VaMugabe apa nhasi masangana nemapenzi chaiwo .Vanhu kuita kunge vakazvarwa mudumbu mumwe zvakaoma kuita as if vamanikidzwa kuita DNA YACHO avana kana kumwana ava
And she is acting as if haazive zita rabamkuru ivava futi. Unomhoresa munhu wausingazive. Ko kumhanya kuti maresults akasira kuuya aifana kuita 3weeks. Ko kuda kutaura paside kkk.
VaMugabe ndine chikumbiro Potai muchienda nesu ma member e bota family pa ground timboudza vnhu ava chokwadi Like mskna uyu aingoda mbama chete confusion yese yaarikunyepera kuita inopera iyo Ndarwadzirwa mother in law avo
Who else noticed from the beginning that the child does not belong to Terry....the way she fiddled with the cloth (zambiya) and the way she took time fiddling on her phone pretending to search for fotos...haa tsotsi
That’s where our problems start. Deliverance from what? This religion was thrust on you because of colonialism. It’s actually embarrassing to be flaunting it around and throwing it whenever you get a chance
Thanks Mr Mugabe nekuunza peace of mind muhupenyu hwevanhu. Inini ndiri mumwe ndine mwana ari kubvisa maintance kumudzimai waaka Wana mubhawa. Ndakamuti dai Aita zvema DNA. Problem now is Mai vemwana vakaenda Joni mwana anogara na Mai vavo mu Harare, pavakanzwa nyaya yema DNA vakabva va blocker mwana Wangu pa phone, havadi kunzwa anything from him again.saka Tashaya Kuti todii.
At age of 24 yrs atove single mother wevana 2 with different fathers ko pauchasvika 30 yrs nhai mkadzi 🙌🙌🙌hunzenza amai rongekai coz chihure hachibhadhare
ooooooo put me right,,,,, the lady has second suspect,,backkgound ati mozondiratidzawo kwablaz vaya kkkkkkkkkk history repeats its self ,,the guy has to be cautious
Kana usina Mari yakakwana pama DNA show unototi uuye Uchida usingade cz private inodhura ungatotengesa dzinza renyu rese neremukadzi kt muraise Mari yacho😂😂
Justice for Hannah. This shouldn't be swept under the carpet. Hannah is a child she didn't know what she was doing. Chris is not at all remorseful. I believe his father enables him and they don’t think he has spoiled life yemwana.
These two were the worst at responding to questions. They were really irritating and the woman finally put the cherry on top by asking stupid questions and rumbling on with stuff that didn’t make any sense. This guy needs to take a break, he’s going to give his mum a nervous breakdown at this rate. Mr Mugabe could you please help Hannah, she needs justice. As a mother I can’t even imagine my 10 year old being abused and nothing being done about it. It’s heartbreaking…justice for Hanna please. It’s surprising that the Police didn’t arrest this guy when the case was first reported. It’s as if they are dealing with a grown woman. Even if it had happened to a grown woman it was still a crime. The girl was a kid…….absolutely shocking.
Hannah story so touching the husband family they take advantage of the mother and the daughter coz of Thur poor..not even to apologies nothing sekuru baba vachris vakutot ngazviperere pano chii chakadaro.CHRIS must rote in PRESION atange aripa zvake pahombe chaipo
Very painful. Mai nemwana vakandirwadza to the last degree. They need help. Ndipeiwo number dza Hanna kana mai vacho ndimbovakandira kamari me sugar nemafuta. If all varipano can contribute kana $2 zvayo we can change life ya Hanna na nai vake.
Pabuda maresults 🤔Huyai kuno titaure yaitwa namainini for a moment i thought she thought it was possible to change the results vaita confusion mainini zvekuti for me it was evident vanoziva muridzi she thought maybe muteuro wamadzibaba will change the outcome and at the very same time she was scared vanga vachizhinya nhema havo fear is all i saw in that smile but pazvazonzi vaiti muchaona moto muchitengesa cobra i did not feel sorry for her she laid a bed now she must sleep on it
Kana kutotanga funding votsvakirwa nzvimbo mafans tobvisa tovavakira musha whilst pursuing kuti Chris asungwe. At least vanoita peace of mind vakabuda munzvimbo
Kkkk Pekutanga ndafunga kuti ari kuti handei tinorara ( since DNA yapunza imba yake) Ndikazo funga kuti akuda kurova Mr TM, but haa ndaziva hangu kuti Mr TM vano mupa ma zhaba e kung fu karate kkk
Who else is here with Me. Put a LIKE to this comment if you believe that Bota Family and The Crew are giving people peace of mind.
