UPDATE ; Kutorwa nemvura in Masvingo- mapanzure

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 вер 2024
  • NOISE YAKATYISA DUNHU RESE

КОМЕНТАРІ • 281

  • @TENBALZ
    @TENBALZ 3 роки тому +23

    Channel inonakidza mhani iyi ende ine dzidziso yakakosha keep up the good work drewmas media

  • @jessymachaya8932
    @jessymachaya8932 3 роки тому +16

    Maonero angu whatever chiera chiri mumvura imomo ndochakatsamwa kuti vanhu vanoda kuzosiya chikwambo ipanzvimbo iyoyo

  • @lindagonese4525
    @lindagonese4525 3 роки тому +9

    Chiporofita chamwari chaicho hachipasane nechivanhu zvachose bcz zvose ndezvavo asi ukabatabata mishonga uchinenera mwari nhema dzako unotorwa nenjuzu chete

  • @tinom869
    @tinom869 3 роки тому +17

    Nyaya dzekufa kwevanhu dziri kuwanda nekuda kwemaporifita awa mwari itai kuti tigone kupfugama nemabvi edu toga tichikuudzai nhamo dzedu izvi zvokunzi handei kumvura wat wat mmm zvashata

  • @magretmuranda7642
    @magretmuranda7642 3 роки тому +7

    Maporofita musatijairire please remekedzayi nzvimbo

  • @marimbaingoma1294
    @marimbaingoma1294 3 роки тому +9

    Nyika ine vene vayo musatambe nechivanhu

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 3 роки тому +9

    Amai awo wanogona kurondedzera kupfuura mudhara uyoooo

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 3 роки тому +13

    Hanaweee ngatikoshesei chivanhu chedu Dzimbahwe Inyika inoera veduwe

    • @masterpmaronderaking7859
      @masterpmaronderaking7859 3 роки тому

      Taurai henyu sister .Zimbabwe vnhu vanoita yekutamba nayo inoyera tingarase tsika asi nzvimbo dzedu ngatidziremekedzei

  • @ruthkunyongama7828
    @ruthkunyongama7828 3 роки тому +9

    Pane njuzu

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 3 роки тому +8

    Lots of beautiful places in Zim dai Zvichurch izvi zvarega kutiparadzira
    Now anyone atanga church yake akuda negomo rake raanoti nderake vanhu votononamatira imomo. Its as if Mwari vaakungonzwa vanhu vari Mugomo

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 3 роки тому +9

    Mkoma Andrew kuvhunza kwenyu kunoita kuti zvizipe; vanhu vape information yakakwana..Drewmas Media taking us to another level.👏💖✌

  • @leechingoma6055
    @leechingoma6055 3 роки тому +5

    Kutsamwa kwevadzimu

  • @fungiemadamombe9187
    @fungiemadamombe9187 3 роки тому +10

    Thank u Drewmas media nekutionesa zvakawanda, can’t wait for part 3

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 3 роки тому +6

    Siyabonga Andrew fundisa abantu ukuhlonipha indawo ezizilayo dankie siyabonga

  • @masterpmaronderaking7859
    @masterpmaronderaking7859 3 роки тому +6

    Guys lets respect our nuture our sprit medium .tine dzvimbo dzisingade zvicna basa zvekurasa tsika tingaite hedu asi kuzoita zvisina basa munzvimbo dzedu .

  • @shilamuza4250
    @shilamuza4250 3 роки тому +12

    Thank you Drewmas kumatongo kwedu ndiko kune guva radaddy vangu

  • @swingyjr
    @swingyjr 3 роки тому +21

    Our culture and beliefs do not mingle hand in hand with these mordern day practices of worship...Leave our cultural places alone...do not attempt these things..Chivanhu ukachitarisra pasi unofira mafufu segonzo.#CultureOverForeignReligion

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 роки тому +1

      Yet you wallow in poverty, what have these cultural beliefs given to society? This insulated backwards thinking is why Zimbabwe is a 3rd world country, basa rekupembedza ma demonic entities.

