KADOMA...........................MUKURU WECHURCH OTORWA NENJUZU?

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024
  • NJUZU YOBAKA MOTO MUMVURA

КОМЕНТАРІ • 259

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Рік тому +3

    Dambudziko renyu kana muchisvika panzvimbo hamukumbiri varidzi venzvimbo nzvimbo idzi dzine varidzi vadzo church I church zvadzo asi nharaunda inoda respect

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 Рік тому +37

    Nyaya dzekuenda kumadziva vanhu havasikudzirega. Madziva ane varidzi vemo. Vakai majorodhani pachechi kuavoider kurasikirwa nehupenyu. Rest in Peace

    • @livyjoe22
      @livyjoe22 Рік тому

      Not even kuvaka. Vanenge vanotoda iwaya anotonzi anoera iwaya. I don't know why.

    • @kudakwasherembo3067
      @kudakwasherembo3067 Рік тому +1

      @@livyjoe22 chinorwadza ndechekuti vanorasikirwa nehupenyu nekusateerera

  • @darreldenzel5632
    @darreldenzel5632 Рік тому +18

    Ko update yemwana wekushaikwa asara na sekuru zvakamira sy

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Рік тому +19

    Hamudzidze , 😢😢😢muchapera mose zvenyu , vamwe vakanyeba uko kuti varikunobudisa mwana , zvikaenda nepiko

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh Рік тому +9

    Aah vanhuwe hamunzvisisi ne nyaya dzema positori nyayairipo ma porofita aya anoshandisa mishonga nezvikwambo, ndozvirikuva pandukira.

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Рік тому +14

    Nhai mapostori. Zvamuchaperera mumvura. ...siyanai nhazvo izvi. Tsvagai mabhavhu mahombe mujorodhane imomo kana muma tub

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 Рік тому +13

    Nyaya yekungoti njuzu yauraisa vanhu..ignorance is bliss. Vanhu monyatsoona munhu asara musoro chete then moramba makatarisa kuti hanzi rega timbomira tione..pple we’re supposed to just jump in and look for him within those minutes pamwe vairarama

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Рік тому +7

    Toitaseiko nema potsiri kuti varege zvekuenda kumvura

  • @ennybphiri2896
    @ennybphiri2896 Рік тому +9

    Nyaya yekuenda kumadziva iyi ngairambidze vanhu vapera😢

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +5

    Imwe inogona isiri njuzu futi mumvura mune zvakawanda.Mapostori it's high time vadzidziswa kuti tambirai Kure nemvura.

  • @fadziachirongo4280
    @fadziachirongo4280 Рік тому +2

    Nhai tichadzidza rinhi, zve jorodhani zvapedza vanhu. Rwizi rwe Jordan riri ku Middle East kwete muZimbabwe saka muchinyura haikonai kuramba muchi forger zvinhu.

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 Рік тому +2

    Yes munhu akatorwa nenjuzu. Hapadiwe vanhu vakawanda, so vanhu vemunharaunda vakauraisa munhu.

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha4463 Рік тому +2

    Mazimbabwean hamuteerere, kangani muchiratidzwa nyaya dzakadai dzevanhu vachifira mumvura nenyaya idzi?? Iwo mapostori mumenharo steregi

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 Рік тому +6

    Light iro njuzu makatadzawo kufunga here kut injuzu😢

  • @nomaterchiguma8683
    @nomaterchiguma8683 Рік тому +5

    Mapositori siyanai nekuenda kumadziva

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty Рік тому +6

    Vanhu vakaramba kubva padam ndovakakuvadzsa munhu vanhu havateerere shem ,akaita kudhonzwa nerufu chaiko

    • @antoniodomingo7433
      @antoniodomingo7433 Рік тому +2

      Ko Ivo vakaramba vachiimba ndovaitokoka hasha dzenjuzu handiti haidi noise ..vajabatsirawo kufa Kwa bishop

  • @PortiaBizabani
    @PortiaBizabani Рік тому +4

    But nekutsanangura kwamai avo zvaigova pachena KTvatorwa Dai vasina kushambadza ,vakaita zvakakodzera

  • @Amandahndhlovu
    @Amandahndhlovu Рік тому +3

    Izakkamuzi yizo ezabanga ukuti isimo sibe sibi ngokungalalali langokuthathanda izinto they dnt have respect .ndoo kunodzi kupfumuka. Vanhu havasisina hunhu. It's sad hw we nolonger value such sacred

