Big up mukwasha for standing with his wife. Dai vari vamwe akatosiya. This is love. I salute this man, Its not easy kugarira imba isina vana iwe uchivada.
Thank you bab Taps am enjoying every episode yamunounza pano bhora mberi munhu washe kwadzangobudira nyaya tiripo kukuteverai long live bab Taps much love 🎉
So many girls and women are suffering in silence. This exists in most families. These six male elders know the truth and are sitting on it. Ambuya sorry kani tapota👏👏🙏. Nyaya yacho inorwadza😢😢
Human beings have no control over biological and spiritual matters.Mutasa use your book learning to appreciate that not everyone subscribe to that way of subscription to life A test of how justice is delivered!
What I you trying to say? God is spiritual therefore does it mean he’s got no control over human beings and their affairs. Why do you then pray? If it has not happened to you it does not mean it will not happen to you in the future. It’s a matter of time only when your own skeletons will start falling in your closet.Humans can take charge and control spiritual matters a find solutions.
Moms hapana need yekuchema cz dai maida kuti mwana aitewo imba yake makafambira nyaya dzacho kare kare now 10 years mwana asina mwana makangogara kwenyu kusa rwadziwa here
Mai vari kuziva zviri kuitika,mai rudzii anotadza kutirimuka pamwana wako kubva at 5 yrs kusvika aroorwe kwakuda kuzochema chema kuti ndakabuda painternet.mukwambo had no any other option to push these people save kunopotera kwamambo by reporting them ikoko,mukwambo haakuvengei uyo anoda mukadzi wake mwanasikana wenyu ndosaka ari kuita or akaita izvi,chitotendai mukwambo nhasi mune chiremera chekudaidzwa kuti ambuyawasha
The parents are very very secretive. They don't seem to care about mwana wavo at all. They are only focusing on amai avo's feelings. Koo hupenyu hwevana vavo sei vasina basa nahwo. The only way they could come kwamambo was kuti vavapumhe, otherwise vabereki avo have been ignoring mwana wavo all this time
From episode 1 you cld sense kuti baba namai vane zvavanoziva cz ndimai vekupi vasingaite hanya nedambudziko remwanasikana wavo,apa vakungomhanyira kuti mukwambo ndichenese,chimbomirai mhai.yes munogona kunge musina chamakabata bt murume wenyu une zvaakaita zvakaona zvamunoziva.gadzirisirai mukunda wenyu dambudziko iro kana zvaabho mukwambo ungokuripirai mhai.kahu steady kababa takazviona kuti ndekehutsotsi a very cunning and heartless father
It was wrong for mupurisa wamambo to make a decision kuenda only ku one n'anga they should have gone to traditional guidance ye 3 n'anga and gather much clear infor from the 3, though 1 kwakaendwa has picked few things but it seems like hapana clear pin point ye the real cause
Its clearly pinpointed baba.the unfortunate thing tht got me a bit upset is how mupurisa wamambo narrated his feedback,kuva so shallow as if audzwa nana baba avo to sieve imwe information so as to safeguard madhara ayo,kudus kuna babamudiki vazonyatsobaya chaipo chaipo as well as ambuya vataura zvakataura though zvavo ambuya we cld see kuti kuexplainer kwavo vari kukushandisa kuda kuzvichenesa asi from the look of things vane zvavanoziva zvakaitwa nevarume vawo zvakaona zvichiitwa or she participated by default or vakazviudzwa natete vekushaya.kudus kumwanasikana nemukwasha fo your explanations yaita tinzwe chaizvo chaizvo
Saka zvechiporofita hazviteedzerwi, i saw the other part of this case. Vakamboudziwa zvimwe pakauya mkwasha now vakuudziwa zva Maria 😂. Maporofita musadaiso.
Big up mukwasha for standing with his wife. Dai vari vamwe akatosiya. This is love. I salute this man, Its not easy kugarira imba isina vana iwe uchivada.
