ZHOMBE: Dangwe RaBishop Mugwagwa Akaramba Kutora Nyoka/Tsvimbo Kuti Atungamirire Vapositori

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 228

  • @LoreenMandi-mh9ik
    @LoreenMandi-mh9ik Місяць тому +29

    At times you may think like being an orphan is a curse. But in this case I thank God. I am a happy orphan. Thank you brother for delivering your relatives. You are a hero indeed

  • @mariyaperamalvern6431
    @mariyaperamalvern6431 Місяць тому +34

    The best interview of the year mukoma Robert. A good narrator, mukoma Roston Mugwagwa. Mwari neVadzimu vakukomborerei. Big up to you Robert Tapfumaneyi and Sekuru Tasvu for exposing these occult churches. Vanhu vari kut kukereke ndiko kuna Mwari asi kwete, vakuru vekereke varomba zvinotyisa. These are cult churches. Munhu namata wega kumba kwako bcz these churches, ummmm varoyi.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Місяць тому

      @@mariyaperamalvern6431 chokwadi interview of the year

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Місяць тому +17

    ❤❤❤❤ Handina kumbofunga kuti hurukuro iyi ichandipa dzidziso uye kunakidza zvkadai❤❤❤❤❤❤ mmmmmmmm wonderful ❤❤❤❤ murume uyu mmmmmmm mwari amuitire nyasha

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247 Місяць тому +5

    Mukoma Robert,you are so fortunate to have found your purpose and calling in life,you do it so well,thank you so much for the great work,you have helped lots and given hope for many ,thank you!!!!

  • @MunorweiMhlanga
    @MunorweiMhlanga Місяць тому +19

    Namatai mwega zvenyu ini ndinonamatira kumba kwangu kana mwari vachida kundiizwa vachandizwa zvavo🤞🤞🤞

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 Місяць тому +2

      Ndozvandayofungawo ndichiona this video handichatombode zve church mberi kwangu ndichanamatira kumba nevana vangu

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Місяць тому

      Uri right chaizvo kana iro bhaibheri rinoti kana wakuda kunamata pinda mumba mako wovhara door unamate uri wega mwari wako vanokunzwa....ma so called church amazuva ano zvikwambo chete chete especially Ana papa aya...

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 Місяць тому

      Totenda nekubatsirwa mkoma Renton kwakana asi makasangana nezvinorema zvichikonerwa nemubereki

  • @phylliskhumalo-lp8mk
    @phylliskhumalo-lp8mk Місяць тому +7

    Mkoma Robert best best interview of the year I guess baba ava zimuroyi vanhu vanotamba nezita raMwari weldone Sekuru Tasvu mkoma Robert weldone too

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому +3

      Thank you

    • @MelissaJays
      @MelissaJays Місяць тому +2

      Mukoma Robert murume wangu ane nyaya yakadai exactly akaurairwa vana nenyaya yekuramba tsvimbo ne church yekwa marange now takasungwa mbereko hapana chirikufamba 😢​@@robertapfumaneyi

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому +3

      @@MelissaJays 0775964849 ndibatei

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      @@MelissaJays 0775964849 ndibate apa

    • @MelissaJays
      @MelissaJays Місяць тому +1

      @@robertapfumaneyi thank you

  • @willchimms1591
    @willchimms1591 Місяць тому +9

    I will re-name this video to Mwari haadhakwi. The way he speaks there is a manifestation to a great gift. Tinotenda.