I can't wait 😂😂😂😂
Ndamirira kani
Can't get enough of bota
Team bota family
Chii chii chii chii ndokutii haugoni kurondedzera nyaya yacho
Excluded?! Well that came as a shock. But mukadzi uyu kungozhinya kwake ndekwenzenza.
Kkkkkk plus mukomana bhora rakatanga akadyiwa 1 nil😂😂😂
VaMugabe apa nhasi masangana nemapenzi chaiwo .Vanhu kuita kunge vakazvarwa mudumbu mumwe zvakaoma kuita as if vamanikidzwa kuita DNA YACHO avana kana kumwana ava
Hapana zve munhu apa thats why maphoto ashaikwa
Anonyepa baba mukuru ndivo Muridzi wemwana that's why arikuda kuti vamugabe vaenda ikoko
Imagine munhu akatomboita mwana ko kuchidzikama nhaimi apa vamwene vake vanga vachitomuda ufunge
There's no way your sister can date a guy without knowing his name, first red flag right there.
Uri dhitekitivhi remhando yepamusoro😂 Ndofunga that's the reason she kept insisting kuti handei kuna sister vangu
Word... arikuti she is my Sr asi arikuti ndaingoti bamkuru. But now she wants the Sister to be told. Also arikumboti handisi kuramba kkkk
And she is acting as if haazive zita rabamkuru ivava futi. Unomhoresa munhu wausingazive. Ko kumhanya kuti maresults akasira kuuya aifana kuita 3weeks. Ko kuda kutaura paside kkk.
Bmkur suspect ,ne ex husband fut pamwe ndeyake
Zigadzi ronyeba iro
Who else is back here after episode 2 yemkomana
😂😂😂 todzidisa nyaya
Haaa Terrence again
Yaaa anonzwisa tsitsi
VaMugabe ndine chikumbiro
Potai muchienda nesu ma member e bota family pa ground timboudza vnhu ava chokwadi
Like mskna uyu aingoda mbama chete confusion yese yaarikunyepera kuita inopera iyo
Ndarwadzirwa mother in law avo
😂😂😂 aikaka saka mbama ndokumuudza chokwadi here? Wandiuraya wena
@@mbizi4573 kkkk ehe it's part of chokwadi 😂😂😂
Hyaaa, he should invite a few of us onto these shows, timbopisa vanhu
Kkkkkkk amboedza kuexplaina but hapana chiri kubuda
A strong member of the DNA Defense Forces😂😂😂😂
Justice for Hannah
Hannah ndeupi wacho
@@tafadzwamazivanhanga555 previous episode. Documentary
TRUE JUSTICE FOR ANNA
Mugabe must give us updates on Hannah
Chris mukati
True just for Hannah Chris must go to chikurubi
Give us Details for Hannah mr Mugabe we need justices
Who is hannah
True Chris MUST go to prison ,he raped that child and his father is even stubborn to deny his sons action.They must al go to jail
aripa wc Episode
Who else noticed from the beginning that the child does not belong to Terry....the way she fiddled with the cloth (zambiya) and the way she took time fiddling on her phone pretending to search for fotos...haa tsotsi
After the results ..she is strong to talk body language all over.Dangerous lady
Pfambi yemukadzi😅😅😅😅
And the body language and the way she took long to find the pics
😂😂😂😂 this lady thot DNA test is joke. What a shame kubatirira mwana wevanhu. I felt sorry for mukomana's mum.
You can use another DNA test company
You can imagine if there was no DNA testing in this world.
Vakuru vakati nhumbu mukadzi mukadzi mukuru haireve chayadya, now I understand kuti mukadzi haataure chaadya zvedi....anoramba achinyepa chero ma results abuda aaah matsotsi aya....kuhura vanoda, kuroorwa vachida futi
vakuru vakare vazhinji vakanyura.
