Honestly A House Divided Won't Stand* Matthew, 12:25: “And Jesus knew their thoughts, and said unto them, Every kingdom divided against itself is brought to desolation; and every city or house divided against itself shall not stand.”🙏🏽
Mukadzi mudiki ngaaripire mai ava ungavingira murume wemunhu kuitira unopedza vana vake sure mwari haadhakwe iye ndiye adhakwa manje kwasara mwana one sure
Do not suffer a witch to live? This woman looks unrepentant. The other mother is supposed to accept an apology for losing 4 children, and that settles it? How is that justice? How is that fair?
Vanowirirana neni kuti muroyi uyu ngaafe huyayi pano. Amainini varwadzisa ava 😭😭😭😭😭
Muroyi ngaafe
😅😅😅😅
Ngaafe
Akafa haarwadziwe ngavamuise urwere kana gumbo kurwadza or something chinomurwadza for the rest of her life
Sekuru Amadeu sando dzenyu. Munogona basa👏🏼👏🏼
Never trust mukadzi anouya pamurume wako ukaona munhu anoenda pabarika ane chinhangwa
Haunyepi ipapo
Chokwadi munhu washe 😂
Zvorwadza sure maiguru nyaradzwai namwari
Vanhu vanobatwa kuti ndivo vakauraya vanofanha kuvhariwa mu jeri nekuti kuuraya kuuraya mushonga kana zvisiri zvemu shonga
Sekuru Ava ndovafarira vanogadzirisa varoyi kwete zvekungoti ndakubats iwe uripfiti sekuru good
😂😂😂hoo kungoti urifiti chabuda hapana
😂😂😂😂😂😂😂😂 nhs ndafa nekuseka
Taura hako ndaifunga kuti ndini ndega ndinofizuka nazvo. Yowe mufiti or né. Zvinei izvozvo. Sekuru ava vanopedza masports ka1.
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 kana ndakambofa nekuseka nhasi wandiuraya😂😂😂😂
Iro barika munomboridireiko chamunenge mashaiws kumudzimai wekutanga 😮😮😮
Tapfumaneyi 😂😂😂😂hanzi taurai mai Jerry musanyepera kudzungaira kkkkkk and vanototaura vakakwindimara mainini avo ummmm🙌🏾vanototyisa
Siyai sekuru waite bsa munozo nyaya kuvhunza
Varume dzidzai chìdzidzo apa mainini ava ngavangofa zvavo ahhh ndanzwira tsitsi maiguru varidzi vevana vakaurayiwa
Mainn ngavapenge
Havadzidzi avaa wakapinda muchihure wanopinda n moyo wasingazivi ramagwana Nakamura sei ukaona mukadzi ano shinga kudanana n murume wenhu muroyi mukuru
Be strong cc
Good sekuru
Nyangwe vakauya nemutsvairo siyai vagare naTendai kusvika vafa,and vaendesei kumusha kwavo vanonyatsoita drama ravo iroro vachidaidza Tendai hama dzavo dzinyatsoona zviripa mwana wavo
Hanzi chiregerai kuchema,shuwa vasacheme vana 4 vese vachidyiwa nemukadzi wenyu baba imi.Chokwadi kana idzo shanje dzacho nekuchembera ikoku vanoendepi maiguru.Aiwa ngavafewo mai ava Tendai usavasiye nxim ☹.
Haa zvakaoma chokwadi ukaona mukadzi anoshinga kuenda paneumwe mukadzi anoroya chete zvivindi zvatyo zvinotyisa
Sekuru amad vanobata basa chose chaiko ndndavasuwa vanoita zviri clere ndatenda hangu not yakaitwa namanyoni 🎉🎉🎉🎉🎉 kuna kanengo mmm no hkuna zvakadaro wangu
Barika iri ma1 ukaona waunzirwa umwe mukadzi zvri nani kusima nevna vako
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 ummmmm mainini makazonyanya sure hamaifanira kudaro imi makavinga munhu pamurume wake
Barika moto unopisa,sure kungouya kuzouraya vana veumwe mukadzi wozongoti sorry zvakaoma😢😢
Tendai uyoo 😢chaunodyara ndochaunokohwa but am scared too 😢Tendai uyookani 🙆
Ngavaendeswe kumusha kwavo vakadaro mai avo
Vanotouraya maiguru vakainda kumba kwavo ngangofa hake
Shemu zvinorwadza shuwa 😭 😭😭 kupedza Vana vamaiguru
😢😢😢
Honestly A House Divided Won't Stand* Matthew, 12:25: “And Jesus knew their thoughts, and said unto them, Every kingdom divided against itself is brought to desolation; and every city or house divided against itself shall not stand.”🙏🏽
Asekuru ❤❤❤❤❤❤❤
Uyo mdara akatsvairwa pfungwa😅😅😅ne mutsvairo😂😂
Sekuru Amadu I love you, muroyi haade kunyengererwa.
