Vasikana/vakomana, don't rush into sex. Enjoy your youthhood. She is only 22 but look at what she has gone through already. 3 kids at 23 ! Dzidzai chikoro and your life will be better.
Another proof yekuti ana mai vedu vamwe varikuparadza dzimba dzevanakomana vavo nekuda kutaurisa. bravo to sekuru vaiunzira vazukuru vavo chikafu nesipo. sisi ava ngavasiyane nemunhu uyu haasi kutaura kana zverudo arikungochema kurohwa , ngavangobatsirana kuchengeta vana for now zverudo vozozviona pamberi apo
Rinopinda mukadzi but tikangonzi nyapudzirwei rotozhamba haaaa his parents did not raise him well, a big sorry to them they raised a hip of flesh with no brains, chaiwo kwawakudzana kutamba kwebenzi rawo wachimirira zuwa rekufa kwake Kuti wazorore
Ko mukadzi uyu ane 22,am really shocked hongu hupenyu hwekumusha hunotsakadza bt yeiii this is too much apa pavana havasi kumira imwe nhumbu yatove Ready munhu achitukirira kt vana havasi vangu👐👐👐 ummm
Mkadzi uyo kuzvara hake but haadiwe mumusha umu. Murume wacho anotongwa namai. Marriage hapana apo Mainini torai vana venyu muende navo motaura kuti everymonth moda Marii akarega vana tsano nababa basa iro rovai munhu ir kutakura chimwe chigayo.Mainini kana mabetserwa moiswa jadel munhu kubasa ashandire vana
This guy is just a big baby. Amwene plz hands off. Itaiwo tsitsi nerudo especially for the grandkids. Atezvara God bless you. I don't condone vhaolenzi, but kune dzimwe nhubu dzosina kutsengerwa saka at times 5 fold ministry inodiwa. Thank u mwanasikana for not disappointing. God bless u
Washungurudzwa imbomira kuzvara. Inini hangu, l support women's wrongs and rights Akunetsa, kana wagona bamura mbama. haunganzi wahura panhumbu dzese pasina proof.. We all deserve to be respected mumba.
I'm sure ladies we must normalize kuti kuva single kwakanakisa wasiya abusive marriage. Mungadzidzisa sei vana rudo imwi musiri happy. I love the results. Go my girl usagarire kadhemeti kemurume ako
As SG of Bota Men Association and Men's Conference I hear by invite all men to prepare their passports for 2024 Men's Conference in Equatorial Guinea. Our guest spokesperson will be Baltasar Engonga.
Its quite concerning kuti murume uyo anotya kurohwa asi iye achirova mukadzi wake. Akazvinzwaka kuti kurohwa kunorwadza...ngaarohwewo. Big up to tezvara naana tsano for standing up for their own
Iwe zvindebvu zvako zvinokukanganisa kufunga nguva yatirikurarama iyi kuwana munhu Ari honest like that black beauty swallow your pride Enda unotaurirana Nana atezvara iwe
Those who are here to see the man of the hour Tinashe Mugabe let us all gather here and salute 🫡there is no dull moment with this great family man Mr bota...since his own episode I have taken a liking to this good man and his entire family including Mrs bota ndakaona vakabika bika 😊 musi we episode ya Tabitha...I just love the DNA man nemhuri yavo yese ...God bless them all 🎉🎉🎉🎉🎉
Mai nhanha family planning Mahara kuchipatara chiii chakadaroo zera rako irii vana 2 nenhumbu look face ungatotii wakaenzana nrmachembere arikumashure mainini be seriously imi kana mapedza kuzvara Plz munhu ku family planning munhu aite zvekushandira vana not kupenga kwamurikuita Plz va Tinashe help Mai avonekuvadzidzisa family planning ndatenga hangu
Marriage is not an achievement Ngatidzidzisei mwanasikana wese azvizive, usatora kuroorwa sebudiro Chiro course kusona, baking, fashion designing, business,... Apa makagarira abuse left ,right n center Amainini, siyai mokwinya madhirezi moshandira vana venyu, ndaona masingle ladies, vari kudya ,kuchengeta vanusvika kuma university ari egadziri shungu, vana mablessings kbva kuna Mwari, usasiya vana vako, vanotizoshungurudza zvakapetwa Amainini she is cute thou
Ko zvaari mukadzi musvinu akasvika kuti tii zvekuti bhowa huri numusoro akarashira kwadero uko where the sun don’t shine munhu akatomenyera. Yet anoswerobvuraudzwa achingotivirira seasina hama. You’re beautiful and still very young. So empower yourself and you’ll realise kuti you’re right pawakamuti hapana chiripo. Well, I don’t know what you meant by that, but murume wakatsamwa zvekudya makavi 😅 🤭
Varume vese vanoshungurudza nekurova mudzimai vakazongorohwa kwana tezvara zvinoita sezvinotyisa but ivo vanofara vachibatira mwana wemumwe munhu shamhu kune varume vasinganzwisisi mukadzi aka raiser point mumba ine musoro hanzi anotonga havagoneki vanhu ivava especially asisakude anongo raiser mapoints asina basa anosimbaradza kuti iye divi rake rive rakasimba pakuramba mukadzi
Those who avoid comments before the results let's mark the register
Tisu boss
Im the one
😂😂😂😂 atione nyangwe zviite sei.
