BOUNDARIES CROSSED, CONSEQUENCES FACED: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP10

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 12 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 665

  • @markmagwenzi9421
    @markmagwenzi9421 18 днів тому +17

    I respect women who come clean as soon the result comes zero percent and brings in another option ❤

  • @EvidencePraise
    @EvidencePraise 18 днів тому +10

    Mai vakakosha asi mudzimai wangu she's more important than my mother,,, even the bible stated that... Uyu mukomana anofarirana namai vake nekut vanokurudzira chihure chemwana wavo... Ini mai vangu chaivo havatodi kuona ndichishungurudza mwana wevanhu mukoma wangu akamborohwa nechitsiga chemoto arova mudzimai wake..

  • @lizm122
    @lizm122 5 днів тому +8

    camera man imbomira kutiratidza va Mugabe kana vaakuverenga ma results. we want to see varidzi ve Nyaya reaction yavo

  • @mimimuzenda6752
    @mimimuzenda6752 15 днів тому +7

    I like the girl confidence. Mhuri yemurume uyu haina hunhu

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 18 днів тому +12

    Mukomana uyo idzungairwa mabenefit ekuvata nechembere

  • @samkanyimbi5869
    @samkanyimbi5869 18 днів тому +13

    Mapenzi vese vanhu ava gogo benzi amai benzi muroora benzi, mwanakomana benzi murikatsi dzevanhu mese henyu

  • @PriscillaChenai
    @PriscillaChenai 14 днів тому +4

    Karume aka nakowo kahure ungade chembere jus coz of benefits haya husimbe hwacho vana makuhunyanyawo 30:54

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 18 днів тому +4

    Global DNA, Yours is very important National Service it deserves a full National Support.

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 18 днів тому +4

    Gunners never Disappoint. Go Arsenal Go. Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍

  • @ConstanceKachitsa
    @ConstanceKachitsa 11 днів тому +8

    Vese mukomana nemusikana vane hunhu hwemubhawa hwechihurehure

  • @ImmaculateMusindo
    @ImmaculateMusindo 18 днів тому +6

    Nyangwe pabuda 0 zvapo asi ndafarira confidence dze bhiza iro harina kana pressure life still goes on iro zigomana rorara nechembere wani

    • @nyarendaelizabeth
      @nyarendaelizabeth 18 днів тому

      @@ImmaculateMusindo taura zvako iro ibhiza chairo pressure zero zvavo ndiyo yatinoti growth maturity kugona kugashira situation yako pasi kublamer anyone I like her

    • @tyeshSamantha
      @tyeshSamantha 17 днів тому

      @@ImmaculateMusindo taura hako munhu asi kutombo ramba kuti anodanana nechembere

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 18 днів тому +4

    watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 18 днів тому +10

    Mamai acho kushaya hunhu anenge mahurewo

    • @Faithshava-z8l
      @Faithshava-z8l 18 днів тому

      Hanzi zvechihure hazvidi vana vadiki kureva kuty ivo zvibb

    • @IreenShoko
      @IreenShoko 17 днів тому +1

      Ndivo vakafundisa mwanakomana wavo

  •  7 днів тому +5

    Although iri zero % mfana akazungaira uyu ngaafunge for better future

  • @tsitsikufa7083
    @tsitsikufa7083 18 днів тому +9

    English is not for us papafarwa apa asi acharoorwa nemukoman uyu achazvizuriza type yevamwene iyo sry katatu

  • @neddynyamukunda2044
    @neddynyamukunda2044 14 днів тому +4

    I’m happy he is not the father because iiigh hunhu hwacho haa ngavaende havo kuma older ladies

