Mubvandiripo Yoda Kutora Musha weVaridzi Chaivo.Voti Ivo Ndipo Pavakakurira Saka Pave Pavo.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 жов 2024
  • Mumwe murume anounza vana wemukadzi vababa wake kudare, achiwapomera mhosva yekutora minda yababa wawo.

КОМЕНТАРІ • 139

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 13 днів тому +7

    Ini ndakakurira mumusha mana sekuru end sekuru vakandipa peace yekurima mumunda mavo ndinendima yangu yandakapiwa kuti apaa rimaa apaa Muzukuru asi ndakaziva kuti ndapiwa mumunda manasekuru ndapiwa muzvinhu zvana sekuru saka ndofanirwa kubvaaa muzvinhu zvana sekuru vakazviitaa kuti ndirimwana avangandirasii and vakazviita murudo asi andingarambi ndakagara pandima iyi nekuti indina irimumunda mana Sekuru saka ndakatsvaka stand yangu kwa Sabhuku inodana ini nezita rangu zvisinei nana sekuru ini ndokuchibuda muzvinhu zvana sekuru pachakanaka izvozvi nanhasi towirirana nana sekuru ndirikutenda kundirera kwavakaita ndisiri Mwana wavo asi zvinhu zvose zvana sekuru avaa ndakazvisiyaaa zvese ndikatanga zvangu

  • @rumbidzaichitege3959
    @rumbidzaichitege3959 13 днів тому +3

    Sando kuna Secretary waChief Mutasa, haa manotes vanonyora zvavo ✍️✍️

  • @noelmushoriwa2929
    @noelmushoriwa2929 13 днів тому +2

    I like this Chief. He is a real traditional leader. Anoruma achifuridzira, at the end of the day vanhu vanogarisana zvakanaka knowing their real positions

  • @chiedzaagere7094
    @chiedzaagere7094 12 днів тому +5

    Varume vakasvika kudai vanosimbirira kupamba nhaka yevaridzi . Kusaziva chivanhu vangadai vakatenga pavo kana kunogara kumadzisekuru kumusha kwamai vavo.

  • @patrickmuzondo5166
    @patrickmuzondo5166 12 днів тому +4

    The problem with the Gadzani's is that they failed to humble themselves and declared themselves as the rightful heirs of their stepfather's estate which is wrong according to our African culture. The Chief is very correct in his judgement. These guys should simply humble themselves and look for assistance from the Chief so that they sit down with the Chizaza family and resolve this silly dispute.

  • @rashedngadze8853
    @rashedngadze8853 13 днів тому +2

    Ana mubvandiripo ngavatsvage anababa vavo avo, kana vasingavazive ngavaende kwasekuru vavo kwakaberekwa amai vavo vapihwe pekuvaka ikoko. Apa chief Mutasa mave kukanganisa

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 13 днів тому +4

    Kubuditsa chihure chamai nenyaya yaminda😮😅

    • @PaloSant
      @PaloSant 13 днів тому

      😂😂😂😂 zvese nechitsotsi chaana sekuru lol

  • @MikeChimiso
    @MikeChimiso 4 дні тому +1

    Mambo Mutasa ndinotenda zvangu nekugadzirisaa chivanhu chedu

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke 11 днів тому +2

    Mubva ndripo endai kumusha kwenyu hamusvod hre....ah

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen 5 днів тому +1

    I just respect that Mambo

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 12 днів тому +3

    Munhu kumusha kwake

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 13 днів тому +5

    Endai kumusha kwenyu mhani matotenda kuchengetwa kwamakaitwa mahara futi

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 12 днів тому +1

    Chief mutasa magona kutonga pamakakoniwa ndepemurume anozviti mufundisi ...Anonyenga vakadzi vemu Church

  • @batsiraichiripamberi4807
    @batsiraichiripamberi4807 12 днів тому

    I'm proud of you mambo vangu ndokutonga uku big up

  • @RichardMukorekwa
    @RichardMukorekwa 13 днів тому +4

    Chief Mutasa ngatiwape 🔨🔨🔨 dzawo

  • @MbuyaViola
    @MbuyaViola 2 дні тому

    Ishe avavasachateerere vabvandiripo avo

  • @OlindaDziike-ck6xx
    @OlindaDziike-ck6xx 12 днів тому +2

    Magora kumusha kwawo ....makava haachengetwe mumusha kumusha kwavo

  • @samsonchateuka1996
    @samsonchateuka1996 11 днів тому +1

    Very unfortunate situation. Dai vakomana ava vangosiya musha wachizaza,for the benefit yevana vavo coz zvicharamba zvichingodaro.

