The way headman chigodora is so eloquent and atticulate so ka ndikafunga chief marange vachibvunza zvisinga nzwike kuti inyaya yei zviya😮😅 Well spoken headman
I grew up in Marange area kuBocha and by then Sir Marange was very active and vibrant. Its now a matter of old age chete and its high time he should take a rest and enjoy his last days as a respected CHIEF
@waynechirava5752 Sekuru Marange kutambisa data wena Chavo chavakugona kuripisa mombe .l think he got a number of cows🐄 in his head he want to reach before joining his ancestors because Kulez Marange hapana hapana ratove drama ndasiire vana vadiki vasina hanganwa kana Dimentia 🤣
Thanks for putting those 2 in their positions masafari suit namagirazi haaa ndafara zvangu magirazi ngatsvage basa mwana mudiki he knows nothing except makuhwa
But matauriro azvaitwa dai vakazongobvunza wo kuti takatavaira ropa rake tisingazivi asati afa DAI zvirizvo zvavakanga nekuti condition yemunhu vakatoiona kuti pakaipa ..and kana akafa DAI vasina kuzorishandisawo havo
One of the reasons i watch is ndizive chivanhu chedu ..cz unoona vamwe vasingatozivi tsika dzedu yes zvinhu zvirikushanduka asi kusaziva kurikuuraya chivanhu chedu thank u very much VaChigodora
@sammysammy2887 Mukotsanjera. Hameno vaManyika say kotsa meaning Bury. Then njera is zviyo. Maybe sekuru vake vakamboviga zviyo hence the name. Itori surname yake yekuti Mukotsanjera
ndini nani tange tasuwa kwachigodora ❤❤❤❤
Headman Chigodora mawuuuya😊
Neniwo kutosuruwara😢
Oorderrr!!! Ooooooordeer!!!
@@lemmelemme313😂😂😂😂😂😂😂
Ndakatomboita stress ndichiti asi they are no longer streaming
Headman Chigodora ane mumhu mudiki asi muZimbabwe ndoona sekuti he is the best, Vanoita chivanhu chavo zvazviri. Rambai makadaro Headman
Enda kuna Mambo Mutasa uone kutonga kwavo Shumba
One of the best
True african leader, dai vatongi vese vaiita saHeadman Chigz😅 takaenda takaenda.
Madiro andinoita Nyaya Dzachigora akanyanya
Ini newer tiri kuziva kaaddiction aka
The way headman chigodora is so eloquent and atticulate so ka ndikafunga chief marange vachibvunza zvisinga nzwike kuti inyaya yei zviya😮😅
Well spoken headman
Esh yakandirwadza iya nyaya iya inorwadza zvakadaro mambo vo kanganganwa esh😢
😂😂
Chief Marange maone😂😂
I grew up in Marange area kuBocha and by then Sir Marange was very active and vibrant. Its now a matter of old age chete and its high time he should take a rest and enjoy his last days as a respected CHIEF
Iwe kani chinyarara kkkkk unotoona kuti hapana kwatiri kuenda😂
Chigodora and team murinyanzvi.munovengwa nevatadzi chete.
Hemeni
Yeeeeeeee chigodora adzoka Tanga takushaya kwekutandarira odhaaaa odhaaaa
😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk ooooooodhaaaaaaaaa mudare
Headman Chigodora vari kuiita basa hombe , zvinivengwa nevaroyi izvi , vanhu ndimi moita nyaya dzenyu dzinoda kutongwa. Blue nation 💙💙💙💙💙💙
Welcome back our best headman we were missing u atezvara wangu
Soko is back, thumbs up Headman
Chirungu chinoti
KEEP YOUR HANDS TO YOURSELF
WELL COME BACK HEADMAN CHIGODORA
MUCH RESPECT 🙏🙏🙏🎤🎤🎤❤️❤️
Had missed headman Chigodora and his court. I really admire this man full of wisdom.
Maoko muhomwe😂😂😂, fight with money to make life better for you and others..
