Munyori wa mambo Bernard Muziti remains intelligent, and his wisdom has grown alongside him, I went to school with this guy and he was super intelligent. Great to see you sir Bernard
@@What2Watch305 zvandikutirevawo izvozvi. Uyu anoda kurikirwa chaiko. nt vanhu vese padare APA vanoratidza kumutya murume uyu. either anoshungurudza vanhu or anoroya saka varikuita like vari kumutya kudaro. . anokodzera kumamiswa chaiko
The guy positioned at the door, the sister who was narrating, the ladies and the one who played a big role in narrating, the secretary from the Chiefs admin I give you stars please you played your role each one with wisdom..
@@Blessed.7888 Sabhuku must lose his title cos he don’t think Marvellous was so wronged! How can he play it down like that? This family is something else
And vanhu are actually sympathising with him kuti anoda nguva yekugamuchira maresults. There is living proof he raped chaanoda kugamuchira chiii.zvonzwisa hasha izvi.its painful yet noone is talkin about how best e victim can get justice and cope to the trauma she has been living all these years.
He is going to jail this case is similar to the case yaChibodo minimum 14years taking advantage of a disabled person...the other living ones will be tracked
Nhume yamambo iyo i give you your flowers...well spoken ....sabhuku pfira chimuti icho uite basa rako uko.....iwe bothwell tikwanire...touya ikoko tikakukwatura....waiita zvinhu zvako uchiti zvicharova kambwa kemunhu.....kuna amai vevana hugs mhamha..such a cruel world we live in....GDNA dai mabatsirawo nekutesta vamwe vana avo pachena with allerged relatives so that there will be clarity.
I want to commend the family for remaining calm; it reflects a strong sense of unity and mutual respect. In many situations, others might resort to shouting or conflict, but their composure is truly admirable.
Vanhu kumamisha uko need serious enlightenment shuwa nekuzivawo the law. Help the disabled especially disabled women vanosangana nekushungurudzwa kwakanyanya because of their condition. This Bothwell should be arrested for his actions and serve as a lesson to others who may want to do the same to disabled people
Painful story. All the children have suffered trauma. All the 4 children are as a result of abuse. Well done ❤to the young girl… you’re a star. God bless you. Munyori wasabhuku Makanyanya … very humble and full of wisdom. Bothwell Bothwell Bothwell!!! How many times have I called you?! Mwari ave newe ndiwo mashoko angu ekupedzisira
The girl child truly has no rights mu zimbabwe . No punishment for the man, no reparations for the victim . Only thing people can say is zvinoitika. Just because something happens often hazvireve kuti it’s okay or normal . Having a disability does not mean she does not have feelings . No accountability from perpetrator or his single minded brethren .
Uyu murume hakodzeri kunge ari panze bcoz akabhinya mwana, we hope law is going to stand for this woman, izvi zvinorwadza apa sabhuku ava kuti his younger brother hana munhu waakatadzira akatadzira Mwari chete so lets move on with life bcoz zvinoitika mumhuri, what a nonsense speech from sabhuku.
Handiwanzochema nhando but apa hei, ndarwadziwa ndikashaya zvekuita semunhu asina help yandogona kupa kunze kwemunyengetero woga...Ishe Jesu Mwanakomana waMwari tinzwireiwo ngoni 🙏🏼🙏🏼🙏🏼😭
I love these ladies, vatori nepower and they are bold kudarika varume vacho. I hope there will be a follow up to this issue, i hope that guy gets accepted and settle oitawo his own family
Bothwel ibenzi rababa.. kubata mwana wako, now hapana achaziva kuti mwana uyu mwana here kana muzukuru mumusha. Feel sorry for the youngest daughter, ndiye akutochengeta mai vake
He is compromised now nokuti they are brothers, vanga vachingofanira kubuda pachena kuti pane conflict of interest so nyaya ngaibatwe naHeadman or Chief
The Chief sent a very strong representative, very wise. Heavy Nhume. Manyama eNhume. Mr. Bothwell Mawonera Daddy vaBojius vabva vashaya kana simba rekusimuka, maita raki kuti Marve haataure mungadayi maudzwa pajekerere, nemo nemo madyiro amakaita bota uye kupi kwacho. maDNA ekutambisa Bojius is a carbon copy of Bothwell. aMugabe vanotori ne Backlog.
