Headman Chigodora Tongai zvakaenzana"" panya yemari ye transport ma charger USD$100 mari yakawandisa nekuti zviri ku Side renyu" Asi kuna amai vaye venyaya ya Matutsa na Chabodo vati vanoda $50 ye transport pa Mhuri yawo yese imi mukati yakawandisa mukava calculator distance-asi imi muri munhu 1.munozviziva here kuti USD$100 unoishandisa pa bus kuenda nekudzoka Harare-Joburg (to & from)
Nothing is done for free ,,, traditional court is a well respected court in our culture. Headman is a sacred phenomenon title which must shown respect through tribute payment n stuff . That payment must not be an underating payment.
😢😢😢ummmmmmm chigodoro usadaro iwe usadya zvavapfupi nekureba mari yose iyo ma$20 haaaaaa hauna moyo iwe waakubira vanhu chero Mwari chaivo havafadzwi nemachargiro ako waakutoda kupfuma zveee Gara nevamwe zvakanak Iwe
Headman chigodora ityai mwari imi inga maimboita zvakanaka sei makuita corruption kudaro sei mari yese iyoyi imika mukadzikama hamufe siyanai nechizanu chamave kuita ichi aaaa watching from Tanzania
Chief Chigodora chavanoona imari kwete mhosva. Musamhanya kuona mari musati maenzanisa nyaya nekuongoroora mhosva. Panyaya yana Chabodo, that issue is a police case kana paine apa mumwe chirwere
Haa iri I business ramukuita headman,,,Saka Mari dzamukuchaja idzo pakauya imwe nyaya mochaja futi Soo Mari yetransport yamosmukira one day,, please ivai nemoyo😢
These charges are too punitive. Why charge $20 per individual as if he is going to travel differently for the same case. This needs review. It actually discourages people from using the traditional courts. Traditional leaders elsewhere do not charge that much
Aren't these Chiefs getting government salary? Aren't they doing what they were appointed to do and paid to do? This is the reason our culture is seen as backwards coz of such decisions.
You can't say haisihama yako imi makamwa zamu1 aaaaa that's ridhikulasi iwo momz acho panebasa iiiiiii kuti apa apa apa iiiiiii okay zvaitika hazvo but a mother shld unite her kids❤
Watching from south Africa Please headman torai tateguru family iyi iyananiswe pachiri pedo iko kababa ke bhachi rekaki ako ndiko kaneyese tumadhara twanersa neuroyi utwu
Headman Chigodora Tongai zvakaenzana"" panya yemari ye transport ma charger USD$100 mari yakawandisa nekuti zviri ku Side renyu" Asi kuna amai vaye venyaya ya Matutsa na Chabodo vati vanoda $50 ye transport pa Mhuri yawo yese imi mukati yakawandisa mukava calculator distance-asi imi muri munhu 1.munozviziva here kuti USD$100 unoishandisa pa bus kuenda nekudzoka Harare-Joburg (to & from)
This head man is too greedy. I think we need published guidelines on such charges and on the conduct of these traditional leaders
Headman ava havatonge nyaya sezvairi apa maita favor tikatarisa nyaya dzenyu dzose
Rato business hamuzvionewo
Ngava pabhulishe headman ngavaiswepa midhiyaaa
@@blatinaayisa4813 Taura hako iwe Bla apa havadi kuvaka court room sezvakaita vamwe madzishe
Mambo uyu ndomuvengera kukara Mari ,
Headman haagone kutonga uyu anouraisa vanhu
Anomhanyisa mari
Nothing is done for free ,,, traditional court is a well respected court in our culture. Headman is a sacred phenomenon title which must shown respect through tribute payment n stuff . That payment must not be an underating payment.