Ndini Nani tangatakamirira zuva ranhasi kutosuwa My Headman Chigodora and His Team Best Dare ever in Zimbabwe 🇿🇼
Hayikona rabishi dzirikuitwa kwamarange uku
@waynechirava5752 Sekuru Marange kutambisa data wena Chavo chavakugona kuripisa mombe .l think he got a number of cows🐄 in his head he want to reach before joining his ancestors because Kulez Marange hapana hapana ratove drama ndasiire vana vadiki vasina hanganwa kana Dimentia 🤣
Tiri pano fundisai wanhu
Chirungu chanyanya
Wese ngawafambe nyakuurairwa
Nanyakuraya
Ngawafambe imhepo dzakasanganawo
Intelligent, eloquent, chief. Gucci namagirazi excellent back up to the chief. Keep it up guys, 😊
Mr chigodora is a genius. Well done baba. Keep the fire burning 🔥. May you live long Headman
Thanks for putting those 2 in their positions masafari suit namagirazi haaa ndafara zvangu magirazi ngatsvage basa mwana mudiki he knows nothing except makuhwa
Good point Sabhuku red tshirt 👌🏿 👍 that generation should ripa their ngozi rather than affect future innocent generation
Thank you headman 😊you are a super star headman and good to see you back 👌🫶🏽
Thanks Headman Chigodora I have learnt more from this episode ❤❤❤❤❤❤
I like the way he encourages people to resolve challenges amicably and keep the relationships intact
True
He is a a custodian of our culture zveee. Ndizvo zvinototarisirwa from him
Dare ra headman chigodora ndinorifarira hangu ❤
Mai.awa zviwindi zvawo nde zveyi kubata ropa risiri rehama yawo
Tadzidza chivanhu chedu , well spoken Headman Chigodora!
Welcome back our Headman Chigodora 🙏🙏🙏
Haaaa dare Ra headman chigodora rinozara heyii
True, bucket reropa, chikorobho ne broom zvaifanira kuendeswa kumba kwemunhu vorasa vega zvinhu zvacho. This is true.
Very true but am not sure kuti akafira ipapo here?
Ndimhoresereiwo Allan veduwe ❤❤❤ he is my Crush 😂😂😂😂😂 Odhaaa odhaaa mudare 🤣🤣🤣🤣
Ndabonga karanganda ngekutipa herd mn kuti atipange nekuti tigarisane chakanaka mwari komborere dare ne karanganda ndikasiyi baba tp🎉🎉🎉🎉
Headman and his team so smart I like it
Tumasutu utwu kurikuendwa kunonwaa chikokiana vapedza matare avo.
mari yedare uye ma waya way e hwai kaaa....havangatadzi kuchena..kkk
Yoo, headman Chigodora is loaded, I salute the wisdom in this guy.. school us headman... 👏 👏
Ropa hnty anga asati afa here so ranga risati rane problem.... I stand to be corrected
But matauriro azvaitwa dai vakazongobvunza wo kuti takatavaira ropa rake tisingazivi asati afa DAI zvirizvo zvavakanga nekuti condition yemunhu vakatoiona kuti pakaipa ..and kana akafa DAI vasina kuzorishandisawo havo
I love the two families appear they will pull together in the near future 🙏🏾
Headman Chigodora to the world, munotendwa 👏
Headman Chigodora you're more than a Headman's level may God bless in abundance
Headman Chigodora you're one in our generation. Keep up the race.❤
Keep good work Mr heardman
Hongu chikafu makatenga asi ngozi yapinda mumusha
Ndaapo ndanga ndasuwa Head man chigodora
Munhu akaita Kuti ndive addicted nedare Ra headman Chigodora mwari Ave naye,handichagoni ndinotopinda mu toilet ne fone yooo😅
Headman Chigodora is a encloclocapia of our traditional culture,beliefs and customs . Well spoken
Encyclopedic knowledge. He is an encyclopaedia
A Masterclass lesson on how to deal with tragic death. Thanks Karanganda TV and Soko Headman Chigodora.
Team Headman Chigodora, you are the best munogona basa.
Headman Chigodora you are teaching us and thank you.
12k views in 4hours aaah karanganda kumberi wena❤❤❤❤❤ haaa inyaya yaHeadman Chigodora ava is the best
Ndayepoooo number 1
Headman Chigodora God bless you munotonga chaizvo izvo
Chief….. was found shaking Gucci ishasha🙌🙌🙌🙌🙌🔥🔥🔥🔥
Headman speaks as if he is possessed by the deceased, clear cut instructions and on point!