Dear Mr Tinashe Mugabe I trust you are very well and proud of the good work that you are doing. However,l would like express my distress and disappointment torwards you in form of a question;- Why zvinosungisa zvisinga sungise on this wonderful, ground breaking and life changing show?or maybe can't your foundation do something if there are reasons that render you powerless? Your work is has made history and has revived a lot of hope in many families.l am also proud of you 👏. Yours sincerely Zah.I
I think its because chavo kupa closure on the unanswered questions....but kna zvabuda pachena seizvozvi zvinosarira varidzi venyaya to now persue with their case however they want ivo ....Tinashe rake basa anenge aita apedza
Firstly he doesn't have a right what so ever to arrest people but he's bringing all the secrets out so that the police can do their work I can't see any problem with Tinashe Mugabe you were suppose to say it's high time the police must work with him especially most cases like this dzidzai kutenda basa ravari kuita dai pasina ivo tisiri kuziva zvese izvi titende
There is a conflict of interest here. Nhume yaMambo is wrong kuti sabhuku aite handle nyaya iyi. Pachivanhu vese varume vari related to Bothwell vatova ne mhosva iyoyi. It's fortunate that Bothwell is alive. Dai akafa ivo anaSabhuku ndivo vaibatsirana kuripa chipini ichi kwaMambo
Assistant wa Chief is very eloquent and intelligent 👌 God bless you for standing fornthe truth. Bothwell ari kutodada iye akaita mhosva ngaaende kujeri
That Sabhuku has a lot of wisdom he truly sinned to God and the earth if he is to compensate he can but its only in the physical world he really needs to compensate spiritually and be at peace with God for the crimes he committed towards his relative and also his son who grew up in so much pain
Gosh, this is an incestuous family! I wouldn't be surprised if some people had kids with their biological mothers. The Mawonera village needs to be disbanded. I'm lost for words. The mother and kids needs our help as Zimbabwe. I'm heartbroken for the young daughter. Such a beautiful, eloquent young woman, and mired in this nightmare. Bothwell needs to be arrested.
This case reminds me of the Matutsa & Chabodo case ....under Headman Chigodora ....ine moto this case hopefully things will go well ....wishing the family good life .
For those who are willing to assist, kindly get in touch with the Tinashe Mugabe Foundation on +263 780 431 228🤞🧬
@@theclosurednashow noted thank you.
Noted
Thank you so much, definitely I will contribute something
🙏
Sabhuku baba vari ku side kwemunin'Ina vavo
The way the young girl can understand her mother s language is amazing
It’s easy to understand someone you live with for example when kids are learning to talk usually only the parents know zvaarikureva
Mwari anoita minana akati uchabereka yo voice achatsanangura yo trauma kuzvara yo voice
It’s God’s amazing work
Munyori wekwaMambo ...i give him all stars.
He is full of wisdom
Anotokunda Tinashe Mugabe anongonakidzwa nema drama
@@AngelaNyamkuremabasa anosiyana zve. Waakuti seyi mu lemon usina kubereka ma orange. Usadaro uri munhu wekuziva Anji
❤❤❤anonyatsogona kurondedzera zvake pore pore
Anoziva basa rake
Munyori wa mambo Bernard Muziti remains intelligent, and his wisdom has grown alongside him, I went to school with this guy and he was super intelligent. Great to see you sir Bernard
Chief secretary I surrender anonyatsopinda nemo zvinyoronyoro nehungwaru.He is not only wise but humble
Eish imi taurai henyu,,,asi baba vemwana avo vanoda kusungiswa
One of the most touching stories on DNA show ...Thank you Lord Jesus for locating this family ndinoziva kuty hupenyu hwavo uchabva watochinja
Zirume iri ngarisungwe
God bless the sister who narrated details. The daughter is also blessed she understands her mum.