Ini muyedzo wacho unombondikurira hangu kkkk
Correct
This woman has beautiful skin
Even her face
Was admiring the skin also 👌
Haa mfana Tatenda wandinyadzisa ,inga ini ndaigara ndichikubvunza kuti ko chii chiri kunetsa ,waingoti ,mbonje iyi kurohwa naba tezvara .Iwewe wacho waisataura kuti ndiri kurova mwana wavo .Mukadzi aisauya kumasowe ndaifarokubvunza iwe waiti haadi kunamata ,ndakakubvunza zvevaporofita kuti vari kuti kudii nemusha wako uyu ,hauna kana mhinduro inemusoro yawaitaura ndizvawaivanza izvi nhai? Gadzirisa hunhu ,itinokumbira ruregerero kunaba Tezvara ,,Hats off mdara Mubhonda hamuna kutora side ,Muchembere ndiye honzeri apa,ko zvamuri muroorwawo wani ?.Ukaita mafunnies ucharoora kakawandisa ucharoora Rombe remukadzi .Remember ndakakubvunza kumasowe kuti Tinashe Mugabe anditakura nemota yake achiuya kumba kwenyu tichakuona pa Tv.Usadaro hako ndarwadziwa chaizvo
Anga asingazive kuti tichamuona pamhepo
Anonyadzisa chokwadi murume uyu kuita kunge akadyiswa namai vake.Vamwene ngavasatonga imba yemwana ,inga ivo muroora vakamboshushwa nani.Batai Tatenda murove everyday na3 maxati muchimuimbira ma verse ehondo muchimurova nemutowa.Big up to atezvara ,ngavawedzerwe makore panyika
mai vaTatenda vanopfeka dhuku yehwite vanorowa, ndovaitoudza vaporofita vavo venhema, chiiko nana vamwene, vanoda kurar nevana vavo here, kubuda nepakamera kuti havasi kufara, havanyari, mwana sikana dai achimbomira kubara vana vawandisa pa 3 neage yake paanozozvika 2030 anenge ava nevangani, nebenzi irori,
Kabenzi kemurume .ndirine mai vako vaikuona kusina ziso one chete. Munhu ane 22 kuita kunge 49 years
Sure here
Vasikana/vakomana, don't rush into sex. Enjoy your youthhood. She is only 22 but look at what she has gone through already. 3 kids at 23 ! Dzidzai chikoro and your life will be better.
Mmmmm haaa 22 old yacho kuita mbuya chaivo
Apa kutoita gogo zvake
Hi ray😢 you uū@@monalisamakanda4283
And she is looking like magogo
chokwadi vana vedu ngavadzidze kuzvishandira vachiyaruka
Zirume iri riri kurwadziwa nekurohwa asi iro rinorova mukadzi every time. Atezvara well done binhai mboko iyo everyday na 2 😂😂😂😂😂
Zvakaoma mufunge , asi iro richigara richikwatura mukadzi
Hanzvadzi dzamai dzinogona kugadzira nyika😂
mupengo uyu anotoziva kuti kurohwa kunorwadza asi iye achirova vamwe.
😅😅😅😅😅
this woman must thank God for such brothers. ane team chaiyo support hombe
Atezvara you are one in a million ❤dearest u are still young, walk away as long amwene is in control hapana kwamuno enda semurume nemukadzi.