Ndichiri kungobatikana neya Hannah Justice ⚖ for that girl please vaMugabe😢😢😢😢
Tinashe Mugabe DNA man hardworking try to give people peace of mind in Zimbabwe
Tinashe nyaya yaHanna irikundirwadza.Chris ngaasungwe Akaregedzwa acharamba achimuAbuser.Dai Vari Tete Tilder atove mukati so.Apa Chris aaitoramba zvaanoxiva
Mwana ndewa Babamukuru, because the way the girl scared to tell sisi and her family
i thought as much
Ndafungawo kudaro
Or pamwe sisi vakazvibata kwakuronga nemuningina kuti ngatichitsvagei wekupomera that's why she was insisting kuti Tinashe anotaura navo
This lady she need deliverance
That’s where our problems start. Deliverance from what? This religion was thrust on you because of colonialism. It’s actually embarrassing to be flaunting it around and throwing it whenever you get a chance
Thanks Mr Mugabe nekuunza peace of mind muhupenyu hwevanhu. Inini ndiri mumwe ndine mwana ari kubvisa maintance kumudzimai waaka Wana mubhawa. Ndakamuti dai Aita zvema DNA. Problem now is Mai vemwana vakaenda Joni mwana anogara na Mai vavo mu Harare, pavakanzwa nyaya yema DNA vakabva va blocker mwana Wangu pa phone, havadi kunzwa anything from him again.saka Tashaya Kuti todii.
Make it a police case
Who else is here from the recent video of the same man?
Me kkkk
Me too so sad
Ndiye here uyu😂😂😂😂. Hanzi ndaida kugara nevabereki😂😂😂😂
What’s the title of the second one?
😂😂😂 mkoma Tinashe varamba kuenda kunotaurira nyaya padivi.😅
Tinashe, justice for Hannah pliz, Chris is not remorseful, Chikurubi is his home
True and very true it's so sad akakanganisa mwana ngaasungwe chris
I agree with you. He is a predator and a pedophile I believe she's not the only one.
Makusanganisa nyaya pano handipo paHannah 😂😂😂
Who is Hanna?
@@zenchen5792 a girl raped by her uncle and get pregnant.uncle refuse and the DNA come out positive
Mukadzi uyu zvese zvaataura after maresults inonsense😅😅
This one was just finishing our data kkk
Idofo rinofunga kuti kutaurisa ndokuti maresults achinje.nekuseka zvenhando
Kuzotora Tinashe hanzi handei paside 😂😂😂😂😂veduwee Mwari atibatsire
Ibenzi mukadzi uyu ndashaiwa nyaya dzacho dzonobvepi dzichiendepi kuzviita munhu akazungaira nhema achiziva hake chokwadi
@@Matchmore-v1t😅😅😅😅😅kusvoda
My heart is bruised 💔
Justice for Hannah
Hannah ndeupi wacho
@@tafadzwamazivanhanga555 my question as well
I failed to sleep on friday after watching the documentary
Justice for Hannah 💔
Tinashe Mugabe u so patient wow,aaaah ndirini mkadzi uyo haaa ndatomugwajura.these people vakabvanganyuka
This is business,he has to be cool otherwise hapana anozoda kuendako
😢😢😢 the real drama started after the announcement of 0 % haa gogo tapotsa tadana ambulance ye DNA futi🙌🙌🙌🙌
At age of 24 yrs atove single mother wevana 2 with different fathers ko pauchasvika 30 yrs nhai mkadzi 🙌🙌🙌hunzenza amai rongekai coz chihure hachibhadhare
Who are we to judge
At 30 years anenge avhura game Park ye different mitupo zebras, lions,tuana soko etc kkkkk
😂😂😂😂😂@@craigmutuchi9136
Shame it's so sad vana vakomana must be careful navo pakuroora apa what happened to no sex before marriage
@@conciliapembere2439 hanzi nemkomana ndichiri kuda kugara nevabereki vangu asi ari kubikira bota kunze 🙌🙌🙌
Haah kubva pamuda maresults mainini vataura zvinhu hobho🤣😂😂Nyadzi ka , kuita kunge vaiswa play ye cassette
Kkkkkkkkk wandisetsa
Kochii chavanga vachidanira tinashe paside
😂😂😂😂
Zvavakutaura not adding up 😂😂😂ane shop ,,inini chiyi chiyi 😂😂😂😂😂I’m dead
Kkkkkkk akutopenga.. She is confused akutya
Mr Mugabe how far Hanna's story we are tired of Mapostori anokobvora vanasikana vevanhu underage then dump them. Justice for Hanna pliz
😅😅😅😅
Ticharamba tichideedzera "Justice4Hannah" in all future episodes.