Amen
Munyori wamambo.. murume pavarume.. wise man... tinashe mugabe global DNA.. urimutumwa wamwari iye jehovah musiki.. keep it up with the good job. 👏
Yes ministry Mr.Mugabe
dai pakadai Tinashe Mugabe achibva aisa nyaya dzacho kumapurisa kkkkkk akambovharirwa anobudamo achigamuchira mwana wake kechi 1
Great work vaMugabe kinda ramambo murume mukuru anoziva hug hugaro hwavanhu .baba vemwana gamuchirai mwana kwete kuita nharo dzisina basa nyaya iripachena iyo
I would like to apologise to this woman and her kids on behalf of all men.
Please don’t apologise for us. Batai munhu uyu mutsike msoro. Mroyi wemunhu
@@What2Watch305muroyi chaiye nxa
It would be great if you apologize in kind, I mean 10 kgs òf maize meal would do
@@What2Watch305 zvandikutirevawo izvozvi. Uyu anoda kurikirwa chaiko. nt vanhu vese padare APA vanoratidza kumutya murume uyu. either anoshungurudza vanhu or anoroya saka varikuita like vari kumutya kudaro. . anokodzera kumamiswa chaiko
The way they are addressing her kuti uyu asingataure as if she doesn't have a name
I am proud of you my brother the chief's secretary, mwana wamai vangu iyeye, pamberi nekugadzirisa nyika
Anotaura uyo ummm
The guy positioned at the door, the sister who was narrating, the ladies and the one who played a big role in narrating, the secretary from the Chiefs admin I give you stars please you played your role each one with wisdom..
Chief secretary is one awesome and an altogether man. The chief must be proud of him cos I am proud of this guy ne wisdom and remaining so calm.
I have always thought he is wise, he is
Exactly he talks sense than sabhuku
am impressed so much he even even deserves more responsibility
@@Blessed.7888 sabhuku handina kuona hngu pavari wrong vatobvuma mhosva yemunun'una wavo + vanoziva chivanhu naMwari cz nyaya iyi Both akaramba hake zvichamusvitsa pakuzopara ft imwe mhosva vakanzwa nekuripa cz vadzimu/ivhu zvareva sabhuku zvakatsamwa nemakunakuna aya n Mwari pachake so mhosva hairovi
@@Blessed.7888 Sabhuku must lose his title cos he don’t think Marvellous was so wronged! How can he play it down like that? This family is something else
Eish 😢 she was infected with HIV. Im heartbroken 💔. Tine hama dzatisina hukama nadzo.😢
Chokwadi dzimwe hama hatina hukama nadzo 😢😢😢zvinorwadza
Apa he is not even remorseful
@@zorogomo7047haa zvichirwadza kudaro but zvataurwa navamwe baba awo kuti it may happen kuti he was young pazvakaitika now dzawe nyadzi chete
Mudhara uyu ngaasungwe akarepa
Sabhuku havanawo kukwana ava haana kutadza munhu akarepa nooo mhani
The tears of that girl who was translating for the mother pierced my heart
Ndarwadziwa neni
😢😢😢iam also crying 😢😢😢 Dai Shema TV yavaonawo 😢
Ndarwadziwa neniwo
Me too, lm so broken 💔💔..she is hurting
@@ConstanceTsuruseniiwe neni tine basa
Anyone willing to help our vulnerable sister .Bota family lets join hands and support our own😢❤
Messager of Chief is so composed, full of dignity wow. Whole of a man in him, I like him.
Varikundzwira alleged father hasha seni let's gather here
In BP yangu yashuta 😠
I wish to give him a big slap. Rakajaidzwa apa musha wacho unoita seunotoritya nxa
Ndakashatirwa
Ini ndakaita kuzarirwq
He is stuborn. Kuramba kuyekwekuti hapana zvandoitwa
BP unoita seuchapwanya foni wopinda mukati wosvika paground
😭😭😭😭😭💔💔💔 chokwadi Bothwell anoda kusungiswa kutora advantage yehurema iiiii painful.JUSTICE JUSTICE JUSTICE FOR THIS WOMAN PLS VAMUGABE
Don’t give Tinashe mugabe basa risirake please haazivi nezvemutemo, Varidzi vemutemo vachaita basa ravo
Taura hako munhu musvinu anoita hunhu hwembwa ndarwadziwa sei
Mambo vakatotonga kudhara mombe nhatu chete
I thought I was overreacting when I saw the comment but hiiiiiiiii guys ndarwadziwa. Bothwell ibhinya 😭😭😭
@@loganAFC ngaasungwe chaiko.... kutonyepa kuti handisaigara kuno.
