No guys ini ndowirirana na mambo,dare kana court chinhu chakapusa mufunge.ukashaya humbowo chokwadi unodyiwa wakakqnganisirwa.nyaya iripo asi hapana humbowo chokwadi asi muface uyo akapara mhaka tine hurombo asi akanyengerwa mukadzi chokwadi.very sorry hako Machona.
Iwe unogona here nyaya iyi haina Proof ..evidence or whatsoever............ndosaka uchiona pachivanhu munhu akabatwa red handed anotorerwa zvipfeko zvemukati.....so now ebem maMessages murume aifanira kuTraper mukadzi wake ova nehumboo.....maAudio or macalls ari recorded
Mambo haasi rubbish. No evidence no case! Inga ataura wani kuti mhondi chaiyo can evade justice kana pasina Humbowo. Kana pane anehumbowo ngaaendeka nawo court iwane kutonga munhu. Hudofo huroyi. Pasi neZanu PF. 😂
These guys were in a throuple. I think zvakurwadza muridzi wemukadzi kuti shamwari ndiyo yakudiwa nemukadzi 😂😂😂😂. Chete it’s a traditional court, but yah that’s my opinion. The 3 of them were up to no good
Hantie waimuvimba hr paushamwar hwavo asi kt, mrume dai aichengeta ma massage ose ekuti hee nonaka da kukutenda what what kuitira prof chet asi kana zvaiva zvekufonerana waifanirwa kuseta foni yemkadzi kt chero vakafonerana vaizozvinzwa kana nyaya yakwira matare so
My wife and I must be friends, my friend is my friend and should not visit when I am not home😂😂😂
Mukadzi anongoiswa runyoka chete.mukadzi wese ihure
I always teach my self kuti mukadzi wangu it's my best friend
Never trust a woman. Kana ayineshavi she can still cheat with Balthazar 400.
Gud boy
Shamwari yangu haisi shamwari yomukadzi yangu. Shamwari yomukadzi wangu haisi shamwari yangu. Kuwirirana hakuna kuipa asi ivai nema boundaries,zivai pekugumira.
This guy loves the sound of his own voice . At this point ndobva ndasimuka ndabaya zvangu 😂😂😂😂😂
Kkkk i second you there vanotaura zvekudarikidzira sometimes unnecessarily i guess kuratidza humambo
Kusimuka imhosva wangu haa ndofunga ukaenda unonzwa nekuripiswa because kusimudza maoko uchitaura I mbudzi matare haisi dambe in chief seke voice
Mutongi anodanira kuita kamuromo katikitik nemazinzeve mahombe. Ava mambo vakundikana
Haaaa mambo Ngezi ndakutyai🙌
Vanemoto mubhurugwa
Pakashanda chidofo 😂😂😂chavakashandisa apa😂😂😂
Babavane chikweshe a chegreen vapererwa zvachese 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂chikweshe
Chief get notes from Chief Nyamaropa
Munhu mukuru unoda shamwari yei kunge pwere 😅😅😅 inini handina shamwari ndine wandinoonesana navo
Hushamwari hwekusvika pakuti anowachirwa nemukadzi wako😂😂
@@FlorenceLikwakwa-ub7io kkkkkk hazvibude
Mai dyidzana zvenyu bt sahira wakazokumbira muriwo kumukadzi wemunhu😂😂😂😂
No guys ini ndowirirana na mambo,dare kana court chinhu chakapusa mufunge.ukashaya humbowo chokwadi unodyiwa wakakqnganisirwa.nyaya iripo asi hapana humbowo chokwadi asi muface uyo akapara mhaka tine hurombo asi akanyengerwa mukadzi chokwadi.very sorry hako Machona.
Ndosaka kunana America vachibvumidza text copy Dai pakanyorwa kuti unonaka paye auya napo
Thank you for not eating muri padare ❤
Ungainda kunight shift uchisiya mudzimai wako naasahwira zvakamboitikepi.