  • @MbuyaViola
    @MbuyaViola 2 дні тому

    Good chief

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 13 днів тому +1

    I love Mambo's fairness.

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen 5 днів тому +1

    MAMBO IS GETTING CONFUSED

  • @milanjameson4409
    @milanjameson4409 12 днів тому +3

    this is not fair mavaka mapedza, vanhu vakuti pamusha wedu, baba vaitandadza hamuna kuvachengeta. munehudyire imi

    • @nancypinto913
      @nancypinto913 12 днів тому +1

      Vanhu ngavaende kumba kwavo haungauye kuzondirwisira estate yababa vangu iwe una Baba vako ndohudyire uda Kudya kwese

    • @tinashesauriri6834
      @tinashesauriri6834 12 днів тому

      Problem ndeyekumhanya kunotora peace order kuisira vana vastepfather vari muland yedzinza. It was going 2 b nice pavakaona wheat yarimwa vaitorana vogara pasi. If it was me munopwanya dzimba dzenyu moenda kwababa venyu. However there's room 4 discussion but paoma.

    • @emazhetese9624
      @emazhetese9624 12 днів тому

      Udyire hweboys dzekwaGadzani, pamusoro vano nga vasingazii vana baba vavo. Zvino vave kuto torera varidzi venzvimbo. Boys 3 idzo inzvori chaidzo.

  • @MbuyaViola
    @MbuyaViola 2 дні тому

    Nguvayavakato gara mumusha usiriwavo yakawandisa ngavaende kwavo mainini vaito garazvekugarira baba zvino ngavachienda

  • @ChiwesheChiweshe
    @ChiwesheChiweshe 12 днів тому

    Chief. Keep it up , yenzanisayi vanhu

  • @EmmanuelTsokota
    @EmmanuelTsokota 11 днів тому

    Traditionally, this case was well justified. Chief Mutasa full of our cultural wisdom.

  • @SoneniGwenelo
    @SoneniGwenelo 13 днів тому +1

    Clever chief

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 13 днів тому +3

    This store sounds hash ........but the truth is you can't come Kuna stape father then you claim the ownership....mkoma avo dayi makangwara makatotenga penyu makavaka pamba penyu baba ibvai pamusha pevanhu

    • @ssam1430
      @ssam1430 13 днів тому

      Stape father nmc chii

    • @Myprinceof
      @Myprinceof 13 днів тому

      @@ssam1430 chikomba cha amai vako kana Kut munhu aroora Mai vako

  • @RebeccaChingwidze
    @RebeccaChingwidze 12 днів тому +2

    Mdara Chizaza akakangwa

  • @JamesMukodza
    @JamesMukodza 12 днів тому +1

    Mibvandiripo inonetsa ngavaende kudzinza ravo kwete kurwra zvisi zvavo

  • @Rebhara
    @Rebhara 13 днів тому +2

    Chizaza ranga riri dzenga😂😂😂😂

    • @PaloSant
      @PaloSant 13 днів тому

      😂musazodaro. Pamwe akadyiswa

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 13 днів тому +1

    That’s a touching case iyi ichenjedzo kuvana Nevaberekiwo

  • @MunyaradziKaseke
    @MunyaradziKaseke 13 днів тому +3

    Kkkkk hanzi imi anamubva ndiripo pakafa amai venyu ,maifanirwa kubva marongedza mangwana acho