Yaaa mwari anoona achitipa warume awa wabereki wanotishaishira fanii
Maybe she has fibroid s or uterusproblem muchapezda Mari
Say that again . Vabereki vemukadzi ngavaite serious
Thank you bab Taps am enjoying every episode yamunounza pano bhora mberi munhu washe kwadzangobudira nyaya tiripo kukuteverai long live bab Taps much love 🎉
Ini i followed karanganda because of headman chigodora ndikutobatikana kuti why tisisavaone pano
U are blessed to have a loving husband who stands with you in all this difficult times ❤
I like this chief ,he knows wat is doing❤
Chief vakanga vaita rule out nyaya yechikwambo. Vakanyadzisa mukuwasha pakazara vanhu
Baba Taps I followed u because of Headman Chigodora Plz tambirai ikoko zvizhinji aaah uku kwaMutasa hakunyatso fire
Mutasa Haina ka that
Chigodora is CHIZEMBE
Taura hako
We need drama uku hariko kkkkkkk
Chigodora is kak drama queen
Chigodora ndizvo
I love this chief chibaba zvachose vana bba kudzai vana venyu plz vakwasha tirore.mweya inodaidzana
SaMutasa anotonga zviri feya
We are enjoying ma cases avo as much as we enjoy ma cases a headman Chigodora
Taura halo we mis Alain magiraz 😊
Makurukota aChigodora ano vhiringidza vachityisidzira vanhu
Kwachigodora kune kakutyisidzirana
Weekend yasvika tosangana kwa Chigodora 💃🏻💃🏻
😂😂😂😂😂
@@kundaichitiga7052 sure kani handiti headman Chigodora vakati next date re court 2
Shuwa headman kwaheadman chigodora ....
Zvamairamba muchiti mukwasha anonyepa imi ka😂
Thanks baba Taps, tikudzidza magariro echivanhu chedu. I do enjoy every episode here. Thumps up.
Ndarwadziwa nekunongedzwa kwambuya ava shuwa.
Vaivepi vachitadza kufambira Mwana wavo
Well done mukuwasha. Chief vakatadza kutamba nyaya nekunyadzisa mukuwasha pavanhu. Chigodora ndipo paanodiwa apa
Weku Zec ndiye akaromba😂😂😂
😂😂😂😂hecho
Yaah kuZec kune varoi zvedi 🙈🙈🙈
Chokwadi
Chief you are a good chief keep up the good wrk munosimudza vanhu zvakanaka
Endai kwaChigodora ikoko mega. Isu chief Mutasa ndewedu
Mukotsanjera ndakaona se anogona
Mkwasha anochengeta mkadzi wake zvakanaka uyu she looks good haasi kutambura mwanasikana😊
So many girls and women are suffering in silence. This exists in most families. These six male elders know the truth and are sitting on it. Ambuya sorry kani tapota👏👏🙏. Nyaya yacho inorwadza😢😢
Mambo Mutasa vanogona kupfura tumambo twese including greedy Chikodora
Kana mafarira uyu mongoti tamufarira zvekuzoti greedy heee tumambo rave drama
Kwana
Mutasa is Chief .Chigodora is Headman, different levels
Ndorwadxiwa nekushumgurudzwa kwemukoma.wangu
Vana baba varikusundirana mhepo ne ngozi mudzinza ravo nyaya dziripo vanodziziva asi chiripo vave Kuti Kuri weak ndoo kunotambura , mukwasha thanks kumira neumwe wako chokwadi chiripo vana tezvara vakaisa mweya we ngozi pa mwanasikana , zvinoreva haafanire kuwanikwa murume anaye nekare ,
❤❤❤❤❤❤ I like this chief 👌
mambo ndovafarira ava. vakadzidza, vanoziva matongerwo enyaya
Mbuya tendai mukwasha umwe angadai akadzosa meana wenyu akaroora umwe mukadzi. Aaaaa dzikamai uko.. shuwa momanikidzwa kufambira mwana wenyu here imi muripo😅
Ambuya ngavadzikame mukwasha akabata bhuru nenyanga
😢Mwari haasiye zvakadaro, u breakthrough is near🙏I’m praying for you.