The ladies in this family are well-spoken and bold.
Vakadzi chaivo zvekuti nyangwe varume chaivo havamire
Varume vacho vese masivhupeti kutadza kumira sababa panyaya yemunhu akabata mwana wako...nxa ...kunge varume ndivakadzi vemhuri kutotyanana when it comes to your child woti ahuna kunditadzira futseke ndashatirwa
Munyori waMambo ndavaziva, inyati mhenyu iyo. Proud of you sekuru!
Bernard Mziti, munyori waMambo, you never disappoint
Anoda kusungwa, he took advantage
😢taura hako Shaz he's a rapist
And vanhu are actually sympathising with him kuti anoda nguva yekugamuchira maresults. There is living proof he raped chaanoda kugamuchira chiii.zvonzwisa hasha izvi.its painful yet noone is talkin about how best e victim can get justice and cope to the trauma she has been living all these years.
@@shariesadoka7477 Zviri kuita sekuti vese vari kumutya kusanganisira nhume yamambo.
He is going to jail this case is similar to the case yaChibodo minimum 14years taking advantage of a disabled person...the other living ones will be tracked
nguva yei paaizviita aiiti zvichazodii
Bothwell ngaende kujeri please Ane hutsinye uyo
Ngaasungwe Baba avo muroyi chaiye
Chokwadi ngaasungwe
Kuda kuwoma msoro zvenhema 😮
Ngaasungwe
True@@TeresaVoorendyk
Nhume yamambo iyo i give you your flowers...well spoken ....sabhuku pfira chimuti icho uite basa rako uko.....iwe bothwell tikwanire...touya ikoko tikakukwatura....waiita zvinhu zvako uchiti zvicharova kambwa kemunhu.....kuna amai vevana hugs mhamha..such a cruel world we live in....GDNA dai mabatsirawo nekutesta vamwe vana avo pachena with allerged relatives so that there will be clarity.
Zimbabweans let's stand up for this case 😢😢😢😢
MaZimbabweans ndomatemba pakadai tine yaSarah takabatana tiriparwendo nayo futi sisonke ipapo
I want to commend the family for remaining calm; it reflects a strong sense of unity and mutual respect. In many situations, others might resort to shouting or conflict, but their composure is truly admirable.
The calmness of the Chief's secretary is top notch.
Owh yes..i remember this guy from Borrowdale SDA church..i loved his sermons
Vanhu kumamisha uko need serious enlightenment shuwa nekuzivawo the law. Help the disabled especially disabled women vanosangana nekushungurudzwa kwakanyanya because of their condition. This Bothwell should be arrested for his actions and serve as a lesson to others who may want to do the same to disabled people
Chief spokes person muneuchenjeri zvenyu well done
Anotaura Sa is he ndosaka vakamusarudza
Iriziku sabhuku rinoreva here kuti munin'ina waro haana kutadzira mwana waakabata chibharo uye kusachengeta , anoti zvese izvi hazvina basa
@@euginechikasa679 sabhuku havana uchenjeri
Baba avo varikufanira kuenda ku jeri rape case iyi kubata munhu akaremara
Baba ava vanopenga ma results arikuti ndivo ivo vakuramba..thanks brother vane pink t-shirt kumirira sister yake
Eish zvoorwadza izvi asi mai avo nevana vanotoda kubatsirwa,, let's go fund them guys,,Mr mugabe lead the way tione zvatingaite,,ndarwadziwa
Canada kuvakirwa pekugara nokuisirwa borehole kuti vaite zvavo garden ravo
I agree with you they need help
Kwete zvekuitira maGoFundme for anaSelmor.
please lets come together and do this
@@babava2263please ana selmor havana chavakatadza mai titi vakairirwa ma go fund mangani after vabira vanhu.