    • @swingyjr
      @swingyjr 2 роки тому

      @@Boomslang1 pamhata with all honesty...duzvi dinji rinonhuwa...mhata...mhata mhata..ita zveikoko..pamhta mhani usaite kunge chirungu ndicho chekwako....pamhata mhani uri dinji rehure

    • @swingyjr
      @swingyjr 2 роки тому +1

      @@Boomslang1 i m not wallowing in poverty mhata iwe...If you have a Degree in IT huya tikupe zvekuita mhani kana diploma...ukandiona hautaure zve poverty mfana nigga

  • @meloe-meloe2247
    @meloe-meloe2247 3 роки тому +5

    mmm ndoona muprofita anoziya ndiye akauraisa vana

  • @tachionazongoti4680
    @tachionazongoti4680 3 роки тому +4

    Haaa asi hapana kudzika zvekutoti ungati panotyisa panezviripo

  • @tafadzwamuchena5197
    @tafadzwamuchena5197 3 роки тому +11

    I love the language of Masvingo (chikaranga) wachihwa here

  • @davidlove2333
    @davidlove2333 3 роки тому +6

    Maprofita nevezvitendero ngavakoshese nzvimbo dzinoera uyezve ngavabvunze nekukudza vene venzvimbo

    • @nomatterkambeni5473
      @nomatterkambeni5473 3 роки тому +1

      Uuuuu maporofta maakupra kuurayisa vnhu nenyaya ykuda kunykana mumvura iyi,

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 3 роки тому +4

    Pane njuzu ipapo saka yakatotora plus vanhu wanofanirwa kuziwa kuti nzvimbo ichiera haifanirwe kuitwa staira

  • @nomatteramapanda2893
    @nomatteramapanda2893 3 роки тому +3

    Mapositori nharo ipapo uchaona vanhu vachiramba vachienda kumvura ..siyanai nemvura idzi nhai a,umm akabuda uyo Mwari anaye namata

  • @tmubwanda
    @tmubwanda 2 роки тому +1

    Nzvimbo inoera iyi furustop. Too bad they angered vene venzvimbo mugwizi umu. Vana vainotuhwina vopagwa musana kana kushunyiwa nokuti havana mhaka. Ava vanhu ava namadzibaba vavo fanofanigwa kududza zvavakabata or zvavaindisa kugwizi. Vagumbura vene vemusha.
    Ngatisaidza chikaranga chedu. Machurch ngatiite asi tisazvidza zvatisingazivi. Vasingatendi chikaranga stay away.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 3 роки тому +3

    Shonhiwa (Baba Ropa) - wopinziwa bizy nevaprofita venhema (vachekeresi ava)

  • @leelian4792
    @leelian4792 3 роки тому +3

    Chivanhu chiriko veduwee vanhu ava vakatorwa nevaridzi vemumvura nekuda kwekuti vanenge vakakanganisa or vakapinda vasina kukumbira varidzi vagari vepo I mean midzimu yemumvura saka vanoratidza masimba awo nekudaro mumvur mune zvogaramo zvatisingaone nemadziso asi spiritual zviriko and if you believe you can understand zvinhu zvacho coz zvotoitika sure and it's very sad kune vakatisiya

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 3 роки тому +7

    4:15 aiti pindai muzvijorodhe aaah, haisi negligence here ko munhu unoudza vanhu kuti zvijorodhei. Evidence iyi inobatsira iyi kana nyaya ikaenda kumatare.

    • @sindisomoyo6026
      @sindisomoyo6026 3 роки тому +1

      As so called prophets surely they should feel or see spiritually there's other forces there that will harm people...😐

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 роки тому +2

      @@sindisomoyo6026 imagine, apa akutoti zvijorodhei it doesn't make sense. Dai akaona kuti pakaipa vakarega kujorodhana panonyudza.