Mambo hamugoni kutonga nevanhu vanyu munopa vanhu mashoko ekutaura zvamunoda imi musadaro onayi matongero anoita vamwe madzimambo vanotonga nechikoro
Nhai, zvandisvota matauriro avanoita kushaisa vanhu mukana wekutaura ahhh nonsense
😢😢😢ummmmmmm chigodoro usadaro iwe usadya zvavapfupi nekureba mari yose iyo ma$20 haaaaaa hauna moyo iwe waakubira vanhu chero Mwari chaivo havafadzwi nemachargiro ako waakutoda kupfuma zveee Gara nevamwe zvakanak Iwe
Mambo nevanhu vako siyayi vanhu vataure nyaya yavo kwete kumanikidza vanhu
Ndiriseni hangu mudare macho ndosimuka ndozotongwa naMwari ndafa handitorerwe Mari ndakasvinura sedemba
😂😂😂 ayaah pakaipa
Chokwadi kaChigodora ako seni kanosara nedare rako kanodisa mare
😅😅😅😅
Watching from SA, varikutonga Mari dzenyu dzakawandisa makuzvinyanya madzishe nemasabhuku
Rega varipe ndokuti vapfidze
Kkkkkkkk wig ngaibviswe iyo inotyisa watching from the upper room
Watching from Ireland 🇮🇪
Asi imi mambo ipai vanhu mukana ,,,kna vakasataura hamukwanisi kuzonyatsotonga nyaya dzacho. Dzimwe mhinduro hadzingodi hongu kna kwete ,,,pamwe zvinods kutsanangura kuti zvibude pachena
Muchatofuma nemari dzevanhu aaa 😂😂😂
My grade 2 teacher in blue suit Mr Zamba kt chuuu kumaraini chaiko
Headman chigodora ityai mwari imi inga maimboita zvakanaka sei makuita corruption kudaro sei mari yese iyoyi imika mukadzikama hamufe siyanai nechizanu chamave kuita ichi aaaa watching from Tanzania
Hadman pamwe pacho munobvunzira chitororo muchishandisa chisimba dare renyu tinekakudzvanyidzira...
Chief Chigodora chavanoona imari kwete mhosva. Musamhanya kuona mari musati maenzanisa nyaya nekuongoroora mhosva. Panyaya yana Chabodo, that issue is a police case kana paine apa mumwe chirwere
Ndaifunga kuti kufamba kune mazera, vana vadoko so vakutoita zvekuromba nekufamba. Vanhu ngavauye kuna Jesu vagowana upenyu.
Haa iri I business ramukuita headman,,,Saka Mari dzamukuchaja idzo pakauya imwe nyaya mochaja futi Soo Mari yetransport yamosmukira one day,, please ivai nemoyo😢
Truly speaking headman Havana moyo wekurera
Vamwe maheadman vanotopisira kuti vanhu vaqabane vaite mari
Watching from Dubai he charge lots of money umm
Siya baba vataure kuvhiringa kwenyu munokunyanya mukumhanyiswa here baba vakura avo vapeyi mukana wavo
Watching from Saudi Arabia 🇸🇦 haya mazimba Hakuna kwatisiri shuwa😂😂😂😂
Headman imbokumbirai wisdom pakugadzirisa nyaya otherwise denga hamupindi
Watching from portshepstone kwazulu natal South Africa
vanhu awa wanoda gogo shumba
Siyai kuromba mkoma magumo azvo anenyaya
Nyika iyi yakazara rima siyai n,anga kunamwari kudenga tendeukai mugamuchire jesu,chii kusara so
Headman vari Kuba mari.they should withdraw this case mudare raHeadman vanogadzirisana kumusha kwavo.
😂😂😂hanzi ne comansaction sisi avo variku looker funny asi chii nhaimi kkkkkkkkkk
BabaTaps garapo ngepako ❤❤❤
Watching from Yugoslavia ❤
Veduwe l want a friend out of the country.....hi dear
Madzishe makufarira mari kudarika kugadzirisa nyaya dzevanhu 😢😢zvitori nani kuyanana kumba than kuenda kumbavha idzi makudya zvevapfupi nekureba
Chokwad ngavaende Kuna tateguru tasvu vanobatsirika zviri straight
Mari Haiti mutsvagiro wakadaro headman yakawandisa mari aaaas imii munoishandisei kunotsvagiwo bsa iko
Its a wig caps and lipstic for me😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 akubviraa😅😅
Kkkkkkkkk
Kkk NEMA 💅
😂😂😂Mutare hoyee. Mucheno guys kkkk
U can put yours
Ndiri kuona ma yellowbone akanaka mudare umo ,, iyo mumwe ane top , jersey re yellow ,, ndgona kuwana babies apo ,,
Watching from Botswana Gabs
Chero ini hangu pamoleps
Don't judge her she was trying to find a home
Chief Mari ye transport iyo boo hr 20 drs each hamusi mave kuzvinyanya hr muruzevha cash inobvepi 😢
Ma headman kuda mari ummm kusanyara. Iyo family ngazvifambir wega pasina kuenda kwamambo. Mambo avhadawo Mombe ne mbunzi.
