Okay he has mastered all the elements of entertainment, he is natural , he doesn’t do those silly skirts, all he does is teach us about life , l like the nagging girlfriend because it’s more about not expecting too much in a relationship!! That’s why he needs an Oscar @ Nigel you’re the best !!!
Haha😅😅😅😅😂 chega chandasiya kuhope hunhu hwako haha😅😅😅😅 hanzi handichazive kuti chakafanana here chikafu chawandidaidzira nechekuhope kkkkkk moreva chikafu kafu here as in food or kkkk
200 likes and l will explain why tha slick pastor needs an Oscar for being the best role model in Zimbabwe and across the world
Okay he has mastered all the elements of entertainment, he is natural , he doesn’t do those silly skirts, all he does is teach us about life , l like the nagging girlfriend because it’s more about not expecting too much in a relationship!! That’s why he needs an Oscar @ Nigel you’re the best !!!
The realisation part😂😂 and the disappointment after waking up 😂😂😂
Zviroto-zviroto ba Ropa 😂😂😂😂,hapana asingade gud life ❤
Haaaaa zvandaona pa 30 seconds apo , l am happy , Pane arikudya na Mambo chete ,
Its appetising.
Good food .
Hahahaha hanzi hunhu hwako ndihwo wandasiya kuhope kkkkkkk plus chikafu hameno kana chichiri chakafanana nechanga chiri muhopen😂😂😂😂33
Butterfly inonetesa Shamwari 😂😂😂aah
😂😂😂 dreams are so cruel aaah....thanks Nijo you are always the best
Chero neniwo I was surprised bekuwirirana ka life style plus respect yanai Ropa
Haaaaa mai ropa is type yangu chaiyo chaiyo……ndirongereiwo amana😍🙌🏽
My Idol person #baba ropa😊
Kana neniwo ndazvionawo kuti ihope haha😂😂😂😂😅
Wish you all the best guys
Haaa Nigel is a whole new level😂😂😂🙌🏿
Nijel uchaisirwa poison chete muchikafu mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas Aaaayaas 😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Hoyooo haa perfect match baba namai ropa
❤❤❤this is great ❤❤❤
😂😂imagine munhu anorota munhu, sign yekuti unenge uri pamoyo pangu😂😂
Hanzi ndandichi suspecter kuti ndiri kuhope😂😂😂😂😂😂😂😂vaviri ava😂
You guys you are the best
😂😂😂😂😂 magariro ababa ropa emunhu akapedza nhamo😅😅
Its the soundtrack for me 😅😂
Typical Kenny G vibes 😂😂😂
😂😂😂😂😂 hanzi fara ndakurota 😂😂😂
Hakuna murume anoda kuzvambarara zvakadai anoita musha wakanaka kudai, kurota zveshuwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Pamunomutsirwa pacho manje😂😂😂
Fara ndakurota😂😂🔥🔥
Ndisu here tiri kuwirirana kudaisooo😂😂
chega chandasiya hunhu hwako🤣🤣🤣
Mai Ropa huyai munditore tirove murume uyo mhani, hope dzake dzine kakidheerera so kkkkkkkkkkkkk,
Hahaha, welcome back to reality baba Ropa
The best duo😂😂😂😂
it was too good to be true coz these 2 they are always on each others neck lol😂😂
😂😂😂😂😂😂Baba Ropa kaa hanzi fara ndakurota
You guys muri too much munodika mhaniiii
❤❤❤
aiwa chikafu chakasiyana ba Ropa
😂😂😂hanzi ndazviona kty ihope
Maadverts anyu cde😂
Hope dzemhando iyi dzinodiwa paferere-ferere.
Kikikiki haa kwa😂😂😂 day dreaming
Nijo pawakawuya ku byo andina kuzviziva ndakarwadziwa
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi handichazive kty chakafanana here necheku hope......kkkkkkk but ndangandazvitya kty kunzwanana uku kuri safe here or pane achanyura😂😂😂😂
Vanhuimikaa ndaseka nhasi 😂😂Ko kurota nhai vedu
Ndanga ndichiita kususpecter
Vanhu vanondigonera ava
Its Fara Ndakurota 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂fara ndakurota
😂😂😂 Nigel hanzi ndandichi suspecta ❤
😅😅😅even ndri kuhope ndandichi suspecta... dangerous 😅
even ndiri kuhope ndandichiita kakususpecta so....!!!😂😂😂😂😂
I feel jealous kana muchitowirirana.
Hanzi chinhu chete chandasiya kuno ihunhu wako😂😂😂😂
😂😂😂 butterfly inonetesa
Baba ropa to the world😂
Baba Ropa mune pamuromo 🤣🤣🤣🤣🤣.
Hope dzacho dzakanaka idzi
😂😂😂😂😂 finish zviroto zviroto
😂😂nice one
Haha😅😅😅😅😂 chega chandasiya kuhope hunhu hwako haha😅😅😅😅 hanzi handichazive kuti chakafanana here chikafu chawandidaidzira nechekuhope kkkkkk moreva chikafu kafu here as in food or kkkk
Mangokotsira mukabva macontinuer baRopa😂😂😂😂
Amana ka vanaBaRopa tinopedza zvedu..😂😂😂😂
🤣🤣🤣haa zvanga zvatoshamisa shuwa
Advertisement yakaenda kuMars🔥😂
That's why mhani 😂 that's why 😂
😂aihwa zvee chikafu hachifanani ba😅
Babaropa kunyepamatanga😂😂😂😂❤❤❤
Nijo wandispaka😅
Butterfly inonetesa 😂😂😂😂😂😂😂😂
Fara ndakurota ndakurota maskat
Haaaa vanogona ava
Hope dzonakidza yooo
Ko nyaya yacho yatova yehunhu😂😂😂
Hanzi handichazivi kuti chakafanana here chikafu neche😂😂😂😂 kuhope
People are more interested with the comedy but the advert nobody talking about it. Endai KoVale ku Grestone Manor , muno swimmer butterfly
Vanotozviziva kty toda comedy that's why vaisa advert pacomedy coz dai yanga iri advert chete taisaona
cosmas maoko thats why mhani thats why🤣🤣🤣🤣🤣
😂 😂 😂 Ayaas
mai Ropa vakazvitakura hanti
😂😂😂😂😂 ayas
First here
😂😂😂😂😂chinhu chega chandasiya hunhu hwako
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hunhu ndowangosara kuhope
Patricia Dai wanyatsa kumudira mvura 😂😂😂😂
Haaaaa kana neni ndanga ndatya 😂😂😂😂😂😂
Sound track yemudream inyama, lol
Chandasiya Hunhu hwako😂
Kkkkkkkk ndanakidzwa hangu
😂🤣🙌🏾🙌🏾🙌🏾
😂😂❤❤
😂😂😂
nijo muhombe😆😆
Look yaMai Ropa ma1😂😂😂
Nhai mwari kurota
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Baba Ropa🥲😹😹😹👊🏽🔥
😂😂😂nijo
Kim and Holy ten vema drama
Chega chandasiya hunhu hwako
Hunhuu😅
😂😂😂😂😂😂😂 yah
Nijo 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂haaaah am tired zvangu ini kkkk hayiiii bodo
😂😂😂 baba ropa
Mai Ropa