    • @sindisomoyo6026
      @sindisomoyo6026 3 роки тому

      @@shiyeliainkorea exactly

  • @sanelegundu3953
    @sanelegundu3953 3 роки тому +26

    Andrew you are doing a great job in bringing us these compelling events. This is great reporting. Can you please put English subtitles on your productions so that the world sees. Zimbabwe is a place full of wonders and inenzvimbo dzinoera dzakawanda. Ive been narrating some of your stories to the people in the country I'm currently residing and they are intrigued. The world needs to see this.*****

    • @fidelianyika6233
      @fidelianyika6233 3 роки тому +1

      Its our village meeting kkkk

    • @gwav1a
      @gwav1a 3 роки тому

      There is nothing chinoera apa. Who knows the extend of water underneath that min waterfall into the mountain?

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 3 роки тому +2

    Ichi chidzidziso chikuru kuvanhu kuti tisangopinda muzvimbo dzatisinga zive mamiriro adzo,zvakakosha kuti titange takumbira kuvaridzi vedunhu tisati tapinda munzvimbo dzakadai ,varume ava vakazviparira nokungo sviko pinda padziva ravasingazive,zvakaiwana ngwarati kudya irere

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 3 роки тому +4

    Muporofita aiwanda nechipositori aitoziva zvaiva panzvimbo ko kucheka mutema wabvepi padziva pasi pedombo pane bako

    • @giregrace1599
      @giregrace1599 3 роки тому +3

      Taurai henyu vakoma muporofita akatochekeresa vana avo

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 роки тому +3

      Ndimi munoziva muchembere imi. Ndaona comment yenyu ndatonyora pane imwe comment kuti hazvishamise kuti pasi pedombo riri kuyerera nemvura iro pane ninga rinonosvika kugomo ramborwhwa iro rekutinhira. Iye kuzoburitsa mucheka mutema padziva anopenga. Ave kufunga mudzimu zvaipa ko chiporofita ave kusiirei? Ndiro crew rinotsipika dzimu rosara nemashavi kana kurombeta chiporofita, manje 1 day size yako unopihwa.

    • @sandraedward7454
      @sandraedward7454 3 роки тому +1

      @@PaloSant hamuone kubva mutare kunoiritira chiporofita kure kwaakabva hakuna zvinoda kugadziriswae

  • @jeanndlovu357
    @jeanndlovu357 3 роки тому +2

    Nyika yashanduka vaparidzi vawandisa hatichaziwe wekuteera baba tadzungaira

  • @carlnungu3998
    @carlnungu3998 3 роки тому +6

    Madziva Aya anevene aya musaatanangire

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 роки тому +1

      Vaudzei. Vajaira kuna mukuvisi kwavanoita yonke yonke.

    • @carlnungu3998
      @carlnungu3998 3 роки тому

      Manje vanopereramo ndomene haichemedze

  • @dreydudu2366
    @dreydudu2366 3 роки тому +5

    It is a beautiful place

  • @divinegwatirera1459
    @divinegwatirera1459 3 роки тому +2

    Shame

  • @natasha87ful
    @natasha87ful 3 роки тому +3

    Ko vanhu vanogo zvi jorodha sei? Something is not right with this story

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 роки тому +1

      Ndozvandinetsa, evidence chaiyo inoita kuti nyaya izotongwa zvakanaka.

  • @dzabu1983
    @dzabu1983 3 роки тому +2

    kkkk mudhara uyu kutsanangura kwacho kkkk.hearsay kkkkk kwahi kwahi

  • @spencermoyo
    @spencermoyo 4 місяці тому

    Problem yave nevanhu vechiporofita vanoda kundozvidza dzimwe nzvimbo dzisingawirirane nezvavanoita ko iye why asina kupinda mukati memvura munhu iyeye futi

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 3 роки тому +4

    Jorodani what. River Jordan is in Israel. Wtf

    • @rozvi9728
      @rozvi9728 3 роки тому +1

      imagine kutora foreign religion tichisvora our own traditions its such a shame to us vanhu vatema

    • @stembilemanyembe3426
      @stembilemanyembe3426 3 роки тому +1

      Akaramba kuti tiri vanhu vatema nzvimbo nenzvimbo ine zvayo pindura futi.

