I applaude you first wife for not listening to your exhusband to cancel maintenance money. 👏👏👏👏 You’re a wise woman not to do that cos unorasiswa nevarume mhetura dzinoda kupoya their duties to take care of their brood. My motto is “Make babies, take care of the babies.” Mutoro wako and nobody else’s
As a woman my motto is have babies that you are able to look after coz a man will leave you in the middle of the night. Munhukadzi you are the one who carries the baby so vhara chibereko chako..🎉🎉🎉
Mambo you dress munhu down kusvika aona all his mistakes. Kana akaputirwa nemufuhwira unopera chete. Nedzungu rinopera. Thank you mambo, batai bhande zvimadhara izvi zvinotiza mhuri. Nhasi ndakuvara nekuseka kuma 2 kuno kwave kuedza.
Saka vahosi was right to say he’s no kids with the current wife😅 Why do some men get swayed by their wives to abandon their biological kids? Chii varume imi?
Hure iro ngariripiswe mambo ringayita bsa rekutukana nemukadzi wemunhu kuti zwadini paayihura vana ivova ayihurira kuri vagochengetwa nanabba vevamwe vana hre kurwadziwakuti munhu asachengeta vana vake achida kuchengeterwa vake zvaurimuroyi nhayi iwe
Haa vanhu vekwamambo Mutasa you are blessed, ndabvuma nemashoko edzidziso sando kuna mambo
👏👏👏👏👏👏👏 Mambo wedu Mwari muitirei zvakanaka
Mambo vane mashoko echenjedzo. We draw inspiration from your wisdom
in 2025 i want to be as focused as the secretary wamambo ❤❤❤❤❤
Learn or perish. Thank you for the lessons Mambo, we are taking notes.
Secretary busy minding his business 😂😂😂😂😂always smart Secretary
Kikkkk binga guru mashoko makukutu mwashuma mambo wangu
Mambo zvakwana 😂😂😂😂😂,azvinzwa god bless u
Hazvisati 😂😂😂😂
Mambo wangu Chief Mutasa ndaseka hanzi hamuchadziki katatu itirwayi nyasha mambo
Kkkk musana wenyu hauchagone kudzika ka3 per minute wakugona kudzika ka1 pa 5 minutes 😢
I applaude you first wife for not listening to your exhusband to cancel maintenance money. 👏👏👏👏 You’re a wise woman not to do that cos unorasiswa nevarume mhetura dzinoda kupoya their duties to take care of their brood. My motto is “Make babies, take care of the babies.” Mutoro wako and nobody else’s
As a woman my motto is have babies that you are able to look after coz a man will leave you in the middle of the night. Munhukadzi you are the one who carries the baby so vhara chibereko chako..🎉🎉🎉
Mwana ane 30 years and 25 vanoda maintenance yei
@@teenayee9974 the kid is 17 years old
😂😂😂😂😂 mambo Mutasa to the people asi varikurevesa havo
Chief mutasa is number 1 the whole Zimbabwe
😂😂😂 ita pane awaona kunana chief mapungwana vana Zvimba lot of chiefs vanotonga
Wise words Mambo Mutasa
Well said Mambo🎉
Mambo you dress munhu down kusvika aona all his mistakes. Kana akaputirwa nemufuhwira unopera chete. Nedzungu rinopera.
Thank you mambo, batai bhande zvimadhara izvi zvinotiza mhuri.
Nhasi ndakuvara nekuseka kuma 2 kuno kwave kuedza.
Mambo mukukura kwenyu makafamba makawanda. Maziviro amunoita magariro evanhu ummm.
Ndinoona kuti kumusha makagara, ma taundi mazhinji mukagara.
Vaudzei Mambo ngavadzikame baba avo.....😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂 huye ndaseka,musana wenyu hauchadzike pasi katatu bambo
Chief vouraya right handman wavo nekuseka vanondinakidza kubata word by word bba avo
Ndazvinzwawo 😂😂😂
Kamurume kapfupi kakada giant doggy inozonetsa manje😂
😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌bambo ndichiri bhoo 😂😂😂. Mune dzidziso...
Chief Mutasa to the world
Well said mambo Mutasa
Chief Mutasa to the People 😂😂😂
ini hangu naMambo MUTASA tiri mvura neRadiator,,,,,,
👏👏👏
😂😂😂😂 haaaa mambo hamerewi nhema vaudzei varume awa
The building is affecting pictures quality
Kkkkk mambo to the fullest
Yes yes Mamb0
Kkk😂😂😂 musana hauchagone kudzika katatu min 😂😂
Andi mambo mutasa makadzidza ndosaka muchigona kutanga. Ndanzwa pamati *its a breach of communication act tkituka munhu pa foni*
Yowee mambo Mutasa 😂😂😂
Churu start😂😂😂😂
Siyai congo dust nekambucha😂
Zidhara risinganyare
Mambo kunyatsozviziva munenge nzira yacho makamboifamba.