Amai vanorara nemwana wavo😮
Ma99,99%anotipa chiremererera isu sevanhu vakadzi well done nekusatinyadzisa
wakarongeka iwe kwete zvatinoona vanhu vanongomirira ku supporta ma 0% vachituka varume vanyeperwa
Chokwadi
Thanks you
Another proof yekuti ana mai vedu vamwe varikuparadza dzimba dzevanakomana vavo nekuda kutaurisa. bravo to sekuru vaiunzira vazukuru vavo chikafu nesipo. sisi ava ngavasiyane nemunhu uyu haasi kutaura kana zverudo arikungochema kurohwa , ngavangobatsirana kuchengeta vana for now zverudo vozozviona pamberi apo
Rinopinda mukadzi but tikangonzi nyapudzirwei rotozhamba haaaa his parents did not raise him well, a big sorry to them they raised a hip of flesh with no brains, chaiwo kwawakudzana kutamba kwebenzi rawo wachimirira zuwa rekufa kwake Kuti wazorore
Cheers to myself I managed to finish watching withought reading the comments 👌
Ndipo paidiwa Mercy apa kkkkkkkkk
😂😂My thoughts exactly
Baba murikutya kurohwa asi imi munorova mai almost every day. Asi mukadzi ndiye anongorohwa here ??????
Varume musasakadze vana vevanhu 22 kuita kunge 40 kudaro batai vakadzi venyu zvakanaka😢😢😢
Haa pamakore apo ndatya
Marwadzo,😢😢😢
You can say that again 😢
Taurai hako kunge munhu mkuru iye Ari chimwanana
Taurayi zvenyu uyu muface pliz ka haaite vakadzi tangai maona vekudanana navo nekubvisira hembe uyu muface is more than stupid
Mukadzi uyo akutoita kunge ane 35 years nekugara neka mukono ketsambarapfuta
Kamukono ketsambarafuta ndibaba vako
Ko mukadzi uyu ane 22,am really shocked hongu hupenyu hwekumusha hunotsakadza bt yeiii this is too much apa pavana havasi kumira imwe nhumbu yatove Ready munhu achitukirira kt vana havasi vangu👐👐👐 ummm
Mkadzi uyo kuzvara hake but haadiwe mumusha umu. Murume wacho anotongwa namai. Marriage hapana apo Mainini torai vana venyu muende navo motaura kuti everymonth moda Marii akarega vana tsano nababa basa iro rovai munhu ir kutakura chimwe chigayo.Mainini kana mabetserwa moiswa jadel munhu kubasa ashandire vana
Vamwene avo vanoda typ ya mesi inopakwapaidza ndosaka vana amwene tichizorohwa kkkkk
Its very strange, why continue to conceive 3 times for an abusive husband. It doesn't make sense.
I think family planning yaanoshandisa iri kumuramba@@victoriesmazhata6050
I@@victoriesmazhata6050i wonder too. The problem is such people won't listen to advice to stop conceiving. What a pity !
Imagine kuramba achingibara@@victoriesmazhata6050
Well done dear wamira pachokwadi, sekuru makaita basa nekuchengeta vazukuru venyu
Nyaya yavo , inonetsa imba yavo vari vaviri iri kutongwa nevabereki vavo vese ,but baba mofanira kurobwa mune rushusho ,uye mofanira kuziva mukadzi wakazvitakura urwere mofanira kuva nemoyo munyoro kana asununguka motanga kunzwanana , vabereki vekumurume havanawo kugamuchira muroora ndivo vanonyengera mwanakomana zvikuru vamwene , madzibaba ava havazivi kugara nevakadzi unofanira kuva nemoyo munyoro
Kuroveswa kunge nyoka yapinda mumba
This guy is just a big baby. Amwene plz hands off. Itaiwo tsitsi nerudo especially for the grandkids. Atezvara God bless you.
I don't condone vhaolenzi, but kune dzimwe nhubu dzosina kutsengerwa saka at times 5 fold ministry inodiwa.
Thank u mwanasikana for not disappointing. God bless u
Mface uyu anoda kurohwa everyday zuva rodoka na 5pm avate achitonhorerwa.
