Akatiza kurufu kuti anodya mukadzi wasekuru Karanganda TV

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 22 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 124

  • @Karanganda
    @Karanganda  21 годину тому +8

    All in one , Nyaya dzapinda Mudare raChief Mutasa ua-cam.com/play/PLWwQTW408h6cuMggXHdNeOPV7AhjFFmq7.html

  • @tnash1023
    @tnash1023 3 години тому +2

    Soriii zvenyu, ndangoti nditi muzukuru ndewe Manchester United. Thank you very much!!!

  • @gabrieljaji2215
    @gabrieljaji2215 12 годин тому +8

    The learned Chief erred, hapana culpable homicide apa.

  • @morgannecharingwa3321
    @morgannecharingwa3321 4 години тому +4

    Karanganda can u show us out of that building 🏫 uuummm yakavakwa hayo

  • @Gtiffy1
    @Gtiffy1 17 годин тому +12

    Kufa kwe Mukadzi uyo through poison being suicide cannot make muchinda uyo liable at law. Culpa haipo Apo shumba. Revisit

    • @Tatenda684
      @Tatenda684 11 годин тому

      Taurai zvenyu

    • @mzee5533
      @mzee5533 6 годин тому

      Hamuna chamunoziva pinchisi nyararai monoverenga mitemo kuti inoti kudii

    • @ashelymudzimwa3105
      @ashelymudzimwa3105 4 години тому

      Varasika apo. Apa maAssessor vanongobvumirawo.zvikuru avo veBeji

    • @josephkarata5242
      @josephkarata5242 3 години тому

      True, munhu akaita decision yekuzviuraya, hapana munhu anofanira kupiwa blame

    • @simbathomu6496
      @simbathomu6496 3 години тому

      Adultery Act inomubata of which his actions led to the Death of the Person . .. seems like even Postmortem yacho yakangoita masiya ndaita

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 18 годин тому +9

    😂😂😂bt it's true dzema rovha ndodzinomira maningi

  • @nyangab
    @nyangab 8 годин тому +4

    He didn't cause death. The woman, it seemed, was a willing partner, who became overwhelmed by guilty. Morally, arimo munyaya, asi legally haasi.

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 55 хвилин тому

    Welcome back dare raMambo Mutsasa i have been missing this🙏♥️

  • @josephkarata5242
    @josephkarata5242 3 години тому +1

    Mambo is wise but ngaabatsirwe kutonga nedare rake, to avoid errors, he's human after all.

  • @shepherdmashanda5586
    @shepherdmashanda5586 18 годин тому +9

    Mukadzi inyadzi dzakasvika pakuti amwe mushonga

  • @samgonoziki4743
    @samgonoziki4743 11 годин тому +3

    accused haana nyaya pakunwa poison kwemukadzi marasika chief. dare ngarisashande ne ma emotions.

  • @BeriasMunyuki
    @BeriasMunyuki 7 годин тому +2

    Mhoroi mhosva ndauya,panodya sekuru iwe wodya.mfana iwe.Chief Mutasa mandipedzera 😂😂😂.munotonga nemhazo.hama inhikiti usazokanganwa

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 19 годин тому +3

    🎉Congratulations Very Big Hall, pasi pemuti pange pasingaite.

  • @molinamurinye7993
    @molinamurinye7993 13 годин тому +4

    My bestie Chief❤

  • @anniekudiwa4506
    @anniekudiwa4506 19 годин тому +5

    Cameraman pama tekkie wandiuraya😅😅😅😅

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂chief nhas ndaseka hanzi zvisina chinhu ndizvo zvinomira maningi😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 19 годин тому +6

    Hazvisi pachena kuti mukadzi akanwa muchetura nekuda kwechikomba ichi.
    Muridzi vemukadzi wekufa anofanirwa kuongororwa. Most likely, mukadzi akanwa muchetura nekuda kwezvakazosara zvoitika chikomba chaenda.

