@CarolineMafa It's wise for YOU to go and visit her so she can take you to the evil man whom she claims is doing this to her so YOU can talk to him maybe takeover from her so YOU UNDERSTAND what satanism, huroyi, etc means. Experience is the best teacher. There are a lot of things which science has not bothered with nor researched on and can't explain. Maybe YOU could be the 1st to explain how such things happen. As for hospitals, private clinics, with experts they are at a loss as to what happens nor the causes!!
Vanhu ngavasiyane nezvivanhu izvi vaende kuma church akagara ariko kare Roma Methodist Anglican Varoyi variko zvavo ikoko asi havasvike pane mapostori nema papa /apostle
@@RuvaraShe77 she is one of the congregants vari muhari. Isu masowe takamasiya tichimada. Takaona kuti zvaiitiwemo zvaisafambirana nekuenda kudenga. Kwakatiitira kure chaiko.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyaya iyi inotyisa kana zvakadai zvichiitika shuwa Pasina Kuti mawirirana ko hapana here zvavakapiwa vachifunga Kuti vari kubatsirwa nemunamato vachitopinzwa munataisireva
@nicolatande5780 Stop writing nonsense trying to use Western(scientific) explanations on things which no scientist understands nor has ever researched. So many have gone to doctors who prescribed heavy doses but the problem only went when they were treated by traditional healers.
@@nicolatande5780 you are telling things I KNOW and have experience with because a my friend had those symptoms and much more after he was stung by bees. What has that got to do with this particular situation? Unless if you are telling me that anything which has to do with "huroyi", satanism is just pure superstition!! This is why I challenged you to visit the lady and the "bishop" whether you are a psychiatrist or just a layman!!!
Problem yenyu madzimai moda church zvakanyanya but zvandoona Mai awa something wrong kana musinakudanana nababa awo or makaitama dhiri nawo but imiamichada izvi asiiyehademusiye zvamakanzwanana
Ooooh veduwe hey. Mental health muzimbabwe inoda kutarisiswa. Hhhhhm I am so sorry such a normal looking woman. How many do we live with. Jehovah pindirai Amen!
Not at all Ruva I did not say that she is lying. These issues are much complex. The lady needs help. Obviously she was mentally interfered with. We can't rule out mental health issues. She might have been traumatised by this person. She needs alternative intervention.
Immm mai ava maonero angu chokwadi chiripo asi pane gwadza ravari kupotsa zvavano ziva na pastar. Pane nyaya na pane zvari ku dzvenga . Coz nyaya dzacho its too mch. Zvinenge zve murume uya Madungwe . 🤫🤔. Sei vakatora nguva vasina ku jekeserana. Pane zvisiri ku buda apa pana mai ava. Ndiniwo zvangu amheno
Mame your story doesn't add up. You are confused 😢😂😂am sorry but I wish you well and may God heal you from watever chikukunetsai 😢.lord have mercy on your soul.
Whatever problem yaiuraya vana ndiyozve yave kuita izvi. If it was spiritual that spirit is coming ichiita kunge munhu akakubetsera akaipa. Looking at you hamusi munhu anochivika. You need medical help smtv handizivi hangu kuti nyaya iyi musati maburitsa maongororawo here mental capacity yamai ava. Munombogona but iyi hurwere hwepfungwa chaihwo vaichiva bishop kubva Karen ava this does not make sense
But chandisirikunzwisisa mai ava pane pavati isatanism toto communicator mmmmm ini kuona kwangu mai ava was part of zvinhu izvozvo zvekuchurch kwavo nehutungamiriri hwese saka vakazokonana vakushubgurudzwa
Becareful guys muma church umu ma bishop ma zhinji arombera mbiri Ska kana wa chooser church
Chokwadi vazhinji vakaromba mumachurch kuda mbiri
Word ❤. Too much trusts in these pastors.
