Secondly hapana pataurwa kunzi mari yake yakawanika mu wallet but pataurwa nezvezvitupa and other staff, saka mapere ndiwo akadya mari yemombe hre? Sahwira is the first suspect, i want to thank my dad everyday vanotaura kuti munhu anokuurayisa ndisahwira wako ndiye anoziva all your movements
Journalist Mubvundiro wako ukusiya imwe info isina kudairwa.... Pawakabvunza kuti Hapana here matambudziko aimunetsa.. wasiya zvakawanda. I guess u needed to ask aidhakwa here netumbwa or strong drugs.. At least azongopindurawo hake ega
Ndini ndatanga ndipeio alike angu
Uuuuuuuum sahwira uyu anoziva zvakaitika wy akazoenda Harare sei same day iro raamuperekedza
My thoughts too
Aaaa komarii nefoni zvakaendepi imbwa nemapere zvakadya zvese or sahwira ndiyeaka slota sahwirazve
Asi muno commenter musati mapedza kuona
Hona munhu haisi kitsi inongokandwa musaga zvotongorova the fact yekuti imbwa yakauya nebhonzo pamba pasahwira shows kuti mufi ari kutoti hona zvawakandiita.
Muface uyo akapiwa zenya Anotaura chokwadi
Mari
Mombe
Ndakaenda Harare
Uuuuu sahwira uyu Thursday sahwira aita cash woenda ku Harare kudzoka Monday manheru sahwira hapana uuuu sahwira a iweka iweka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu
Waiting
Sahwira sahwira sahwira how many times did I kol U??? Hokoyo nengozi ihiii
Mombe yotengeswa sahwira varipo, mombe yo slaughter sahwira varipo, then buyer ouya nemari sahwira varipo, boom sunday sahwira voenda harare, munhu onyangarika sahwira vodzoka monday imbwa youya nemusoro wemunhu pamba pake hapadi investigation apa. Vakanyatso tourcher mface uyo anotaura zvaakaita imbwa idzo dzakatotumwa nemufi kuti ndisiyei pamhondi yangu
Vanhu nzwisisai uyo akashaikwa nechina vasahwira vakazoringa rwendo Sunday vakadzoka Monday then chipiri ndopaakaudzwa kt munhu hatimuoni hapamborina nyaya sahwira asi dei akaenda Harare musi washaikwa munhu
Sahwira mune chokuita pamunhu uyu
How come he disappeared after mapihwa cash yemombe vari ese then you suddenly went to the city
First suspect sahwira 😂
Let us not judge man iz innocent until proven guilty ndosaka mumajeri mune varikupikira mhosva dzisiri dzavo kuburikidza nekufungirwa
Foni kambudzi ne wallet zvanga zviri padhuze nepadhuze ko why smart fone yanga yava 30 m away
Ini maonerewo angu munhu akauraya anga ambofunga kutora foni kwakuzofunga kuisiya
Why did sawhira disappear after vaphiwa mari yemombe panenyaya 😮😮
Secondly hapana pataurwa kunzi mari yake yakawanika mu wallet but pataurwa nezvezvitupa and other staff, saka mapere ndiwo akadya mari yemombe hre? Sahwira is the first suspect, i want to thank my dad everyday vanotaura kuti munhu anokuurayisa ndisahwira wako ndiye anoziva all your movements
Sawira must answer all questions
Ma journalist musangotora chero
Zvitupa wallet zvakawanikwa nemaphone ko mari?
Akadyiwa nezvikara zvesango
Yaaa munerudo dayimaramba makabatana haisinyore kurara musango
Sahwira tell the truth, it set you free 😢
Sahwira wakachena here????
