Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I will always stand by My Chiefs. Vane intelligence all the time. Long live our chief
Mambo Mutasa is an intelligent man. Anotonga vanhu vake zviri fair. Haana unjwire. Makurukota ake anobatsirawo chaizvo. I liked the way they remimmnded Mambo kuti vape madeadlines ekuripa sabhuku
I respect mambo ava. He is not greedy, havangoripise zvisina order. Dai vari vamwe ipapa vangadai vatoti huyisa mombe kwa Mambo.
Haa ava mambo avaka ava mambo ava mambo avaka vakatumwa nedenga chete
Pa Zambia ipapo nyatsai kupataura
I stand with mbuya😅
Ndezvekuzivana izvi kana uri munhu nje unokikwa sebhora ,Gogo vanepamuromo futi vachivimba neusabhuku
Changamire tongai feya apo hazvioneki here kuti ndini ndakatanga kuchera muraini
Garai mega nezvimatare zvenyu zvekuti vakadzi pfunyai chisero mupfeke mazambia yoweee garai mega kumusha ukooooo yooooh😮😮😮😮
Imi mahure garai ikoko kwamuri ,,atitombokudiiwo kuno kwatigere
Koo wambokokwa here kumatare kwacho, uye kuZimbabwe kwacho wambomanikidzwa kidzoka here?Zihure romunhu
Mutasa apusisa munhu kusvika pakutadza kana kutaura.
Mbuya vanorwara avo. Regai vagare pasi. Vanhu kutambudza munhu achembera. Sungai vanhu Mambo. Mukadzi ndiye traburu, murume kupusa, nxa. Sungai murume uyu 10years mujeri. Benzi remunhu. Attempted murder charges.
Dare rinondiitira iri. Mambo and his aides are critical thinkers.
Intelligence at its peak level.
Muchinda uyo akawapaidzwa aka sticka 🤣🤣
Iye sabhuku akazivasei kuti vanhu 9 vaaisa ndivo vakatanga kuchera makomba,corruption nembeu,mazipenzi
Mambo Mutasa I have respect with you ndinositeera matare enyu nhasi hamuna kuita tsvakiridzo maita emotion nyaya iyi matonga isiriyo
hauna chaunoziva iwe kkk
Inga vabvunza wani mambo😂😂😂
😂😂chief mutasa nhamba 1
Siyai munhu ataure musamuvhiringidze,mamero
best Chief
Vakadzi vakasimba than men.
Iwe bvisa ruoko pachituro chamambo, zveushamwari hwenyu ngazviperere kumba kwenyu muchimwa mukumbi
😂😂😂😂😂anodherera mudhara iyeye
Sabhuku ndianiko apa
Poor camera t one 😢
Assistant waMambo uyo chirungu manje
He is my former geograghy teacher heavy teacher manje
Gegege hanzi kupfunya chisero😂 imhosva here kuita mukadzi veduwee
haisi mhosva asi hunhu hunodiwa , madyaira kumira mberi kwevanhu makadhinda brugwa ka zambia chiremera kune mukadzi kana kumonera jira zvaro
Oppression of women. Zambia rei munhu agere pa Chair
Tinodhinda nerako here, ngezvako izvi
@@loxlux8118 thus y madzimai enyu achifamba miviri iri panze , oppression yei our culture haibvume izvozvo even Bible rinoti mukadzi aripasi pemurume wake
@@loxlux8118 kkkkk usarwadziwe chinja hunhu chete vaunogara navo vanotonyara kukuudza kkkk iwe wofunga kuti zvitori bhoe
Waiting please
MadziMambo nemaSabhuku mune basa. Rakakurisisa ,munotonga vana Chinzvengamutsvairo.eish
Kkkk mudhara wapusa uyu
vamwe va mai vasina zambia varimo mu comment section imomu
Shumba muri chibaba
Zambia rei imwi.
Kkkkkkkk
Matonga chitororo mambo,munosvota
Tavavepano Karanganda woye
I will always stand by My Chiefs. Vane intelligence all the time. Long live our chief
Mambo Mutasa is an intelligent man. Anotonga vanhu vake zviri fair. Haana unjwire. Makurukota ake anobatsirawo chaizvo. I liked the way they remimmnded Mambo kuti vape madeadlines ekuripa sabhuku
I respect mambo ava. He is not greedy, havangoripise zvisina order. Dai vari vamwe ipapa vangadai vatoti huyisa mombe kwa Mambo.
Haa ava mambo avaka ava mambo ava mambo avaka vakatumwa nedenga chete
Pa Zambia ipapo nyatsai kupataura
I stand with mbuya😅
Ndezvekuzivana izvi kana uri munhu nje unokikwa sebhora ,Gogo vanepamuromo futi vachivimba neusabhuku
Changamire tongai feya apo hazvioneki here kuti ndini ndakatanga kuchera muraini
Garai mega nezvimatare zvenyu zvekuti vakadzi pfunyai chisero mupfeke mazambia yoweee garai mega kumusha ukooooo yooooh😮😮😮😮
Imi mahure garai ikoko kwamuri ,,atitombokudiiwo kuno kwatigere
Koo wambokokwa here kumatare kwacho, uye kuZimbabwe kwacho wambomanikidzwa kidzoka here?
Zihure romunhu