Terrence ndhiHwindi akadhibha zvake. Ngaasiyane nekunyenga mahure.
Mama you are so humble, misodzi yangu yayerera. Follow your instincts vakadzi tine problem yekungohumana. Pamwe neighbor wenyu aiziva kuti Muroora wenyu inzenza ndosaka aishoropodza kuti musaende kuma DNA. Mainini avo vakapusa zvekuti otherwise mwana wekutanga uyo haasi we first husband futi. Tsve zvekuita kuti ubatsirike uchipedzera vanhu nguva. Chidzikama ushandire vana avo
Mukadzi uyo ndiye anobhowa kusanganisira imi matsaga musingagone kutaura chokwadi. Mukadzi uyo ihure rekubhawa full stop.
Kwe kwe kwe asi chii nhai
Ngabate hana yake ati ndiri pfambi 😅😅😅
Ko iye mkomana ichii ihure rechirume why achingorova nyoro pese pese remember kty ane umwe mkadzi akaenda
@@prayermswapa5681kana mumwe akaenda maida adiii mukadzi ndiye pfambi
Uyu ipfambi huru wataura chokwadi wngu apa
Peace of mind, big up DNA Man, Zambia we fully need this too.
# JUSTICE FOR HANNAH 😢
Yes please
JUSTICE FOR HANNAH
😂😂😂😂 I support you
Idi haunyepe .....pekutanga vaiti mwana anopinda pinda chokwadi chabuda vakuti pahukama totaurirana.......ngaiende mberi shuwa
Hannah ndeupi wacho
Justice for Hannah please
Who is Hannah
What can we do to give Hannah justice Mr Mugabe
Tinashe Mugabe thank u so much nexhirongwa vanhu vanzwa nekuchengeteswa vana vasiri vavo
Gazebo is home of " That's not it!!" Did i hear right
You did 😂
Where will I get the father
Mr chi chi chi makapata ndosaka muchongotambwa sebhora. Good thing mai venyu vanokurwirai....
Ane kakupusa murume uyu regai aitirwe magame murume rudzii anonyara kudaro kkk
Thank you bota family. Justice kumwana please
Justice for Hannah pliz Vamugabe😢🎉
This couple inobhowa
Zvekuti wena
Mazi dofo chaiwo
Zviwuya zvaka wanana 😂
Kupfuura team yese yandinoona pano.....nxaaaa
True
Hure iri ndorinobhowa
Problem ndeye kuti imimi you are looking for ENTERTAINMENT yet the couple is looking for CLOSURE
Dont seek kufadzwa pane zvinhu zvisirizvo😅
Nyaya yaHannah yakandirwa I hope anowana justice
Kana neni ndakabatikana people are wicked taking advantage of vulnerable families nxaaaa😢😢😢
Justice kuna Hannah
Taura hako tese takabatikana nazvo
Mkadzi iwe wandinyadzisa i was supporting you haa ndanyara uri kuziva baba vemwana taura ubatsirwe ndofunga wakarara nevakawanda
Vanasikana ava! 🙌 ko Zvaachauraya vamwene neshock nhaimi
Nhaim
Amai vane moyo wakanaka ivava pamuroora wekutanga she knew everything but vakamira naye vakungoramba vachirwadziswa mmmm
We need justice for Hannah.... How come mynhu airamba kutii haana Kubota mwana after the results oti ndogamuchira zviripo
Anemunyama mfanha uyu, and he will never trust a woman again chero akawana ari honest anenge akutomuitira ruchengera because of previous experience 😢😢
Terry is the problem!!
follow proper channel when you want to marry,zvake zvekungorara rara nevakadzi kunze uko these are the results !!
Mukoma, what’s the purpose of trusting women in this day and age…?
Achinyanya kuda kungorara rara pese pese
Twice yakaoma unotoshaya ky wakagezera pai
Haana munyama apa mkomana uyu inzenzqwo fty why achingorara nevanhu asina protection zibenzi remukomana
Mukadzi uyu arwadzisa gogo yjooo 😢. Mukadzi uyu itsotsi ari kunyepera kuzungaira asi ari kuziva baba vemwana….