Magical how she connects perfectly with her daughter mother daughter connection ❤❤❤
Murume uyu ane Pride
He knew all along he is the father
Big up for Tinashe who would have thought kuti nyaya dzakadai dzirikuitika mu Zimbabwe. Shuwa zvakavandika zvapfuchunurwa
Mkomana uyo zvekuroora imbomira umbochengete mai vako wovavakira
Uyo mukomana ari padoor apo is a star
Ngavamuite sabhuku
@@logykays2673 chokwadi nekuti sabhuku igwara uyo
True
@@logykays2673anouraiwa
Chokwadi
Shona yemunyori waMambo iyo yakadzama,is very intelligent
Sabhuku vanenge vanogara vachipindawo pana Marvelous
Ladies makabatana ,ndazvifarira zvangu kunyanya sis vane yellow avo❤❤❤
Many thanx to the global dna, can't imagine kuviga chokwadi for 23yez veduwe baba avo ngavasungwe
I want to help muskana uyo i dont know how vaMugabe ndibatsireiwo
Munenge magona thank you in advance
Endai ku inbox pa # dzavo thanks ne help
Be blessed
God bless u shuwa mubatsirei
Thank you
Mutumwa wamambo is very intelligent. He knows how to select words. Excellent
Thank you mukomana ane cap ari padoor uyo. One murume ari bold anomira akatarisa shumba
Kudos to the man sitting by the door, and the chiefs secretary offcoz
Pane dzimwe hama dzatisina hukama nadzo 💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭pamwe ndiye muridzi wevana Ava vese so
😢😢😢
Statement iri ma1
zhinji dzacho especially kuka village ako
Taura hako
@@NatashaHweru sabhuku benzi
Thumbs up to Munyori waMambo representing the Chief so well😊
This needs the police to imtervene
What a sad story 😭💔
I am speechless 😢😢😢😢😢
Painful story. All the children have suffered trauma. All the 4 children are as a result of abuse. Well done ❤to the young girl… you’re a star. God bless you. Munyori wasabhuku Makanyanya … very humble and full of wisdom. Bothwell Bothwell Bothwell!!! How many times have I called you?! Mwari ave newe ndiwo mashoko angu ekupedzisira
The girl child truly has no rights mu zimbabwe . No punishment for the man, no reparations for the victim . Only thing people can say is zvinoitika. Just because something happens often hazvireve kuti it’s okay or normal . Having a disability does not mean she does not have feelings . No accountability from perpetrator or his single minded brethren .
I'm shocked too
Mkomana ane orange tshirt ane mashoko ane huchenjeri❤❤❤
ndiye hake ngaaite Sabhuku
Mumusha umu makaona , munenge munoitwa zvisina basa shuwa
Hats off to the chief’s messenger 👏🏽👏🏽
musha wese kuzara varume vasina kukwana
Nhume yamambo iyo is so mature and very wise. Kutaura kwakadzikama and straight to the point
Bothwell anoda kuramba nyaya yaanoziva. DNA hainyepi semaporofita ngaatore mwana wake amupe pekugara
I want to help this young man, ndarwadziwa nezvaapindurwa nababa vacho, abva anyarara, anoda help
Bothwell ,Mwari haaafi akakuregerera , hauna tsitsi une utsinye rweinda inoruma wakaitakura ,wakamitisa Hama uchitora advantage yokuti haataure APA mwana usingachengeti futi wakaita zvokubhinya Uri bhinya chairo , Dai zvaigona wasungwa iwe kufira kuchikurubhi wandibhowa APA woramba futi ma results zviri pachena
Uyu murume hakodzeri kunge ari panze bcoz akabhinya mwana, we hope law is going to stand for this woman, izvi zvinorwadza apa sabhuku ava kuti his younger brother hana munhu waakatadzira akatadzira Mwari chete so lets move on with life bcoz zvinoitika mumhuri, what a nonsense speech from sabhuku.