These charges are too punitive. Why charge $20 per individual as if he is going to travel differently for the same case. This needs review. It actually discourages people from using the traditional courts. Traditional leaders elsewhere do not charge that much
Aren't these Chiefs getting government salary? Aren't they doing what they were appointed to do and paid to do? This is the reason our culture is seen as backwards coz of such decisions.
Are the charges govt regulated
@@leahdauramanzi5612 no ndeyavo zvavo
Ndoudyire hwavari kuita uhwu
True this is bushit mhani
Musakata baba siyayi vataure musazviita vekuziva imi siyayi vataure Vega mibvunzo yenyu irikutovhiringa munenge musinawo chamoziva hazvizi kuchatovarayidza
You can't say haisihama yako imi makamwa zamu1 aaaaa that's ridhikulasi iwo momz acho panebasa iiiiiii kuti apa apa apa iiiiiii okay zvaitika hazvo but a mother shld unite her kids❤
taura zvako
Amai vacho vanonyanyawo kuita vana nevarume vakasiyana siyana kudaro vana havazombowirirani
@@ruvachazika1223 apa vana vacho ukuona ere kut umwe naumwe wakatofanana nerudzi ruri kunzi rwake kkkkkk
@@dorcasmushango4713 ehe hako vanhukadzi ngatidzidze kuzvibata zvinonyadzisa izvi
Taura hako wanamai ngatidzidze kuita wana nemunhu one zvoita wana wabatane
😢😢😢 vachigodora musarobha vanhu dzobvepi mari idzo vanhu vachitori nedambudziko yoooo $100 amana ka
Watching from jburg
Nedare wo nemapurisa vanoda kubhadharwa
Watching from Botswana
Watching from Dubai chain Chang ching fong Kong strong thinking changhong
Watching from Ethiopia
Ahhhh headman avasi kugoni kutonga vanotora side vanokoshesa Mari wy varikuvhara mukoma avo Andt ndezvemumusha munhu otadza kutaura nemunin'a wake ahhhh musadaro
Nhai ummm zvandirwadza tauriroo yavaita namukoma just because havana mari yedare. Vatotora side pekutanga
Mambo Chigodora tongai nyaya zvakanaka uye imbonzwai nyaya kwete kuvapa zvekutaura uye mari dzenyu dzakawandisa
Watching from klerksdorpe south Africa
Uuuum asi ndosaka vanhu vachizorwira hushe,kuda kudya. Mari idzo hadzina kuwandisa here 😢
APa mbinga yacho irunzi yakaromba haaya ....nyaya dzekungoroyana idzika amanaka
Headman mune hudyire imi.. Munonyadzisa..😢😢
Zvirombwa zvake ndizvo zvakange zvomurwisa pamasowe nekudi hazvidi kuendeswa kumasowe
Watching from Cape Town
Watching from us 🇺🇸 pakaipa shem garai zvakanaka
But to be true.. Mukoma ava vakuomeserwa for vana Vasiri vavo. Mamwe MA siblings ane pamuromo..i can relate
Kepusi ,wig and lipstick 😊💅
Watching from canada
Hmmmmm😂😂😂😂 bvunzwai
Tipeyiwo Mari vasikana
Watching from Knysna Western cape
Also Knysna Brenton on Sea
100us its harare to capetown with food uchisarwa nechange
Baba taps mukutamba netime yedu ,ava headman ndakava venga ,havagoni kutonga ,havape munhu time yekutaura ikuvaotisa marii headman ava mbwa
😢😢😢 Zvimadare zvekumama zveku dyirana mari
Ndrkukuonai zvangu ndr Ku Kuwait
Mari dzirikudyiwa nemadzishe nenasamabuku dzakawandisa plz high court chaiyo haisi kuwana mari yakawanda kudai
Satan is destroying family and relationships 😢and its painful kut vana vemunhu 1 vanoita zvakadai
Watching from Kinshasa Mambo mari ye bus yawandisa paruzevha am not happy nazvo
