo zvandaka sangana nazvo
Ndoo zvakaitika pana Simba vakazobvuma ave kwasekuru tasvu
Unamanga u brother ngoba uyewathi yena esibhedlela abatholanga lutho out of the blue selanta amaphilisi we TB really
Can't wait for part 2
Njuzu confir supernatural powers or the ability to tune in to the spiritual realm, something every human is actually capable of. Vakuru ava seems to be telling a true story, perhaps embellished, but which likely happened to someone else, he is a good storyteller. IMO.🙂
mwanasikana mwanawo mkoma musati baba vaisiya ini weropa ravo saka isu vanasikana triveropa ripi chituudzai imi tizive kwekuenda agh zvondirwadza ini ndina bhudhi vangu vanodaro
Kutadza kusanangura bt kungozama kutaura kuti vasikana hamukudzi dzinza
@@tafadzwamaponga7745 but zvorwadza kunzarwo imagine uchinzwa your brother achitaura kudaro unobva watoshaya kty ok so inini ndobva kupi chaizvo chaizvo
Shame Vange vasina wo kukunzwisisai mkoma Robert now vanzwisisa. Ndaona sekuti kutaurisa kwavari kuita kufarawo kuti ndaona wo we kutaurira nhunha dzavo. He is black complation but handsome guy
Mazimba dzidzaiwo kutenda kana munhu achitaura
Hawazvinzwisisi kana zvisati zvawawira
matuzvi aya chawanogona kuti pamberi ne Zanu 😮
Kutsipikwa kwemudzimu inyaya yekuti vakaromba vanenge wasingade kufumurwa uye vanenge wachitodq kukutorera chipo... chavasinga zive mudzimu unosarudza vega pekugara
Ini hangu ndofunga kuti arikutaura chokwadi nekuti tinemuroora akatorwa same day akadzoswa akazorwara zvekuti vanhu vakati ane tb akatesitwa tb zvese nehiv akaita negative akazobikirwa doro ndokuita chivanhu akatopora now
Haunyep
Chivanhu chiriko but pakuzoti dzakanzi HANDS UP nenjuzu aaaaa😅😅 ndapera power
Kana ini ndapererwa kkk
Kune njuzu dzechirungu if u didn't know.
@@TindoBeanz ndozviziva chaizvo kuti njuzu dzakawanda dzotaura chirungu but pane pandiitira funny handisi kana kusvora kana kupokana nazvo
Hanti kune njuzu dzechirungu here dzinonzi vazungu
😂😂😂😂😊
Mukoma Robert munepatience. Mumozvigona sei kuteeerera mbanje dzakadai .????Basa renyu rakaoma mufunge .
Aaah ivo mkoma Robert vanenge vachida kutonzwavo nyaya weee haunzwi kudairira hr kt eeeeh eeeh kkkkkkk
😂😂😂😂
The same way people took time to listen and comment
😂😂😂😂😂😂 pkaipa
Hameno zvazvinongoita pavanhu vanedambudziko nemukomana uyu vanoita sedzaka dambuka ASI dzisina zvinoda kufambirwa chete izvi he is not making stories but it's hard to relate what really transpired since it is a mystery which only be understood by medium spirits.
Mataura Chokwadi haungazvinzwisise
Anonyepa uyu ambitious handina kubatwa eny chirwere but aakuti mapiritsi e Tb
Wanga wanwiswa Kachasu ndiSekuru
Akaita peer pressure blahz.... Chiri scientifically chinhu ichi Ayi kkkkk
Peer pressure, scientifically, version, hands up
😂😂
Surrender
Kkkkkk pakut peer pressure apo .hands up.
Let's hope hamupenge mukoma
Problem makataurira vanhu vakadhakwa mukoma
Vakaudzwa wani kuti vakatsipikwa nevabereki saka ikozvino vakufanirwa kufamba vega
Shuwa iyoyo
Hmmm Mkoma Robert ndatenda hangu mune shoko rinovaka shem
Kkkk ndana madungwe avo akutorwara njere uyu
Bamdiki anorwadziwa nebhutsu diki haabvunze vamwe kuti ndobvisa here. Nyaya idzi dzifambirei mega mugadzirise. Kana uri connected nemanjuzu anokupa kurwere nekusunga chiraramo uye haugare mu marriage. Zvinotambanuka chete kana zvagadziriswa nevanogona. TB yamakabatwa imhepo iyoyo yaida kuti muicheuke muite mabasa ayo. I wish you the best mauya pa platform yekuti munobatsirika chete because mukoma Robert vanoziva vechivanhu vakawanda. Zvinhu zviri spiritual zvinoda kufamba uri wega.