  • @Elisher-g1k
    @Elisher-g1k Місяць тому

    I started watching at 2am and I thought I would watch for just 5 minutes but I couldn't stop.I applaud you brother. Managing Karamazov zvikwambo zvababa

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd Місяць тому +4

    Ndakamuona PA winter veld achipupura murume uyu zvaarikutaura chokwadi akazvipupura 2019 Pretoria

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Місяць тому +4

    Walemba wekurombesa uya banda wekudyisa munin'ina bvudzi na Chimutasvu ❤❤❤❤ ndiyo type yaBishop uyu NdiSatani ❤❤❤❤ Eked party 2 Bishop Mugwagwa mmmmmmmmm ❤❤❤ NdiSatani mumiriri Wasatani❤❤❤

  • @FelistasVhombo
    @FelistasVhombo Місяць тому

    Uuummm ndabatikana nezvamakasangana nazvo muhupenyu hanzvadzi but ndafarawo zvakare kuti at the end makazowana help and umakutotipawo nhoroondo yeupenyu hwenyu muchiseka henyu tho mukati nemoyo zvichirwdza. Thank you bro may God increase your territory. And many thanks to u mkoma Robbie nekubatsira vakaremerwa ❤❤

  • @patsonzharima1801
    @patsonzharima1801 Місяць тому +6

    How do you feel sad and happy at the same time! Listening to this guy is an experience. Live long sir

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 Місяць тому +8

    Tasvu takamuona pana mugwagwa.. tasvu akatsika tsoka yake zvikanzi nanzava.. asi mungwagwa akatadza... Nharo dzakazopera truly tasvu ione.

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 Місяць тому +2

    this is the defination of a Testimony kwete dzimwe dzese

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 19 днів тому

    Mkoma Rhobèrt l will follow u nyaya iyi ye nyoka ha Mugŵagwa bigup nenyaya yanSimba nyaya iyi shows kuti maBishop anogonaa stèŕeki wanosjanðisa musĥongʻa

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 Місяць тому +4

    Haa Mugwagwa muroyi chaiye uwone kuramba kwaakaita asati atasvurwa
    Mukoma Robert mabatwa ne flueka voice riri kunzwika get well soon

  • @tenyfana8334
    @tenyfana8334 27 днів тому

    Nyaya yangu namai vangu, zvakazoperera kwaSekuru Tasvu. Handiite zven'anga asi honestly sekuru Tasvu makatibatsira

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Місяць тому +2

    Mukoma "Bob" maita basa nyaya idzi tinoziva kuti I chokwadi. Matauriro enyu ndinomafarira zvekuti dhu. Ini ndakura zvese ndazviona I can testify. Chivanhu, kereke and hospital zvese zvakabva kuna Musikavanhu. Venhema variko vechokwadi varipo kwese. Asi Mukoma "Bob" munogona. Ndinovimba nemi. Rambai makadzvanya ipapo sando dzenyu 🔨🔨🔨🔨hamungafadze munhu wese. Vanoziva vanoziva vasingazive havazive vanoda kudzidziswa.

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 Місяць тому +4

    Get well soon sekuru Robert mune bad cold..❤😊

  • @sarudzainehumba444
    @sarudzainehumba444 Місяць тому +1

    Best interview ever thanks mkoma Robert

  • @Nightgamer5_13
    @Nightgamer5_13 Місяць тому +18

    Kune vanoti idrama dambudziko harisati rasvika pauri

    • @ShepherdMaswanhise
      @ShepherdMaswanhise Місяць тому

      Honestly speaking there is no devil, I believe devil is the opposition part, God if there will never create something that he will use to manipulate people to sin. Knowing full he or she is the one who created the devil and let him loose to fight against him, and prepare hell for us. And gave us freedom of of choice to choose to worship him or not. And it goes on to say if u don't worship him will perish, that is only the bible telling porkies, , Black people please woke up please

  • @DavidHove-d1y
    @DavidHove-d1y 14 днів тому

    This story is so sad bt mwari ngaakuitirei nyasha mukoma 😢😢

  • @MarthaMahama-eh7yl
    @MarthaMahama-eh7yl Місяць тому +2

    Dangwe rine zodzo, but hey his story is painful 😢

  • @benitamungwadzi6014
    @benitamungwadzi6014 Місяць тому +4

    Reston i can listen to you every day you are 🎉🎉🎉🎉

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      Me too

    • @djaayskimmie8914
      @djaayskimmie8914 Місяць тому +1

      Thuts mi big brother,,big oop brother u there for us as ur younger brothers please take care ,,hamuna kuitira imi mega nesuwo😊😊