I think ukauya uchitsvagira mukadzi pano paBota family unogona kutowana munhu chaiye pane madzimai akarongeka pano ,kuita positive mind mese zvenyu haaa thumbs up ,kushaya neanomirao nemuroora uyu ere musazodaro imi 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk zvimwe hazvirerereke zvonyadzisa kudaro hatimiririre
ooooooo put me right,,,,, the lady has second suspect,,backkgound ati mozondiratidzawo kwablaz vaya kkkkkkkkkk history repeats its self ,,the guy has to be cautious
Why did they agree to be filmed if they don't want to talk?
I think you don't pay for the DNA if come on the show.
@@sachasithole3303 private DNA inodhura iyiyekuya pamhepo munosangana pakati neDNA inenge iri shoma then monanikwa henyu😂😂😂
Kana usina Mari yakakwana pama DNA show unototi uuye Uchida usingade cz private inodhura ungatotengesa dzinza renyu rese neremukadzi kt muraise Mari yacho😂😂
Don't involve murume uyo because iwe waakuto packer ma bag wodzokera kumba kwenyu monoita ma tests mega ikoko
Madzimai ese ayo ariapo akatomirira kumurongedzesa 😂😂😂
@@gloriamarvellousmutindivar5349😂😂
Greatest lesson learnt, being a mother is not easy...
Now takida data base senyika rinochengeta maDNAs emacitizens,zvinobatsira pamacases akadai evakadzi vanopikisa result rabuda
Justice for Hannah please Bota family
Vangwara ngwaa after result 😂😂 asi vanga vachiita kunge mutsvene makutanga
Our show to the world..giving pple peace of mind.
Mukadzi aneDrama uyu 😢
😅😅😅
Justice for Hannah. This shouldn't be swept under the carpet. Hannah is a child she didn't know what she was doing. Chris is not at all remorseful. I believe his father enables him and they don’t think he has spoiled life yemwana.
Anotaurisa uyo
Mr Mugabe you're a star Bro kip it up good work I'm happy for that❤
nyadzi dzinokunda rufu my sister swallow your pride and confess the truth and it will set you free
Zvandibhowa i was losing patience nematauriro evanhu ava, ko iye murume kutarisa pasi kunge arikunyengwa apa akapfeka pink
Imagine, vese kutsikitsira
Lol l had to skip
@@mongiwamabaleka4820 kkkk ndoyega show yandatanga kupinda muC-section ichangotamga nhymi ndatoshamisikao
😂😂😂😂
These two were the worst at responding to questions. They were really irritating and the woman finally put the cherry on top by asking stupid questions and rumbling on with stuff that didn’t make any sense. This guy needs to take a break, he’s going to give his mum a nervous breakdown at this rate.
Mr Mugabe could you please help Hannah, she needs justice. As a mother I can’t even imagine my 10 year old being abused and nothing being done about it.
It’s heartbreaking…justice for Hanna please. It’s surprising that the Police didn’t arrest this guy when the case was first reported. It’s as if they are dealing with a grown woman. Even if it had happened to a grown woman it was still a crime. The girl was a kid…….absolutely shocking.
After the results this woman is now a loud speaker😂😂
😂😂😂
Kunyara ufunge
Kunyara iwe
I think akarova Chamba arikuda kuwongororwa madrug
Mkadzi atodzingwa uyu nagogo haaparare pamba ipapo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I surport mhamha coz dzikana iri harina kudzikama njapisi yaani yakadai🤣🤣🤣🤣
Ma H anonetsa mhani nxaa
😂😂😂😂
This is one of the most touching show I have seen
Check previous episode yaHannah munozarirwa mufunge
I love the fact that Tinashe Mugabe talks less and he is a good listener
Hauna nyaya iwe, sis vako ndivo vanoziva here muridzi wemwana. Taura baba vemwana mhani.
Ndofunga muridzi wemwana ndibabamukuru chete😂😂😂😂
Vanoziva
Gogo’s instict was spot on from day one ☝🏽
Murume uyu anengezungairwa then ndokusangana nemukadzi tsotsi🤣
Zvaka fitana coz manyumwa nyumwa vese 😅
Down syndrome kind of like skomota
Apa wareva "Zingunde remunhu Duzuman" anoda kurohwa uyu kuti amuke.