Asi Mambo muchaziva pakutanga mange mave kupa mhosva mukuwasha y wakandonongedza vana tezvara zvemumusha mavo
Shuwa paIndaneti muripo mhayi watching you from Ireland
Kkkkk iweka
I'm just looking for the main HEADMAN...Chigodora..
Why are we nolonger seeing him...
We really miss him and his team..
Toda kuzonzwa kuti anemwana here through maporofita nen'anga. Mutiunzire part 3.
Bba Taps keep up the good work ❤❤mambo Mutasa Shumba mai wangu
Saka vanhu vanomirira kuti vasungiswe ndokugona kugadzirisa matambudziko evanhu.10 yrs munhu akaroora sure inzwai tsitsi.
❤❤ zvakatooma shuwa
Same situation with me😢😢
Handei kwa4Corner Chigodora 😂😂😂
Shame 😢😢Mwari rangarirayiwo murandakadzi wenyu zvamakaita Hannah 🙏
Baba TAPS tasuva Headman Chigodora please 🙏
Sure veduwee
Sure Tina rongo taimu no Chigodora
Ndootawo sei nditore video iri kuti riende ku gallery please ane ruzivo ndibatsireiwo
Karanganda woyeee❤
Nyaya yezvikwambo iri kunetsa .... Kare vanasekuru wedu ... Vairomba .. vaishereketa . Nhasi vana vatambura nekuda kwezvivi zvemadziteteguru
But zvinorwadza
Human beings have no control over biological and spiritual matters.Mutasa use your book learning to appreciate that not everyone subscribe to that way of subscription to life A test of how justice is delivered!
What I you trying to say? God is spiritual therefore does it mean he’s got no control over human beings and their affairs. Why do you then pray? If it has not happened to you it does not mean it will not happen to you in the future. It’s a matter of time only when your own skeletons will start falling in your closet.Humans can take charge and control spiritual matters a find solutions.
I like the way this chief does his things, akangwara
Chikwambo mhepo or whatever makandipa just one or two nights chete nebaby iri panobata pamuviri
Chief kutsvuka mukukuona I like that
Sorry mama zvoitika kunongedzwa usina mhosva , I’m happy your hands are clean 🙏chiregererai vana .
Rhumba number 1
Ambuya udyire ngavachenjere kuzotadzisa kugara zvakanaka sei vasina moyo wekubereka kusarwadziwa kuti mwana wangu
Bamudiki knows more info yevakoma vavo zvichabuda hazvo.
Chokwadi
Classy chief zvimwe zvoda wo vechidiki sekutonga nyikane nema tare seaya
Thank you mambo Mutasa live long ❤
👏👏👏
Karanganda woyee,waivapo here ,usashoreba
Vamatongo itai mushe 😢😢😢 mrwadzisa mchemwa kakawanda
Shame 😢, vanhu wee,sunungurai mwana uyu, Zvinorwadza mufunge, sorry dear, mwari variko vachakubatsira , ndinotenda murume wako anomira newe😢
Zvinorwadza veduwee
Saka vemhuri vanoziva,bamunini vataura ende ndakuwona sekunge baba vemsikana vane zvavanoziva sekutaura kwaita mkwasha
Munonyadzisa vanhu vekwa Matongo. Amuna moyo
Wekuzeki uyo ndiye Chigumba ere...
Waiyapo here kuti chuuu😂
Matongo Bus Services.Aaaaah.I went to Peplow primary school early 70s.Zvadirwa sugar!
Uuuummm takafamba naye matongo asi ndiri vekuma 90s 😢
Mazovazvose wadii wazvigadzirisa 😂
Mai vakanakisa ava saka mukwambo wakaita firapo....
