"Ndinogarochema, mhondi dzakauraya mwana wangu dzirikutofara panze" -Mai vaRuvimbo akaurairwa $100

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 жов 2024
  • "Ndinogarochema, mhondi dzakauraya mwana wangu dzirikutofara panze" -Mai vaRuvimbo akaurairwa $100

КОМЕНТАРІ • 150

  • @MabrayMachaka
    @MabrayMachaka День тому +25

    It's so sad nyaya iri kutaurwa namai Ruvimbo iyi, ndosaka munhu achizosvika pakutora mutemo owuyisa mumaoko ake ndicho chikonzero chacho ichi waurayirwa mwana wako zvakaonekwa zvikazikanwa nenyika yese Doctor vakazviona vega humbowo huripo but nhasi mhondi dzave kunze vari kutofara zvavo iwe mwana hakususina zvachose zvinorwadza Mai vanoda kubatsirwa ava Justice vaiwane pamwana wavo , but Zimbabwe ikaramba ichidayi mapurisa nevatingi vachipuhwa zvioko muhomwe nyaya dzichvharwa kudayi ndaona vanhu vachiurayana awurayirwa mwana achatorawo demo unouraya wo nekuti unenge uchitoona kt ukaisa kumutemo hapana chinoitwa vanongopihwa mari vodya zvovharana ngapagadziriswe apa zvinorwadza mhani kuona munhu akauraya mwana wako achipembera kunze uku iwe wakapuhwa Ronda risingapore mumoyo mako

  • @masciemudumo
    @masciemudumo День тому +15

    Stella you are looking good today. You look more beautiful without makeup beads mahombe hombe aye, simple necklace looks good on u and that hairstyle looks gd on u.

  • @eustinahmuchafa1602
    @eustinahmuchafa1602 День тому +7

    Praying for you Mai Ruvimbo, Mwari pindirayi vhurayi nzira pakavharika mishonga yese ichabatwa inechekuita nekufa kwaRuvimbo ngaiparadzwe neZita raJesu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😭😭😭😭😭💔💔💔

  • @serataruvinga7922
    @serataruvinga7922 День тому +17

    Varukuti panoda tsoka Mukotsanjera huyai pano vamutse marangwanda nyaya irikurwadza so

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope День тому +30

    Endayi kuna skru Mukotsanjera vamutse mufi Zimbabwe hayisisina mutemo

    • @Nunec
      @Nunec 21 годину тому +1

      Ivo vari baba vevana vake 3, they will be affected too

  • @MaudChapinduka
    @MaudChapinduka 13 годин тому +3

    Musamuudze kwamuri.anokuurayayi anokunyengedzai okudzipai obva atiza zvobva zvangorova zvakadaro musatomboite zvenyu kuti musangane murivaviri munofira mahara mukabva manokandwa pakahwanda😮

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 День тому +12

    Haaaaaa nhai Imi bhero reyi pavanhu vakauraya mwana shuwa haaaaa nhai mwari 😭😭😭😭😭😭💔💔 justice for Ruvimbo guys

  • @fikilesilombe7242
    @fikilesilombe7242 День тому +17

    Ruvimbo refuse to be quiet fight child fight don't rest this is so painful 4 your mum fight

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 День тому +8

    Varume Ava hatina zera navo bt pakuzoita combination nehanzvadzi yavo kuuraya step daughter umm zvinorwadza in life kana tafirwa remarrying iyi hatifungei ruviri rutatu

  • @masciemudumo
    @masciemudumo День тому +1

    Steppe you are looking good today. You look more beautiful without makeup beads mahombe hombe aye, simple necklace looks good on u and that hairstyle looks gd on u.

