Murume Wangu Ane Tumabhora Tudikidiki, Ndakatozonotsvaga Vana Kunze Izvezvi Ndaane 2 Vese.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 10 жов 2024
  • Mudzimai akarambwa otsanangura chimiro chemurume wake muDare mushure mekurambana nenhau yake yekuenda kuShabeen zvekare achipinda kereke yechipositora.

КОМЕНТАРІ • 43

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 4 години тому +3

    Nyaya inosiririsa! Yaifanira kungopedziwa pasina kuendesana kumatare.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 години тому

      Ichocho ichokwadi

  • @josigurupira9905
    @josigurupira9905 3 години тому

    Well-done Nyati...

  • @newtonmurima9181
    @newtonmurima9181 4 години тому +2

    Pakaipa yooooh but moms vari correct havo. Haunganzi chembera usina vana nekuda kwemumwe munhu

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 години тому +1

      Hahaa hazvaizongoda kuitira vana vavuri vese pamurume ka manje.

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 4 години тому +1

      Varume varikungoita wani... gomba harina mwana

  • @tendai4043
    @tendai4043 3 години тому

    Ende iwewe wabva wataura zvehumhandara hwako after wavayanika pachena mmmm kana ini ndavarwadzirwa Baba Ava

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa 3 години тому

    Manzwe here x 1000 😂

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 3 години тому +1

    Ende ndafara kuona secretary.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  3 години тому

      Hahaha zvinofadza zvedi

    • @rutiliousayi3002
      @rutiliousayi3002 3 години тому

      Tanga tanzwa nekuva bvunza Nyati ve eversharp avo! welcome back zveshuwa

  • @tonderaichikono8529
    @tonderaichikono8529 4 години тому

    Hey name dropping apo including Chief

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 4 години тому

    Haa zviri mudzimba

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 3 години тому +1

    Secretary vadzoka

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 4 години тому +1

    Varume tisazvipa matambudziko asina kufanira ingozi baba yamurikutsvaga ipai mukadzi zvake mosara makachena

  • @ChsgsYes
    @ChsgsYes 4 години тому

    Murikundzwa here😂

  • @trustchiriseri3510
    @trustchiriseri3510 3 години тому

    MANZWAAH HERE??.
    MANZWAAH..
    HERE...????.😂😂..

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  3 години тому

      🤭🤭🤭🤭

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 4 години тому

    Wakabvuma kuti ngaaite mwana somewhere haungamanikidzi kuti aite newaurikuda. Chingovapa zvinhu zvavo iwe usare nekushaya choya nemabhora kwacho. Hazviurayi kushaya choya

    • @tellymas4572
      @tellymas4572 4 години тому

      Aaaah iwe, vazhinji varume vanozviuraira nyaya dzakadaiso

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 4 години тому

    Mambo musade kumanikidza munhu kuti agamuchire zvinhu zvakabvaruka bvaruka. Ngaatenge zvinyowani

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 4 години тому

    Ndashaya chekutaura ini apa uuùu veduwee kani Mwari pindirai pana baba ava Kani

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 4 години тому

    Haaaa apa unenge uchizviti gentleman uchitotaurisa pabhawa. Wobva waitirwa vana vese neumwe murume hahahahaha

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 години тому

      🤭🤭🤭🤭 chimirai

  • @MercyTakaidza
    @MercyTakaidza 4 години тому

    Vakadzi ndisu tinokonzeresa kupondana mudzimba kuhura uripamba pevanhu hakuite chkwdi.

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 4 години тому

    Ko sei asinawo choya uye mabhora ake sei ari madiki?

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 години тому

      🤣🤣🤭 patiremera

  • @nyashatatendamasunda6079
    @nyashatatendamasunda6079 4 години тому

    Pakashata apa

  • @suebushu2066
    @suebushu2066 4 години тому

    But mhimbe mazwano kwaMakoni wauchitirasisa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 години тому +1

      SORRY mufunge, hatichadaro. Takazoita backup plan panhau yeZesa apa ndopazvaifira.

  • @suebushu2066
    @suebushu2066 4 години тому

    Haaaa ndo ma1 manje

  • @davisonzuka
    @davisonzuka 4 години тому

    Just go to your new hubby.