    • @heatherhunda8424
      @heatherhunda8424 14 годин тому

      The victim now ndiye akuda kuongororwa. Saka imhosva kuti akavabatikidza here

    • @AdmireChakauya
      @AdmireChakauya 7 годин тому +1

      Nyadzi unosvika pakuzviuraya

  • @PatienceTsamphwayi
    @PatienceTsamphwayi 17 годин тому +6

    But mkadzi akaita suicide saka chief vanoda asungirwei otherwise akatokonzeresa kuti azviuraye murume wake akazosara oita zvaaakaita chikomba chaenda. If anyone needs to be investigated it’s the husband

  • @nomoremoffat8122
    @nomoremoffat8122 12 годин тому +2

    Vapfanha ve Manchester United vakunyenga vakadzi vevanhu😂

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa 14 годин тому +2

    Bataps hallo haloo zvirikutsvobida hr merry Christmas 🤶

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 19 годин тому +2

    Gud morning ma karangandians 👏

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому

    Good nekunyima nyaya cz mufi mainetsana naye bt baba avo ndavasungwe

  • @AfroTravellor
    @AfroTravellor 17 годин тому +3

    Hapana Culpable Homicide apa I think dai vangotaura zve customary law vasiya zve mumwe mutemo.Adultery is not criminal its a civil matter.

    • @patiencemusimhi4635
      @patiencemusimhi4635 17 годин тому

    • @SimonMukuchu
      @SimonMukuchu 13 годин тому

      Zvinonyadzisa apa zvichibuda pa social media. Ngavatange vaita research before coming to court. Even ma Magistrate anotomboita research before coming into court

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 15 годин тому +2

    I feel sorry for vana vampire wekuhura ukada kunetsa muchengeti kana stepmom zvonzi mai wakafa nechihure ma1 vanhu tisati tafunga chihure fungai vana please

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому +1

    😂😂😂😂😂😂hanzi kapfekero kako ndekechi hure

  • @LivisonChimoni
    @LivisonChimoni 8 годин тому +1

    Mubvunzo wangu unoti saka mkadzi uyu anomuka ngozi here

  • @zvazvazva1270
    @zvazvazva1270 17 годин тому +2

    Chief Point yenyu haishandi. Mukadzi akasara ozviuraya chikomba chauya. Saka mapurisa haanga shandi nenzira iyo.
    Kumapirsa haana issue. Makutogadzira nyaya.
    Tongan muchiti wabvuma hupombwe saka munotonga pachivanhu. Munogona kumutonga henyu pachivanhu zvopera. Makumutsiridza kumapurisa yakapera

    • @mzee5533
      @mzee5533 6 годин тому

      Ndiye akakodzeresa kuti munhu amwe poison apo kana usina chaunoziva unotenderwa kusacommenter

  • @floet3498
    @floet3498 17 годин тому +1

    Chief Mutasa to the nation. Vasina chiro ndivo vane dzinomira maningi.😂😂😂😂😂
    Bhonjisi ari mubhurukwa anotaurirwa kunzi komu komu😂😂😂😂😂😂

  • @nicholastsakatire8744
    @nicholastsakatire8744 10 годин тому +1

    Nyaya dzekufa kwemunhu mapurisa anogona kukusiya kana 10 yrs uri panze uchitofunga kt yapera musi waunodeedzwa nekunanga kuzandomu

  • @MelodyMwanyepa
    @MelodyMwanyepa 18 годин тому +2

    Ndosaka mvura isingachanayi

  • @yemuraimuropa7166
    @yemuraimuropa7166 6 годин тому +1

    Cameraman pama tekkie bhoo here!!!!😂😂😂😂

    • @Royalioness
      @Royalioness 4 години тому

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому

    Muswindi😂😂😂😂😂😂😂😂 chief mutasa ka mumumu aaaaaah yeeeee 😂😂😂😂😂😂

  • @SimonMukuchu
    @SimonMukuchu 13 годин тому +1

    Ma chief anofanirwa kudzidziswa basic law principles. Munhu akazviuraya uyu murume anosungirweiko. Haaa tirikutungamirirwa nemapofu. Chii chinonzi adultery ku Criminal Law ?