Mukaona mukwasha oshambadza nyaya yake kuruzhinji anenge ataura zvinetso zvake zvosagadziriswa nenguva iye achingonetseka nemudzimai wake ,nyaya tekusawirana mumhuri inokonzera kusagadziriswa kwematambudziko ,dai vana vezimbabwe mambozama kudzamisa pfungwa panyaya yeruvengo ,vazhinji varikutambudzika nenyaya dzakaita seidzi asi vanofira pakushaiwa mari dzekuzofambira matare vapedzisira varambana ,tine vakawanda vanochata zvinomwisa Mvura asi mushure me 2months harambana haaaaa siyai ruvengo 😢
Thank you Mambo Mutasa moyo wangu wadzimbikana pana amai shuwa vari kurwadziwa is not easy kuti mukwasha akunange pamwe nemwana wako uuum so sad
Haiwawo unoti mwana akaita dambudziko aine 5yrs vakaudzwa so munoreva kt amai vaisaziva chiri pamwana ere mhanduwe
Mukwasha akagona stereki nekuti amai avo ndivo vaifanira kutaura navarume vavo kuti dambudziko rine mwana rigadziriswe Saka amai kunyarara kwavakaita kwakaita senge vane zvavanoziva
Bamnini vati amai avo nemukoma wavo kune zvavarikuziva
Ini ndasuwa headman chigodora and crew ini
Chief kuti pasvike kunongedzana batai nyaya madzwa here kuti panemakore mangani .
Madhara matsotsi
Mambo nyaya iyi hamuna kutonga mushe imi
Sekuru Jerry.Amos gadzirisai zviro
Asi kuisa chikwambo pamhuri yangu imhosva hre??????????.
Ambuya vanokada kamuripo avo - specially kana pava nekugutsikana kuti n'anga/vaporofita vaivanyepera. Hungu dambudziko vaporofita nen'anga dzinonyepa-nyepa asi mukuwasha akanongedza ambuya. Ngaabvise muripo wakafanira.
Deno vasina kunongedzwa zvingadai zvasvika apa ere kuzvifambira bekuzvitsvaga ere
Hanty kwanzi chikwambo choda kubatwa pavari vese vari 6 saka muchaitasei?
Ana matongo wemabhazi awa waisabhinya wanhu yere
Ini hangu Mambo Mutasa ndovada,ndipei munda Shumba ndivake
Anababa ndovarikuziva panenyaya
Mukasha good
Ndakambozvireva kut mambo ava idera pkutonga 😂😂 vaisvora mukuwasha vchiti anopenga
N'anga or muporofita havauyi pakadai vanoita nhema dzega dzega.
Saka Dai mukwasha asina kuwananga zvanga zvisina anogadzirisa mudhara anenge anenyaya dzakeuyu
Nothing surpasses the power of the almighty God endai kuchurch sisi vangu
Sorry my sister i feel your pain
mkwambo akawanza speed uyu ,usataure zvausina humboo nazvo ,kutopumha ambuya huroyi itori ngozi zvakare !!
Musamhanye
Moms hapana need yekuchema cz dai maida kuti mwana aitewo imba yake makafambira nyaya dzacho kare kare now 10 years mwana asina mwana makangogara kwenyu kusa rwadziwa here
Chief iyi nyaya murikuitadza iyi
Muripo mumhepo hungu ambuya bt kubva mwana aine 5yrs achikuudzai dambudziko rake makaitei Sa Amai. Amai zviri pamwana vanozviziva huye pamhepo idzodzo vane yavowo inobata pamwana pfavirai ngoma amai usiku hurefu mbuya.