Sly magona sando dzenyu interview iyi you handled it very well with dignity👏 kustudio nyaya yacho yaisazobuda zvakanaka
Mai ava vanenge vakambodanana naBishop ava vakazovarasisa after vaona zvinhu zvaBishop ava that's why he is take take navo zvekudaro
havabati zvakadai
Its wise also to take her for mental health screening coz Dimetia ,biopolar inodaro
@CarolineMafa
It's wise for YOU to go and visit her so she can take you to the evil man whom she claims is doing this to her so YOU can talk to him maybe takeover from her so YOU UNDERSTAND what satanism, huroyi, etc means. Experience is the best teacher. There are a lot of things which science has not bothered with nor researched on and can't explain. Maybe YOU could be the 1st to explain how such things happen. As for hospitals, private clinics, with experts they are at a loss as to what happens nor the causes!!
Tibvirwe bcz hazvisi pamuri
Wakambonzwa zve burmuda triangle?spiritual things anotoda vanechipo chacho otherwise izvo pane pazvogumira zvemental health
Postori idzi pindai mega, amai ava vanotaura chokwadi. Ini kwakasara padiki. Vanhu ava havataure naMwari asi kuti naSatan.
Taura hko machch anechiporofita kazhinji vakuromba
@mercybakacha kukurukura hunge wapotswa.
Vanhu ngavasiyane nezvivanhu izvi vaende kuma church akagara ariko kare Roma
Methodist Anglican
Varoyi variko zvavo ikoko asi havasvike pane mapostori nema papa /apostle
Vanopenga inyaya dzenyu dzekugadzira neve media 😢😢😢
@cedrickmatika2099 Visit the lady and ask her to take you to the culprit then come here and tell us what you found out.
Ana mai muchinyanya kuda ma bishop muchiitwa mukadzi..now zvakunetsa
touch not the annointing 1 liv my sydney alone he is true man of god
Vanhu vamwari Hamusati maroiwa mukaroiwa chaizvo chaizvo rimwe zuva uchazoona kuti amai ava vanga vasinganyepi.ini hangu ndakamboroiwa ndozvinzwisisa unoita benzi asi wakakwana
This is a mental case , she need evaluation
Haaa kana
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma maramba kuti uroyi huriko ka. Don't worry 1 day you will see it qnd believe.
Hanti vati it's satanic so she's being used
Are you fighting bishops corner
@@RuvaraShe77 she is one of the congregants vari muhari. Isu masowe takamasiya tichimada. Takaona kuti zvaiitiwemo zvaisafambirana nekuenda kudenga. Kwakatiitira kure chaiko.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyaya iyi inotyisa kana zvakadai zvichiitika shuwa Pasina Kuti mawirirana ko hapana here zvavakapiwa vachifunga Kuti vari kubatsirwa nemunamato vachitopinzwa munataisireva
im very angry wth u ,u dnt know sydney mbhiza the more we do mabhadharwa here mapiwa mari here tipeio humbowo wezvamuri kutaura
Diamentia hautauri naye muchinzwisisanainenge iri nyaya iyi osisiya hamutombonzwanani varikutonetswawo mai ava she knows what she is going through
Zvavarikutaura ndizvo chaizvo ichokwadi
maivepo
Chirwere chepfungwa bipolar affective disorder inoda medications eg from psychotic specialist
@nicolatande5780 Stop writing nonsense trying to use Western(scientific) explanations on things which no scientist understands nor has ever researched. So many have gone to doctors who prescribed heavy doses but the problem only went when they were treated by traditional healers.
Psychosis hallucinations nekufambwa nezvnhu nehearing voices zvinorapwa nemapiritsi to reduce symptoms zvinoita nane
@@nicolatande5780 you are telling things I KNOW and have experience with because a my friend had those symptoms and much more after he was stung by bees. What has that got to do with this particular situation? Unless if you are telling me that anything which has to do with "huroyi", satanism is just pure superstition!! This is why I challenged you to visit the lady and the "bishop" whether you are a psychiatrist or just a layman!!!
Mmmm ma1 nyaya iyi inoda nyanzvi chaiyo nekuti mmm ko iro racho zita marinzwa here kwahi kudii mmm mai vashungurudzwa avo. Vabatsireiwo veduwe mhepo iyo ibve.