    • @HowardsaddamMeke
      @HowardsaddamMeke 13 днів тому +1

      @@MunyaradziKaseke 🎉🎉🎉haaa mufac uyo ndomufarira haapotereri

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 13 днів тому

      Dzakapenga manje, ndidzo dzinotaura rough yese ya Chief

    • @tauraidube
      @tauraidube 13 днів тому

      😅

    • @PaloSant
      @PaloSant 13 днів тому

      He knows culture zvekudaro. Ndibaba vamambo Mutasa

  • @MbuyaViola
    @MbuyaViola 2 дні тому

    Mai vakehavana kumuudza baba vake hr

  • @rhodagore-k7s
    @rhodagore-k7s 13 днів тому +1

    zvandibata takatorerwa imba nana mubvandiripoo

  • @BitzaNyoni
    @BitzaNyoni 13 днів тому +1

    Mambo ava emmm vanotonga

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 12 днів тому

    Vanamai shuwa tinoita nekusazava hedu asi ngatizive mitupo ye vana vedu Honai varume nakuru shuwa kushungurudziwa kudai iwe hauchipo Dzinza ravo vese three havarizive shuwa one zvinotaurika Ndapererwa veduwe Zvinorwadza hazvo

  • @ralphchimbaira1755
    @ralphchimbaira1755 13 днів тому +2

    Vana vanogona vari va sekuru. Pane makunakuna apo havangasvike mazera avo iwayo vasina kuana Baba vavo vese vari vatatu sei? Kushaya nemumwe akawana baba vake

    • @PaloSant
      @PaloSant 13 днів тому

      Could be. Because kamurasiriro kavaiita vazukuru vacho kwa step father

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 13 днів тому +3

    Hey can someone pliz tell me asi nzvimbo iyo inonaya zvekutodaro Kani? Coz these people are always fighting for land

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 13 днів тому

      Ndiko kubobva ma banana anodyiwa Harare

    • @PaloSant
      @PaloSant 13 днів тому

      Yes and fertile soils too plus good climatic conditions. Most crops do well ikoko including tea, coffee, mabanana

    • @Venus-x1k
      @Venus-x1k 11 днів тому

      Yaaaa uku mafights eminda, kwabishu mafights echibhishu😂,kwaMakoni ndekwezvikwereti zveroora😂😂Zimbabwe idrama never a dull moment 😂😂😂😂😂

    • @RumbidzaiCharambira
      @RumbidzaiCharambira 11 днів тому

      Yeah kunorimika zvekutodaro akuna nzara

  • @JudithChinhiwu
    @JudithChinhiwu 10 днів тому

    Munhu kwa bba vke vanamubvandiripo matinetsa nxaaaaaa hurrying ft pamusoro pacho pack and go

  • @Grace-hl3fq
    @Grace-hl3fq 3 дні тому

    Vanakomana tsvagai misha yenyu.nguva iripo. Iyo ipfuma yenhaka yakaipa.

  • @violanyika3860
    @violanyika3860 5 днів тому +1

    These three boys should go and find their respective fathers., not to disturb people on their father 's village.

  • @sheillahjuly8794
    @sheillahjuly8794 3 дні тому

    Vana awa vakapusa zvinotaurwa vani kuti munhu hauvakire kudzinza risiri rako kana kwana sekuru chaiko hakuvakirwe

  • @sunnyboymoyo-s2v
    @sunnyboymoyo-s2v 10 днів тому

    The best chief i know

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 11 днів тому +1

    Nyaya yeminda yanetsa kunzvimbo iyi

  • @patieymakojanhi101
    @patieymakojanhi101 4 дні тому

    Nhaimi ma adopted chn anoita sei? Ko nyaya idzi dzinodii kutaurwa baba vari vapenyu. Pamwe baba vakatotengesa zvavo minda iyi vakadya mari

  • @nmanjarera
    @nmanjarera 11 днів тому +1

    Mutasa ava kutodhunya. Taka sekerera benzi parufu hezvo ratiza nechitunha

  • @tapiwaartmore5523
    @tapiwaartmore5523 11 днів тому +1

    Uyu murume ibenzi kurwisa pfuma isi yako ngavadzokere kwavo

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 12 днів тому +1

    Mambo maita zvenyu shuwa

  • @MirriamMaisva
    @MirriamMaisva 13 днів тому +1

    Chief mutasaapo matadza munoreva kuti simba ramai wakafa ritorwe nevamwe mazuvano pakati pemarried couple mumwe akafa spouse yasarandiye the owner plus vana avandiwo wakachengeta step father awa

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 13 днів тому +1

    Haaaaaaaaa varume avaaa imbwa dzevanhu avaa why vakapusa soo vanofunga kuti Marii ndiyoo inoshanda here haugare pamba pevanhu uri Mutorwa ivoo havanzwe hanaa dzavo kutyaaaa here kupoperaa zvinhu zvisiri zvenyu

  • @mathewaaron8786
    @mathewaaron8786 12 днів тому +1

    Mambo magora avo ngawabve wadzokere kwavo

  • @EmmanuelTsokota
    @EmmanuelTsokota 11 днів тому +1

    Inga muri kutaura Surname yenyu wani? Endai kumusha kwenyu musiire varidzi minda varime.