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Рік тому +2

    ❤❤❤ DrewMas media nziyo dzenyu dzamoridza dzondiendesa kure kani dai ndine kwekudziwana hangu❤❤❤Fambai naro basa motigonera

  • @epifaniamuchinjiko3566
    @epifaniamuchinjiko3566 Рік тому +4

    Thando class nachihera I miss them ❤❤❤

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Potaura muzulu from South Africa KwaZulu-Natal

  • @isaacchibe7611
    @isaacchibe7611 Рік тому +2

    27:39 saka izuva ranga rasvika kunyange dai asina kuenda kudam aifa

  • @Pantak4343
    @Pantak4343 Рік тому +1

    Ko uyo ane green scotch akapedza zvenhamo ngaone Holy ten voice iro ihombe

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Рік тому +3

    Light ravaiona iro igoritoto mu dam iroro munogona makatofira vamwe vanhu.
    Shoko rinoti vanhu vangu vaparara nekushaya zivo.
    Knowledge of swimimg inodiwa kana apita mvura

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Рік тому +3

    Mapositori nhau yemvura mune nharo kaaa imi kubva muchaperera mumvura

  • @BrendaNyamande-k3k
    @BrendaNyamande-k3k Рік тому +3

    Maporofita eku church kwenyu anonyepa anozoona kut munhu anobuda ari mupenyu iwo wakatadza kuona kunyura kwake sei

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Рік тому +1

    Its true Andrew kune vanhu vanotoziva mazita enjuzu

  • @collenm8242
    @collenm8242 Рік тому +2

    Thank you drumers media we love you

  • @etheldulana...daughterofak434
    @etheldulana...daughterofak434 Рік тому +3

    you are doing welll Tadiwa,,😘😘🥰🥰😍

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh Рік тому +2

    Pluz ivo vakadzi ndovamwe vasina kumira mushe, ndsvana sitakile ,vanoda vaporofita iwaya zvokutoramba varume vavo chaiyo, shavi rechihure.

  • @nokthulagift618
    @nokthulagift618 Рік тому +4

    Zvekumvura izvi muchazvirega kuriinhi vanhu vezvimachechi zvenyu vachitorwa nezvemumvura,bhabhatidzanai mega

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Рік тому +3

    IMHO hapana zvenjuzu pari kuwira vanamati ava mumvura. Now ma villagers ngaadzidziswe nezvekuwira kwemunhu mumvura nekuudza kuti zvinofamba sei mvura nemunhu anenge anyura. Yambiro hangu vanhu ngavarege kunobhabhatidzira vanhu munzizi dzakadzama. Otherwise, vanhu vacharamba vachinyura all the time. One of the sea divers on one of the cases recently tried to educate people kuti munhu akanyura chii chinoitika. Saka ibvai kumadziva akadzama.

    • @ClaraMabachi
      @ClaraMabachi Рік тому

      Njuzi dziriko uyo sea diva aiedza kudzidzisa vanhu kuti vasatya kuenda mumvura.

    • @crucial083
      @crucial083 Рік тому

      Munhu kana aita drown anomwa mvura but ukaona asina mvura mudumbu chivanhu ichocho.Dzidziso inodiwa ndeyekungoti vanhu vema church vasiyane nemadziva coz ane varidzi avo.

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Рік тому +1

      @@ClaraMabachi sea diver was denouncing njuzu beliefs such as munhu akabuda mumvura achibuda ropa people say njuzu yauraya munhu. Bleeding is caused by deep water pressure. Basically saying that’s the impact of deep water pressure to a human being.

  • @Amarie077
    @Amarie077 Рік тому +2

    Kutsanangudza munogona mapostori. Munoenda kuma dziva musingagone ku swimmer. Siyai mvura dzakazvinyarira please. Madziva aya anevaridzi wavo. This light is it not the reflection of something.

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 Рік тому +1

    Vanhu ngavaregei kuenda kugadzira weduwee weduweee last week varume 2 wakafa kwamutare fernvalley njuzu nezvechechi hazvipindirani vaingopinda mudziva vasina kukumbira wedunhu woudziwa chimiro charo

  • @contactsmamombe1546
    @contactsmamombe1546 Рік тому +1

    Nyaya iyi chokwadi 😢zvakaitika mulife medu takatorasikirwawo nemudikani weduwee😢shame sorry

