Chikwambo Chababamukuru Chapedza Vanakomana Vemhuri, Vapenyu Vachipenga

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 20

  • @ssam1430
    @ssam1430 4 місяці тому +1

    mai VAKAFA vakazo mukira kuMpilo, i have heard this so many times kuti anofa achimuka, aaaaaah we are truly a country of wonders and miracles

    • @violetcharry8478
      @violetcharry8478 4 місяці тому

      Varikuti Mao vakafenda vakamukira kuchipatara

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 4 місяці тому +3

    😢😢 vanhu vanoroya vazoti tambudza shuwa 😡 dai vairoveka taivaponda but Uuuuummm

  • @KimPaida-c7b
    @KimPaida-c7b 4 місяці тому +1

    Bikita hoyee

  • @joyEdibles6587
    @joyEdibles6587 4 місяці тому +1

    Zvinoita mwanakomana help is on the way.Hama dzakaputirwa.

  • @JulietMuzokura
    @JulietMuzokura 4 місяці тому

    Chachaya pangu psmusha paBikita spooo penga mwanakomana zvinobuda chete endai kune vanoziva vasarende nxaaa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 4 місяці тому +1

    Shame mkoma vari kurwadziwa ava, muroyi ngaafe mhani same same nekwedu bamukuru vatitambudza mhani

  • @TheChekas
    @TheChekas 4 місяці тому

    Benzi remwana, kurarama nemakwai

  • @MonicaUsenii
    @MonicaUsenii 4 місяці тому

    ngavaende kwasekuru tasvu kana gogo chihera

  • @ediasblue905
    @ediasblue905 4 місяці тому +1

    Munhu akazotenga butcher akafa musi umwe nemukadzi vakavigwa muguva rimwe asi aiva mutorwa mufana uyo unotya nekuti bamukuru vapedza vanhu ava vane vana mapurisa maviri saka anotya asi mhuri iyo yapera inobva muziri mudhara we butcher aipinda potsori yekwamarange mukadzi wake mudiki akatiza vana ndovakatanga kupera paakafirwa nemwana wake aiva pamoyo ndopaakatiza akanga akura asina kuroora ndiye akanga asina basa rakati hwe vamwe maticha ma nurse

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 4 місяці тому +1

      Mupe number dzaRobert pls asvitswe kwaTasvu sly iyo havafambidzani naTasvu

  • @PeterChigodora-bm1lk
    @PeterChigodora-bm1lk 4 місяці тому

    Ummm

  • @Maforya2024
    @Maforya2024 4 місяці тому +1

    Endai kunyanga dzinoita kuti munhu apandukirwe nezvinhu zvake zvomurova zvobuda pachena, batai Bhozhongora.

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 4 місяці тому

    I think uyu ndiye akutopenga sei mhuri yese munhu wese haawirirane naye

  • @happysonmutsvangiwa8587
    @happysonmutsvangiwa8587 4 місяці тому

    Bikita apo

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 4 місяці тому

    Pisira mumba iwe munhu akaromba haana ngozi kana kubata mwana wake 1 kana mukadzi wonyangarisa finish

  • @mosimosi630
    @mosimosi630 4 місяці тому +1

    You want to blame zvikwambo for your violent tendencies smfh

    • @RichardGarwi
      @RichardGarwi 4 місяці тому

      Zvobhowa kushanda or kuripa zvinhu zvawusingazivi,zvinopa hasha

    • @ediasblue905
      @ediasblue905 4 місяці тому +1

      Mhuri iyo ndinoiziva mudhara iyeye aiva me butcher pamushanduri akatengesera makota wakatengerwa wacho akafa ne accident vakafa mukadzi nemurume vakavigwa muguva rimwe akafa nekuda kwe butcher iroro asi aiva mutorwa fistborn yemuchemwa yafira kuhope vandinoziva vana vemuchemwa vakafa vaviri kwasara John ndiye akasiirwa chikwambo ichocho vanasikana havarorwi ma next angu vanhu vanobva kwamuziri kwashe Mazungunye mhuri iyo yapera