  • @AliceMukonoweshuro
    @AliceMukonoweshuro 19 годин тому +1

    Endai kwa sekuru Mukotsanjere chibvondoke ngozi iripwe 😢😢😢😢

  • @NorahMoyo-f1i
    @NorahMoyo-f1i 32 хвилини тому

    😱😭😭😭 JEHOVAH JAIRE JUSTICE TO RUVIMBO AM TOUCHED 😱😱😱😱😱😱

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson День тому +9

    Mai Ruvimbo endai kwasekuru Kanengo dzione moto mhondi idzi

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 День тому +4

    Matare edzimhosva murikutiregerera senyika kumusoro uko 😢

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870 18 годин тому

    Amai musagare fambaiwo endai kunaMiracle Paul plz plz munobasirwa

  • @farichisunga7120
    @farichisunga7120 День тому +2

    Sis vangu Stella munogona,masiyana nevanomhanya kunotora nhau vobva vasiyira futi panzira nyayo dzacho dzavamamhanyira ,sando dzenyu sis,fambai nayo kusvikira mhondi idzi dzavharirwa,even mapostori aye eviolents atanga futi nekuti zimbabwe hatitane kukanganwa,vaisire pressure futi kusvika cult iyoyo ya banwa.

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 День тому +5

    Uuuuuu asi vanhu vemutemo musadaro chokwadii zvinorwadza 💔💔💔💔

  • @eddiezamba4356
    @eddiezamba4356 День тому +2

    Picture quality kwakuseri kutodarika zbc

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 День тому +6

    Mapurisa ezanu aya anosunga vnhu ve opposition party chete zvekuurayana izvi hvna basa nazvo handiti vnhu vezanu imhondi hr

  • @evamchikovore2612
    @evamchikovore2612 День тому +1

    Destiny tv mukuziva teacher vejuShingai vakashaikwa vakawanikwa vakashaya

  • @CatherineMwale-n6u
    @CatherineMwale-n6u 6 годин тому

    Endai kwa mambo mutasa that King is a wise one ndakaona vanhu vanemhosva dze kare vachisungwa ini sure ndarwadziwa haisi nyore kuti munhu akapfuudza mwana wako ofamba hake free iwe uchibuda misodzi inopisa

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc День тому +5

    Endai kwa Mukotsazviyo, Mukotsarukweza, Mukotsanjera, Mwana arwisane nemhondi nema Dzinza avo kusvikira vapetwa vese

  • @tabethmasango3221
    @tabethmasango3221 17 годин тому

    Endaihwo kucourt munobvunza date ravachadzokera pakashaehwa sweeteners nyaya anorova

  • @DorcusJowani
    @DorcusJowani День тому +1

    Police ye Zimbabwe inorwadzisa nyaya iripachena kwakuburitsa vanhu zvakaoma 😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @engelbertmazvidza5814
    @engelbertmazvidza5814 День тому +5

    Kungoti unenge usingazive zvichaitika but i think dai amai ava vaitoti vana ava vagare vega zvavo vaitomanager
    Inini ndakakura ndichigara nevaninina nehanzvadzi dzangu at least hapana anenge achishungurudza vana nekutora futi chikafu chavanenge vasiirwa vachiendesa kumaraini

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps День тому +1

      Shuwa sisi vangu vana vaivalojera vega vachitochengetàna

    • @OliviaTachiona
      @OliviaTachiona День тому +2

      Taurai zvenyu apo vachitsanangura zvinotoratidza kuti baba ava vaitova nedambudziko guru vaisambova nerudo zvachose

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 23 години тому

      @@engelbertmazvidza5814 vana mai tine dambudzo rekudq varume kudarika vana

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 23 години тому +1

    Vanhu vakauraya vatovapanze here...😢😢😢😢😢😢

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq 23 години тому +1

    Apa panotoda n'anga inoita back to senda chaiyo

  • @Mimix377x
    @Mimix377x 17 годин тому

    The system is rotten.. kana usina mari unofa ukarova. I lost mine under unclear circumstances but nyaya yakarova just coz some people didn’t want to do their job…. and the murders are influential in the community. May God restore our justice system

  • @MabrayMachaka
    @MabrayMachaka День тому +2

    Ini ndikaona zvadayi zviya zvekunzi haufanire kuisa mutemo mumaoko Ako , I swear inhema ini ndinouyisa bcz hazvibatsire kutarisana nemunhu akaurraya mwana wangu zviri pachena , ndosaka mavekuona kuti mazuva ano vanhu vave kuenda kun'anga vachigadzira vanhu vakavatadzita kuita revenge ndiyo nyaya iyoyi Mai vari kurwadziwa ava haisi nyore 16yrs mwana kingourayiwa nevanhu Asuna mhosva yaakapara it's painful mhani