  • @FanazDema
    @FanazDema 4 дні тому +4

    Kumusha kwangu kunenzenza ndati ichi chigundufunya chineugandangausoro

  • @Madubewangu
    @Madubewangu 18 днів тому +8

    𝐂𝐡𝐞𝐫𝐨 𝐧𝐝𝐚𝐧𝐨𝐤𝐨𝐤𝐚 𝐚𝐬𝐢 𝐧𝐝𝐚𝐬𝐯𝐢𝐤𝐚 𝐧𝐝𝐢𝐤𝐚𝐥𝐢𝐤𝐞𝐫 𝐧𝐝𝐨𝐨 𝐳𝐯𝐚𝐤𝐚𝐤𝐨𝐬𝐡𝐚 ❤ 𝐛𝐨𝐭𝐚 𝐬𝐨 𝐦𝐮𝐜𝐡

  • @HellenSibanda-e7j
    @HellenSibanda-e7j 18 днів тому +5

    Ini wangu mwanakomana umwechete oga Tinashe akaroora ndichirimupenyu mukadzi anotozosara oita mwana ndatochengeta mari yema dna nekuti mmm zvirikuotika izvi ma 1

    • @nai6474
      @nai6474 18 днів тому +2

      Imi makachengeterwa here nambuya vaTinashe. Don’t be mai Asenal jersey avo

    • @tendaimachapu3944
      @tendaimachapu3944 18 днів тому

      @@HellenSibanda-e7j Teach your son to abstain and wait for six until marriage .Ngativadxidzise vakomana Ivava,ukasangorara nemusikana usati wamuroora you avoid a lot .

  • @PetronellaGonye
    @PetronellaGonye День тому +4

    Mukomana uyu anogona kukotamiswa nevamwe varume madiro anoita mari hmmm...kuita mommy's boy kudaro apa anamai nzenza ungati vanovata nemwana mxm

  • @mimimuzenda6752
    @mimimuzenda6752 15 днів тому +5

    She is too beautiful for rhis bharanzi

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 18 днів тому +13

    She's beautiful though

    • @JamesKing-t3v
      @JamesKing-t3v 17 днів тому

      ur not serious, hachina class and kufuta at that age...sad..amwene was spot on and beautiful

    • @TrishyMutovoni
      @TrishyMutovoni 17 днів тому

      Yes thats why mkomana ati mabviravira anodiwa nevakawanda

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 17 днів тому

      ​@@JamesKing-t3vclass has nothing to do ne beauty. She's naturally beautiful. The smile out of this world!

    • @PrincessMabhena-v9s
      @PrincessMabhena-v9s 6 днів тому

      @@JamesKing-t3v okusalayo muhle

  • @soko4329
    @soko4329 18 днів тому +2

    DNA Closure excellent show.
    Please show us reactions to results as they are presented not the aftermath.
    We dont need to watch Tinashe reading we hear him clearly

  • @PrincessMabhena-v9s
    @PrincessMabhena-v9s 6 днів тому +6

    Its 0 % but anofaririka zvake msikana

  • @Madyirapazhe-b3e
    @Madyirapazhe-b3e 11 днів тому +3

    Hapana imba apa, mukadzi akangwarisa uyu and haana respect

  • @lindincube2477
    @lindincube2477 18 днів тому +5

    Ungavele uzwe intombazane ithi if aso baba ngizoyi khulisela ingane yami yazi akekho sure because if you sure uyovele usho ukuthi i won't accept it nje qha

  • @THERONDEBOSCH-xc8hz
    @THERONDEBOSCH-xc8hz 18 днів тому +7

    Mfana arikufunga kuti arikushamisira iye achitoratidza hubenzi. Mom's boy

  • @eniahmatengambiri9901
    @eniahmatengambiri9901 4 дні тому +3

    Ma Yoghurts ndeekuti adye Bota,,,,, it sounds like varikuti vanoda open relationship

  • @fortunefortune6608
    @fortunefortune6608 18 днів тому +7

    Its sad the father is excluded but mama you dodged a bullet. Zvinongobva pakuona zvakakodzera mukadzi mukuru kushaya demureness. Mukadzi mukuru kufamba kupfeka jersey rebhora seunotengesa mudombodhiya. Vanhu vane hunhu hwechiganyavhu so. Yes the young lady is wrong but kana vakuru vacho vakadai what do you expect. No wonder why mwanakomana wavo ari hure.

