DOTITO: Tete Vakatorerwa Murume

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 16

  • @ssam1430
    @ssam1430 Місяць тому +1

    Mahure, proudly produced in bulk in Zimbabwe

  • @BesterMudzigwa
    @BesterMudzigwa Місяць тому

    Iriibenzii remukadzi chaizvo

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Місяць тому +1

    Murume arikuda mukadzi adakunyengerera mukadzi but mukadzi akuramba. Makanyura

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Місяць тому +3

    Chief Dotcom vanhu venyu vaye vatanga

  • @ZvisineiChisora
    @ZvisineiChisora Місяць тому +1

    Zihure remukadzi kusiya murume vako kuenda pabarika

  • @ssam1430
    @ssam1430 Місяць тому

    Vana vachapihwa gumbeze rake rake 😢

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Місяць тому

    Inga vana imi makatoshanda midziyo yenyu chiii chakakonzeresa kurambana

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Місяць тому

    Mkadzi uyu achamudemba murume uyo, anenge svikiro madairiro acho

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Місяць тому

    Haaa Ko kusapedza nyaya ndiko kuitaseiko😮

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Місяць тому

    Baba vemukadzi nyarai nyika makutadza kuchembera manje

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 Місяць тому

    Iyi yakambobuda ndaka tomboiona kare kare nyaya iyi.

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Місяць тому

    Vanhu Ava vaitove nema assets masvinu vakutongo paradza havo zvinhu nekurambana mmm divorce kuparadza musha and delaying progress havo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Місяць тому

    Yoh woramba mkadzi woenda kunoroorwa pabarika wopa umwe murume pfuma yako ibenzi remkadzi achademba zvake. Ko hushingi rudzii kupfeka hembe dzeumww murume. Saka mota and evrythng wakutonopa umwe murume,this is very stupid

  • @abiemoyo6896
    @abiemoyo6896 Місяць тому

    Imagine uchisangana nechikomba chakapfeka hembe yako