Kkkkkkkkkkkk taura zvako
😂
Kaviri pazuva semapiritsi 😂😂😂 munhu achirohwa
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkwàaaa
Garai ne number dzabholato mhani kuitira discipline yana amwene
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
ta1urai zvenyu vanoda rumamiso vamwene avo
😂😂😂😂😂😂😂😂 displine yakasimba kuti vazive kumanya vari mu lane mavo vasapindire 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
that guy anoshusha😤🙌. Apa the lady black beauty hake
hello good people how many people are here bcz of tinashe mugabe❤❤
We don't know yet
What do you mean?
What are you trying to say
Wadadisa mwana sikana congratulations 🎉🎉🎉🎉 hazvina mhoswa kurambiwa mangwana uchawana murume umwe anokuchengeta
Ohh wonderful wqita basa ndskutofast forward coz l missed the live was kubasa
The Lady in red hat has a beautiful smile!!!
I have seen her too
Noticed it, too. She looks so joyous.
A very nice contagious smile she has
Ineed she is happy with the Results
Ndazvionawo, she is a natural beauty ❤
Girl child let's love ourselves. Musamhanye kuita vana.kumitiswa for the first time it's a mistake let's learn to family plan.and empower ourselves
amitiswa kupi munhu aiva mu marriage asi munenge muchiziva zvichaitika mberi here
Mudzimai anga achida hake imba yake uyu asi murume haachadi chete. Amai vemurume navo havadi muroora. Zvinorwadza izvi!🥲Baba vemurume uyu vane mwoyo wakanaka chose🙏I respect you mwanasikana well done!
Washungurudzwa imbomira kuzvara. Inini hangu, l support women's wrongs and rights Akunetsa, kana wagona bamura mbama. haunganzi wahura panhumbu dzese pasina proof.. We all deserve to be respected mumba.
Peace of mind munova zama mr Mugabe maita basa guru chaizvo God bless you mr DNA man.❤❤❤❤❤
Gogo veblue top she is so beautiful
vakaroorwa here , ndiri kuvhunzira for mkoma wangu
Good on you tezvara for your kindness towards this young lady.
To us who comment tisati tanzwa kurikuyenda nyaya 😂😂
Same neni
Tinashe remember type yechair yawakagara iyo, yakakudubura chihera😂😂😂😂
😂
😂😂😂😂😂
😅😅😅😅haaa wandiuraya
😂😂😂😂😂 yoo
😂😂😂😂😂
Mwanasikana siya apa hapana zvemurume apa ,asi one day achakufunga
I'm sure ladies we must normalize kuti kuva single kwakanakisa wasiya abusive marriage. Mungadzidzisa sei vana rudo imwi musiri happy. I love the results. Go my girl usagarire kadhemeti kemurume ako
Normalise abstinence.
kuchemera respect uchitadza kuita responsibility nxaa😢😢😢😢
Well done daughter hauna kunyadzisa
As SG of Bota Men Association and Men's Conference I hear by invite all men to prepare their passports for 2024 Men's Conference in Equatorial Guinea. Our guest spokesperson will be Baltasar Engonga.
We are ready 😂😂😂😂
Murume anoshungurudza mkadzi uyo
Vana vachengetwe namai vavo
Cc better ubve havakudi vanhu ava you are still young kunetseka zvakadai.
To us who never skip any show
Mai chengetayi vana venyu, zvekusiya vana izvi hazvina kunaka zvachose. Vana vanorarama senherera imi mai muripo
Vabereki kana mabereka vana vasiyei vaite misha yavoo. Kunetsa muroora kunge unosheya naye murume kudaro.zvinongoda Bholato paZvimba apa. Munokwapaidzwa mhayi mukaita blue black.