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 16 годин тому

      Ini. Patofiwa ndokuudzai mapurisa ezimbabwe imhondi futi

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 День тому +1

    Zvakaoma veduwee mwna akafira nhamo chokwadi munhu haarove 😢 1 day is 1 day chichaputika😊

  • @VimbikoMoyo
    @VimbikoMoyo Годину тому

    Mai ruvimbo kana muchindinzw endai mokanda rukweza paguva raruvimbo momutsa mwana wenyu

  • @RNgezimane-sn6zf
    @RNgezimane-sn6zf 18 годин тому

    Mukotsanjere woyeee pindirai tinoziva kuriko kubasa kwenyu ingobatsiraiwo henyu

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 8 годин тому

    Bail kumhondi shuwa haaaa😭😭😭😭😭

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo День тому +4

    Paakutoda mukotsanjera amutse mwana nekuti mhondi idzi dzirikutoshandisa mushonga

    • @masciemudumo
      @masciemudumo День тому

      Pamwe vanogona vasina mari manje yekuti mkotsanjera aite basa racho

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 День тому +1

    So sorry mommy , vacharipa havo munhu haauraiwe se huku.

  • @timemadembo
    @timemadembo 5 годин тому

    Talk to Robert of Zim live beat he will organize for you to meet kanengo

  • @jesmannyashamufakosemufako5306

    Be comforted mama vaRuvimbo.Mwari haanyadzise zvachose.

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw День тому +1

    Zvakaoma sure better ndigare nemwana wangu zvekurorwa izvi une mwana wako futi ma1

  • @TatendaFeremba
    @TatendaFeremba 16 годин тому

    Vqnhu awa varikufunga kuti ruwimbo ihuku kana resvava ruchimukakwakuzoti. Ruvimbo akatoona vakamuuraya vachachiona

  • @Luciasithole-sy1xb
    @Luciasithole-sy1xb День тому +1

    asi mwari adhakwe tsvagai ana sekuru vamutse mwana arwe hondo dzake

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA Годину тому

    Ramba kutsipikwa Ruv

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z 4 години тому

    Vakuda kutsipika mwan asamuke aaaa ende fut aiwa hapasi fare vnhu ngadzokere kujeri

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 17 годин тому

    Mapurisa akapiwa mari or parikushanda mishonga

  • @Komborerojaji
    @Komborerojaji День тому +1

    Police yeZim inoshanda chii veduweee ?Nyaya ingori pachena yaitaurwa nevana neshamhu vakaratidziwa shuwa zvakaoma

  • @JudithChinhiwu
    @JudithChinhiwu 17 годин тому

    Kana vafirwa kugara hko uchichengeta vana vko than kuzourairwa mwana nyaradzwai nashe mai Ruvimbo

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 16 годин тому

      Ukaona zvaramba zvemba gara hako wega nevana wako maybe mwana aitoitwa mukafzi nababa awa pamwe aitotya kutaura mwana akaiitwa zvakawanda

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 День тому +1

    Nyika yedu yaparara Bell pa vanhu wakauraya shuwa

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 День тому

    Huwori muZimbabwe ngatibatsirei mai Ruvimbo vawane justice

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya День тому

    Amai ensaio kwa kwamukonzanjera , Ruvimbo rwiswa wega usarare hope kufa handi kurova na zvichabuda nazvowari haasi benzi

  • @streetgist247
    @streetgist247 17 годин тому

    Mungadai makakoshesa vana pane kuita mumwe murume haa noo mhani

  • @LEONTONDERAIBUTAWO
    @LEONTONDERAIBUTAWO День тому +1

    May you find comfort in God

  • @ClaraJaji-im6oe
    @ClaraJaji-im6oe 22 години тому

    Munhu wa mwari please usa enda ku n,anga regai mwari vano pindira namata zvino rwadza sure

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp День тому +1

    Kana mabva ikoko kumbirai kwaTete Tilda munogona futi kuwana anobatsira nekuchimbidza

  • @deborahinternational283
    @deborahinternational283 День тому +1

    Mama never ever repeat the same mistake again..Mwana akanga ava mhandara achisara nastepfater?????? Pamwe mari yakangova escapegoat.but something deeper cld have happened and mwana had no one to open to in time.very painful.