Kkkkkk sahwira uyooo iii suspect hombesaaaaaaa
Ko nei pasina ambobvunza nezve Mari
Ummmmmm munhu uyo akafa zvinorwadza?😢😢😢😢😢😮😮😢😢
Sahwi sahwi sahwi sahwi
How many times did I call yu sahwi *
I think sahwira knows what happened
Ndoo zvandafunga ini
Shame akafira urombo hke😢
Aaaaaah sahwira uyu muisei ki CID mutorashanga ngasatambe nepfungwa dzevapenyu nxaàaaa
Sahwira makachena hre imi?
Sahwira ngavanyatsotaura mushe
question mark panaSahwira uyo mari uemombe irip
Sahwira uyoo akachiva mariii
Akafura mari yemombe yake sahwira ngasungwe
Uuuu zvakaoma izvo pane nyaya apa
Ko mari yemombe yakaenda kupi
Nyaya iri kuti shungurudza sevagari vemu91
Pane nyaya apa sahwira ngaamboenda kupolice same day rapihwa marii yemombe wakamuperekedza ndo day rakatsakatika munhu Ummm
Ko pakabva kunotengesa nyama akasvika here kumba sahwira wake awoo ngawataure. Zvakanaka
Ngavaende kwasekuru. Tasvu
Taura waka simudzq maziso iwe
Ummmh zvakaoma hazvo
Ndavepoo
Mari ye mombe ndiyo yaakaponderwa
Ngavaende kwa sekuru Tasvu vaone chakadya mwana
Ummmm sahwira vanezvavanoziva
Saka hapana akamuona achimwa doro munhu anga atengesa mombe kumusha,
….ndinoita nezveMombe. Ndoda kutengesa mombe. Slaughter. Uyai nayo kuRoad. 4am. Money Buckets. Meet you on Sunday. Urgent trip to Harare. Missing person. Wallet identified. Mmmmm
harare akenda kodya mari. uuuum akaisepi munhu prophet t Freddy basa iro
Ko mabucket aakabva nawo akaendepi
Why kuzoti akazvipfuudza haaaa sahwira uyuka
Saka muchaita sei nembwa🙄
Sahwira hapana chaanozivawo here
Ndaitawo question mark
Nniwo ndaita ? Ippo.
Mhepo yakabva kune mudzimai wake akadanana naba munini
Sahwira ngaaendese kumapurisa achitaura chokwadi anoziva zvakaitika
Kana ariye zvatotanga vavigirwa mabonzo avo.Why Mari isipo
Anoziva zvakaitika sahwira uyu
Saka 17 days vanhu hvna kumbotenderera hre kutsvaka munhu
Ko wallet yaiva nemari here
mapurisa imbotitoreraiwo sahwira uyo.anozodzoka hake asi voice rake mabudiro ariri kuita ane zvaari kutaura
Ndiro voice rake imi ndi neibha vedu
Sahwira wakaoma ndiwe wakauraya iwe
Imbwa iyoo haipenge paonesesei
Mweya vakaramba kuparara musango akat sahwira ndioneo
Ko matevera veDrewmass media
Cha chimunya ichi.
Ndatozvionawo kuti chachimbara ichi
Sahwira mune chamuri kuziva imi
Sahwira taurai shuwa
Sahwira anoziva zvakaitika
Saka imbwa yakaruma musoro kuenda kumba kwasahwira vanova vekupedzisira kuona mukomana mmmm sahwi ndivo vakauraya ava
Sahwira ane mhosva
Sahwira anoziva zvakaitika ngaabude pachena
Veduwe
Ndovha ndovha ndovha ndovha, ini sahwira ava handivachenese ari kuziva zvose zvakaitika
Sahwira avana kuchena ava
Journalist Mubvundiro wako ukusiya imwe info isina kudairwa.... Pawakabvunza kuti Hapana here matambudziko aimunetsa.. wasiya zvakawanda. I guess u needed to ask aidhakwa here netumbwa or strong drugs.. At least azongopindurawo hake ega
Hauna kuchena mkomana
Mari ye mombe ndiyo yaakaponderwa
Sahwira vanga vanodya mari Harare uku vasiya vaponda mabiyavo. Shuwa kufira mari yemombe zvakaoma