Wataura zvandaona hko amwene ava umm
Wataura zvandaona hko amwene ava umm
Sharon kkk
bholato kkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
Varume mukarova vana wevanhu rohwai sterek😊
She's just good tora mukadzi uye siya tsika yekurova mukadzi mfana iwe
Ko nhai mainini hamugoniwo family planning here
Its quite concerning kuti murume uyo anotya kurohwa asi iye achirova mukadzi wake. Akazvinzwaka kuti kurohwa kunorwadza...ngaarohwewo. Big up to tezvara naana tsano for standing up for their own
Ndarwadziwa nenyaya iyi dai ndawana contact yemuface uyo isaskam rinenge benzi anoshusha zvokut anoshandiswa namai vake
Contact muda kumubatsira neiko kkk
Yooh uribenzi mukomana iwe
Unobvisirei bhurugwa kukwira mwana wevanhu kana uchiziva kuti haumudi
Urizimbwa
Now kuchurch munoendereiko madzibaba kutamba na Mwari uku
Waishungrudzwa munin'ina but wakaramba uchingozvara chete aah nhai,ezvino unenge wane vana vatatu uchizvarira bhinya irori,haiwa vaskana changamukai mhani
Chekutanga vamwene vakavenga muroora vane hutsinye shuwa ungararise mwana wevanhu muchirugwi chembudzi here vasikana aaaaah ndarwadziwa ini 😢
Vanhu ngatidzidzeyi kusapindira nekupupura nhau dzatisingazive haaa zvakaoma Mai dai vatibatsira
God bless sekuru ava veduwe ❤
Koiwe pawaimurova zvainaka handika wazorwadziwa nekurohwa nana tezvara
Mama murikushungurudzwa but murikuramba muchitakura mimba 🤰 kunzima 😢
unogona kushayiwa access to family planning especially kana uri kuMasowe,
@@Beloved5l didn’t think of it that way. Thank you. Sad though!
Ndofunga anorambwa nefamily planning ndizvo zvandoitawo ndine hormonal imbalance handitobvumwe nemaFamily planning ese
Kumusha kwakangooma unenge uchingozvara ini ndizvo zvandakaita ndakazvara va6 asi ndakazosiya zvedu plus nechurch dzedu dzechipositori dzisingamwiwe mapiritsi
Inga vejadell re free ririko hreee@@MitchellMadziba
It's going crazy...it's going binanas....it's bibileaking mtanami ...it's your boy Tinashe Mugabe the Bota father 😂😂😂
Jayami
Another day another dollar
@@Lisa-n1q Nja yaami kkkk
You nailed it 😂😂😂😂😂
😂🤣😂🤣😂 ukakwana haufe..... ndanakwa nhasi kkkkkk
Iwe zvindebvu zvako zvinokukanganisa kufunga nguva yatirikurarama iyi kuwana munhu Ari honest like that black beauty swallow your pride Enda unotaurirana Nana atezvara iwe
Thank you my girl 🎉🎉🎉
Asi family planning ikutengeswa Kani pa22 2vana ne nhumbu ine8 months fti yooooooo zvakaoma hazvo
When the abuser gets a taste of his own medicine 😂😂😂 rohwa sterek mboko iwe
Just empower the young woman, marriage yaramba.
Wadadisa mwanasikana ndozvinodiwa plus confidence nemaresults waratidza wega
Siya mhondi iyo my sister
Counselling inodiwa hayo vabereki nana Tezvara ngavamirire kure mhani
Am happy for u gal ndandichit pamwe achava maexcluded nemtaurrwe wazvaitwa nemrume
Mukadzi ngaafambe fambe veduwe ,murume ari rough uyu
Those who are here to see the man of the hour Tinashe Mugabe let us all gather here and salute 🫡there is no dull moment with this great family man Mr bota...since his own episode I have taken a liking to this good man and his entire family including Mrs bota ndakaona vakabika bika 😊 musi we episode ya Tabitha...I just love the DNA man nemhuri yavo yese ...God bless them all 🎉🎉🎉🎉🎉
Congratulations guys
Ukuda kutenda kusunungurwa pfungwa kuti unadzo here😂😂😂😂 varume vanopedza power
😂😂😂
Congratulations mwanasikana hauna kunyadzisa aiwa tinotendesesa chose. Ndafara
Ah baba ava vanonyepesa nxaaa haaa haasi wekugarisana naye mhani unofa nebp iwe mkadzi iwe,ko ukuzvarirei kudaro
Ndarwadziwa ini 😭 situation yamai ava eish inorwadza xem murume uyu ahadi mukadzi she is willing to stay but then hapana peace 😭
It's sad that munhu aakuti haachadi mukadzi apa amubvuraudza kudai @23vana 3 😢😢😢
Type iyi haihure manje kana mazogara, musatambisa mari ❤
Murisewo the Bota family
Tiribhoo
Aiwaaa rohwai stereki bamunini everyday na 6 makuseni na 6 manheru samapiritsi muri duzuman
Waiting like my comment Mr DNA Man
Was looking forward to these results. Mkadzi is confident and collected. Kwete zvevaya vekuti handidi condom ndinotya cancer 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂😂😂
Family of Zimbabwe ,the bota family this woman needs your help.