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      @@djaayskimmie8914 well said bro

  • @newtonmurima9181
    @newtonmurima9181 Місяць тому +15

    iyi ndoinonzi nhamo kwete yenyu yamunotaura iya

    • @PrimaTauz
      @PrimaTauz Місяць тому

      Nhamo inhamonwangu anayo ane achirwadziwa

  • @alishiaskaya9423
    @alishiaskaya9423 Місяць тому +2

    Its sad my brother i felt the pain😢bt u ddnt gave up thank God

  • @maiemma3881
    @maiemma3881 Місяць тому +1

    At your best as usual Mukoma Robert

  • @beatricebande8712
    @beatricebande8712 Місяць тому +1

    Mmh mukoma vakatambura ava eish. Totenda Mwari nekuponeswa kwenyu

  • @mekong7529
    @mekong7529 18 днів тому

    The moment he endorsed mwazha unobva wangoziva source

  • @ribbsdube6346
    @ribbsdube6346 27 днів тому

    Good lucky Bro sorry for wat you have been through ❤

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura Місяць тому +6

    Shamwari unotsanangudza mmm but chinhu chawaiwenga ndechaiwe chakabatwa naBaba .chasara Iyezvino ndiBaba vako usawawenge zvatopera sezvo zvinhu zvabatwa

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Місяць тому +2

    Selmor Mutukudzi akabudisa song inorondedzera kutambudzwa kwevana varipamusha pababa vavo. Muchinda uyu Reston Mugwagwa ndinovimba achafarira song iyoyo.

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Місяць тому +4

    Life is spiritual. This church is an occult

  • @JanetSihole
    @JanetSihole Місяць тому

    Thanks nekutenda mukadzi wako

  • @TendaiMudavanhu
    @TendaiMudavanhu Місяць тому +5

    Bishop muroi tovazivz ndevekumaraini musha yakatajura kurema vachivanda ne church varoyi avaa

  • @mandlovunumber1163
    @mandlovunumber1163 Місяць тому +5

    Best episode ever

    • @ShepherdMaswanhise
      @ShepherdMaswanhise Місяць тому

      Only lies about being in heaven, only those who don't think for themselves. Will like this rubbish.

    • @mandlovunumber1163
      @mandlovunumber1163 Місяць тому

      @@ShepherdMaswanhise so this means I don't think for myself coz I do believe him

    • @Antony2909
      @Antony2909 Місяць тому

      Ask vakainda kuwinterveld pretoria vanokuudza zvizere. Uye tinokuregerera nekuti hauna chaunoziva hako ufunge​@@ShepherdMaswanhise

    • @restonemtandavari5348
      @restonemtandavari5348 22 дні тому

      You're blessed 🎉​@@Antony2909

  • @malumejambase3755
    @malumejambase3755 Місяць тому +5

    Murume uyu arikutaura nzvimbo dzandinoziva KuSA Cape Town. Mbekweni

  • @RobertMagombedze-z4b
    @RobertMagombedze-z4b 25 днів тому

    My homeboy i salute u

  • @felechimwanta5783
    @felechimwanta5783 26 днів тому

    Mwari wemazvokwadi ndeurikufamba naMwazha Hama dzangu nguva yekupedzisira yakaprofitwa heyo

  • @mariammapfumo635
    @mariammapfumo635 Місяць тому +3

    Painful story,, brother ava zvavakasangana nazvo ,,,😢😢

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Місяць тому +5

    Rambai muchichengetana nemudzimai mukoma akamira nemi

  • @JephiasMaposa
    @JephiasMaposa Місяць тому +3

    This episode is very intresting . Heaven and earth on the same platform

  • @HemishGovera
    @HemishGovera Місяць тому

    Saka wakazotsvaga n'anga after finding God here, wainge watopihwa simba kukunda zvese izvi