Secretary waMambo ndamutya anenge angori busy nemabook ake
Secretary is professional in all cases I have seen. All he does is concentrate on writing ✍🏾
Dressing doesn't matter. Kuzopfeka madhumbu hako hakuiti .
Saka vahosi was right to say he’s no kids with the current wife😅 Why do some men get swayed by their wives to abandon their biological kids? Chii varume imi?
zviriko and its sad because zvikule zvedu izvi should be in retirement but busy kutengeswa ma nappy. Mira uone bhiza achitoita mimba ipapa nxaa
Kkkk haa mambo sarenda😅
Ayaaaa
Bhiza rekuma sewage iri.🙄..baba vapetwa namambo😂😂😂🙈
😂😂😂😂😂😂😂😂ndechma zvangu
Mambo warasika apa .that was too personal. Saka munoda baba ava varambwe nebhixa iro.musadaroba
Hakana kukwana kamurume ako
Title inokupedzera zvayo
Muriko here veChuru start 😂😂😂😂😂😂
Mambo munositonga zvemandorokwati asi apa mukadzi mudiki wakanga achituka mukadzi Mukuru kwenguva refu mamusiya akadaro. Madii kumuripisa? Unhu hwake hwakaipa mamusiya akafaro nehunhu hwake sei. Ngaaripire maiguru vaanotuka vakanyararirei vasingadzorere.
Izvozvikomana zvetufoni hakagone kuinvesta kumacamera kwawo here kwate kungomira papemberi pamambo.
Rate yemusana iyo yakaoma....kudzika ka1 pa5 minutes😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Haa murume hure anopedza kunyenga here haachavada finish
Any man would leave gogo avo, she is unkempt havoc. Most men would move to the younger version iyo
😂😂😂Churu start
Maita mambo tanzwa nekutukwa nevatasiya they dont know that we are prt of their HISTORY
😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤❤❤
saka mukadzi mudiki anotukirei maiguru iye asina kana Mwana nemurume uyu
haasikuda kt mantainance ibatwe why
Mambo mapedza masports 😂😂😂
Team churuStart iti kuti woye😂😂
Taurai Mambo😂
Mambo mutasa shando
Baba vane moto mubhurukwa avo unoda kdzimurwa
Haaa pa dressing i wish bambo vekwangi vazvinzwa because gore rino is turning 48 years but mazuvano is wearing like 20 years old yoooooooooh
KkkKkk zviriko futi
mudhara ari kushandiswa ne baby
Hanzi musararame ne fack life bambo 😂😂
Kkkkkk
AMBUYA GADZIRISAYI KAHUNHU KEKUITA SEMUNHU RUME
HR weku Border Timbers idofo
Bba avo vanopenga chose nhawu iripo ndeyekuti bba avovanotongwa negirlfrind😂😂😂
regai muchinda adye twizza rake
Shanje 21 mapositori munodzigona sei
Dzidziso yamambo mutasa yakanaka.zvirambe zvakadaro
Gupuro rinopiwa direct nemukwasha here kana munyaya ?kudheerera uku kwedu tokudzinganisa tigokurova !
Baba chengetai vana venyu
Tongai nyaya mambo kwete kuita humiliate munhu😢
Wagwadziwa..uri hure rume 😂😂😂
Ummm bhiza racho
Ndorikanda
Mashoko makukutu mambo
Shoko rasvika Mambo Mutasa
Congo dust hatichabata😂
Baba vanotongwa nemasalad
Apo mambo matadza ngabhadhare uyo izwezwi arikuseka kureva kuti arikutoti wakawura ndichakutuka futi tongayi zviriryt kwete kutarisa kuti anemhosva munomufarira zvinengeyi mhosva imhosva ngaaripe uyo
Hausi kunzwa kuti vana vave above 18 years?😮
Baba Taps basa mukushanda
Mukuita kutiramwira chaiko ❤❤❤
Hure iro ngariripiswe mambo ringayita bsa rekutukana nemukadzi wemunhu kuti zwadini paayihura vana ivova ayihurira kuri vagochengetwa nanabba vevamwe vana hre kurwadziwakuti munhu asachengeta vana vake achida kuchengeterwa vake zvaurimuroyi nhayi iwe
Kana akanyengwa akabvuma imhosva yake? Wakutomuti hure? Sadaro
@@Mukoma1hure ihure nomatter what you say 😂
Nhai zvenyu..hakuna chinonzi second husband
😂😂😂
Let him enjoy his last days in life musamumanikidze kugara mujeri
Dress like a father 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mambo vabva vangozvipedza...bvumai kukura baba ....
Kkkkkkk
Hure remurume nxa, kuita makwikwi navakadzi,benzi romunhurume
He is a forester so ari kufurirwa netumari papurazi
Hure nagri ripe iroo
Tongai nyaya mambo not to humility people.
Madii manyora nechishona mukuru
Maintenance vanhu vabve zera, 25 and 30 years, inyika rudziii iyi, hakuna zvinhu zvakadaro handiti mapaona 😢
😂😂😂😂