Apana zva Mambo matoto chaiwo, learn from chief Mutasa, chief,Bushu, Headman chigodora also chief nyamaropa
handidye sadza ndiri padare kkkkk
Please chief get notes from Chief chigodora
Shuwa
Love this Mupamombe I’ve learnt something today,,big up my guy
Hushamwari wakadai uchimboitirwei😂
Nhaimi mmm
Mambo ndazdidza something pamuri ummmm 🙏🙏🙏
Dare iri rakadhakwa😂
Mambo ,nesimba rine madzimambo ,no makadii kutarisawo humboo hwe foni ingatanzwa kuti vatumirana ma mssg wani ,
Vari kusapporte chihure
Handidye sadza ndiripadare 😂😂😂😂😂
Mukadzi akanyengwa apa asi humbowo hunobatika mudare dololo, sando kuna mambo vanoziva nyaya
Uuumm this type of friendship ndaitya
Yakazonyatsodyiwa plate one iya😂😂😂😂😂😂
Unodemba chawakabatsirira shamwari kana yakadai
Nyaya dzevakadzi idzika Dai muchingoisa key zvimame
Iwe wakaisa here
Ndokumbirawo fon #yababa vanesutu avo😅😅
Vakapusa dai vakajamuka kudhara dai vakapihwa chirwere nehure
Bro muitire runyoka ndapedza😂😂😂😂
Mambo fonerai mukadzi muchiti chikomba chako chabvuma munzwe kuti anoti kudii
Yes exactly
Mambo loves taking. Vanoita ma case mangani at this rate
Really 😂😂😂😂
Baba varikutonga avo vane mazwi ehuchenjeri vanogona havana side
I
❤
Sahwira aidya zvese 😂😂😂 hushamwi uhu hunonetsa ngauperere kunze
40:55 I’m gonna try that on someone 😅😅
Mambo ava avagoni kutonga nyaya,
Saka womboendawo kotongaka iwewe unogona?
Iwe unogona here nyaya iyi haina Proof ..evidence or whatsoever............ndosaka uchiona pachivanhu munhu akabatwa red handed anotorerwa zvipfeko zvemukati.....so now ebem maMessages murume aifanira kuTraper mukadzi wake ova nehumboo.....maAudio or macalls ari recorded
Havagone ava
Kutipedzera data mambo ava
Mambo wemagoo
Good advice 😅
MuFace uyo ngaaende kwaTinashe Mugabe pamwe vana ndevasahwira
hushamwari hunobatanidza vakadzi sei kumwe kupusa kuriLegendary.
The guy should just move on with his life. Zvakatoitika! Move on
VAMachona chinyararai munin'ina wenyu ndiye akaisa shamwari padhuze zvakanyanyisa
Uyu murume anovavarirei kugara nemukadzi ane chikomba chaanoziva
Isa runyoka zvimame
Achingobata runyoka atova muroyi mukuru
Better kuisa runyoka evidence ibude handiti humbowo huri kushaikwa
Vanhu Vamwari Pamusoroi Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Ector maComedy ndiri mukadzi, Ndokumbirawo mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee musandisiyawoba please Ndokumbirawo
Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee musandisiyawo
Pfutseke iwe enda pafacebook
Show what you do if it's likable we will follow, you don't ask for following instead you should attract followers
Aihwa mambo be fair enough dzikisai genjo murume uyo anenhoswa yekunyega mukadzi weshamwari yake
Where is the evidence?
Handiiti hushamwari hwakadai zivai malimits zvinoguma zvasvika pakadaro
Iro borangoma rinounza sadza padare ngaririkwanire
Kkkkkk ndaseka kkkk
Can you imagine thoe 😅😅😅😅
Hanzi: "Handidye sadza ndiri pa dare"
Ofcourse mhosva iripo bt therez no evidence mambo haakwanise kupa judgement yakambotongwa kekutanga kwachief wakashaya futi judgement coz pangapasina futi evidence
Mambo mukatadza kutonga nyaya iyi umwe uchauraiwa bheji bheji 🤞
Kkkkkk bhechuuu yekwa Mukotsanjera
Mambo haasi rubbish. No evidence no case! Inga ataura wani kuti mhondi chaiyo can evade justice kana pasina Humbowo. Kana pane anehumbowo ngaaendeka nawo court iwane kutonga munhu. Hudofo huroyi. Pasi neZanu PF. 😂
vanhu vacho vari kuita hasha but mambo arikuda evidence
TRUE evidence hapana kkkkkk the guy was talking about ndaiwona macondom here ndaiwona chino but he was keeping quite
Mambo wepi asingateereri kana vopindurwa. Uchenjeri munahwo asimurikunyanya kukuma
muzimbabwe tine 1 chief MUTASA vamwe vese ava masabhuku nxa
Friendship is too close
Hapana evidence apa haana nyaya uyo, mukadzi akasvirwa but pasina evidence zvavharana
Mukadzi akanyengwa ngaavelo padare
Humboo chaihwo hapana asi nyaya iripachena zvayo
Of all the chiefs this is the worst. Very worst.. usles
Worst pakuita sei waida vape mutongo pasina humbowo here
Munengw mambonyanya kuwirirana zvekudii kowo ,mkadzi anosiiwa naasahwira here
Shamwari yemurume haisi shamwari yako ,fullstop!!!
These guys were in a throuple. I think zvakurwadza muridzi wemukadzi kuti shamwari ndiyo yakudiwa nemukadzi 😂😂😂😂. Chete it’s a traditional court, but yah that’s my opinion. The 3 of them were up to no good
Nyaya iripachena iyi kuti munhu akahurirwa but chief warikutaura madhodho awo hawasi kutonga nyaya zvairi
Vanhu vachaurayana
Mambo Ngezi VaHombe
Ungasiye mumwe murume nemukadzi wako iwe uchienda ku night
Kurwara sure
Husahwira hwenyu uhu
Ndokupata ikoko
Sure coz vakadzi vafumuka zvekudaro. Kunyengwa kunze zvatove normal.