Murume uyu arikuda kutamba nepfungwa dzevanhu iye achiziva mhosva kwamambo akabatwa akaripiswa DNA abatwa futi saka arikuda chii chimwe. Anofanira kunyara
Zimuroyi Kani...kokuzoti handina chekutaura😢
Ngavasungwe vemutemo tibatsireiwo nhasi ndarwadziwa
@@ChakomberarueChakomberaSatan chaiye
Hatikurudzire mhirizhonga asi Mudhara Bothwell aida kumbochaiwa,bhinya kujeri.He took advantage of the vulnerable.
Apa vakafanana zvisina mubvunzo ndasvotwa mhoti
Anotofanirwa kusungwa
@@ndirimunana ehe wena anosvota fani still ari kuramba
@@rumbimasekesa1593 yes
He should be in prison!
The family is trying all they can not to hold the rapist accountable. Musha wemboko. He needs to be brought to book benzi remunhu, shameless.
Nhai vacharamba vachireperwa vana na Manyengavana uyu😢
Vese vanogona kunge vachizviita nerweseri
i think he's got money ndosaka vari kumuzeza. but then again, violence isnt always the answer maybe pane zvavakamurongera softly softly
Dai kuri kwedu paichohwachohwa munhu
Mmmmm if ndrini mwana uyu ndimutyora botwell uyu 😂😂
Handiwanzochema nhando but apa hei, ndarwadziwa ndikashaya zvekuita semunhu asina help yandogona kupa kunze kwemunyengetero woga...Ishe Jesu Mwanakomana waMwari tinzwireiwo ngoni 🙏🏼🙏🏼🙏🏼😭
I love these ladies, vatori nepower and they are bold kudarika varume vacho. I hope there will be a follow up to this issue, i hope that guy gets accepted and settle oitawo his own family
Nyaya iyi yandirwadza chose , 99,99% Apa Bothwell airamba kuti ahana kubata amai ava
Achiri kutoramba
Bothwel ibenzi rababa.. kubata mwana wako, now hapana achaziva kuti mwana uyu mwana here kana muzukuru mumusha. Feel sorry for the youngest daughter, ndiye akutochengeta mai vake
@@GraceMagaya-w2q hanzi handina kupihwa mukana wekutsanangura chii chaunotsanangura uchinzi mwana ndewako, kana sabhuku ahasi kugutsikana ne99,99%
Thnks ndandichitsvaga results kuti ndione ndine rizere
And he continues kuramba ummmm ndabatikana he should be in jail
Messenger yamambo is a star
Ndiye ega anenge ane pfungwa dziri kushanda chete apa.
Mdhara uyu akaitwa sabhuku sei😮😮hanzi akatadzira Mwari kwete ini🙌🙌🙌🙌🙌
You may question that again
He is compromised now nokuti they are brothers, vanga vachingofanira kubuda pachena kuti pane conflict of interest so nyaya ngaibatwe naHeadman or Chief
Kunyara wangu
Uyo Bothwell anenge anemamari vanomutya, I feel for mwana nasabhuku they are in a very compromised position
Mudhara uyu is very stupid wonder how he is a leader
Vakafambira nyaya iyi thanks. Mr Mugabe pamberi be basa❤
May God intervene,, i can't hold my tears i wish to help but my hands are short .
Bothwell ngaasungiswe
The Chief sent a very strong representative, very wise. Heavy Nhume. Manyama eNhume. Mr. Bothwell Mawonera Daddy vaBojius vabva vashaya kana simba rekusimuka, maita raki kuti Marve haataure mungadayi maudzwa pajekerere, nemo nemo madyiro amakaita bota uye kupi kwacho. maDNA ekutambisa Bojius is a carbon copy of Bothwell. aMugabe vanotori ne Backlog.
😂😂😂😂😂😂😂😂
Sure vakafanana zvekutodaro
True dna fan zita iro😂
@@TsitsiNyamapanda Thank you. How-come-to-you-so is my full name.