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 День тому

      Mhunu akaba mari akawonekwa akabvuma

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 15 годин тому

      ​@@charitysibanda7306katotakuranaw nengozi yaruvimbo. Kuba ruvimbo. Ofa

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 День тому +1

    Tete ivavo vakatobva Joni vakapfeka mazidhimoni yeumhondi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta День тому +2

    Mapurisa dzangova nhoroonda Mari ndoyakushanda kuti ZRP mahala vakapihwa Mari zvatodhakwa

  • @GalieCharidza
    @GalieCharidza День тому +1

    Mapurisa apindwa neiko kuda mari kwacho kwanyanya

  • @Wish-l7n
    @Wish-l7n 23 години тому

    Munetsi must interfere in this case😢😢😢

  • @Nightgamer5_13
    @Nightgamer5_13 День тому +2

    Vakarombesa mwana vanhu nekut vakamurova kusvika aenda ku period ko kana vakatora ropa rake fambai first

  • @GalieCharidza
    @GalieCharidza День тому +1

    Ko bail ndereiko pamhondi

  • @ProgressMutandwa
    @ProgressMutandwa День тому +2

    Endai kuna prophet T Freddy or Prophet Miracle Paul vamutse mwana uyu

    • @valerieedithchiriseri4140
      @valerieedithchiriseri4140 21 годину тому

      Let her rest in peace why do you want the mum to disturb her spirit. That's evil.

    • @ProgressMutandwa
      @ProgressMutandwa 21 годину тому

      @@valerieedithchiriseri4140 isu kwedu tokumutsa unopedzerana nevakakuuraya handiti mhondi dzacho dziri kuswera kudzi n'anga

  • @kudzaimware9711
    @kudzaimware9711 День тому +2

    Sorry, mai Ruvimbo vaurayi ava vachawana mubairo wavo munhu haafi achirova.

  • @salomemufunguri6993
    @salomemufunguri6993 17 годин тому

    Mwari varikuona havo varikudenga

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 10 годин тому

    Ngava ende kwasekuru chapora mwana wamai zvinopera zvese

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 18 годин тому

    Hec Stella ❤

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 22 години тому

    Musanetseke amai vanhu vanobhadhara zvavo bail but vachanyura chete. Dont even worry

  • @dorcasjimu8330
    @dorcasjimu8330 День тому

    Sorry mhamha Mwari achavatonga nenzira yake

  • @gloriamlilo
    @gloriamlilo 7 годин тому

    Shemu dzorwadza shuwa chemai netariro mwari variko 11:50

  • @RatidzaiMasunda
    @RatidzaiMasunda 4 години тому

    Mapurisa weee nyaya yengozi yaipindirwe munofira mahara

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo День тому

    Hello ST ❤❤❤❤

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 4 години тому

    Akatiza imhondi iyo hurumende iririkurudzira kuuyaiwa kwevanhu chinyararire

  • @NyaradzChihumwi
    @NyaradzChihumwi День тому

    Uuuuummm shame zvinorwadza 💔💔💔💔😭😭😭

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta День тому +1

    Nyaya yarivimbo inondirwadza mufunge mai ruvimbo endai kwanasekuru tasvu vamutse mufi arwe hondo kumhondi dzakauraya

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 День тому +1

      Sekuru Tasvu ndekubata varoyi uko hakusi kwavo kunoda mukotsanjera ndokwakevo

    • @serataruvinga7922
      @serataruvinga7922 19 годин тому

      Yeah panoda Mukotsanjera shumba yengozi​@@nyaraitaderera9369

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk День тому +1

    Ruvimbo irwa nevakakuuraya Shem zvorwadza

  • @masciemudumo
    @masciemudumo День тому

    Kuona kwangu ini zvinhu zvaive boe kubva Pa kutanga but people change. Ini kuona kwangu tete Ava had all this planned ne brother yavo. This was a ritual killing hanz tete vakabva neka honda fit ke red ku joza saka step fadha so vakanzi tsvagai ropa remunhu ndigonokuigirai Kenyu ka Honda fit. Mai ruvimbo don’t give up tsvagai tsvagai help mwana asarove dai zvaibvira even maprofita ne Na’nga dzr kuda kuvhara nyaya iyi ngadzione fires. Ko tinokubatai papi nhai amai and kt muwane vanobatsira