    • @Pitbull3342
      @Pitbull3342 18 днів тому +1

      Hapana dodging bullet apo. Chokwadi chabuda kuti hure rakanyepera baba kuti mwana ndewavo iro richidyiwa nema rasta muraini.

    • @fortunefortune6608
      @fortunefortune6608 18 днів тому +1

      @Pitbull3342 You are obviously one of the useless adults I am refering to. That young woman and the alleged father need guidance muhupenyu. You will be surprised by what a little love, empathy and compassion can do. Hezvo vauya vaka murongera wanikwe she is giving it back to them measure for measure. That whole dramma could have gone differently dai vakuru vadzikama. Kukwana kwavo does not mean vagamuchire mwana asi wavo asi to have a bit of class and decorum kuti vadiki vadzidze. Yes the girl us wrong. More so than the everyone else but ndiri kutaura zvinovaka semunhu mukuru.

  • @olivermuza9892
    @olivermuza9892 18 днів тому +5

    Vakadzi vane shavi rekunyeba, ungasvika 7 months usingazive kuti une nhumbu, zviriko here izvozvo?

  • @proffessor5792
    @proffessor5792 18 днів тому +6

    Uchasvinwa matumbu kumasugar mummy ikoko.😂😂😂

  • @jr2011f
    @jr2011f 18 днів тому +6

    Vabereki nyaya yekupinda mumba mevana kwaparadza marriage yevana zvakanyanya

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 18 днів тому +7

    Kkkkkkk haya bhudhi Ava kuzvida here kutsinzidzira twuziso😂

  • @SharonShambare
    @SharonShambare 4 дні тому +4

    The boy ane problem futi. Mentally ahh pakaipa kana kuti madrugs here iyii hameno

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 3 дні тому +1

    Thanks mugabe mwari ngakuchengete kusvika AMEN ubatsire nyika izere nechihure

  • @TapiwaNyatito
    @TapiwaNyatito 18 днів тому +5

    Pane anzwawo the word musata here 😂😂😂😂😂😂 haaaaa muroora uyo kaaaa

    • @tendaimachapu3944
      @tendaimachapu3944 18 днів тому

      @TapiwaNyatito I don't blame her ,that mother in law is more than musata ....

  • @PaulPanasheKativhu
    @PaulPanasheKativhu 12 днів тому +4

    That girl lies atanga ati handimuzive then lastly obva azoti ndakakura ndichimuziva ...... Bho here ma statment ayo

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 17 днів тому +4

    Yabuda zvayo iri 0% but I feel sorry for that lady achazoti amwene Kuma mai avo. You can tell kuti mai yaive joki iyo. Hakuna mai vane hunhu hwakadaro. Apa mwana wavo anenge anotorwarawo zvake nehudununu

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 18 днів тому +4

    Iyi inhubu iyi. Kablaz ako kanopengawo futi. How can you date bhishu remakorokoza apa nyolo futi, nxaa

  • @innocentmakunde6049
    @innocentmakunde6049 18 днів тому +7

    Mai vemurume vakabvarukira, inotoriwo fambi, chero mwana asiri wavo havafaniri kudaro

    • @mainene0627
      @mainene0627 18 днів тому +1

      Yaa mai vemukomana havana kukwana zvesure vanenge vanotorerana varume nemuroora uyo 😅

    • @ninjaspragayoungrozay4795
      @ninjaspragayoungrozay4795 18 днів тому

      Vanenge vanovata nemwana wavo

  • @tariromugunde-ni4qt
    @tariromugunde-ni4qt 13 днів тому +6

    Mwana haasi wake asi iye pachake haana kutokwana anenhamo acharoorwa nemukomana uyo kutoganza nekudanana nechembere hanzi hakuna dhibha remhuru

  • @BrendaKanyemba-b5k
    @BrendaKanyemba-b5k 13 днів тому +5

    Yohweee asangana mahure ezvishavane

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni 17 днів тому +3

    Mkadzi akanaka ndewemunhu wese asi mkoma avo chigayi varikuchibatira pamsoro ungatozviita wakapenga kuti vakadzi vakuru vaunonyenga unobenefiter something 😅

