King Solomon of his generation,very patient with his ppl haango ripisi ripisi vanhu anoziva kuti kunze kwakaoma, teachers his ppl the rule of law very fair in his approach
Kubvaa zvandakateerera Madzimambo ndimi chete munogona kutonga Shame haaaa munotevedzera Mutemo sezvauri thank you so much Baba dai muripadhuze nesu pese pandaizoitawo nyaya panyika ndaizouyawo kwamuri munogona shame
That's tru not izvo zvekut someone can jus bring the paper ova the 9t n say ndini? Zvisina kana vanajenamurebvu vatevererwa! Such issues dzinoda kugadziriswa nemadzishe anonyatsoziva nezvenyaya dzakadai idzi not kungoita manzwira nechioko muhomwe😢
Village chiefs must invest on structures so that there's a shed nd seats for everyone. They collect so much from the villager's they must plough back to the community not only eat.
Mambo titaurireiwo nemutauro wekwamai, hatisitose tinohwisisa language ye law in english. Hushe hunowandira kuchivanhu, hence clear explanation in shona.
At some point we appreciate how he handle som cases bt in this matter Mambo vatadza kutonga nyaya iyi zvachose n he clearly shows kut he doesn't kno anything abt mafambiro anoita chiSabhuku mumhuri, bt it jus seems kut angovatauriravo zvaakanzwa somewhere maronge nevanhu ava n he had side b4 he started kuenzanisa mhuri idzi! If the Chief is willing 2 learn how 2 handle nyaya dzakadai idzi he can swallow his pride n learn from other Chief onzwavo kut mumwe munhu anogona kutadza kutaura while he owns the thing. Hw can he say uyu ndiye muridzi weBook without any narrative of a family tree or F#? He wld rather take these pple 2 D. A officers n confirm wth the records there kwete kuBlocker seizvi ivo variMambo
Chief Mutasa is very legally minded and his judgments are quite sound. Him and Headman Chigodora, sando dzavo
Chigodora anombodhomoka plus misled by his bench
True. ....anobhodhomoka
Taura hako vanogona ngava pihwe sando dzavo
Mambo vedu vakadzidza Sando dzenyu🙏🙏🙏
King Solomon of his generation,very patient with his ppl haango ripisi ripisi vanhu anoziva kuti kunze kwakaoma, teachers his ppl the rule of law very fair in his approach
Quality pictures...welldone Baba Taps
Zvasiyana nezvekwachigodora zvekuteera makuhwa. Mambo Mutasa has wisdom
Chief vaneruzivo and he's not rude. Well done ❤
Mambo Mutasa vedu Shumba munotigonera 👏👏
Waiting my mambo anotonga zvandonoda tiri hedu pa Nyanga apo tichikunzwai mambo mutasa shumba pazvese
😂😊😂 inyaya yekuda Ku chaja twuhuku yese iyoyi kkkk at least mukoma waBaba Taps ahwina
Tiri kudzidza zvakawanda . Tsika dzedu dzavakuwana hwaro ... Namangwana tinosara neruzivo rwekutonga nyaya
Mambo Mutasa is intelligent zvavo plus wisdom I wonder if our Mambo(Zimunya) vakangwarawo kudai here 🤔
Very eloquent and professionally
Kubvaa zvandakateerera Madzimambo ndimi chete munogona kutonga Shame haaaa munotevedzera Mutemo sezvauri thank you so much Baba dai muripadhuze nesu pese pandaizoitawo nyaya panyika ndaizouyawo kwamuri munogona shame
Mambo Mutasa ndatone addiction kkkkk hanzi makaimbirwa madzoka here kumusha kkkkkkk
😊 this Chief is a true leader
If I were to vote for sabhuku between the 2 I would confidently chose the one with a blue tshirt he portrays a leadership personality.
me too😂
Plus he is humble himself
Sabhuku unofamba chest iripachena kuda kuzoita huori ikoko😂😂😂😂
apa tsvina futi
kudzidza apana rima zvaro
Headman Chigodora waripiko ne 3 masketious ❤❤❤❤
Dare ravo ririko musi wa3 😂😂
Magilazi kikikikiki
The best chief, keep the good work
Madzishe nemadzimambo anogadzwa nedzinza KWETE nehurumende PLUS hurumende iro Iko zvino ndeyechimbavha wapera kukepucha zvinhu
Madimambo nemadzishe ndokumbira musashandisa zvinhu zvehurumende kusanganisa nezvemadzimambo nemadzishe
Ndizvo zvinhu zvauraya NYIKa YEDU kuti madzimambo akugadzwa NE hurumende
Wapedza. Madzishe nemadzimambo ndezve dzinza kwete zvekuiswa nema politicians.