  • @linomsadube
    @linomsadube Рік тому +9

    Makazobvumaka kuti maporofita nhando epachechi penyu

    • @katysheren
      @katysheren Рік тому

      Shame sry handichada zvemumvura unoenda

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Рік тому +1

    Weduwe mapositori dzidzai kutya madziva anoyera, dambudziko renyu hamutye hamuvhunduke uye kunyepera kukiriridza nemweya, musaende kumadziva munopera madziva anoyera aya uye kana dai yaive njuzu yamutora paidiwazve vanoita zvechivanhu, chivanhu chinogadzirwa nechivanhu uye musapinde mumadziva ese ese madziva mazhinji anoyera kazhinji mukaenda kumadziva tangai mataura nemadzimambo edunhu mopiwa mvumo nevakuru

  • @anywaymukaka2178
    @anywaymukaka2178 Рік тому +2

    Haaa ini ndinoona sekuti bishop vaisanganisa chivanhu nechiporofita ...zvinogona kuitika munhu nguva yakwana anotozvinzwa kuti nguva yakwana

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Рік тому +1

    Ths is so painful how destroy each other... because of not cooperating
    Povo makauraisa munhu ,,,,,,munhuwese anemhosva apa

  • @preemacnyandoro4811
    @preemacnyandoro4811 Рік тому +4

    I love this song

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Рік тому +1

    Pamusoroyi Gombwe 👏, ayihwa zvinotyisa izvi tavekutya kuenda kumadziva kunomwisa zvipfuwo

    • @sithembilemalanga8206
      @sithembilemalanga8206 Рік тому

      As long usina chawakabata hapana hapana, maporofita Aya akaromba aya

    • @simbamoyo9400
      @simbamoyo9400 Рік тому

      @@sithembilemalanga8206 shuwa shuwa here 🤠🤠

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Рік тому +4

    Vanhu vanonetsa singaite ndovanoita munhu afe ,munenge muchida kuonei pamunhu asiri hama yako padziva kana,munhu atorwa nenjuzu apadi noise ,vanhu ngavadzidziswe purizi ,dai njuzu ikambobuda yotora one kuchaunga vazive kuona wona kupere

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika Рік тому +2

      Vanhu vanonetsa havanzwisise panenge paine ndururani dzisingaudzike

    • @felixowuor6744
      @felixowuor6744 Рік тому

      😂😂😂😂

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Рік тому +9

    Uyu Mandlovu anogonesa kudarika ana nhingi ava😂

    • @advancematoweadttocksmatto9213
      @advancematoweadttocksmatto9213 Рік тому +4

      It might be true but vasikana vaya they were the best interviewers zvekuti kana interviewee anonzwa kunyevenuka ,now when it comes to mutsva uyu tozomupa sando aita program yake pasina Shumba😂😂😂😂😂😂😂😂😂🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️🚶‍♂️

    • @previousmafiyosi9492
      @previousmafiyosi9492 Рік тому +3

      Ende anogona zvekuti.rwurimi rwake boo zvekuti.ndebele yake iri fluently chaiyo

    • @LeonMatura
      @LeonMatura Рік тому +1

      Anofita kunge ari mundebele OG chaiye not vanwe vaye kķkkkk

    • @NhereraYenyika
      @NhereraYenyika Рік тому

      @@LeonMatura kwete yekudzidzira iye taura hako ge ge ge

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 Рік тому

      ​@@previousmafiyosi9492i disagree this one she is still learning those two are good

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +3

    Mmmmmmm bishop uyu anenge anga akaromba asii akakanganisa mhiko

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Рік тому +3

    Ende vanhu vanoramba vachingoenda kunonyikana mumvura uu zvinorwadz

  • @BettypeterbettyPeter
    @BettypeterbettyPeter Рік тому +1

    Mapotsori munenharo dzisina basa..proof yekuti njuzu ndeipi pliz dam renyu rakafumuka njuzu haigare pasina bako panehuchapa ngatidzidzei purizi.munhu pinda mumvura uchiziva kuti une experience here yekudhigidha.ngazorore hake munyasha

  • @estherykachepa1308
    @estherykachepa1308 3 місяці тому +1

    Light iroro inzuzu dayi makasvika padhuze chaipo maitoiona yaitoda hondo mukoma venyu ivavo vaive nechiwanhu asi waitizira kuchurch vane zvawaipikisa

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 Рік тому +2

    Haisi njuzu iyiii kuedzana masimba uku vanhu vakuromba mazuvaano

    • @Bhenguz
      @Bhenguz Рік тому

      Kutofira hukuru hwechechi

  • @VincentNyarai
    @VincentNyarai Рік тому

    Hie Vatapi venhau hamusi kupedza kutipa nhau nyaya yechitunha Chamunyaradzi kuGokwe/ Chegutu mine zvese makaperera munzira

  • @Rebhara
    @Rebhara 10 місяців тому

    So pavanhu vese vanga vari padam in those 30 minutes pakashaya akatora video of the light mumvura?