Saka Mwana akanaka uyo Mwana wemuroyi shemu
Ende ka zvorwadza izvi kana iye muridzi webarika arikunzwa sei achiona zvakadai wakangoona waunzirwa mumwe mukadzi pamusha huroi watanga finish 😢😢😢😢😢
😭😭😭😭😭😭😭😭Nhai Mwari 4 here vana 💔💔💔
Gd one
Mai ava so 🙌
Mai Jerry vapfeka zvayo face yebasa nxaaaa vana veumwe mapedza
Mai jerry ngavafe.period
Nhai sly media nehoreka haawone kana tsee asi maiti anoonesa why muchidaro asi😢😢😢😢😢😢
Hanzi taurai mai jerry musanyepere kuzungaira
Vana 4😢omg,Mainini vakaoma
Nyaya ya Ekedhi Maodzwa inoda sekuri Amadu nenyaya Yana Manyoni iya nyaya dziya hadzina kunyatsoitwa nemazvo
Ava vanoda shamhu chaiyo 😢
yowee kuti kwindiiiiiiiii 😮
Barika dzamgova nharo😢
Yooo huroi hwemhando yepamusoro chaiyo zvichikonzerwa nemi varume vainga gutikane nemudzimai mumwe chete 😮
Varume barika munorida zvenyu asi iiiiiii munorwadzisa mufunge 😢 zvakangooma
Mdara uyo akadyiswa😂😂achirikuti "mhepo" ndoyaikonzeresa😂 instead of saying "mkadzi wangu" makwikwi chaiwo 😂😂ngaarutsiswe
Mai. Jeri ngavafe hatisisina basa navo tendai. Tendai kudiii uri. Duzvi remukadzi
Tendai ramba wakadzvanya vakakuurairei nevamwe vako
Muroyi ngaafe vana havana mhosva
Kufirwa nevana vayaruka hazvibude hapana pavachatakura imwe mimba vogoyarutsa haaa amainini vanorwadza ava,but amai dai vakapepuka pakafa mumwe mwana wechi2
Pakaipa
Sekuru muri chiororo, ndokugonazve kwete zvekuswerera kupikisana nemuroyi achiramba kt haasi iye achiziva zvake
Matora chimuti pamashandiro enyu muchafa nebag 😅😅😅
Aaaa zvakaoma ini ndakafirwa neva vaviri apa pabarika ndakarwadziswa kusvika pakaoma ndaiti ndichiudza murume anga asingakutereri,ini ndakabva ndaenda kunyika yekunze ndakatanga kutora vana vangu vanga vasara vacho ndakasiya murume nevakadzi vake vaviri, zvakaoma kt munhu auya pamurme wako ndiye anokuitira godo kt uende ini ndakasumuka denga ndichida kt vana varrame
Wakagona hako
Muroi ngafe
Huye niks bodo🙌
Ko kugutsikanawo nemukadzi mumwe chete,hezvo vana vopera
Zvebarika dai masiyana nazvo, it has never been a good thing at all. Have never known of a polygamy that is blissfull.
Muroyi ngaafe sekuru munogona kugadzira vakafa kare hr ndine akandishungurudzawo
Vauya nawo here mutsvairo
Murume Ndiye honzeri gutsikana nemukadzi wako
Taura hko iye zvino vana vakapedzwa nemuroyi uyo
Dai akangofawo murume wacho bcz kupedzisisa vana kunotora muroi
Chimbovasiyai vakadaro mai Jerry ivavo
Mukadzi mudiki ngaaripire mai ava ungavingira murume wemunhu kuitira unopedza vana vake sure mwari haadhakwe iye ndiye adhakwa manje kwasara mwana one sure
Sekuru ndaive ndakusuwai matâre enyu,ndafara chose kukuonai
Taura zvako shaa
Sekuru vanobata matare 🎉🎉🎉🎉🎉
Iiii zvinorwadza izvi aaa zvandirwadza sure
Iwe mutangi unoti makadiyiko sekusu kwete kuvhitomhoka😊
Barika rine njodzi
Bba avo hapana zvinosikanwa vangatadza kuti ngaende
Murume akatodzungaira uyo, charikuda kuti chigadziriswe chii ipapa.