    • @mamoyoT
      @mamoyoT 2 роки тому

      Uri benzi

    • @mamoyoT
      @mamoyoT 2 роки тому

      Isu maKaranga omene we use jorodani to mean baptismal pool or the actual baptismal event. Don't bash what you have little knowledge about.

  • @TatendaMuza-hh2is
    @TatendaMuza-hh2is Рік тому

    I grew up in this place vane zvavakakanganisa isu tayitobva kwedu kwamadangure uko tichiuya kuzotamba neshamwari dzedu

  • @sashamoyo9779
    @sashamoyo9779 Рік тому

    ma testimony tikumanzwa very informative takudawo ... ma visiuals tikuda kuona zvidhoma on camera

  • @beautymashoko9200
    @beautymashoko9200 2 роки тому

    Kkkkkk ndosaka ndaisadhidha zvangu muna musogwesi ndaitotya vaitsvakeimo plus kune muno akambozvi jorodha hr

  • @usenotfound168
    @usenotfound168 3 роки тому +3

    Gwara rehupenyu and Goodbye my friends are beautifulsongs who sang them

  • @sheillarazao12
    @sheillarazao12 3 роки тому +2

    Rambai muchiti basa rakanaka kudai muchitidzidzisa zvetisingazi munyika yedu

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende 3 роки тому +1

    Mapostori ngavambosungwa vakuda kusvibisa zvinhu zvinoyera chivanhu chivanhu hachirambwi

  • @mosestogarepi2427
    @mosestogarepi2427 3 роки тому +1

    panochengetedzeka makapaita petourism sedzvimbo yakakosha. Vanhu vanotadza kushanyira masvingo for lack of beautiful places. This is one of them. Panoda anochengetedza kuti vanhu vasapinda mo senzvimbo inoera, ipo nechikomo nezigomo. Hatichaziva kuti chinyakare here kana chitsva chakashata chapinda po kuti vanhu vafe.

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 3 роки тому +1

    Maita basa mukoma.very true chivanhu chedu chakakosha. Ngatirambe kubrainwashwa nevarungu

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 3 роки тому +1

    Icho chaimbo mara vana vachidhidha chii,kureva kuti mumvura umu mune zvemo,pane mutauri wati pakabvunzwa murume akabuda mumvura wakati ndanga ndakabatwa nevarume vana vanditi ndikupe mushonga uyu iye akati kwete ndiko kubuda kwaakaita mumvura vamwe ndokunyura.Maonero angu pane zviripo zvino tyisa.

  • @hipposave2573
    @hipposave2573 3 роки тому +1

    Chikwambo ndicho chakauraya vanhu, nekuda kwekuti muporofita anga ari fake asina power rekuchibvisa.

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 3 роки тому +2

    Kadziyo aka kakambopenga kuma Zimbabwe good bye my friendy

  • @sheilamurove1540
    @sheilamurove1540 3 роки тому +1

    Ko ivo vanhu vanodirei kuenda kundonyikana mudziva ravasingazivi nezvavo . Zvino kujorodha vanhu kwacho ndokupi kna pachizodeuka ropa kudai 🤔🤔🤔 zvinosiririsa veduweee koshesai chivanhu chedu

  • @sirilanka1506
    @sirilanka1506 Рік тому

    Mapostori akasviba Andrew havatozivi zvavanoita chavanoda chaicho havachizivi

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 3 роки тому +1

    Mugabe akaudza AnaSangoma vise kuti vaende kuhuprophita anaSangoma vazhinji vakaita Vamwe vakaramba

  • @matildatuwe9846
    @matildatuwe9846 3 роки тому +1

    Ummm zvorwadza ko akadii kuzviona pamweya kuti pachafa vanhu wobva arega ka kuenda kumvura nevanhu

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 3 роки тому +2

    Mhoro mukuwasha wangu Shonhiwa! Hezve; zvakaitika pako paya aaaa!!