  • @Sifelani-vc6uj
    @Sifelani-vc6uj 2 години тому

    Mambo mutasa ndogara ndichiti muri chibaba

  • @livingstonemakuku593
    @livingstonemakuku593 4 години тому

    I wasn't aware kuti vasina chiro ndivo vanodzinomira maningi 🤣🤣🤣🤣 ndadzidza zvangu

  • @tinotendamacheka9908
    @tinotendamacheka9908 6 годин тому

    ka smart kake ako ndekeku nyenga hama

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 12 годин тому +12

    Suicide is not culpable homicide chief....please research first

    • @nos__mas
      @nos__mas 6 годин тому

      Shuwa. vapotsa apo. cz how do u even prove kuti she committed suicide because of that issue. Actually husband ndiye anomboitwa suspect for foul play

    • @comfortdodzo2777
      @comfortdodzo2777 6 годин тому

      Thought as much

    • @SelinaLembani
      @SelinaLembani 6 годин тому

      Postmortem​@@nos__mas

    • @SelinaLembani
      @SelinaLembani 6 годин тому

      ​@nos__mas kana yaku police haavigwe pasina postmortem

    • @simbathomu6496
      @simbathomu6496 3 години тому

      ​@@nos__mas pakavhurwa Docket and Docket harivharwe without command from the Highcourt ...

  • @zvaazvinhu5216
    @zvaazvinhu5216 12 годин тому +1

    Kuti Karanganda ndokuti dheshe pasofa rese ,Ndini ndadaro

  • @Beloved5
    @Beloved5 7 годин тому

    Iyi yatongwa zvakanakisa manje iyi🎉🎉

  • @Yvonne-cn8xt
    @Yvonne-cn8xt 14 годин тому +1

    Ave kunzwisa tsitsi shuwa muzukuru

  • @PreciousNemhara
    @PreciousNemhara 20 годин тому

    Best chief ever he knows kutonga

  • @patrickmanuel1840
    @patrickmanuel1840 6 годин тому

    Chief varasika apa. Suicide haisi culpable homicide. Mkadzi akazviuraya nekuda kwechipfambi chake. Chief musada kuziva nhema. Dzidzai law first

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 11 годин тому

    Akuna kwekutizira 😂😢😢 mukitchen munoera😅

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 18 годин тому +1

    Bt mambo capable homicide haishande pachikomba ko kana ari murume akamunwisa poison

  • @anniekudiwa4506
    @anniekudiwa4506 19 годин тому

    Tinotenda Karanganda ❤❤❤❤

  • @floet3498
    @floet3498 17 годин тому

    Meluleki Mpofu akangodya mukadzi wa Patterson ku Gokwe. Patterson akanga oda kuenda nejende rake.

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 19 годин тому +1

    😅😅😅😅😅 kubatwa urimutswinda😅😅😅😅

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому

    Aaaaah $2,900 iwe uri mboko zvako😂😂😂😂😂😂

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq 18 годин тому

    Chief you are the best

  • @MofasmateoSibanda
    @MofasmateoSibanda 5 годин тому

    Vana samanyika huyai app zindi township

  • @SaunyamaTadiwa
    @SaunyamaTadiwa 17 годин тому +1

    Kapfekero Kako aka 😅😅😅😅

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому

    Zvrikutsvobida ere baTaps kut dheshe sofa reshe wakanopinda mumhosva 😂😂😂😂😂

  • @Expagorater
    @Expagorater 20 годин тому +1

    Aya ndomazuva ekupedzisira here Mwari

    • @mzee5533
      @mzee5533 6 годин тому

      Ekupedzisira payi? Shandisa njere haikona kufunga ngemagadziko nhaika!

  • @melodymarwenze9778
    @melodymarwenze9778 11 годин тому

    Wisdom from the east

  • @control2elite81
    @control2elite81 11 годин тому

    Revisit Chief ,marasika

  • @floet3498
    @floet3498 17 годин тому

    Kutozoziva sympathy ivo vachidya mukadzi wemumwe, yenyu yaivepi pamaidya mukadzi wemumwe.

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 19 годин тому +2

    Best chief

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 19 годин тому

    Chikomba ndazongochifarira ndewe man united

    • @floet3498
      @floet3498 17 годин тому

      Hapana unity pa man united kana muchidyirana vakadzi.