@@forogonya-howcometoyou5727 🤣🤣🤣
Ummm sabhuku mutengesi munguva yehondo big up kune mupurisa wamabo
@@MakanakaMashava-gk8wk varikuiziva nyaya kutya kutaura chokwadi pamberi paBothwell anenge ane kakutyisidzira vanhu anenge ane tumari kutya kuzotadza kubatsirwa kana akuda cash from Bothwell
The interpreter may God bless her achengete mai vake she is sweet
Welldone kuna secretary wa Mambo ndabatikana zvisingaite kusvika pa kubuda misodzi
Ndarwadziwa especially nemisodzi yaMaybe. Bothwell Mwari ave newe.
Maybe mazita manyama
Bothwero haasi baba va maybe
@RegisKavuli is that even necessary zvaukutaura
@@Rumbie87 sorry
@@maiyeukai9346 maybe ndiye baba va Maybe imi.. maone
Dear Mr Tinashe Mugabe
I trust you are very well and proud of the good work that you are doing.
However,l would like express my distress and disappointment torwards you in form of a question;- Why zvinosungisa zvisinga sungise on this wonderful, ground breaking and life changing show?or maybe can't your foundation do something if there are reasons that render you powerless?
Your work is has made history and has revived a lot of hope in many families.l am also proud of you 👏.
Yours sincerely
Zah.I
I think its because chavo kupa closure on the unanswered questions....but kna zvabuda pachena seizvozvi zvinosarira varidzi venyaya to now persue with their case however they want ivo ....Tinashe rake basa anenge aita apedza
Harisi basa ravo VaMugabe kusunga vanhu kunyange paine zvinosungisa basa ravo ndere maDNA chete chete
Firstly he doesn't have a right what so ever to arrest people but he's bringing all the secrets out so that the police can do their work I can't see any problem with Tinashe Mugabe you were suppose to say it's high time the police must work with him especially most cases like this dzidzai kutenda basa ravari kuita dai pasina ivo tisiri kuziva zvese izvi titende
Police ikuzviona ichangotera sepaya perape
Munoti pane kwatiri kuenda here nemhuka dzakaita saBothwel
Sabhuku handisi kuvaona mushe l thnk vanenge vakabatawo said story 😢😢
I agree. He is defending Bothwell. Arikutsikatsika
I agree with you
Aiwazve mabrothers vari kusiya pemamangwana
Vari kusiya pemangwana plus pavakaona kuti inovaremera, ndivo vakaikwidza kwaHeadman kuti ipatsanurwe. Munhu wamuri kutuka ndiye aita zvisvike pazvava, kungoti hamusi kushandisa wisdom but emotions.
Taura hako sabhuku vakambodyawo bota ipapa
The chief's rep is such an intelligent and a wise man. Chief Chinamhora is lucky to have machinda akaita seuyu.
Serendipity and clayavoyance is endoored in the chief's messenger ,I salute you Sir you are God ordained and intelligent.
Sabhuku ngaachinjwe, imbwende akamboiswa pachigaro naani nehumbwende hwakaremara kudaro kunge asiri muzezuru?
Nayewo akadya ndosaka akutsenga mukamwa
@@irenewashayabunha5417 ndiye munhu akakwidza dare dai ari umwe akaitsikatsika.
There is a conflict of interest here. Nhume yaMambo is wrong kuti sabhuku aite handle nyaya iyi. Pachivanhu vese varume vari related to Bothwell vatova ne mhosva iyoyi. It's fortunate that Bothwell is alive. Dai akafa ivo anaSabhuku ndivo vaibatsirana kuripa chipini ichi kwaMambo
Munyori waMambo thumps up and the guy ane orange, Sabhuku izero chairo.
Sabhuku marabishi hpna zvinozikamwa
This Zimbabwean culture of protecting abusers within families and society is shocking 😢
Ummm and it's lucky when you come to know the truth .... Bothwell is lucky but it pains
Too much
I like Jinda ramambo, he’s a level headed young gentleman who’s well groomed for his position.