Haaa kuda mari kwacho kwashata, hutungamiriri hwedu ngahudzirise zvinhu apo 😢 this is so sad
Mari mazoyinyanyawo imi nyaya yamatonga ndeipi imi muchinotsvaga kuti hurombwa ndehwani ,muZim distance ingaita 25 us maybe kubva Mutare kuenda Foros ,mari iyoyo piwayi neuyo akunzi akaromba but musakate mari muchidaro siyayi vaende voga ma25 ndeeyi amurikuda ,ini hamulume kana cent nokuti hapana anemhaka nemi api angori mafamily matters
Mambo ngavamboendewo kumatare evamwe vanzwe vamwe vachitonga
Iwe chigodora usadaro iwe tonga zvakafanana nevamwe pamari
Watching from Dubai 🎉🎉
That wig will surely lead to divorce😅 watching from zanupf headquarters
Kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣😜
😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk semunhu semunhu arikupisa muruzevha ndiye aneyese
Hapana kana kubatsirana apa, hadzisi mari dzekutaura kuvanhu vane dambudziko idzo apa mnhu arikumusha anoiwana kupi mari yose iyoyo
Asi headman dare renyu ndere rudzii rinoitwa vanhu vakapfeka nguwani
Haa varoyi vakangwara zveshuwa
Haa apa panoda sekuru Tasvu
Haiwa vane nhema vaya
I know vanhu avó all the way from chigodora iiii zvakaoma
Karanganda Family woye maivepo here
maiyepo ere
Ndaiyepo
Taiyepo
taiyepo taiyepo kuti chuuu
Asi chiyiii nemiwo vana vanyamunhu tikwanireyiiii kuona kwanguwo hapana kana akaromba apa rinogudo pakati penyu m
Hakuna kutonga kwakadai ,kubira vanhu Mari nxaaa .musaburitsa Mari vakomana
Slay queen avo basa ravo nderei mushade umu kkk
Hure ra headman
Vanongwavha ngwavha
Yaaa hapana chakanakira chimwe kutsvaga kubatsirwa apo mari dzichibuda
Ishe nedare renyu mune rough hamugone kutaura mungati munhu akuda kuplayer oudio moti muromo unopfuura oudio hanty ndohumbowo mucourt hayass
Watching from Capetown
Vanhu vose varikutuka herdman chigodora munyare tongai imi kn muchiona kt varikukonewa munemoyo yembwa ok mwi mosapota huroyi
Watching ...from capetown 😢
Uuummm Mari yakwandisa iyooo anhuweee.
Headman Chigodora mukujairira vanhu takuzojamuka
Headman is very biased. Haagone kutonga uyu. He uses harassment
Mmm hamusi kugona kutonga nyaya imi kungotora Mari badzi
Handei kwaSekuru Tasvu or Sekuru Kanengo
Watching from south Africa
Please headman torai tateguru family iyi iyananiswe pachiri pedo iko kababa ke bhachi rekaki ako ndiko kaneyese tumadhara twanersa neuroyi utwu
Ko ngowani hadzibviswi mudare here 😂😂😂😂nyaya yeurombwa yanetsa munyika.nyaya yacho nhorondo 😮
Ndine mubvunzo wekuti arume mudare rekwa Mambo ano pfeka hat su🤔.
Watching from Miami Frolida U.S.A
Watching from Malaysia..king Chigodora musatonge nedemo plz musavhundutsira futi vanhu.mutemo ngaiyenzane isarerekera divi.
Madzishe vanotambira mari but still macharges avanopa vanhu vari kutambura akakurisa vane mweya wezanu pf haafungi nhamo yeumwe .
Ndangoonakut blz avavanogona kurondedzera zvimwezvesemarara
Your transport is too expensive madzimambo must know they are helping kwete kubata kwiyo kudai
Headman is greedy. He sounds like a mafia. He is the one who should be taken to court. He is making people poor. Why charge too much like that
Watching from California 😅
Baba Taps nyaya inosvota mambo ava indyire chaiyo hatidi zviro zvakadaro
Watching from space 😅😅