VaChigodora basa renyu munoriziva kudarika madzimambo mazhinji.keep it up
Maoko muhomwe ndimi makatenga mabhurukwa nemare dzenyi saka isai maoko muhomwe
Headman big up. Thanks nedzidziso yenyu
Headman wevanhu kuvanhu much love to the community and this channel ❤
Mmm bt kusaziva kwacho broom makadii kuripa varidzi vemunhu, munofeeler sey sey muchigara nebroom rageza ropa remunhu.
Very educating, thank you Sir.
Regerai nditaure nemi ndichidai
I'm learning a lot thank you Mambo Chigodora better structures are coming
Welcome back Soko
Maoko muhomwe sure
One of the reasons i watch is ndizive chivanhu chedu ..cz unoona vamwe vasingatozivi tsika dzedu yes zvinhu zvirikushanduka asi kusaziva kurikuuraya chivanhu chedu thank u very much VaChigodora
Mubvunzo wangu ndewekuti saka ngozi inoteramira mutemo wehurumende here
Ehe chasungwa pasi pano, chasungwawo mumhepo/mudenga
Inotaurwa nayo
Inotaurwa nayo. But ikaramba munotowedzera mombe dzacho, handiti ndimi munenge muchifa? Zvemukadzi vanhu hobho vanozviita kabisira kugadzika mwana pabonde vomuomberera kungozi.
Pfeee tapindira....thanks ba Taps ❤
dare rine ma fans iri
Zvine uMember futi kuisa maoko muhomwe. Well said headman Chigodora no
I❤ this headman yoy are genius
Getting schooled with the professional panyaya dzengozi👌
I have learnt a lot at this dare
Especially nyaya yekucleaner ropa revanhu
Ndaiyepo baba Taps yeeeeeeeeh our headman is back
Yaah iyo yeku cleaner ropa ndakanzwa umwe achichema nenyaya . Sahwira akabairwa paveranda pake abva achimhanyiswa nematsotsi akazonofira kuchipatara saka vakasara vaka cleaner ropa. Mufi ave kuuya kuhope achiti waka cleaner ropa tangu pakudini usiri hama yangu pakudini
Yooo
Complex for nothing!
Chitsvuku
Teramirai atete musandi mhanyira mberi❤
Government ngaivakirewo headman Chigodora shade yakanakawo veduwee
Ngaazvivakire mari dzedare anodziisepi
Varume,nguwa yezvibhakera yakapfuura.
Kwanenguwa yekutsvaga mari
Waepo here chief headman
So much to learn from this session
Headman dai vaita havo president baba vanogona kutonga zvavo ava❤❤❤
thanks chief chogodora yur back but now tamirira vakabati party 3
The best headman in Zim ❤
im adicted to this channel coz of headman chigodora
Wow wise words 🙏🏾🙏🏾
Ohh yessss i was starting to get depressed we missed this Dare. Not manwe matoto enjiwa in some dares
Karanganda woye💃🏽
May God keep this Mr Chigodora he is loaded neaWisdom
Thank you Soko mune wisdom
Odhaaaaaaaaaa🔥
Excellent headman Chigodora
Headmen i respect the way you drop the call
Chigodora woyeee❤❤❤❤❤❤❤❤
Head manwedu maita maita tinorwara ngefungwa tikasqkuonai ne rudhedhe rwese naanamkoma guccinamkoma maglasses😂😂
I always follow this channel but I this I learnt something, even though I don't understand some of it
Soko chibaba 🎉🎉
tiri kufunda zvakawanda headman, thumps up
Baba vataps nyaya dzaheadman chigodora murikudziita shoma vanzai nyaya dzake muite mari
My favourite Headman❤🎉
Thanks very much,i call you judge chigodora i learnt a lot
Aaaah Mawoyo
Welcome back Headman munotigonera hedu isu
Dare ir must be registered to be the 1st vana mejastrit kana concourt yozotevera
Apooo makadiiko headman chigodora Tanga tamusuwa 🎉🎉🎉🎉🎉
Kana ndozogara Headman makanyanyisa wedzerwa makore mugadzirise Nyika ❤❤
Mwari vakuchengetei headman
Mkotsanjera part 2 takaimirira
@Chairmanchairman7258 what is meant by the word mkotsanjera
@sammysammy2887 Mukotsanjera. Hameno vaManyika say kotsa meaning Bury. Then njera is zviyo. Maybe sekuru vake vakamboviga zviyo hence the name. Itori surname yake yekuti Mukotsanjera
@@PaloSant ooh 😂😂😂😂thank you. Ndandichifunga kuti izita like re a tree or something. I appreciate