Mai vari kuziva zviri kuitika,mai rudzii anotadza kutirimuka pamwana wako kubva at 5 yrs kusvika aroorwe kwakuda kuzochema chema kuti ndakabuda painternet.mukwambo had no any other option to push these people save kunopotera kwamambo by reporting them ikoko,mukwambo haakuvengei uyo anoda mukadzi wake mwanasikana wenyu ndosaka ari kuita or akaita izvi,chitotendai mukwambo nhasi mune chiremera chekudaidzwa kuti ambuyawasha
The parents are very very secretive. They don't seem to care about mwana wavo at all. They are only focusing on amai avo's feelings. Koo hupenyu hwevana vavo sei vasina basa nahwo. The only way they could come kwamambo was kuti vavapumhe, otherwise vabereki avo have been ignoring mwana wavo all this time
From episode 1 you cld sense kuti baba namai vane zvavanoziva cz ndimai vekupi vasingaite hanya nedambudziko remwanasikana wavo,apa vakungomhanyira kuti mukwambo ndichenese,chimbomirai mhai.yes munogona kunge musina chamakabata bt murume wenyu une zvaakaita zvakaona zvamunoziva.gadzirisirai mukunda wenyu dambudziko iro kana zvaabho mukwambo ungokuripirai mhai.kahu steady kababa takazviona kuti ndekehutsotsi a very cunning and heartless father
Karanganda. Woyeeeee
Uku ndokugona kuri kuitwa
Taneta na judge Judy now we have our own judges
Hela hellaaaaaa
Haaaa ko mupurisa wamambo kutadza sei kutsanangura matsananguriro aita mkwasha nemwanasikana,kuita sewakatengwa
It was wrong for mupurisa wamambo to make a decision kuenda only ku one n'anga they should have gone to traditional guidance ye 3 n'anga and gather much
clear infor from the 3, though 1 kwakaendwa has picked few things but it seems like hapana clear pin point ye the real cause
Its clearly pinpointed baba.the unfortunate thing tht got me a bit upset is how mupurisa wamambo narrated his feedback,kuva so shallow as if audzwa nana baba avo to sieve imwe information so as to safeguard madhara ayo,kudus kuna babamudiki vazonyatsobaya chaipo chaipo as well as ambuya vataura zvakataura though zvavo ambuya we cld see kuti kuexplainer kwavo vari kukushandisa kuda kuzvichenesa asi from the look of things vane zvavanoziva zvakaitwa nevarume vawo zvakaona zvichiitwa or she participated by default or vakazviudzwa natete vekushaya.kudus kumwanasikana nemukwasha fo your explanations yaita tinzwe chaizvo chaizvo
Ndizvozvo zvakatoitika kutaura zvisina kumbotaurwa ne N'anga
Saka zvechiporofita hazviteedzerwi, i saw the other part of this case. Vakamboudziwa zvimwe pakauya mkwasha now vakuudziwa zva Maria 😂. Maporofita musadaiso.
Fertility issues can be medical.
Karanganda tinoitanga nyaya iyi.Mutasa DC!Murikutaura zvazuro izvi!
Endayi kuchipatara!
Mukotsanjera anogona basa mhani iyeye
Madzikamaka kwete dzungu riya maiti mukuwasha nemwana varikukutadzirai. Budai pachena vadikamwi mubatsirwe kwete kuhwanda hwanda. Chandinofara musikana uyu anotaura sezvazviri
Sei atura nyaya asiya zvaakanzwa zvese. ?
I salute the babamunini
Mukwasha haana kukwana nemwanasikana havana kukwana. Vachatambura nyangwe vakaita mhuri vachanongedzwawo sezvavari kuita ambuya wavo
Usaone sekuti kungwara kwako kana usina kuroiwa wanzwa iwe ndiwe usina kukwana ndimi vamwe mucharoyawo vana venyu imi musataure zvamusingazive
Iwe usataure kwausina kuswera unoti zviri kuitwa mukoma wangu zvonakidza . Kana usina kumbosangana nedambudziko nyarara
Mupurisa akatengwa nevekwamatongo😢
Karanganda waiyepoere❤baTaps ko makabvirei kwachigodora we miss mambo chigodora and team Allan
Imwe inonzi Tich mak yakangohakira kwaChigodora ine poor quality poor sound etc
Vaimboramba vachiti havana chavanoziva. Vanozviziva nyangwe vasiri ivo vakazviita asi vanoziva kuti zvirikubva kupi. Vairambirei vachibvuma mari ivo vachiziva kuti pane zviripo.