  • @paradzaichiripanyanga9614
    @paradzaichiripanyanga9614 2 роки тому

    Yaaa ma church chiiko neniwo kumazoe wanhu wakaparara then apa ndizvozvowo but why mhan

  • @amandaannamperuka6205
    @amandaannamperuka6205 3 роки тому +2

    Pakatodzika hre apo

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 3 роки тому +4

    Thanks Dremas media for your good work♥️

  • @lindahzhanje7925
    @lindahzhanje7925 3 роки тому +1

    Nzvimbo inoyera kna vemunzvimbo vachinyerekedzwa tsoka pane zviripo panzvimbo.....Nzuzu dziripo dzinowanikwa chero mvura iri shoma

  • @stephenmudere6985
    @stephenmudere6985 3 роки тому +2

    ayaas vanhu kutofa ipapa?

  • @munesumangava9751
    @munesumangava9751 3 роки тому +1

    Ini handiindipo pagwizi igogu.....kumurudzwa nemhepo eishhh

  • @andresgobge3221
    @andresgobge3221 3 роки тому +1

    Padambiro pedu apo makuiteiko maporofita enhema Kkkkkkkkkkkkkk

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 3 роки тому +4

    Iye akazoda kubvunza varidzi vetsvimbo paitika tsaona

  • @hillaryvimbai513
    @hillaryvimbai513 3 роки тому +2

    Ummmmmmm zvakaoma

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 3 роки тому +1

    KO Muporofita haasati asungwa here akaurayisa vanhu vatatu

  • @admirebhasera4434
    @admirebhasera4434 Рік тому

    Bond akataura wani kuti nzuzu dzanga dzakatiza asi izvezvi dzakadzoka dzavemo mumadziva

  • @ShoraiChiza-qy1mt
    @ShoraiChiza-qy1mt 2 місяці тому

    Dai mudhara uyo aitaura akamira mumvura mezvakaitikira

  • @jetmazodze348
    @jetmazodze348 3 роки тому +2

    Yooo vakaenda panzvimbo inoera. very sad story

  • @GladysMbweya
    @GladysMbweya 6 місяців тому

    Vanhu ngavayerese zvimbo veduwee

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 3 роки тому +6

    What's happening to our Country folks?This is very heartbreaking.
    Dear Lord only you can save us please protect us👏

    • @elizabethziso7833
      @elizabethziso7833 3 роки тому +1

      Chokwadi because recently pane mkadzi mupositori akanopinda futi mumvura akafa

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 роки тому +3

      It's the obsession with the occult, zverima zvisina basa whilst other countries are developing in leaps and bounds. An inordinate fascination with the dark arts is why some lands become cursed.

  • @jacobbest7617
    @jacobbest7617 3 роки тому +1

    Tinotenda nechironga yaaa muri kushanda

  • @patieymakojanhi101
    @patieymakojanhi101 3 роки тому +1

    Aah saka chikwambo chasabhuku zvee

  • @patiencechindamba6949
    @patiencechindamba6949 3 роки тому +5

    Batai muporofta uyu akachekeresa

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 3 роки тому

      Siyanai naye nhai imi, utsinye rudziyi rwamuinarwo kuda kutadzisa munhu kudya zvaakashandira. Munoita vatungamiri vemachechi vanongomuka vavanemweya here, kana kuti vakatotengesa madongi, mombe zvese nekitsi pamba pavo?

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 3 роки тому +1

    Kwaziwai Drewmas media, dziva iri nderavanhu vomuduhu kwavanomwa mvura, asi mu profita unenge wenhema. Ngatiregei kutoreka dai akasungwa nokuti uchapedza vanhu

  • @rudosithole9157
    @rudosithole9157 3 роки тому

    Kkkk yowee usadheerera chivi valoi shame

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 3 роки тому +2

    Thank you shumba munotigonera uye kutidzidzisa

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 3 роки тому +1

    I heard nyaya iyi kwaSisy Melly kana ndisingakanganise ,but Pastor vakaramba kutaura pavakafonerwa ,mukadzi wacho ndiye akataura but aiti haana information .
    Pastor vainzi katora vana maparents asina kuziviswa ,vari joni , mai vevana vaiti vana vanenge vave kurasika njere .