I suggest kuti muende kwa Gogo Zaruramasango vanodaidza mhepo yacho yotaura zvainoda.
Dankie
Sekuru Tasvu heroko basa
Haaa gore RINO tichadzidza zvakawanda
is there part two of this story
Uyu TB yak apinda mupfungwa. God have mercy
Chasu kanopisa kakakusia wava we green in colour ganda
Chivanhu chakati tiii, kuramba zvedu nekuti takagezwa pfungwa nevapambi vevhu. Kukanganwa kwatikabva, asi ivo chirungu chavo vanoita takatarisa. Pakaipa,
Chokwadi
Wataura chokwadi chaicho chinorambwa nevakapondwa pfungwa nevapambi vevhu.
Taura hako and kana wakasarudzwa even ukatizira kuchurch hazvishandi zvotoita worse haa tiri vanhu vatema mufunge
Ndobvumirana nemi 😊
I hope you're not cooking up these stories mkoma Robert, because nowadays we've a lot of good actors in Zimbabwe.
Too long
U can say that again....ma long skits avakungoita ayo
😂😂😂😂😂
Aquaman
Ndakaiata peer pressure...ndaka swevha..Ndakanzi raise up your hands😂😂
Ndanga ndisingadi kuseka 😂
Lol
But to be honest it's a true story ini ndaifarira kubata hove kudam so zuva Rava ratogara makomo ndakaona hove yaiva nemaglitars so ini ndakatanga kuitevera iyo yaingoonekwa besu hombe kuenzana neni so pandaiti ndibate yamover zvishoma ichipinda mukati ini ndichitevera kwakabva nyoka yaimhanya ichirira kunge shiri vanhu vaive padam vakakwanisa kuona nyoka than ini ndaitopinda kunonyudza so nyoka ndomhanya ichipinda straight pandaiva ndokupembenuka ndokumhanya ndichibuda hapana akambofunga kuti chii ndakaudza Mai vangu till now hapana Ari kuzvinzwisisisa
Vanhu vanoda kuita ma serebhuriti weduwee, tisadaro ,raise your hand😅 haaa mbanje wanzai bepa
This is real guyz zvino exister
Mukoma ava vakangovarairwa pavakaita mari . Vaidei vakazvifambira vega. Saka apa pakutoda mubatsiri ane tsitsi ovayambutsa. Asi vane kamwe kakunyepa kavainako
Hmmm nhema dzega dzega
Tikaita tichiwanza mapepa toita mbanjee shoma tinogona kubatsirika senyika asi Mkoma Robert props to you for not laughing muchiudzwa ngano idzi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂just like Tinashe Mugabe sometimes when he manages to keep a straight face achinzwa dzimwe nyaya dze bota,but it times we see him break character and start laughing but mkoma Robert this guy pafeya looks like akatobatwa hake nemu kweva kweva😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,zvisineyi ngano munombodzinzwa ngano 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. But tisa taure mazita.😊
Madungwe lite
Its not like that..ita true. There is no way this guy is lying.....the way he ia talking tells me he is telling the truth. I also died in 2017 and Jesus came and took me to heaven. He told me to go back to earth and start a church with my husband where all the churhes in the world will come and get the food. I saw heaven and people are going ro be shocked...especially mahure thia adultery ...hee aleepover what what..vanhu vachachema zvichaairirisa paChauya Jesu. Nyorai pasi
Haa pavatotaura butie ava kuti vaimboshanda kumabus aaa varume vanoshanda kumabus vazhinji vacho maguruvha chaiwo. but butie awo ngavabatsirwe zvavo
Makadini mukoma Robert, On behalf of Mungate Family dzimwe nyaya dzinoda kutanga madziferefeta dzisati dzaiswa pasocial media kuchengetedza tsika nemagariro edu.