Problem yenyu madzimai moda church zvakanyanya but zvandoona Mai awa something wrong kana musinakudanana nababa awo or makaitama dhiri nawo but imiamichada izvi asiiyehademusiye zvamakanzwanana
Imi hamuna kumbo danana navo here
Why asking a rhetoric question. She needs help , simple. We know Satanic agents you always want to block people from helping victims of Satanism
@@kelvinmarongwe2844 ahanyengi tsvina sydney hz special
Sun hat yezuva mumba futi interview, tobva tanzi maswera sei aaah 😂😂😂😂😂
Ini hangu handitombooni ka peace kechokwadi nenyaya iyi. Munowanei ne destroyer image yevanhu nhaimi
Dai mai ava vawanawo rubatsiro veduwe zvinorwadza vari kutambudzwa mai ava
Amai musanyeba imi makatobatsira kuchurch
@@dicksonsibanda4866 taurai zvenyu shumba
Mmm ndarwadziwa pliz mama avo ngavaende kwatasvu
Handina kunyatsonzwa
Ummm zvakaoma veduwe, SlyMedia batsirai Mai ava, inga makabatsira vakawanda wani
Tinokuzivai ve sm tv batsiraiwo mai vangu avo nekukasira
Asi woo imi vakadzi ngatidzidzei kugara uye kunamata tega tega zvisina kunamatirwa nemunhu kungoita zvinhu zvako wega wega kunaMwari wako kuchurch kunongodiwa kuendwa tonogara koparidzwa todzoka kumba kwete zvemuteuro or kuturikwa maoko ngatisiyanei nayo
Nyaya yekunyepa iyi...why you?
Zvakamboitika kune vamwe amai izvi
Ooooh veduwe hey. Mental health muzimbabwe inoda kutarisiswa. Hhhhhm I am so sorry such a normal looking woman. How many do we live with. Jehovah pindirai Amen!
Are you saying she is lying because of mental health
@@RuvaraShe77my question too
Not at all Ruva I did not say that she is lying. These issues are much complex. The lady needs help. Obviously she was mentally interfered with. We can't rule out mental health issues. She might have been traumatised by this person. She needs alternative intervention.
Umm zvakaoma hazvo,mai avo vakakwana zvavarikutaura izvo zvinenge chokwadi
Hanzi Sydney Mabhiza 😭😭😭😭😭😭😭🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
mnofarisa
Not my bishop
Hanz maswerasei
Vane baipola
😂 😂😂😂
Pamwe i ( daimetion ) ndodaira kudaro.
Are you sure
😹😹kuseka nhamo serugare
tiratidzei humbowo muneshave yehuroyi imi
Zita randanzwa ra Bishop vacho iro munotii nhai nyika yaipa vanhuwe. Tononamatira kupi nhaimi.
Hanzi ani nhai
Hanzi bishop Sydney Mabhiza 😢
@@Talent-q8r yooooooo nhai mwari
zita ranzi raani
😢😢😢😢😢😢😢😢uuuuuuuummmmm
Sydney Mabhiza havasi ve st John hre veduwee 💔💔💔
Hello.zim.pakusvibisa kereke yaMwari mowanei.tambirai kumba kwenyu.tendeukai nguva iripo
Varikunyepa hre
Umm mama avo nekukura kwavo sure angauye pajekerere kuzonyepa
@@TroyieMaddie Ndanzwa ka Mukuru vachiti mukasvibisa kereke mowanei ? Ndopandati saka varikunyepa hre
@@tanyamubaiwa1530 ndiye wandiri kutopindurawo hangu iiiii
@@TroyieMaddie Kuda ndi bishop wake hake ....