  • @evelynmagonde2118
    @evelynmagonde2118 7 днів тому

    Haaaa mudhara Mugwagwa worked naye ku sea point captown before lockdown

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna Місяць тому

    Ndozvi nzwisisa neni ndri pachimanawo chakada kudai vabereki vese andina saka vakaona bin ravo kana kt bhora ravo ravanokaba pavanodira nw ndoda kufira kt unoda kutifumura ndanzwa nezvipotswa😢😢😢

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Місяць тому

    Heiiiiiiiiiiiiiiiiii ❤❤❤❤❤ yaaaaaaa baba ava kkkkkkkkkk ndiSatani Chaiye❤❤❤

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna Місяць тому

    True vanopotera kudzin"anga

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +1

    Waiting ✋ ✋ ✋

  • @gladysdhliwayo2504
    @gladysdhliwayo2504 Місяць тому

    Muu varoyi vriko
    Baba Mwari vnokudai zvakanyanya
    Mnodai makaurawa nababa venyu

  • @lameckdzivakwe8569
    @lameckdzivakwe8569 Місяць тому +3

    This is my story it's so painful

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      Sorry

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 Місяць тому

      Taura namkoma Robert vanokubatsira hama hapana nguva isingasvike honai yamukoma Reston iyo yapera

  • @RumbidzaiDekesa
    @RumbidzaiDekesa Місяць тому +3

    Chief mmanyama makatonga zvakanaka

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 Місяць тому +2

    Mmmmm murume akatambudzika uyo, kudya sadza nemashizha emuhingi

  • @gladysmajuru2179
    @gladysmajuru2179 27 днів тому

    Mmmmm uyu akararamiswa vadzimu na Mwari vakapindira chokwadi.

  • @petertakudzwa4877
    @petertakudzwa4877 Місяць тому

    Waiva pama 1 mdara uuumm pakaipa uuumm.

  • @malvenNdavayo
    @malvenNdavayo Місяць тому

    Yaaa pane nyaya apa wakapona nenyasha wakanga wafa muzukuru mwari arambe achikuchengetedza.

  • @JephiasMaposa
    @JephiasMaposa Місяць тому +7

    Kkkk gwendo guno tichadzidza zvakawanda. Saka vekwamarange hakuchina mumiriri hre nevokumasowe zvokonzi mweya wavo ndowakazoenda pana Paul Mwazha . Kkkkk haaaa nhaka hedu hameno

  • @eunicenzambuko1173
    @eunicenzambuko1173 Місяць тому

    Maiwee kunyepa chaiko nyambo dzatsuro nagudo

  • @peembano253
    @peembano253 Місяць тому +1

    😭😭😭😭 shame kukurukura hunge wapotswa shuwa

  • @ObviousAlex
    @ObviousAlex Місяць тому

    Johane haana kumbobvira aita zvembiya mbiya dzakauya naManuwero

  • @audreytapiwa4549
    @audreytapiwa4549 Місяць тому +1

    i personally know the family involved,,

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 Місяць тому

    Zvemabishop itai mega

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Місяць тому

    Reston baba vako muroyi,anonyadzisa huroyi hwanga
    Hwomupengesa,muroyi ngafe

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura Місяць тому +3

    Nhau yemkomana uyu inosiririsa
    Munhu anonetsa tinonamata neShumba chaidzo

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna Місяць тому

    Saka mafira kuno Kappa 😢bt nyaya dzakadai vazhinji ava ibvumi

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 Місяць тому

    Uyo akaitwa adopt uyo I think I need to be adopted too

  • @JanetSihole
    @JanetSihole Місяць тому

    Zvakaoma mabishop makaoma moyo

  • @Amanda-k1n3y
    @Amanda-k1n3y Місяць тому +7

    MaBishop aya...... Umwe weZion akaitisa mwana anga atova kusecondary kacheche
    Ndaida kutonyatsoinzwisisa nyaya yacho
    Vanhu vari kuromba yooooh

  • @JephiasMaposa
    @JephiasMaposa Місяць тому +2

    Makaitirwa nyasha mkoma mukaravira kunaka kokudenga. Dai Mwari vakubatsirai kuitira musi wamunozofa muwanewo zita renyu rakanyorwa mubhuku youpenyu.