On behalf of ZimNews Beat Tv, journalism is not a crime, individuals or families come to us, if you have an issue with your family member, approach them and solve them ikoko, we are doing our job as a media organisation and we can also give you the right to reply NB this guy was speaking about his personal life not that of his family Thanks and will give him that space again
Ko sei muchitadza kufambira umwe wenyu , asi munoziva zvakaitwa nababa venyu here
Mukoma batsirai munhu pliz zvirikuitika mumafamilies mazhinji izvo.😢😢
Njuzu yakati raise your hands
Handina kunzwisisa kuti saka ndambudziko rake riri papi. Hanti tb yakarapwa, mamwe matambudziko ake ndeapi?
Akanonoka kusvika Kumba and akange anwa kachasu nababamudiki vake so zvaiitika zvacho zvaibatwa nedoro .
🎉😂😂😂Ndaseka hangu asi uuum bhudhi avaka, dai Mwari vapindira havo, z, zvitopera
Imi bhudi maks
😊
Blaz vanonyeba ava hanzi mapiritsi eTB apa ati paakaTestwa hapana chakabatwa
Nhema dzoga dzogq
Ko mukomana uya wamukoma vakaisa something paguva yemwana how far?
Idzi dzuda kungonzi dzine shavi renjuzu
Mkomana uyu anoda Moyo murefu Robert
Yaa anononoka kubata zviri kutaurwa
Just watching
ARIKUTSANANGURA HOPE DZAAKAROTA UYO
😂😂,,😂😂😂😂 it's a go get me water for me mkoma Robert 👂
Parafin jnr
He needs help,it now affecting him both mentally and physically,dai vawana rubatsiro
Haana mboti ndaive driver err ndakapuhwa bhazi nyowani rikaputika vhiri side rake kuleft...akuzoti driver wangu futi .pane ambozvinzwao nyaya iyi ichitanga😮
Kkkkk a lier must have good memory....he is a habitual lierr
Ko part 2
Njuzu hausi midzimu.mukoma vane Bitterness ava. Vari kutsvaga urombwa mukoma ava
Murwere uyu
Ari kutaura chokwadi mufunge, kana zvisati zvasvika kwenyu zvinoita sengano
Asi munorwarisa vanhu kani
Iwe ndiwe murwere auzvizive chete🤔
Kana musina zvekutaura better kunyarara
Kana usati wasangana nazvo haungazvihwisise
Varikuti kunyepa or vabhema havasati vasangana nazvo ask me woooo
its the peer pressure fr me kkkkkkk
Kungoisirawo mkoma Robert like otherwise the story is not interesting 😢
ndomuziva sterek muface uyu
vicky. Akamboita mu neighborhood paTown centre apo
Anotaura chokwadi here?
Homie wangu wepamabazuli
Why don't ask questions , tenge tichida kundzwa ma corner ese, paakatorwa akapindwa naye pasi panga pakadii, aitei akaonei
Pangonzi peer pressure nehands up ndabva ndangopera power panyaya yacho 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣dzairova kachasu nakhule idzo kikikikikikikiii haiwa
This men is story teller
Kkkkk mukoma Robby munemoyo murefu chokwadi
Mental health is real. Mukoma varwara ava. Chawana hama hachisekwi . Yambiro ndingandoti hangu ngavapute havo asi vaite shomani
This guy haapenge ndomuziva he used to be my barber.He is running a tuckshop now
@@madmanerathank you brother vanhu vanotaura because havasati vasangana nazvo
Baba ava kutaura kwavo kuita sekuti mwanasikana haana basa that’s why baba pamwe vasingamubatsiri.
Peer pressure from where now when you were just alone
Hanzi ndakaita peer pressure yakanyanyisa😂😂😂
😅😂😅 blaz ava mahwani..chirungu chakauya nengarava ichi kkkk
@@rasobiyahman 😂😂😂😂
Wairota here kana kuti tibvunzireiwo mukoma Robbie
Idzi dzinonyepa idzi 😅😅😅😅. Hanzi handizive kuti ndakaendeswa kupi asi tym dzaakatorwa aidziziva 😂😂😂. Hakuna zvakadai
Uyuu anorwara uyu nyaya yake yakadaqa
Kikiki hahaha baba vake raiva basa inongobaba vangu baba vako nezvatakanzwa nababa vako kikiki anoda baba vake sure
Chokwadi chiripo ndechekuti patinokura vabereki vane zvanotidzidzisa zvokti kufunga kuyenda kunobatsi zvinotora nguva yakareba
Ummm. Hanzi sechipatara hachizoshaya 😂😂😂
Vakaita peer pressure 😅😅
Ainyora sei iye ainehanganwa 😂😂😂