Immm mai ava maonero angu chokwadi chiripo asi pane gwadza ravari kupotsa zvavano ziva na pastar. Pane nyaya na pane zvari ku dzvenga . Coz nyaya dzacho its too mch. Zvinenge zve murume uya Madungwe . 🤫🤔. Sei vakatora nguva vasina ku jekeserana. Pane zvisiri ku buda apa pana mai ava. Ndiniwo zvangu amheno
Yeah ini newe tine muono mumwe chete
Kana vanhu vaMwari vakudai nhai veduweee tiri kuendepi senyika😢😢😢😢😢
Mame your story doesn't add up. You are confused 😢😂😂am sorry but I wish you well and may God heal you from watever chikukunetsai 😢.lord have mercy on your soul.
It does not add up where?irikuendeka wani spiritual things are tricky ane vanhu vanozvinzwisisa
😂😂😂hanzi vano controller everything so now varipi vasiri ku controller interview@@ronaldlunga9807
Havasi kunyepa amai avo ini ndaive nagogo vangu vairambidzwa kudya nekurara
Sydeny Mabhiza ndibishop we St John church yana Dhutere 💔💔
Ehe nhaimi nhaimi. Ummmm ndatya nazvo
Paunenge uchimborara navo waiti kumadora. Bishop havarare nemunhu munhu waMwari saka wakaita chihure nabishop zvashata manje waakutaura zvisina basa
Kuona kwangu amai vanenge vakabvuma.zvekujoiner vakazvisiya
Zvakaoma henyu
Ngavaende kuna Prophert T. FREDDY or PROPHERT MIRACLE PAUL ka one
Freddie is noo..same kuromba
Nyaya iyi kaaa
Zvakaoma hazvo
Pamwe mai vagara vane shavi ravasingazive..Bishop took advantage
You are being controlled shame
Vakadzi ngatisiyei kuda kungotsvaga n'anga nemaporofita.
Mutaure zita rake mufundisi wacho, sei vanhu vatema muchingoda kuita zvima secret why kuvanza chizita chemunhu anoita zvakaipa, heeee musataure zita wat wat
ASI chiii kushungurudza mweya nenyama dzevamwe vanhu nhai Bishop ....dai vawana rubatsiro
Ummmmmmmm izvi zvotyisa shuwa nyika yakuenda kumagumo shuwa
Ko sunhat inopfekwa mumba futi, l thought ndeyepazuva panze
ndkakubatai ndoda kukurovai mi imimi
😂matsamwa shuwa
Inga zvakaoma hazvo
Nxaa she needs help than this nonsense
watotiudza nyaya yese pokutanga saka tichaonerei zvedu tatonzwa kare
Whatever problem yaiuraya vana ndiyozve yave kuita izvi. If it was spiritual that spirit is coming ichiita kunge munhu akakubetsera akaipa. Looking at you hamusi munhu anochivika. You need medical help smtv handizivi hangu kuti nyaya iyi musati maburitsa maongororawo here mental capacity yamai ava. Munombogona but iyi hurwere hwepfungwa chaihwo vaichiva bishop kubva Karen ava this does not make sense
Muchazvirwga 😂😂😂
Shame
But chandisirikunzwisisa mai ava pane pavati isatanism toto communicator mmmmm ini kuona kwangu mai ava was part of zvinhu izvozvo zvekuchurch kwavo nehutungamiriri hwese saka vakazokonana vakushubgurudzwa
Amai avo ngavabatsidzwe ngavaenda kwatasvu
Bishop wenyu ndavaziva asi kna vri ivo havo handifungi mukavagona
Mother mune drama😂😂😂hanzi vakabata pandiri neka Bluetooth vari kundivhara kutaura😂
Apa akuita kunonzi kutaura😂😂
She needs help asap vanomuuraya
Ngaaende kuELo vanobatsirika
mbuya iyoyi ngavanoroya kumusha kwete kuda kunyepa vanenge vakakundikana madhiri avo ndivo ma Satanist ayoo havana kukwana
Hairikuvhurika
Tasvu chete zvopera izvo
Ummmmm zvinotyisa
Ko sunhat mumba.bhoo here..
Vanogona vanga vari panze vazokangamwa kubvisa
Hant varikutsva here😂😂