Vana baba tinodarireiko vana, gadzirisai zviripamwana aiitewo musha wake. Chiiko nhai. Asi mukomana kana uchidawo mukadzi wako pachezvokwadi mumirirewo kusvika zviripaari zvagadziriswa. Kana zvichinzi mwana wengoti munotoenda kuma DNA zvikatobuda asiri wako here
Mukadzi wechikwambo sei vasingadi kutambira fuma vamwe vachiichemera
❤nhimbe
Mukadzi wechikwambo uyu .baba vanoziva zvose zviri pamwana
Haa taizwa mvura irutsikana chokwadi rovai basa chief
Ko sound yenyu murikuita kunge murikutorera video murukowa sei
Vakaroodza mwana kare kuzviro zvavo, kana murambiro wavaiita kana, ne $2 zvese naana tete vacho kubva vavhunduka kudaro kuti imari yei. Pane mhiko. Zvimwe zvese zvavakutaura vaakunyepa
Baba sunungurai mwanasikana wenyu, asingade imba ndiani?
Kkkkkkk Nhimbe ino shooter man family
Vana baba tinodarireiko vana, gadzirisai zviripamwana aiitewo musha wake. Chiiko nhai.
Asi mukomana kana uchidawo mukadzi wako pachezvokwadi mumirirewo kusvika zviripaari zvagadziriswa.
Kana zvichinzi mwana wengoti munotoenda kuma DNA zvikatobuda asiri wako here
Noise yakanyanya
Mvura yainaya
Pamwe mkadzi wengozi?
Asi kurikunaya here noise iyoo
Mamukasei mambo mutasa ndirikuno kuDurban
Hongu kuri kunaya zvisingaite
Chinoise chemarata kuchinaya ndakavata mujira ndochida ichi😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ukati vazive kuti uri ku Durban mambo😂😂😂😂😂
😂😂😂😂@@marvellouskudzai445
Pane noise ikubuda pamavids enyu zamai kugadzirisa ipapo coz mambo tovada ava tiripo panhimbe
Mvura iri kunaya saka noise ma1.
It is raining that's why kuine noise
Kurikunaya. Panoda ceiling and noise-cancelling panels.
Next time vakadzi ngavagarewo pamachair varume vambogarawo pasi.
Pa floor Apa panorwadza, kuve mudzimai kumatare kunodzimba😂 Apa nyaya yako inenge iri kana no 18 mu line
Vamwe vacho vanotadzisa mambo kutonga zvakanaka ngavagare pasi 😂😂😂
@ atorwa nemweya we kupomba?
Kkkkkk@@PeterMutanga-og6wn