  • @brandonMutsa-gy7pt
    @brandonMutsa-gy7pt Місяць тому +1

    Kanengo takamuona kare achikanda chinhu kumusana kwechembere aaah

  • @anesuchenge3322
    @anesuchenge3322 Місяць тому

    😅zvekuti poul mwazha akaenda kudenga izvozvo imbomirai henyu

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij Місяць тому +2

    Dzimwe nguva unoseka nhamo serugare.Tisatora hurombwa hwekuti tisiire vana gara netwunhu twako munhu

  • @SharonSabvura
    @SharonSabvura 14 днів тому

    Kune vaye vanoti hakuna mubereki anoroya mwana wake hezvokaa... Unenge usati wasangana nazvo chete . Zviriko mufunge

  • @pdee5506
    @pdee5506 Місяць тому +1

    He has gone through a lot

  • @blessingkendo102
    @blessingkendo102 Місяць тому +4

    Interview iyi yandipa mubvunzo kuti ndimire papi chaizvo nehupenyu hwangu

    • @ShepherdMaswanhise
      @ShepherdMaswanhise Місяць тому

      Free urself from everything as thy God is u, so don't believe what u don't have evidence for, usaite hwayi as it written in man made bible. Choose u now Wether u Choose Roman Catholic Church or chivanhu ancestor's believe, or foreign culture. Think for thyself, know ur indenty understand urself, it the key to free urself. My brother

  • @PassionMbedzi
    @PassionMbedzi Місяць тому +1

    Zvirisei Mukoma Robert

  • @Shorty-u6p
    @Shorty-u6p Місяць тому

    Sad story but zambuko Ramapo sekuru Tasvu

  • @PreseviaranceMarangwanda
    @PreseviaranceMarangwanda Місяць тому +1

    Saka basa raPaul rava pane uyu ,zve denga zvinorema

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Місяць тому +1

    The Bible says that the roads to heaven is narrow but the one to distraction is wider

    • @ShepherdMaswanhise
      @ShepherdMaswanhise Місяць тому

      The bible is not the word of God, which school did u go, please feel free to go back to the school u learned and claim ur father's money that he paid, because they didn't teach u history, sorry

  • @EutropiaMunande
    @EutropiaMunande 25 днів тому

    Kuseka nhamo serugare weduwe haaa wakaona nhamo wena ..ndo inonzi nhamo yawakaona kwete ..dzimwe dzato taura ...haaa ma1.

  • @LaizahMhaka
    @LaizahMhaka Місяць тому

    Kuma chechi kwakatakura kurema zvokwadi

  • @phillapohnkanali1279
    @phillapohnkanali1279 Місяць тому

    Mmmmm mkoma hupenyu marwadzo nyaya iyi yandibata tinobva kure nelife

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Місяць тому +2

    Mashisha emuhabrose anodyiwa and they are medicinal

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      I don't think aidya because ange achirwara, if they're so medicinal, ndofunga muriwo watiri kuita ignore😊

    • @EmidaMutenure
      @EmidaMutenure Місяць тому +2

      Hooh asi mukoma waitodyira nhamo kutambura kushaya chekuisa mupoto, kushaya chekubata. Zvakaoma hazvo.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Місяць тому +1

      @@robertapfumaneyi yes ataura kuti aiseva this was the best interview of 2024 mukoma rooibos