  • @MelissaJays
    @MelissaJays День тому +1

    Ummmm 🤔 bail chirudzii haaa muzim soo mazirume asingadi kushanda ndiho hunhu wavo whekusakwana

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 День тому +1

    Vanhu ve mutemo vakuda Mari kna usina Mari hauna chaunotaura chinonzwika

  • @KhataAfrica
    @KhataAfrica День тому

    Haa zvakaoma sorry mai Ruvimbo Mwari vakunyaredzeyi

  • @nigelhartzenberg8324
    @nigelhartzenberg8324 День тому

    Mugabe muka utonge nyika yako .ukawona mhondi ichipihwa bell hakuna kwatiri kuenda

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 День тому +1

    Usashupike mutsirwa mufi aparadze kune vese vakauraya vachauya wega

  • @donaldmutede9089
    @donaldmutede9089 День тому +1

    The is a lot of injustice in our justice system

  • @PinteMabokela
    @PinteMabokela Годину тому

    I hate muto wamuZimbabwe Ini wekuti munhu akauraiwa Ivo vodya chioko muhomwe may the God of judgement raise his sword and wake up Ruvimbo to fight for herself from those who make the case disappear and the murders

  • @JessicaMutambara
    @JessicaMutambara 22 години тому

    Zvinorwadza izvi

  • @abigailjamari2212
    @abigailjamari2212 День тому

    Shame, zvinodzimba moyo 💔💔💔

  • @LucyDudu
    @LucyDudu День тому

    Zvakaomaa apa unenge uchiti ndawana murume anondida

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps День тому +1

    Endai kwa mukotsa amutswe

  • @CharityGumbo-b9m
    @CharityGumbo-b9m День тому +1

    Zvinorwadza

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b День тому +1

    Asi Zimbabwe chiiko chokwadi mhondi dzakadai dzinoregedzwa dzichidamba kunze

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya День тому

    Mhosva dzese dzaakutongwa pachi zanu Kani chokwadi kudii nyika yezimbabwe nyika yafa iyi takatarisa

  • @ElizabethNhambirwa
    @ElizabethNhambirwa День тому

    Hama zvorwadza asi siyana nzvo Achamuka chete ruvimbo

  • @EkahwazvaKahwazva
    @EkahwazvaKahwazva 21 годину тому

    Zvinorwadza chiii sure vanhu kuuraya nekubudiswa ndomushogs hr

  • @florencenyarango6165
    @florencenyarango6165 День тому

    Endai kwaprophet Miracle naprophetFreddy,, go back to center ndizvo

  • @pamhimuzanenhamo
    @pamhimuzanenhamo День тому

    Mmmmmm vanobusa how uyu mutemo ka uyu

  • @pamhimuzanenhamo
    @pamhimuzanenhamo День тому +2

    ndopamunoona vanhu vakuita revenge yekuzopondawo bcz vanhu vemutemo havasi kuita bsa rofadza vanhu.bail yei inopihwa vanhu vakauraya zvakaonekwa ne nyika ese nonsense mhani

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza День тому

      Taura zvako
      Revenge ndiyo imwe ikupa mapenzi awande futi
      Dai zvaibvira vaenda kwaMukotsanjera mwana amukire vanhu vake

  • @AshyChidaz
    @AshyChidaz 23 години тому

    Inhamo hre yemuZimbabwe yaita kt hurombwa huwande satanism iwande kudai chii.hunyope hre or kusatogona kushanda kutsvaga mari .humhondi hwanyanya muZim aaa

  • @ElizabethMatanha
    @ElizabethMatanha День тому +1

    Zvinorwadza akomana .haisi nyore semubereki

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 22 години тому

    Mai ruvimbo endai kwa mutare kwa mukotsanjera chief mutasa munobatsirwa ruvimbo amuke

  • @DenguNetsai
    @DenguNetsai День тому

    Ummm Zvorwadza

  • @LilliKidy
    @LilliKidy День тому

    Kakuzevezera kana tete Stella kaa ndin ndega hr ndir kukaona

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl 22 години тому

    Nyika yedu nyaya inotorova sekutamba sekuseka,zvikatongopera

  • @RUDONGAZIMBI
    @RUDONGAZIMBI 22 години тому

    Endai kwa miracle paul kana kwa freddy