That's tru not izvo zvekut someone can jus bring the paper ova the 9t n say ndini? Zvisina kana vanajenamurebvu vatevererwa! Such issues dzinoda kugadziriswa nemadzishe anonyatsoziva nezvenyaya dzakadai idzi not kungoita manzwira nechioko muhomwe😢
Apa panoda interpreter zvapo koz king 👑 wedu he's addicted ne English
Like you
You can say that again 😂😂😂😂
@@tracygore6019 kkkkkk😀😀😀😀
Mambo Mutasa Shumba mai wangu ❤❤
Village chiefs must invest on structures so that there's a shed nd seats for everyone. They collect so much from the villager's they must plough back to the community not only eat.
Vanotopihwa mazimota every 5 years i support you
Well done Chief Mutasa
Chief Mutasa nyaya munogona❤
Mambo titaurireiwo nemutauro wekwamai, hatisitose tinohwisisa language ye law in english. Hushe hunowandira kuchivanhu, hence clear explanation in shona.
WeShumba weshumba tonga henyu. Kachirungu ako hamupotsiba😂
At some point we appreciate how he handle som cases bt in this matter Mambo vatadza kutonga nyaya iyi zvachose n he clearly shows kut he doesn't kno anything abt mafambiro anoita chiSabhuku mumhuri, bt it jus seems kut angovatauriravo zvaakanzwa somewhere maronge nevanhu ava n he had side b4 he started kuenzanisa mhuri idzi!
If the Chief is willing 2 learn how 2 handle nyaya dzakadai idzi he can swallow his pride n learn from other Chief onzwavo kut mumwe munhu anogona kutadza kutaura while he owns the thing. Hw can he say uyu ndiye muridzi weBook without any narrative of a family tree or F#? He wld rather take these pple 2 D. A officers n confirm wth the records there kwete kuBlocker seizvi ivo variMambo
mambo idofo iro.
That's Why Solomon akakumbira uchenjeri from God, He was avoiding such
Camera 📸 number good picture
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 Mkoma Shingie sungai munhu kkkkkkkk Mai wangu chihwa uyo rakagarwa dare racho
Mambo uyo arikuwanza chirungu, kana akadzidza hazvirevi kuti vanhu vese vakadzidza. Kachirungu kasina basa kuvanhu variparuzevhaba.
Munhu unofanira kuziva family tree zvakasimba kwete zvekuti pamunhondo pamusasa.
Kķkkkkkkk madollar anonakazvee nehuku😊
Arikuda husabhuku yet haana kurongeka... how is he going to manage village?
you stole my thoughts
Husabhuku murikuhuda henyu asi ummmm chamunoziva hapana,kurongeka chaiko hamuna
Ndasuwa chigodora bataps
vorwira HUSabhuku kwete ChiSabhuku although it makes sense pakutaura asi ndofunga chishona chakanaka ndechekuti HUSabhuku
munhu haana family history or tree, apa makabatiswa usabhuku makuuya kuzonetsa😂
Mambo taurai nevanhu venyu neShona ndapota. Haasi munhu wese anonzwa chirungu. Ndiro rinonzi dare rechivanhu.
Vanawasu vanonzwa chirungu cherochembere ndozvavatori vese kkkkkthanks hama
@@ShadreckElijah kkkk zvesure.
Asi masabhuku anotambira mari here zvavari kunetserana husabhuku?.
Machinations amambo very smart on old men❤❤❤vose hawo
Mambo vanofanira kugadzirisa kwamwe kakushaya hunhu kari kumakurukota avo. Vamwe vacho vane kakusvotesa kana munhu adyiwa nenya
BaTaps bhinya rekuperekedzwa kwaMarange rakazodiiko musatisiira panzira ba ndapota dzakaipo paChigodorapo musadaroba
Iye yekufamba husiku yekunyimiwa motokari nevana kkk
Well done chief Mutasa 🎉
The chief is so calm
Bambo mkundipedxera nguwa 😂😂😂😂
Mambo vanopisa ava hahaha sando dzenyu mambo
Teramirai ndini ndikutonga in headman chigogora's voice ndoda kuvaka modzi yerudo
dare remambo mutasa unotofanira kuenda wakarongeka coz iye akarongeka 😂😂😂
varume varikuti bhuku nderawo awo hawana kurongeka ,chabuda hapana
Leah Abigail Manyau
Chief Mutasa
Sabhuku Tsawa
Even dai ndaivewo mubhuku mavo handaimboda sabhuku vanofamba chest iripanze 😂😂
Hungry for power😂
Taura hako😅
Mukoma avooo ummmmmm ndavatyaa utsinye rwavaiinarwo khaaa rwotyisa . Shuwa ungavenga mwana wababa vakoo kusvikaa pakudaro anoroya zveshuwa uyooo
Baba Taps ko kwaHeadman Chigodora muchaenda rinhi....?