    • @FadzaiChawira
      @FadzaiChawira Місяць тому

      @@robertapfumaneyi😂😂😂

    • @PreseviaranceMarangwanda
      @PreseviaranceMarangwanda Місяць тому

      Yea ndakambo adya hangu se herb 🌿 asi ndachema shuwa nhamo yakaoma apa zvichi konzereswa nemubereki😢😢

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m Місяць тому

    Kushaya ma tears nemudzimain😂

  • @patticktamanikwa5453
    @patticktamanikwa5453 Місяць тому

    Yaah mushure mekuteerera nyaya yemurume uyu ndaona kuti aiwa vamwe vanhu tirikurarama zvakanaka chise nokuti chokwadi kana munhu achitambudzwa nemubereki zvakadai asi achirondedzera nhamo yake achiseka zvake asina kana panotii Mwari variko kudenga uko chokwadi & vanenyasha dzose. Satan anoomesera upenyu hwevanhu shuwa & vanhu vanozviraramira upenyu vachifamba muchokwadi, Mwari ngavaitire murume uyu nyasha.

  • @HassanMukuya-m9j
    @HassanMukuya-m9j 19 днів тому

    Uri murume mwari vakuitire nyasha

  • @shyletmajichi6482
    @shyletmajichi6482 16 днів тому

    Mmmm mkoma vakatambudzika ava ende vaiva nehunhu

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 Місяць тому

    The habros leaves issue yandibata zvakaoma munoziva

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 Місяць тому

    Pana Paul mwazha, Johanne marange na Jowani masowe apo 😂😂😂 haaa pane kurasika kukuru ipapo

  • @ClaudiusKurungedje
    @ClaudiusKurungedje Місяць тому +1

    Zvakaoma saka kureva hre kt ndivo vakachekeresa hre vana vechurch vakaita tsaona last year

  • @ViagemHove
    @ViagemHove Місяць тому

    Eish kudenga kuriko

  • @EutropiaMunande
    @EutropiaMunande 25 днів тому

    Ummmmm Baba vaiva nomoyo wa satan chaiwoo eyiiiii..

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Місяць тому

    Winterveld yapindira Pretoria ❤❤❤❤❤

  • @LuciaNdaguta
    @LuciaNdaguta Місяць тому

    Ummm zvakaoma izvi rambai muchinamata mwari ndiye mukundisi

  • @mariammapfumo635
    @mariammapfumo635 Місяць тому +1

    Ndotenda hangu mudzimai wenyu nekusimba munhamo yose iyi,,,,

  • @Barbera-h5e
    @Barbera-h5e Місяць тому

    Life it's not easy

  • @HDK_THE_GODFATHER
    @HDK_THE_GODFATHER Місяць тому

    Ndabatikana

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Місяць тому +1

    Hama wakarwa hondo ummmmm mukoma Robert mune rudo rwakanyanya

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Місяць тому

    Nyaya iyi yandibuditsisa musodzi mwarivaku komborere mukoma nyaya yenyu yandichemedze

  • @RumbidzaiMunyonga-uq3bc
    @RumbidzaiMunyonga-uq3bc Місяць тому

    Mwari vaikuda

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 Місяць тому +2

    Tasvu all this information anga atova nayo mkoma Robert plz don't make us fools asi zvichapera hazvo very soon.this brother has so much mishap in his life but musatipatisa mazvinzwaka

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому +2

      Inga utori fool hako, but anyway waita basa to come and display it here, zvagara benzi rinopengera paruzhinji

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 Місяць тому

      @robertapfumaneyi it's true nditori benzi hazvidi kuudzirwa tunyoka tunobatwa tuchinzi yava nemakore nyoka dzacho hadzikuri here ? It's your job what can I say I always come and comment as a fool

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Місяць тому

      @@l.a.t.dm.d.w5582 it's your job to comment, your comment is just a like a nose, everyone has it in different sizes and shapes

    • @blessingbikinyaamidu5224
      @blessingbikinyaamidu5224 Місяць тому +1

      ​@@robertapfumaneyiplease bro dont worry yourself with such comments, people will always be people bro