. Malooks evekuhurirwa bhoo here
Pray for wisdom mambo .Or learn from others
Pamwe pacho kutonga chipo imi hamuna imi
Dai matora mkadzi wacho mobvunza varipo vose plz ,pane chokwadi asi hapana umbowo kkkk
This madala is the best to handle traditional cases in mhondoro than chief Ngezi wacho
Anogona uyu
Do people know that Tinashe Mugabe can also do Fidelity tests?
Hakuna chakadaro
Hushamwari hwenyu uhu ndehwekupeeenga
Hakuna zvakadai
Mambo musatenderere nyaya iripashena iyi kasi mapiwa something pa side,mushaona kuti zvinorwadza musi mukadzi wenyu aashaswera mumba meumwe wenyu uyo ane grean.
Handidye sadza ndiripadare kkkkk
Uyu makamugona uyu changamire wangu uyu anonyepesa uyu mukadziwake ndiye hure
Mambo vanogona Ava simbi kunamambo
Pfuti ishoma kuZimbabwe
Ahhh shame vakadzi ndozvavari baba dzimba dzinonamatirwa baba
Mapenzj evarume why invite each other to your places iwe usipo.That guy invited trouble pachake ngakwiriwe mukadzi
Zi SVARI RAMAMBO .
Murume akahura nemukadzi vemunhu thats it zvamakutaura zvazvenyu mambo matadza kutonga apo
Chief akadhakwa arikutaura nhando nyaya iri pachena corruption apiwa mari
I've mukadzi anombosiiwa achitandara nasahwira nxaaaah rakazungaira zimudhara Iri angarege kuiswa pakadaro
Headman chigodora i simbi yebasa
Rakangovhengedzera zimambo iri robhaiza
GAMBAKWE JEFF JUDAH ARIKUTI IWE URI MU MUMBWA KA IWE. UNOTI KUDIYI NAZVO?
Vanogona mambo
Hapana chavatadza kutonga muridzi wemukadzi uyo ndiye akadhakwa ungasiya shamwari nemukadzi wako mumba iwe uchiyenda kunight shift kana ndimiwo guys 😮
Hantie waimuvimba hr paushamwar hwavo asi kt, mrume dai aichengeta ma massage ose ekuti hee nonaka da kukutenda what what kuitira prof chet asi kana zvaiva zvekufonerana waifanirwa kuseta foni yemkadzi kt chero vakafonerana vaizozvinzwa kana nyaya yakwira matare so
@@GraceMapfumo-ep9tx Kuvimba shamwari zvekusiya mumba manheru nemkadzi iwe uchiyenda kunight shift 🤔
Mambo ava vanodarireyi hwumbowo hwuripo wani
Aiwa, hapana toungable
Hushamwari hwakapusa kudaro. Makapata imi varume vaviri imi. Hushamwari hunoperera kunze kwete mumba
Aiwa baba imi makapusa makatadza kubata mukdzi wenyu nechikomba
Evidence inoshanda pakadai ndeye kunge umwe atoiswa ronda coz kana vaifambidzana zvekusvikirana kudximba vachiwachirwa nemukadxi weumwre zvinozikanwa nemurime wacho..munopadii pakadaro?
Mukadzi wako arikukwira kusvika zvanaka asi makakurumbidza kuuya kudare pasina umbowo hunobatika.Hushamwari hwenyu hwakazonyanya kusvika pakaipa
Mahure anotemba nemishonga murume uyo akatofambira nyaya iyi kuti asabatwa nemhosva
Iwe haugone kutonga imbwa iyi
Mambo agonesa uyo haape Mutongo pasina humbowo even kuma Courts chaiko zviriko kana pasina evidence the case maybe dismissed
Hakuna ushamwari hwakadaro
Mambo uyu anowanza ma examples
Laba yonke into bayasheya kusho labafaz barite bayesheye plus uchief yooo something else into ayikhulumayo hay chaa
Kunjalo😂😂😂
Dare rako rakapenga unotonga wega dare rako chirudzii kovamwe padare rako unovadii uchitonga wega
Uyu mutongi akakwana anobatwa kwese kunzungu nekunyino
Hamugoni kuenzanisa vanhu I we mambo iwe wakafhakwa zvinhu zviripachena izvi haiwa watengwa iwe
Chapupu icho chehama ndechenhema
Uyu mambo haagone kutonga nyaya uyu hapna chaangabvuma uyo gomba semupari wemhosva anotoramba
Watopimiwa pfugwa dzako mambo ndosaka zvese achiramba