  • @nyashazirema26
    @nyashazirema26 18 днів тому +4

    Yeah i zero percent zvayo but iye acharoorwa nekamuface ako achapinda busy ,this type yaAmwene yakaoma iyi 😢

  • @propro9957
    @propro9957 18 днів тому +4

    It's musatanyoko for me 😂😂 it's bibiliking mntanami 😅it's going crazy it's going binenesssss

  • @tyeshSamantha
    @tyeshSamantha 17 днів тому +4

    Me l was happy to find out kuti mwana haasi wemukoma coz haachengeti mwana plus mukoma ndewe machember uyu 😂😂😂

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 17 днів тому +1

      I think I team imwachete coz kana sisi vacho vane dzavanatsikisawo

    • @tyeshSamantha
      @tyeshSamantha 17 днів тому

      @mbizi4573 mukomana ari serious l know those people that's why am say that....yes maybe mukadzi anezvake but muface ma horror

  • @samkanyimbi5869
    @samkanyimbi5869 18 днів тому +4

    Nyaya iyi yakaoma vana ava vese mahure mkomana atori akarasika kwazvo uye musikana uyu hure zvaro apa 50/50 apa vana ava vese vanonyadzisa chaiko chaiko

  • @Rue-sk5ux
    @Rue-sk5ux 18 днів тому +2

    Was expecting this result ndosaka vakasangana pabublic toyazi

  • @collenmugadza4571
    @collenmugadza4571 10 днів тому +7

    0 % hayo but mukadzi anoratidza kti ari mature that muvesi uyo, even dai mwana aita wake panga pagara pasina hapo baba vemba this guy anotoda rubatsiro rwakanyanya achazoyeuka bako anaiwa, arikuparadzwa nemambuya arimwana mudiki

  • @Mrcute2307
    @Mrcute2307 18 днів тому +1

    Titende Dai Nyakutundira Azivikanwa DNA titende 🙏🙏🙏

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 14 днів тому +4

    Rombe nemurume risingagone kushanda rinoda zvemuhara kuvakadzi vakuru "Sorry" Iwe musikana uyu agara asingaite ungati une murume chii anongozhinya achitaura zvemabenefits zvisiye Imi mai vemukomana mwana wenyu ane problem akatorasika

  • @ellenchiwanda1723
    @ellenchiwanda1723 18 днів тому +3

    Merry Christmas bota family

  • @doctorprimash6197
    @doctorprimash6197 3 дні тому +1

    Haaaa Zvishavane futi...nzvimbo inongoitwa zveMining soo izere nzenza don know why now nevarume vacho voitawo zvemaBenefits🙌🙌🙌🙌

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza 18 днів тому +1

    Merry Christmas Bota Family 🎉🎉🎉❤

  • @BarbieSaviour
    @BarbieSaviour 16 днів тому +4

    Mai Vemukomana havana hunhu. Mukomana uyu seems reckless i am sure she will have a problem with every muroora . Varume vanoudzwa zvekuita nana mai vanosvota nxa

  • @sharoncmuswaka
    @sharoncmuswaka 17 днів тому +4

    Yah vese avana kukwana ndomashoko angu ekupedzisira 😢

  • @kikkybadasszw
    @kikkybadasszw 15 днів тому +3

    Amwene muno Mira Mira kwazvo. Kunge ndimi maichengeta. Kupumha mwana chihure imimi mutoriwo hure . Mwana wenyu lacks the guidance of a father . Haana baba akarerwa kumba kwenyu ska tibvirei uko nxa

  • @munyagumbo3024
    @munyagumbo3024 18 днів тому +3

    While musikana asina order ndi ada atora, amai vemukomana vane dzungu too much. Ko kudzikama that is why mukomana achiganza nechipfambi. Manje anoparara

  • @Yahsdaughter-t9s
    @Yahsdaughter-t9s 18 днів тому +2

    the fear of the Lord is the beginning of all wisdom, these people really need to seek God before its too late.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 15 днів тому +4

    Family yababa hainawo hunhu vanofanirwa kudzikama mbichana not kuita maactions anenge achihure futy