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 3 роки тому +1

    Mu Zimbabwe we have beautful places and beautful sacred places but zvimbo dzacho hadzi chengetedzwe thats why mapositori anongo joradan vanhu everywhere and kusingira red clothes in tree and killing innocent chickens.maposotori anongo mamira pese pese

  • @chenesooliatorgwasunda9351
    @chenesooliatorgwasunda9351 3 роки тому +1

    Pamwe chikwambo chasabhuku ndicho chakatsamwisa zvemumvura umu

  • @fmatsveru
    @fmatsveru 3 роки тому +1

    Ivo vanhu vanombojorodhweiko ngazvibhanwe izvi

  • @ashangirozi9867
    @ashangirozi9867 3 роки тому +2

    Drewmas munondigonera

  • @LilianRevesai-ou5ic
    @LilianRevesai-ou5ic Рік тому

    Church idzi dziçhapedza vanhu mmmmmmm

  • @thandosmrt5513
    @thandosmrt5513 3 роки тому +2

    Hanzi vamwe vanhu vasina mweya

  • @johnmutunhi5608
    @johnmutunhi5608 3 роки тому +2

    Inzwimbo yekwedu inoera zvemashuwa

  • @doreenchinyama9655
    @doreenchinyama9655 3 роки тому +7

    Mapirofit wawandisa vachiyita zvavanoda munzvimbo

  • @Gono88
    @Gono88 3 роки тому +1

    Kambo ako goodbye my friend kanondiitira, tokawana sey uye kupi? @drewmas media

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 3 роки тому +2

    Its been a while ndisati ndanzwa Mpandawana ichinzi Jakata.

  • @waleed2656
    @waleed2656 3 роки тому +3

    Subtitles please !!

  • @rudomuyambo352
    @rudomuyambo352 3 роки тому +1

    Hello ndyp tinotenda nekutizivisa

  • @veejones1545
    @veejones1545 3 роки тому +2

    Zimbabwe ndeye munhu wese

  • @botswelokolobo4640
    @botswelokolobo4640 2 роки тому

    Muchatorwa nemvura one kkkk

  • @sirgonhovi
    @sirgonhovi 3 роки тому +1

    Toita seiko nevanhu vemasvingo

  • @energykaseke9527
    @energykaseke9527 3 роки тому +1

    Ko sabhuku vakatorwa varipi

  • @mercymushonga1841
    @mercymushonga1841 3 роки тому +1

    Vana vacho vakakurasei nhai

  • @miriammapinga9535
    @miriammapinga9535 3 роки тому +1

    Iwo mapostori enyu aya ka

  • @tachionazongoti4680
    @tachionazongoti4680 3 роки тому +2

    Haaa pakadzika here apo nhaimi

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 роки тому

      Njuzu haikutorere pakadzika chete. Even in shallow waters. Buy if you look pari kudzika mvura apo area yacho ine different colour pane pamwe pacho. Panogona pakati dzikei mbichana. Or pasi pedombo riri kudzika nemvura iroro panogona kunge paine ninga rinotonosvika kugomo iro rataratidzwa.

  • @ShoraiChiza-qy1mt
    @ShoraiChiza-qy1mt 2 місяці тому

    Kwahi kuchihi uyayi kuno

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 3 роки тому

    Government must stop vanhu vanononyangadza nzvimbo dzinoyera esp mapostori..ndava vavhiringa zvakawanda munzvimbo dzakawana nekuda kutsvaga masimba...iye wekuti ndine chikwambo ndiye akasakisa vanhu vafe

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 3 роки тому +1

    Maporofita jorodhai vanu pasina mvura yakawanda veduwee

  • @ruva678
    @ruva678 3 роки тому +6

    Who sang the goodbye song maki mukaranga? It's a beautiful song.

  • @freddymutepe2699
    @freddymutepe2699 3 роки тому

    Chero Gondoi gomo rekumba kwangu raipfuta zvese nekutinhira, mvura yozonaya. Chivanhu zvacho chiriko.