I think I ropa rake anenge achitodawo deliverance yekupomeswerwq zvisiri zvake.i pray for this man asazotadze kuroona in future
Mr Mugabe JUSTICE FOR HANNA PLEASE 😢
Panashe navamwene vake mukanwa havana but Tino na Ambuya vake have humour and respect Thank you DNA man
Mai ava vatomborashika njere pabuda maresults kamiriro kavaita pamberi pavamugabe😂hanzi huyai kuno ini ndatoti vamugabe vakunoudzwa chokwadiii paconner 😅😅😅😅😅
Ndapaonawo ipapo panenyaya nabamkuru
😂😂😂😂wazvionawo kkkk
😅
😂😂😂
Havana kurasika njere paya vabatwa nenyadzi bigtym
Hannah story so touching the husband family they take advantage of the mother and the daughter coz of Thur poor..not even to apologies nothing sekuru baba vachris vakutot ngazviperere pano chii chakadaro.CHRIS must rote in PRESION atange aripa zvake pahombe chaipo
Taura hako baba va Chris dai ndaive paduze ndaivakwatura
DNA ndizvo keep the good work. Mr. Bota
Very painful. Mai nemwana vakandirwadza to the last degree. They need help.
Ndipeiwo number dza Hanna kana mai vacho ndimbovakandira kamari me sugar nemafuta.
If all varipano can contribute kana $2 zvayo we can change life ya Hanna na nai vake.
inyaya yeyi iyi? inowanikwa kupi?
zvakaoma mai varwadziwa avo sisi dzangova nyadzi ngavagamuchire ma results vasimuke vaende nhaim
Vazongo disappear kkk
Vari kutya kudzokera kumba kunonofiwa what difference does it make maresults auya nani kushaya pekutangira
Ihure mukadzi uyo. BAMUKURU Ndiwo muridzi wemwana uyo. Unouraiwa na sis wako iwe chitoenda na Mugabe zve sure
Terry ukazoita vana in future just get them DNA tested please
True. He might be having fertility issues
@@potiphajerenyenje6870 true
Before ma results mainini mnga msngataurise now pzonzi 0%mbva matanga kutaurisa 😢
Chero kusimudza musoro iyezvino akugona
Chero murume wacho vanozoda kutaurisa nekuti zvinhu zvaporongeka
Kkkkkkk. True
Ko kuzokumbira Tinashe paside apererwa anga achifunga kut machine yaTinashe ayishande
@@Hopewell-i4 kkkkkk zvnonyadzisa kani haaa zvakaoma vedue haa vazenge vamoto kutaurisa
Hugs 🫂 Gogo
Tinashe Mugabe aramba side talk
Yaah coz ainyengwa apo
Ayigona kutodanana naye Tinashe 😂
Anga azviwanira mrume wake bhoo very quiet kana kumboti ndikuda mari dzangu back dzeprep
Nyadzi dzinokunda rufu😅
Justice for HANNAH 😢😢😢
Hec rejo
@@JeremiahFaruki mushe ndeipi
Yooohweeee this one wasn’t expected sure😢
How far nenyaya yaHannah we want justice for Hannah
😂😂😂Saka murikuti mwana ndewani what a question that Tinashe failed to answer
😂😂😂
Justice ⚖ for Hannah
VA Tinashe ka justice for Hannah
Mainini voice rabuda after results pese apa vanga vachita kunga vasina voice.... and varikuziva muridzi wemwana
Musikana uyu itsotsi anoziva muridzi wemwana
Ndowaungati musikana iyeyu sure? Kwakudzikisira izwi rekuti vasikana
Mwana ndewababa mukuru why achitwa kuudza sisi vake ega, kuti vaMugabe handei tese kwaSisi vangu
Chokwadi anonyatsoziva uyu
Pabuda maresults 🤔Huyai kuno titaure yaitwa namainini for a moment i thought she thought it was possible to change the results vaita confusion mainini zvekuti for me it was evident vanoziva muridzi she thought maybe muteuro wamadzibaba will change the outcome and at the very same time she was scared vanga vachizhinya nhema havo fear is all i saw in that smile but pazvazonzi vaiti muchaona moto muchitengesa cobra i did not feel sorry for her she laid a bed now she must sleep on it