  • @BatisonGoliath
    @BatisonGoliath 16 днів тому +3

    Ndine urombo nemufanha uyu kana wari mai wake awo anochena soon despite khedha akarowesa beans but soon anochema mufanha uyu

  • @valentinemasara8875
    @valentinemasara8875 2 дні тому +2

    Even hama dzemukomana dzanzwa kuti ahasi wavo they shouldn't behave like that that's lack of respect especially amai vemukomana... Zvanyadzisa shem

  • @kikkybadasszw
    @kikkybadasszw 15 днів тому +2

    Haaa amwene dai mambomira kuda kuchemgera mwana sekunge ndiye murume wenyu. Kasi mukuda arore imi moita mukadzi wake? Zivai pekugumira. She didn’t have anyone there wekuti aimubatsira. It seems the guy loves her but anokwata Amai vake . Muchamukanganisira life yenyu and then achazo kuvengai mukomana uyu. Hamuna nyadzi or boundaries.

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 18 днів тому +8

    Mfana isaga remunhu, kuti zvitutumadza nekukwira chembere uchida zvinhu.

  • @MusiyiwaMutowo
    @MusiyiwaMutowo 18 днів тому +2

    Sis ava stairs yavo yekufunga kuti vari right all the time ma 1. Bhishu rechibharanzi my mother this and that mukomana wangu this and that ko iwe rokadiya when are you going to learn and reflect. I don't blame mother in law nekuti type ye bhishu iri rinokutemesa musoro.😮

  • @Chieftaps
    @Chieftaps 15 днів тому +3

    Hanzi its luxurious kuita chi bishu😂😂😂😂

    • @Grainger0123456789
      @Grainger0123456789 14 днів тому +1

      Kutsvaga pekufira hake ,haana order mukomana uyu .
      Musikana anga atoshaya apa

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 18 днів тому +3

    Haa hanzi Mstanyok😮

  • @livingstonechisanya8922
    @livingstonechisanya8922 16 днів тому +2

    Family yemukomana ayas ndatya nayo ini. Ngavaite dzikamai mavhaire panyaya dzevanha. The youngman has a tatse for older ladies, vachaunzirwa chembere vakapinzwa busy

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 18 днів тому +2

    Ana Mhamha vemukomana zvamaita hazvina kunaka, mukomana as long as akambodya bota chero kamwe zvako musikana anekodzero yekufungira kuti anogona kunge ariye baba vemwana. Zvisineyi musikana akunyatsoziva angava ari mwene wemwana. Asi uyu wenyu mwana ngaafambire hake mberi achidanana nemaWidows anomuchengeta asi zivayi kuti manji manji achazenge "aroyiwa" hake ogwara. Mark my words.

  • @FlorenceMareni-sl2uj
    @FlorenceMareni-sl2uj 15 днів тому +4

    Amai ava vachatadzisa mwanakomana wavo kuroora vakasachinja hunhu hwavo. Uye this boy will amount to nothing, haana direction.

  • @rodgersmustafa
    @rodgersmustafa 18 днів тому +2

    Merry Christmas Tinashe Mugabe fans

  • @Kundai01
    @Kundai01 18 днів тому +5

    I was happy it was 0%. The lady is not likeable at all somehow)))

  • @Folktalegalore
    @Folktalegalore 18 днів тому +2

    Mai saskamu , muroora saskam , mukomana itori gabbabe bin chairo

  • @FaraiHove-h1c
    @FaraiHove-h1c 18 днів тому +5

    Ungada mai zvekuvaudza kutindarumwa benzi unorara amai kanhi

  • @BumbateBumbate
    @BumbateBumbate 16 днів тому +6

    It's zero percent zvayo asi kumba kwemukomama hakuna hunhu.

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 16 днів тому +1

      Majerenyenje anamai vacho ko kudzikama havo vanofa here kuita ruzha kudaro😮

  • @SMSM-m9c
    @SMSM-m9c 18 днів тому +1

    Amwene nemuroora kuita mapenzi anhonga pito Seiko.Dzikamai

  • @irenemungate500
    @irenemungate500 18 днів тому +8

    Musikana is more mature than amwene vanoda drama

    • @stonemuk
      @stonemuk 18 днів тому +1

      How can you say that when she obviously had multiple boyfriends? The boy's parents were right because he, blinded by the box, would have been oblivious to reality. There is no male in nature that likes to take care of another's. If he's made aware from the beginning and decides to take the woman with her child, that's fair.