Mboko iyo yagara haichadi mudzimai, urirombe kuramba mudzimai weujaya hwako
Imi baba imi itai order mumusoro menyu. Hamuchada mukadzi apa muchigara irimo muchichembedza mwana wevanhu kugara aakangobata mwana mumaoko achishayawo nguva yekusununguka kuti ambosimbawo nyama dzidzokedzane. Uri dukuzuzu remurume vana tezvara vakakukonewa dai vakakubinha chaizvo nxaaaa unonyadzisa mese namai vako. Amwene asi munorara nemwana wenyu hr musingadi muroora asi imi makaroorwawo newamaida? Kwanai mukawana nguva. Sando kuna atezvara vanomira nemuroora wavo nyangwe zvichirema, ndokuti BABA vane moyo wekubereka. Long live atezvara. Muroora wadadisa vana vese ndeva bhanguza ngaachirera vana vake, kana akuramba Mwari haana kukuramba achakupa wako anokuda newe uchimuda. Imi vanozviti vaporofita imiiiiii muzvibate musiye kuputsa misha yevanhu nenhema dzenyu idzodzo kwanai.
Sure kurarisa mwana wevanhu mudanga rembudzi😢ndokunonzi kuroya chaiko
It's about that time another day another episode 🧬🤞
Maporofita muriCaaaatsi dzevanhu ndini ndadaro. Kushaya kunoita kuti munhu aite seasina kururama iye akarurama. Nice lady for a wife.
Mai nhanha family planning Mahara kuchipatara chiii chakadaroo zera rako irii vana 2 nenhumbu look face ungatotii wakaenzana nrmachembere arikumashure mainini be seriously imi kana mapedza kuzvara Plz munhu ku family planning munhu aite zvekushandira vana not kupenga kwamurikuita Plz va Tinashe help Mai avonekuvadzidzisa family planning ndatenga hangu
vari padhuze na mai avo batayii mubaise depoo 22 yrs atova nevana 3.apa nemnhu asiri kukuda😢
😂😂
And she looks very old
I think Mr Mugabe made a mistake paTopic hazvisi kuenderana, neprofile yavakaisa😮
Gogo varipano❤
Vanatezvara vanotinzwisisa as inlaws more than monster-in-laws😂😂😂
Ana tezvara akangorova mwana wenyu chete batai murove munhu 😂😂
Well done girl❤
Tinashe you must tell vabereki wemurume to stop interfering in the affairs of vana
Ko vemukadzi vosiiwa vachiinterfiya here
Gudo guru peta muswe vaduku vagokutya kunzimuribaba vemusha kureva kuti munofanira kuremekedzwa asika hunhu hwenyu rwakaipa mungakudzika sei imi muchigara makarova Amai rudo rwachoni pakadai panenge pasina musarova mudzimai wenyu kuty aku remekedzei haanai simba rekumurovai kana mukaita hunhu baba well done kumwana sikana wadadisa❤
Waita hako mainini family iyi hayikude zvachose
Blaz uyu sooo ka anoda big shamhu, mwanasikana uyu is lucky ane hanzvadzi dzinobinha
Marriage is not an achievement
Ngatidzidzisei mwanasikana wese azvizive, usatora kuroorwa sebudiro
Chiro course kusona, baking, fashion designing, business,...
Apa makagarira abuse left ,right n center
Amainini, siyai mokwinya madhirezi moshandira vana venyu, ndaona masingle ladies, vari kudya ,kuchengeta vanusvika kuma university ari egadziri shungu, vana mablessings kbva kuna Mwari, usasiya vana vako, vanotizoshungurudza zvakapetwa
Amainini she is cute thou
This is upsetting. Chikwere chembudzi here shuwa this woman is just a gem, haana hake hasha hence her family was fighting on her behalf. Shame
Thot munhu kwaye at first ana tsano hamuna kurova munhu .
.maifana kurova bhiridha namai vake
Happy for you my sister
Usamanikidzire kugara nebhinya muninina wangu unosakadzirwa mahara kana kuuraiwa chaiko take your children n go ...life still goes on
Rume iro roshandiswa namai
@RuthMoyo-t4i taura hako