  • @memematomz4242
    @memematomz4242 Рік тому +4

    Vakapinda vasina kuchema bishop

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Рік тому +9

    Mapostori manetsa ngavambopika majeri

    • @kennethmaziofa7935
      @kennethmaziofa7935 Рік тому +1

      😅

    • @catherinekangoya8964
      @catherinekangoya8964 Рік тому

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣statement iro 🙌

    • @barbragawaneni3363
      @barbragawaneni3363 Рік тому

      Vanetsa kani iwe vanhu ava ...problem mishonga vanoida yechaunga ndosaka vachinakurwa nenjuzu ...vanedambudziko vanhu ivava aghh

    • @belindakaseke4466
      @belindakaseke4466 Рік тому

      Mapositori for ED vane nharo sababa vavo😂😂😂😂

    • @SeleYusuf
      @SeleYusuf 3 місяці тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Рік тому +2

    Mapositori muchapera mese henyu

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Рік тому +1

    Bishop's time was up guys tingataura hedu zvimwe

  • @PatienceNatieRushwaya-xl7wx
    @PatienceNatieRushwaya-xl7wx Рік тому +4

    Ini hangu ndakufunga chihera 😢

  • @Rebhara
    @Rebhara 10 місяців тому

    Pane kwakambobuda munhu arimupenyu here mumvura, zvisiri zvema 40yrs zviya but just a few hours or days after anyura?

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Рік тому

    Bishop vakange vakuziva kut vakuenda kumagumo ndochimwe chokwadi chiripo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Pamwe Bishop uyu yanga iri undercover N'anga

  • @KutongaKutonga
    @KutongaKutonga Рік тому +1

    Nhai maspotori sei muchienda panonyudza. Munotadza nei kubhabhatidzana pasina kudzika? Makutibhowa manje

  • @blackmajolatreefellingserv1611

    Siyabonga mandlo mamcane wm

  • @nobertmuchacha7254
    @nobertmuchacha7254 Рік тому

    Njuzu chandinoziva ndechekuity kna uchiita zvekunamata nemishonga ukasvika pane Njuzu inorava pasi

  • @nobertmuchacha7254
    @nobertmuchacha7254 Рік тому +2

    Njuzu ine utsinye

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Рік тому +1

    Mvura inouraya hama dzangu vanhu ngavarege kutambira mu mvura guys

  • @albertobofana2634
    @albertobofana2634 Рік тому

    Thats why pamvura andiendi i feel dizzy kungotarisa mumvura so

  • @EginahKajokoto
    @EginahKajokoto Рік тому

    Panenyaya dzekutorwa kwavanhu nemvura panozoita light mumvura why

  • @mavischikonyora1194
    @mavischikonyora1194 Рік тому +4

    Musandione kunonoka ndanga ndichuya

  • @GraciousGumbo-pr5uh
    @GraciousGumbo-pr5uh Рік тому +1

    Inguzu yakatora mukuru wechurch musatambire mumadziva njuzu itora munhu chere patsime chaipo asi hazvirevi kuti ndipo painogara ngwarirai madziva chivanhu chavanhu chadzoka dzakanga chamborova asi chadzoka midzimu yakubuda mumisa umu yawanda chose

  • @cathrinesamanga
    @cathrinesamanga Рік тому +2

    Imi weduwee munhu akatorwa ne mvura kashoma kuzobuda Ari mupenyu panotoda ma seadiva kuti vabudise munhu nekukasika

  • @angelamoyo2009
    @angelamoyo2009 Рік тому

    Vanhu vemunharaunda umu ndivo vane mhosva yekuuraisa munhu chavairambira kubva parwizi chii nekuti munhu akatorwa nenjuzu hapadiwe noise vanhu ava ndivo vari responsible nekufa kwa Bishop

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 8 місяців тому

    Dai vanhu ma siyana ne kuenda kumadziva. May his soul rest in peace

  • @prisscamashumba8897
    @prisscamashumba8897 Рік тому +2

    Kufunga kwangu ,angave ma eliens,cos lights ne ma eliens zvofambirana,handifungi Kuti injuzu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Mundele uye kkkkkkkkkk akatobva ikoko kunjuzu deep down under water