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 12 днів тому

    Sando dzenyu mambo ...Ndokuti mambo ..Maigona avo ngavachienda kudzinza ravo...

  • @EmeldahMakonese
    @EmeldahMakonese 11 днів тому

    Ngaaende kunzinza kwavo uye ngaaende mumwe nomwe kuna Baba vake shame murume mukuru kuchemera musha wa step father

  • @CarolDoka
    @CarolDoka 13 днів тому +2

    Pliz can u pliz stop kuzevera near mic it's very irritating check all of your videos ndizvo murikuita

  • @milanjameson4409
    @milanjameson4409 12 днів тому

    Kkkk mambo mune pamuromo imi, hanzi makatizwa nekushupa kwenyu .

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen 5 днів тому

    Mabharani adiiko nhai???

  • @FungaiChatukuta-i1d
    @FungaiChatukuta-i1d 11 днів тому +1

    Tsotsi ndimai apo

  • @brightonskawisa3869
    @brightonskawisa3869 12 днів тому

    Uyo anopikisa mhiko asvikoti Kuna Chief 3 boys mubvandiripo vauya nemari ndizvo zvaita Chief vadzikame kubva pakutonga zviri fair

  • @HowardsaddamMeke
    @HowardsaddamMeke 13 днів тому +3

    Kasi nzvimbo iyi inoibva zvakanyanya???ndipindureiwo guyz plz

    • @cassperchiyanga-ih3mv
      @cassperchiyanga-ih3mv 13 днів тому

      Yes kuibva zvekuti kunonaya zvekuti

    • @HowardsaddamMeke
      @HowardsaddamMeke 13 днів тому

      @@cassperchiyanga-ih3mv mmmm ndosaka kuchigara kuinezvibakera.....

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 13 днів тому +1

      Ma banana ose ndokwaanobva

    • @HowardsaddamMeke
      @HowardsaddamMeke 13 днів тому

      @@Gonawapotera1 oh ok ska inzvimbo yakanaka chose

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 12 днів тому

      @@HowardsaddamMeke but mabhinya haupedzi kkkkk

  • @notionmaremudze
    @notionmaremudze 9 днів тому +1

    Ndini ndega here ndineziso rinogara riripana mabharani?

  • @mikemuko4577
    @mikemuko4577 11 днів тому

    Uuum dare ramambo mutasa raidadisa matongero asi rinenge rave kurasika zvishoma nezvishoma apa.

  • @mikemugabe571
    @mikemugabe571 10 днів тому +2

    Mambo Mutasa. Musha uyu wanga uri wamai. Baba vanga vakaroorwa nemukadzi. Ndiwo mawonero angu. Baba havana kuchemerwa pamusha uyu nekuti wanga usiri wavo. Lets take no advantage of the situation

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 10 днів тому

      Aehwa vaive mumusha mumwe chete. Maiguru vaine dzimba dzavo. Mainini vakangosvika kuvakira mumusha mumunda maive namaiguru. Pakarwara murume mainini vaive kutaundi kuvana vavo. Vanamai toomesera vana veduwee.

  • @kumbiraimusoni-pq2jo
    @kumbiraimusoni-pq2jo 5 днів тому

    mabharani anonyora manotes uyu😂

  • @mollymasilo6383
    @mollymasilo6383 13 днів тому

    Mambo Mutasa amen

  • @mollymasilo6383
    @mollymasilo6383 13 днів тому

    Vakomana imi nyarai mwari Mai venyu vakarambanisa munhu nemukadzi wake mukuru saka moda kuti vana vemurume wamai

  • @BrightonChiyungu
    @BrightonChiyungu 12 днів тому

    Plus chizaza anga akadyiswa nemudzimai mudiki kuchengeta vana vasiri vako chokwadi