  • @tutsirayiderera7791
    @tutsirayiderera7791 7 годин тому

    Maybe the husband gave her
    The husband is not innocent also here 😅

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 11 годин тому

    No culpable homicide apo Mambo. Itai more research

  • @charlesmuzondo9126
    @charlesmuzondo9126 6 годин тому

    What was the cause of death?
    If the answer is drinking poisonous substances then the murder of any related death causes will never stand

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 18 годин тому

    Mutasa is back

    • @MelodyMwanyepa
      @MelodyMwanyepa 18 годин тому

      Agara aivapo Karanganda ndoyaiva idingachaendi chte so Karanganda ndoyadzoka

    • @joycemutsago
      @joycemutsago 15 годин тому

      ​@@MelodyMwanyepaAnga akavhara dare zvakaita Saurombe iyezvino

  • @yemuraimuropa7166
    @yemuraimuropa7166 6 годин тому

    Bhonjisi ari mubhurukwa. Imi vasingashande ndimi mune dzinomira zvekuti 😅😅😅

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 9 годин тому

    Vanhu vari kudikitira hey pakaipa

  • @WhidzoMtenda
    @WhidzoMtenda 19 годин тому +1

    KARANGANDA NDOKUMBIRAWO KUVHUNZA UYO ANOGARA PEDO NAMAMBO ANEBHEJI MUHURO CHII KUNA MAMBO MUTASA PLUS MAMBO MUTASA VANOZIVA BASA KANA VASANGANA NEKARANGANDA SOOO

    • @Mumofboys3078
      @Mumofboys3078 18 годин тому

      He is a Heardman, and also one of his brothers panzinza ravo rehumambo

    • @joycemutsago
      @joycemutsago 14 годин тому

      Ndivo vanemba inogadza madzimambo ekwaMutasa ari heardmen

  • @MelodyMwanyepa
    @MelodyMwanyepa 17 годин тому

    Ana mbuya varikutadza kutamba nevazukuru

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 години тому

    Kubvuma i mean

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 2 години тому

    Ngaasungwe tsotsi remunhu

  • @tafadzwamatinia3662
    @tafadzwamatinia3662 19 годин тому +3

    How can someone be arrested nenyaya yemunhu aita suicide ega

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 18 годин тому

    Asi muzkuru unodherera shame how come to you so 😌

  • @PassmoreMatsva
    @PassmoreMatsva 18 годин тому

    Murudzi mwemukdz akuzia chakauraya mukdz , post mortem yakaitwa her

  • @patiencemusimhi4635
    @patiencemusimhi4635 17 годин тому

    Culpable homicide yei mai vakanwiswa mushonga here or bakatora bottle vega

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 20 годин тому

    👏👏👏

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 19 годин тому

    Haaa zvakaoma sure

  • @pisiraichoenda9173
    @pisiraichoenda9173 14 годин тому

    Yakaitwa nemukadzi uyo inonzi suicide kwete zve culpable homicide hazvipindi apo

  • @LeonardFusire
    @LeonardFusire 12 годин тому

    Vaitangirei musindo

  • @DeliahMasiyakurima
    @DeliahMasiyakurima 16 годин тому

    Hanzi kapfekero kechihure kkkkkkk

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq 18 годин тому

    😮

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 17 годин тому

    Magona mambo

  • @gandangatv1146
    @gandangatv1146 Годину тому

    culpable homicide for a suicide victim?

  • @BeriasMunyuki
    @BeriasMunyuki 7 годин тому

    Bata imbwa yako

  • @faithmapiro2277
    @faithmapiro2277 17 годин тому

    Mambo zvamunoita semakangwara wani akauraya ndiye anosungwa uyo akazviuraya wega husband ingato sungwa chikomba chichi sara

    • @Cleo1980-f9w
      @Cleo1980-f9w 14 годин тому

      Capable homicide munoziva zvainoreva here ,its an unlawful act which results in the death of a person wether international or un international ,ukatsuura mamwe obva aenda kunozvisungirira itori mhosva asi kungoti its difficult to prove chete

  • @Hungwe
    @Hungwe 18 годин тому

    Mambo uri mhata there is no case apo unonyepera kuziva

    • @aniphabandera6792
      @aniphabandera6792 16 годин тому +2

      Muri wepi imi munotuka mambo 😮

    • @lovemorewandaza5367
      @lovemorewandaza5367 16 годин тому +3

      Hamuna hunhu imi

    • @Lindsayandtheteam
      @Lindsayandtheteam 15 годин тому

      True haana nyaya muface uyu

    • @OffiasiMandizvidza
      @OffiasiMandizvidza 15 годин тому +1

      Musatishorese pamutupo we Hungwe, mutauro rudzii iwowu

    • @joycemutsago
      @joycemutsago 14 годин тому +1

      ​@LindsayandtheteamNyaya anayo yekudya mukadzi wemunhu yekuzofawo kwemukadzi haisi yake