Kkk mwana ndewabmkuru for sure
My heart is bleeding for Hannah l wish dai mai Hannah vatobviswa zvavo mu nzvimbo muya
Kana kutotanga funding votsvakirwa nzvimbo mafans tobvisa tovavakira musha whilst pursuing kuti Chris asungwe. At least vanoita peace of mind vakabuda munzvimbo
The woman has a mental challenge
Both are mentally challenged 😂
Hapana mental apo. Ihure ihure chete
She knows the truth
Mental challenge yei pachihure
No hadzotorimo idzi😂😂😂😂😂
Mai ava vangoti pamundondo pamusasa hapana zvinobatika zvavari kutaura since maresults abuda tsola
Ini ndinemubvunzo wokuti mai ava pabuda maresults vati vaTinashe huya kuno ndoda kukuonai vanga vachida kuzama kudiii 😂
Inyadzi idzo 😂😂😂
Chihure icho afunga kuti Tinashe anoti rega ndigogadzirisa. Zvadirwa jecha. 😂
Ndazvishaya kkkkkkkkkk kt sakaanga achida kuiteii namugabe
Kkkkkkkkkkkkkk iww mukadzi maresults akabuda hautakure VaMugabe unopenga kkkkk
Ndatomboona sekunge akuda kurova vaMugabe. Mapotsa marohwa nasis ava vaMugabe. One mucharohwa zvenyu
Kkkk
Pekutanga ndafunga kuti ari kuti handei tinorara ( since DNA yapunza imba yake)
Ndikazo funga kuti akuda kurova Mr TM, but haa ndaziva hangu kuti Mr TM vano mupa ma zhaba e kung fu karate kkk
Kkkķkkk chokwadi vacharohwa ivo kuzonyatsotevera
Ukaona Vaya vanoita hasha dzekurova Vaya vanenge vaine chokwadi vasina kana kumbosanganisa ndovanorova nekuchema nt mbodza yemukadzi iyo yaichifunga kuti zvimwe zvingachinja akataura navaMugabe kkkk
# justice for Hannah
Tinashe anga akusoftwa kkkkk na mother
😂😂
Kuda kusofter DNA man😂
🎉that's is it Mr Mugabe mahorror kani
Lets be faithful to our partners honai madrama amotipa manje, sorry gogo marwadziswa.
Aya ndiwo matakanyanya manje aya. Kutsikitsira pasi, kungo seka seka kunge musikana ari kunyengwa iyo yatova mvana zvayo. Uyo murumewo kungoti chiyi chiyi unoziva chiyi chiyi kutadza kutaura asi chii nhayi. Munhu gore rese achitsvaga mapikicha, kunyepera kunge asiri kuziva kwaari. Amboti haana kuwandisa, two minutes later aha akawandisa, kana nemiwo apa imvana kare oita hunzenza kutadza kusaziva family planning. Iko kuzohwanda nechigunwe, ndatoziva kuti mwana haasi wemurume uyo panzi tione mapikicha ipo paya ndipo pabuda nyaya yese. Dzimwe dzese idzi dzangova nhoroondo.
Chiyi inondimara zvekuti unonzwa kana nevamwe vanhu vachembera unonzwa vachiti chii
Mahumbwe chaiwo
Mainini makonewa ma corrections 😢😢😢😢😢
Imagine wakasiya umwe mwana nhas umwe aaah pa 27 anoita umwe futi
Mr Mugabe you are doing great job ummmm 💯💯💯
i almsost collapsed after hearing the result
uuughm i almost shed, ndarwadzirirwa vamwene avo
Chero neni
Now akutaura akasimudza musoro asi anga achimbovhaira achitsikitsira seanoshamisira. Bhishu rinedrama iri
Hakus kushamira...kunyara...
Kubva zvaatanga kutaura anga akangotsikitsira achingozhinya
Who else love the titles 😅😅😅😅
@DNA MAN, PLEASE, help the guy umuudze aende ku counselling
Terry unechekutaura here .......Terry haaa ndava bhoo for me😂😂😂😂😂😂😂😂
This gal shld control kuzhinya kwake honestly that's unlady like ayiwa
JUSTICE FOR HANNAH 🔔⚖️