  • @ClaraMabachi
    @ClaraMabachi Рік тому +2

    😂😂😂njuzu yakatora phone aah 😂😂😂

  • @ThabisileNyagato-ny3er
    @ThabisileNyagato-ny3er Рік тому

    Mapostori have mermaid spirits. I wish pple shld just understand

  • @masigodo8341
    @masigodo8341 Рік тому

    Mandlovu special ukhuluma kahle ntombi❤

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 8 місяців тому

    Ndakafunga kuti takakura tichidhigidha muma madziwa kumisha uku. But hapana chaitaimboona. Mazuvano zvakutyisa izvi

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому

    Haaa ayiva neshavi renjuzu ndoraaiporofita naro, haasaifanirwa kutambira kumadziva

  • @KudziMaranga-mc5ce
    @KudziMaranga-mc5ce Рік тому +1

    chokwadiii chaicho munhu aka enda nenjuzu apoo

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Рік тому

    svinurai vanhu imi,musapemhedze mweya yetsvina imi,
    bishop akange akaromba uyu !!

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Рік тому +2

    Ini kana kuitq washen kurwizi handiendi kutsime ndinogona nyoka asi vamwe havaione ndinototya zvekumvura kusvika taita plan kuisa Maura pamba kana iri njuzu ichanditorera papombi

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +1

    Kumadziva uku mapostori imbomirayi zvekuenda kumadziva.

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Рік тому

    Saka tikaita fishpond pamba vasikana vemvura vanouya hr ?

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Akapinda nephoni mum mumvura mmmmm

  • @knowlygwatidzo6865
    @knowlygwatidzo6865 Рік тому +2

    Njuzu yakatsamwisa nevanhu kuramba varipo ndosaka akabuda akafa .Uye light ravaiona vanhu vaifanirwa kungoona vakanyarara .Kumadziva hakudi zvekungotaura taura chivanhu chiriko .Shem R.I.P

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 Рік тому +1

    Bhabhatidzai mumadish kumadziva , munodei.

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Рік тому

    Drewmas media taking us to another level

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Рік тому

    Ummnn kumvura kwakaoma chokwadi ummm zvorwadza chokwadi ini handidi hangu

  • @locadiamuduwa1951
    @locadiamuduwa1951 Рік тому

    Eish kunzima weJesu, avantu havadi kuterera dai vanhu vakatetera pmwe bishop vakabuda varivapenyu,ndinoti bishop zororai murugare

  • @TENBALZ
    @TENBALZ Рік тому

    drewmas you forgot to show us a clip of the place where he drowned like you did ku mhondoro

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe Рік тому +4

    drewmas media taking us to another level

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Рік тому +2

    Light ramaiona chipoko chabishop venyu vavatotanga kupfuka kukuratidzai kuti vatofa imi makunyepegwa kuti light roreva kuti munhu mupenyu

  • @pamsmurapa6696
    @pamsmurapa6696 Рік тому +1

    Vanhu vanenharoka nemvura idzi..aah chii mhani

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Рік тому

    Mapostori vada shamhu please nyika ine vanotonga,ndainamata chishanu tichiyenda kumanhize vaitotsvaga anobatwa nemhondoro neane njuzu vovhura nzira monamata kwazvo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Gogo shumba yaonda basaka iri!!!!!!!!!!!!!!!

  • @talentsmoko2155
    @talentsmoko2155 Рік тому +1

    Iye akati vana vadiki vano bhabhatidzwa ndiani

  • @letwinnyatsine
    @letwinnyatsine Рік тому +1

    Tadiwa is energetic

  • @MarthaMugova
    @MarthaMugova Рік тому

    Esshy very sorry mhuri yekwa Maziofa mwari vakunyaradzei thanks drewmass media nekutipawo nyaya yehama yedu bishop Maziofa inorwadza 😭😭😭😭

    • @giftndawana
      @giftndawana Рік тому

      ko chihera makamuisepi nhai Shumba ndave nemazuva ndisingamuone

  • @ennietakawadii
    @ennietakawadii Рік тому +1

    Zvekubhabhatidzana kumvura siyanai nazvo itai zvemaTubdish madziva Aya ane varidzi vawo kana zvadai zvaipa manje koshesai madziva anoera Aya ipapa vanenge vakamboudzwa kuti panoera apa vobva vaita nharo paye magumo acho haachanakidze saizvozvi

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +1

    Iight mumvura kkkkkkkk chidhoma mhiko dzenyu idzi

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому +1

    Drewmas Media taking you to another level