  • @evelynmuzengeza6082
    @evelynmuzengeza6082 10 днів тому +2

    Vese inzenza hapana zviripo mhuri idzi dzese hunhu hwacho hausi nice 😂

  • @Lillian11923
    @Lillian11923 18 днів тому +4

    Queen Latifah lookalike musikana uyu

  • @MagretSithole
    @MagretSithole 16 днів тому +3

    Jah man ava igodzva chairo hanzi maold ladies iwaya tenge tine mabenefits

  • @TafadzwaKatare
    @TafadzwaKatare 18 днів тому +2

    Kufara havo but ngavanogara nechikomana icho pasi ummm vana vanogona kumupotsa but edzi anosangana nayo nekuda kwake mabenefits

  • @tambumatara6332
    @tambumatara6332 17 днів тому +7

    Mwari akasika vanhu vake kubva kumashure kwese uko kusvika muna 1999. Kubva muna 2000 Satan ndobva atangawo kusika vake. Vana ivava ini ndasarenda, mahurire avo hatimagoni isu vanhu vakuru

    • @pamhidzayimwaemudzeni9707
      @pamhidzayimwaemudzeni9707 17 днів тому

      Mapendera gore.

    • @pamhidzayimwaemudzeni9707
      @pamhidzayimwaemudzeni9707 17 днів тому

      Kana ndazoseka ka iyi statement yandiuraya. Kubva 2000 satan akatangawo. Ayaas. Haagoni hake kusika asi kuti 2Timothy 3 vs 1 to 5 inotaura zvimiro zvevanhu wemazuva okupedzisira. Ndiwo iwawo.

    • @pamhidzayimwaemudzeni9707
      @pamhidzayimwaemudzeni9707 17 днів тому

      Zvinodanana zvivanhu izvo. Kutobvuma nhai kuti anodanana nemambuya. Somai wacho anozvionawo sei.

    • @practitioner83
      @practitioner83 17 днів тому

      😂😂😂kuti kudaro here veduwe

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 17 днів тому +2

      Vana vamuri kushora ava, vema 2000, vakazvarwa, ndokurerwa nemi. Kana vasina tsika, vakadzishaya nekuti imi vabereki vavo hamuna kuvapa tsika dzacho or hamutorinawo tsika dzacho. Mava kungozviita vatsvene nekuti makakura in the dark ages compared to 2000s, otherwise toziva kuti dzamakatsika Kuma 80s and 90s uko dzakawanda, kutopfuura dzevana vamuri kuseka ava. Saka musazvishora kusvika pakudaro nekuti ndimi makarera vana ava, havana kurerwa nemusangano we Zanu pf, vakarerwa nemi vabereki ama 80s and 90s. The question to ask is, ndeipi dzidziso yamakapawo vana? Mune muchato here kana kuti makatizira? Makaroorwa muri ma virgin here? If the answer is no to all this... please keep quite, vana hapana chavatadza. The apple doesn't fall that far from the tree!

  • @TinasheChitiyo
    @TinasheChitiyo 17 днів тому +3

    i feel sorry for the young men. Akakudzwa zvakaipa zvinhu zvaari kuvhaira nazvo im sure hama dzake dzirikunyara

  • @MishChats
    @MishChats 16 днів тому +4

    Yah regai vakuru vakati MATENDE MASHAVA MAVAZVA DORO. Ndambenge ndichishora mukomana izvo mukadzi ibhishu. Ummm zvakaoma and mahure haana nyadzi 😂😂😂

    • @Maphosa718
      @Maphosa718 15 днів тому

      Vese vari 2 mahure mapenzi ese

  • @CLAUDIOUSMASHIRI
    @CLAUDIOUSMASHIRI 14 днів тому +4

    Zvimamai izvo zvine pamuromo pasina basa.