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 13 днів тому +1

    Ngavatsvage nzinza kwete kuita hasha

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 13 днів тому

    Chief munogona

  • @mollymasilo6383
    @mollymasilo6383 13 днів тому +1

    Varume vakuru kudaro hamunyari

  • @trustmorechingozho8545
    @trustmorechingozho8545 8 днів тому

    Varume vakuru vanotadza kuti umwe neumwe atsvage kune dzinza rake zvinonyadzisa apa kutoshingirira nepasiri penyu, zvamunenge makasvinura wani nyarai nechihure chamai

  • @Giant-e1f
    @Giant-e1f 5 днів тому

    Those vabvandiripo are so arrogant and they have this misdirected sense of entitlement, shuwa shuwa varume vakuru kukaka nharo dzekurambira mumusha ma stepfather knowing fully well kuti hamusi mumusha mavo, mambo vavhunza kuti vakabhadhara chiredzwa here kuna chizaza vakatadza kupindura...these guys are creating serious problems for themselves and their children, ngavabude mumusha mevaridzi or they should humble themselves and pay some form of compensation kuti vagare vakasununguka...their so called witness wavanga vatenga was badly exposed and humiliated namambo Mutasa kkkkkkkkk

    • @dorcaschagwedera2910
      @dorcaschagwedera2910 2 дні тому

      Aaah dai vasiri arrogant vaigona kuzogara,zvino it seems vakatonyangadza kare

  • @BrightonChiyungu
    @BrightonChiyungu 12 днів тому

    Ndinoti sabhuku munotonga chokwadi

  • @farlands10
    @farlands10 13 днів тому +1

    ndiko kunonzi kutongaka uku

  • @delightmhukayesango2093
    @delightmhukayesango2093 12 днів тому

    Saka munhu akapa something to someone asiri mwana wake asati afa, akazofa apiwa uyu anotorerwa here

    • @EmmanuelTsokota
      @EmmanuelTsokota 11 днів тому +1

      Pachivanhu or chishona pane zvimwe zvinhu zvisingaite kupa munhu asiri vedzinza rako. Zvinhu zvechivanhu zvinovanza kufamba nedzinza.

  • @TarisaiShumba-i5c
    @TarisaiShumba-i5c 13 днів тому

    Ngavaende kumisha yavo

  • @MatthewsNcubechirongwe
    @MatthewsNcubechirongwe 13 днів тому

    Ngavaende

  • @VimbainasheMapurisa-ol3sd
    @VimbainasheMapurisa-ol3sd 12 днів тому

    Secretary busy yacho

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 12 днів тому

    Chief vanomborasika , nezuro vakasekerera chembere yaida pfuma ye vazukuru asi ambuya avo vanzi muri muroora

  • @LeamMukakurirei
    @LeamMukakurirei 13 днів тому

    Please check your sound

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 13 днів тому +1

    He was adopted and must have rights as well, chimbori chii anhu asvipa

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 13 днів тому +2

      Ndezvemubhuku izvo, pachivanhu hazvidaro

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 13 днів тому

      wangu this one is not a straight one, like dziya dzekuti mwana gets raised nana sekuru(mums brother) and otoreswa birth nana sekuru. This one mukadzi came with her own children and those children are claiming ancestral land from step father. The ancestral lands will end up in the hand of another family without any ties (if the step father had a living child with their mother then a link would be there). If the father had legally adopted them then i would be a different case. Pachivanhu they dont want them to double or even tripple dip aka having a claim of piece of land through there biological father, through vana sekuru being an adopted muzukuru and uko kwastep father.

    • @cresenciakaseke
      @cresenciakaseke 13 днів тому +1

      Hongu hatisi varungu isu vanhu vatema tine maitiro edu varungu vanosira katsi or friend hupfumi hama dzake dziripo kwedu hazviko mwana wemurungu anotuka Mai vake kuti f.....k you achivaramba life yake ichitohamba but zviite iwewe kuti zvinopera mushe here😅

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 13 днів тому

      😂😂😂😂😂​@@Gonawapotera1

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 13 днів тому

      Tibvire kumhepo nxaaaa

  • @ssam1430
    @ssam1430 13 днів тому

    Mamama 💩💩💩

  • @nmanjarera
    @nmanjarera 11 днів тому +1

    Mmmmmmm mutasa is now useless and confused