Chero dayi ange ariye handingambode kutongwa nedununu iri?
Takuda chigodora pliz
Very Intelligence chief
🍻 please pass this drink to mambo mutasa
Uuum mambo regai munhu atsanangure murikufambira mberi imi
Vanenge vaona kut wakuita off topic
I somehow feel this guy was a bit bullied.
Seriuos they are bullying the guy they must tress the family tree first then come with a right story
Idzi pfungwa dzinonga dzinombotaika hanzi chimbouyayi paside titaure kkkk
Mambo Mutasa you are outstanding. The way stories are being dissected, zvave zvinhu
Kkk.mukoma.Shingi sungai brother yenyu
This chief rules wisely
Chief Mutasa can tonga 🇹🇴 hapana Chitsotsi
Hakuna ma20 edare😂😂😂
Zvinodawo kuita sabhuku vane chiremerera vari competent and wise sezvo vachizotonga nyaya and represent the community.
mapepa e world food programme
Kkkkkkkkkkkkkkkk ane mapaper efood program 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
E Plan International 😂
Karaganda tv to the people
Toda headman Chigodora
Uyu Mambo aneuchenjeri uyu❤
The chief is very intelligent
Mukoma vari Harare! vakaavanepi ??ma paper ❤
😂😂ndaseka
Murume uyu arikutorwa ne vanhu kwete kutonga Nyaya zvakaoma hazvo veduwe
Bambo munhu wamuri kutaurira chirungu arikuchizwa ere uyu umwe wenyu 😂
Sekuru Nyazika mungwarire wanhu awo wanokunokorai tsoka
kunobhadarwa here kuvesabhuku
Zvine pay hre zvehusabhuku
Ba Taps sando dzenyu murikutipa nyaya dzekmusha chaiko👏🏻🔨🔨🔨🔨
Yah zvinorwirwa zvacho😂😂😂
Mambo manyama, gwinyai arikunzi naMambo Gwinz
Aaa Chief Mutasa vanotapira. Chikoro chakangonakawo so kana munhu uchitungamira
Legally Educated Chief
Uku kwamambo mutasa vanhu varikubhadhara mari yedare here or ikubhadharwa kuseri coz kwedu kwa headman chigodora tinobhadharisa pakaranganda ipapo . Gareeeeeepo ngepako
Ndasuwa headman chigodora
Baba Taps do something
Chavakuita kut vanhu varwire huSabhuku inyaya ye situation yenyika yedu,,, vakutodawo izvo zvima $20 zvinopihwa masabhuk 😂😂😂😂
Mambo mutasa basa munogona but munozowanza chingezi kkk
#judgejudy #concept is quite similar to the Chief and Sakubva #village #judiciary ..this must #grow ... #tackconceptsexchanged 🎉
Asi mambo ava ndofunga kuActor vaizokwanisa
Asi husabhuku hunobhadharwa hr .
Chigodora purizi woye 😢
Asi mai awo anounini na mambo kani 😂😂😂 kutodanana na mambo kani
Vanenge sister yacho then sekuru variparight side ne vamwe varikuleft vane masunglass vanenge anabamudiki vacho. They look alike
mambo mutasa sando dzenyu naheadman Chigodora
I think this king went to study law at university
Vakaenda kuHavard University hauoni chihat kunge chidish 😂😂😂
Yes he did
Yes he is studying law
ah sabhuku ve shirt,panevasa
kwagara leadership needs an educated prsn,
Karanganda where is headman Chigodora i miss him
He cld hev done betta than this
Waiting patiently
Makoti wekwedu uribhoo here
@@simbamoyo9400 ndinofara ini kurisei
@@giregrace317 manake babie Gire
Imagine amwe arurwira husabhuku amwe arutoda hu president 😂😂😂😂😂life has no fair at all kkkkkkkkk
Amwe arikurwira coin 😂😂😂😂
Hino wani kkkkkk
Ko kwa Chigodora kwamiraseiko mazuva ano
Kurwira husabhuku kuda kudya zvemahara ka blaz aka
Nekuda kuzogova maInputs
Ndakuda kuvaendesa kwaTasvu manje