Assistant wa Chief is very eloquent and intelligent 👌 God bless you for standing fornthe truth. Bothwell ari kutodada iye akaita mhosva ngaaende kujeri
Family iyi mukutya murume uyu hre ndiye muridzi wemwana , zvorwadza mufunge kutora advantage yehudisability chte
Useless man, hw could he do such a thng, vanhu varikumupirei tym yekutaura, ngavarowe munhu
Yaah I think Bothwell ane mari anenge iye mbinga yemhuri
Vamwe Varume imhuka , this country needs to stop this madness
Solomon ndamuona nemaziso angu nhasi,wise man mutumwa wamambo
I think all chief should have representative like this man, he is resourceful and authentic
Classic video Tinashe Mugabe keep it up
This man should go to jail for a lesson. This is very wrong.
Mhosva haitambiriki sendiro yesadza tambirai mhosva yenyu baba😢
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Sabhuku ava bhoo here😂😂😂. Haana waakakanganisira chiiko, ngasungwe akabhinya uyo
Sabhuku ivhu ivhu kusvota chaiko
Nyaya iyi ino suwisa but it looks like hama dza Bothwell are taking it easy, under normal circumstances vanhu dai vaita hasha
Exactly
Chief secretary thank you for standing up for marights evanhu vari vulnerable bothwell aingoti Inofa yakalodha
Bothwell ka Bothwell uri muroyi mhondi Bothwell une utsinye Bothwell mwari ave newe .
Sabhuku ngatorwe DNA nemwana kuti vaone lineage iri kupindirana here
@@costachigwida4819not necessary anymore
Pa family yese Bothwell ndiye anoonekera lt cld b ndiye mbinga yavo so vanomutya.
looks like
Maybe akromba nazvo
Maonawo zvandaona ...hapana kna ataura akasununguka vanomutya ...kuramba uko kwakunyara
@@TalentChifamba-hv3rtmufana ari padoor ataura akasununguka uyo
Murume pavarume
@@primrosevimbainashematsika2990obvious akanzi ita sex nehama
the whole family yakarara naye ngavasungwe please
True including chisabuku icho
Sabhuku vane zvavanoziva chete
Dont trust sabhuku zvimwe vane vawowo ipapo
That Sabhuku has a lot of wisdom he truly sinned to God and the earth if he is to compensate he can but its only in the physical world he really needs to compensate spiritually and be at peace with God for the crimes he committed towards his relative and also his son who grew up in so much pain
This is so heartbreaking....ngavasungiswe baba avo justice should be served
I love munyori wamambo. Sabhuku ngaabviswe pachigaro.
he dont deserve ngaabviskwe
Ndatopererwawo kuti sabhuku vakakwana here ava
Chokwadi. Haagoni basa.
All these years vakanyarara and ignoring mxmm
But you understand he is a relative. So zvinonetsa kuva partial panyaya yacho. If it was a proper post vaitoita step down yotongwa ne ne umwe
Gosh, this is an incestuous family! I wouldn't be surprised if some people had kids with their biological mothers. The Mawonera village needs to be disbanded. I'm lost for words. The mother and kids needs our help as Zimbabwe. I'm heartbroken for the young daughter. Such a beautiful, eloquent young woman, and mired in this nightmare. Bothwell needs to be arrested.
Ndodawo kuisa help shoma ndarwadziwa ini
Oooh thenk God akasungwa kuti asabereke.
This case reminds me of the Matutsa & Chabodo case ....under Headman Chigodora ....ine moto this case hopefully things will go well ....wishing the family good life .
Handisati ndakambochemedzwa nemaDNA results sezvandaita saizvozvi. Weduweeeeee nyika iri kunangepi iyi. Yoooooooo.
Nyadzi dzinokunda rufu,Bothwell ari kunyara saka Mr Mugabe and Chief Chinamora vanopenga here vari kuti mwana ndewako
I'm from Domboshava ,2km away from this area..what a beautiful place we have.kungoti ava ndovakutadzisa mvura kunaya
Chinamhora ndiko kumusha❤
Vanobhohwa mhani vanhu ava I know them
Endai munotirovera baba avo please
@@delightsamanthaMkombwe kkkk toenda pa Christmas..
@@squaretilers229 if I'm around ndokuperekedza
Uyu akuramba achingoramba haaone kuti akutozvinuadzisa Zimbabwe yese yakatarisa. Ngaaite mushe. Mapurisa hero basa😢