Tipeiwo # dzasekuru avo
Idzo dziri kubuda pascreen
Mai avo mutakati anemoyo wakasindimara veduwee kutokwindimara kuda kutonyengererwa kuti vataure nxaa sekuru rambai makadzvanya kusvika vazvininipisa dhemeti
Mmm mainini vanehutsinye ava kuda kusara vega pamurume kusanyara kwavo
Ndokumbirawo number dzenyu Sekuru
Muroyi ngaaurayiwewo
Vana vakatorova havachadzoki ivo ndivo ngavafe nekt vakatourayawo vana vamaiguru
Hey camera man unofanira kuratidza camera kune munhu arikutaura
Hama dzamai ava ngadziuye vakabatwa kudai nekuti vanonoramba kumusha kwavo
Ko zvido zvamaiguru mazvi ignowa? Ndovakafigwa nevana 4 vese.
Robert sadza rikutaugwa ibota usanyebera kudzungairawo iwe, chii chakadaro?
😅😅😅
Do not suffer a witch to live? This woman looks unrepentant.
The other mother is supposed to accept an apology for losing 4 children, and that settles it? How is that justice? How is that fair?
And the way the apology is said , not even looking at the person you are supposed to be apologising to . She is arrogant
Ziku mai rasatani😢
endai naye kuhama dzavo ,,there is no solution apa ...hazvipere chero vakakumbira sor pasina hama dzavo ,,,nhai haana kucheneswa pasina hama dzavo ,,,,,,,
Tendie muroi ngafe
😂😂😂😂😂 hanzii urindege yepasi hre 😂😂kana 😂
Daisy uyu akazouyawo hot hot
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Daisy anetsa🙄
Barika idandaro rine ngozi ,but why Anamainini ndovanouya nekubata bata
Chinenge chambomupa chiwindi chekudanana n murume wenhu chii ndopanotangira huroyi hwacho 😢
@@Ashley-up6xyKutoti ndaida kuti maiguru vaende ndisare ndega nxim.
Mainini ngavaende kumba kwavo
Usadheerera minha anoshinga kuenda panemumwe mukadzi anenge achiziva zvaanovimba nazvo
Sekuru Amadu vanogkna basa. Kwete zvana ndakubata pfiti. 😂😂
Hiiiiiwee😂😂😂
Umm haa Kuroda munhu anouya kuzopedza mhuri Mai vaneutsinye avo
Izvo ukaona mukadzi anechivindi Chekuuya pane mumwe mukadzi achinopinda mumba make ubve waziva kuti ndiDhiabhorosi.
@@imath68ini ndinobva pakauya umwe mukadzi
Muroyi chii? Muroyi munhu anouya paneumwe mukadzi achizviti ndakapfimbwawo…unenge uchitsvagei pane umwe mukadzi? Zvivindi zvako ndeezvei? Huroyi chaihwo
Ko Mukoma sly mukomana uya wekuita bofu weku Buhera hamuna kuzotudza wani kut akazodii
Aaaaaaa mainini Havana moyo ava vanewakasendemara
Sekuru Amadu vanenge vanoziva basa asi nehoreka haawone kana tsee ndewe fake kupinda mudare rake akabva adzimirwa kuita blank xaaaa
Murume wajamuka muroyi haachadi😂😂😂
Mai jerry havanyare kutoramba kuti handidi kufirwa
Kugara pamwechete barika racho ranga rakunakirai zvakadii kugarisana mainini ndimi makauya makutoda kugara mega muri imi makatora murume wemunhu
Ha nhaka touraiwa
Murume akadyisa n emuroyi
😂varoi Mofa rini tizorore
Ngavafe Mai avo
Sorry Tendai tarwadziwa. Sorry mhamha va Tendai tarwadziwa chokwadi. Taneta nevaroyi.
Muroyi anooneka neface yakakwindimara
Kuita kusunga karomo 😳
Mmm zvinorwadza vana 4 hr shame
Ndatya hangu