    • @Lettymasibae6771
      @Lettymasibae6771 13 днів тому

      Asi maida vaitesei nhai kana ndimiwo kkkkkkk asi dai mwana ari wavo vataura zvakaipa ndopandaiti vane pamuromo

  • @cleochikukwa7162
    @cleochikukwa7162 7 днів тому +5

    She sounds 32 not 22

  • @aleckchiriro951
    @aleckchiriro951 14 днів тому +3

    Vana venyu vaparara Ishe nekushaya ruzivo. Zvotonzwisa tsitsi

  • @cephasrashayi
    @cephasrashayi 17 днів тому +4

    Paangoti ndakambogara ku Beitbridge ndabva ndatoona kuti pakaipa

  • @nellyville234
    @nellyville234 18 днів тому +1

    How can people be disrespectful to want to leave the show still running

  • @dorothytanatswanechitima2044
    @dorothytanatswanechitima2044 4 дні тому +1

    The way they're laughing vanowirirana zvokuty asi, havaskuda kusettler chete. They should have agreed on open marriage mumwe oita yake vosangana pakati😢😢

  • @Wizikah
    @Wizikah 3 дні тому +2

    Both vanoda zvinotapira(sugar)

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 17 днів тому +5

    Hanzi musatanyoko 😂😂😂😂

  • @yebo-gogo
    @yebo-gogo 18 днів тому +20

    How do you find out you are pregnant at 6 months old? This was clear and obvious from the word go. KuZvishavane hatimiriri nonsense dzakadai.

    • @linnetbhasvi8115
      @linnetbhasvi8115 18 днів тому +11

      hama munhu anogona kutoziva kuti ane mimba atova mulabour

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 18 днів тому

      Tell them..hako iwee. 9 months I didnt even know​@@linnetbhasvi8115

    • @tristansithole8071
      @tristansithole8071 18 днів тому

      Ahh kkkk​@@linnetbhasvi8115

    • @edsonmatose6470
      @edsonmatose6470 18 днів тому

      Pama first pregnancy zvinoitika varume tauraiwo naana sisi naana maiguru and learn about women

    • @blessingmanyeruke6832
      @blessingmanyeruke6832 18 днів тому

      ​@mwanawapauro2944chero ikasava yrkutanga zvinoitika ini number 3 yangu ndakazoziva ndava mu 4 months coz ndaitotevera nekuda kwekut ndaishandisa ma contraceptive.

  • @patriciatanakasango4745
    @patriciatanakasango4745 12 днів тому +5

    Ko mukoma vanoita zvema sugar mama hr or ndaresva kunzwa

    • @RumbieMatsika-z9l
      @RumbieMatsika-z9l 7 днів тому

      Eeeee ndozvavaari masugar mama ASI zvokuti mukadzi ane22 kana hazviiiite

  • @witnessxking2923
    @witnessxking2923 18 днів тому +1

    Atleast haana kuda kuvanzwa baba vemwana which is the important thing.

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 17 днів тому +3

    Ana amai ngavadzikame udzai mwana wenyu avharire chinhu chake mubhurugwa.

  • @tee6001
    @tee6001 18 днів тому +2

    Zvishavane never disappoints. Always 0%

  • @bhurumango23
    @bhurumango23 17 днів тому +4

    Five things i picked from this video.
    1. These two people love each other.
    2. The boy just survived on this but he is not a saint.
    3. The girl needs help tho, the disrespect she shows to elders is not good.
    4. These two needs behavior change help, their pace will not end well
    5. These family of the boy is quite problematic

    • @enb00025
      @enb00025 14 днів тому

      The girl is simply handing back what she’s being given by the belligerent duo. How’s that disrespectful. If you want respect- earn it!

  • @TafadzwaDzinzi
    @TafadzwaDzinzi 18 днів тому

    Hello bota family kwese kwamur marry Christmas 🌹

  • @grampandiwa7970
    @grampandiwa7970 15 днів тому +1

    Hie Tinashe can't you trim or edit the musat last part please .