Ndinodawo ku actor ini shem Slim unondikomborera especially paneighbour akapfeka drip Im following each and every episode paneighbour ,the family,esp complicated affairs
This is just powerful! Well done guys..... Baba Junior, nyadzi dzinokunda rufu!! - you need more techniques of running a small house, lol OR dont do it at all.
Absolutely mai Junitqell does you for being your own boss kwete zvinotwa nevamwe zvekurova vanhu vanyengwa..... kkkkkkkk Baba junior vapindwa nechando vari one ari ega kwaaaaaaaaa good size mai nhanha I love it x
Kunyepera kudzungaira kwa baba jnr kuda ma direction s (ndamunyarirwa nyadzi dzinokunda rufu!! Nacy for the pple kkkk ndinofarira hangu ma Actions ake for real she is my role model wish u all the best dear 🔥🔥poor gal friend 😌😌🚶♀️🚶♀️🚶♀️🚶♀️🤦♀️🙆♀️
😂😂😂😂😂 Mai juju makanyanya ndiani umwe auya after Senditoo cormecial hey u guys kaa i wish i can take back tym yandaka waster ndichiona matakanana ana Java
Well done Mai junior but I wouldn’t go kunodzorera munhu kwaabva naye, I will invite her for dinner tese tiripo then baba junior motaura henyu nyaya yenyu kumunhu wenyu kuti muri married 🤣🤣🤣🤣🤣🤣. It will then be up to her kuenderera hake nokutambiswa or to respect herself as for baba junior votsvaka havo sorry inemavhiri kuti nyaya ipere
The way slimie touches his face everytime he is in trouble 🤣🤣🤣🤣🤣 ndobva ndapera nekuseka!!!!!
Well done mai junior munogona mai vakarairwa sando dzenyu haaaa ndngat mose henyu munogona mur 3 zvnofadza zvzvarwa zvemunyika medu zvchigona kuday tatomira part 2 ngaiuye tinakirwe zvedu
Wow ma Junior well done the level of maturity l like,thank yu all guys keep it up
Pazvakatangira! A very good start and you are still going guys! Keep it up!
Haa iplay this Again and Again please chimbooitI yerukawo na smartie modaiza maijuni ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkm yandakufarirai ma junior ndolugona kugadzirisa hure kwamaita ikoko maratidza kuvamumhu mukuru apa maimwana ndokudai nekuziva ikoko mai junior . Nkt dzasvika pakuzoona dzega kt ndaresvera mkadzi wangu isuo varume futi kusagutsikana nedzimba dzedu hr ko ingobudira mkadzi pachena ka uwane umwe kn uchids vakadxi vaviri i love you mai juniol ndakufarirai kusvika paluziva kivaka musha
Amana varume hatiiti mukadzi 1 rambai tinzwe asi zvakaipa still zvirizvo zvazviri toita cy chaizvo zvipere
Masterpiece indeed❤
Am watching this series for the 5th time.....jealous down rakagonekwa zvaro series iri
Whaal best of ma juniour l play this Again and Again halleluya you always made my day guys slimy manyama ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Vanogona vese, even baba Junior is so natural, havaite kunge vari in front of camera 😂
wat a great woman mai junior haaaaa kunyarara kunokunda zvese kkkk
Reds I'm so proud of you guys local yedu Magie thumbs up you've join mama pasalon zvakangonaka
Ndinodawo ku actor ini shem
Slim unondikomborera especially paneighbour akapfeka drip
Im following each and every episode paneighbour ,the family,esp complicated affairs
Slimy tothe fullest chokwadi haaayowee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Muroyi royera kure kana uri wemuHre nyengera kuByo uuuuummm izvi zvine makuva mukati izvi apa girlfriend wakaiti hauna mukadzi lol 🙆♂️🙆♂️🙆♂️ ndiani ari kuona kechi2 kkkkkk
Aaaaa hatokumbire sorry
Pakadai sorry haishandi kumukadzi nekuti the damage is already done and its permanent.....it will never be the same again!
@@captano-k6u that's true
😂
Ini kkk
I'm watching this series i think more than 10 Times ❤
Y ndanga ndisingazive nezve this good content yuh u guys are very talented
Daindirini ndatofander majuniwakasimbba dear haaà pairohwa munhu Eshie ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaaa Mai junior ndovane chimuti kkkkkkkkk I can't stop laughing......hanz ukasataura ndodzokera usanditeere dzaifunga kut mkadzi achavhunduka kkkkkkkkk ,Mai junior has the highest level of maturity
Kkkkkkkk 😂 😂 😂 😂 mushonga mukuru mai ju àaaaaa """shasha yakuparadzwa ne mwana kabisira ,, hatichaziva kuti sei makanyarara kkkkkkk
Mwari ngavandipewo moyo sewamai junior
When Baba Junior asks for directions to Mai Junior s house ......
😂😂😂😂
😅😅😅
This is one of my favorites...ndiksgara gara ndoonazve futi😜😜
Very good
Well played guys, improvement 😂🤣😂 blaaa Slimmie makanyanya 👍🏿👍🏿 #🇿🇼🇬🇧. #Part2PleaseSoonGuys👍🏿🔨🔨
Bonnie ,part 2 coming soon
Ndabva kuchristmas comedy kutotanga kuty one pano... Kwakunodzokera kuno gara pamother's seat pavo Mai Junior ndokuti zviite💕💕💕
Kwaaaaaaa kuzodakuteerwa manje. Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk;kkk;kk ...ndadzoka mai junior .....ndoomukadzi chaiye mai junior
This is just powerful! Well done guys..... Baba Junior, nyadzi dzinokunda rufu!! - you need more techniques of running a small house, lol OR dont do it at all.
🤣🤣
Amai junior ndochinonzi chamboko manje
Absolutely mai Junitqell does you for being your own boss kwete zvinotwa nevamwe zvekurova vanhu vanyengwa..... kkkkkkkk Baba junior vapindwa nechando vari one ari ega kwaaaaaaaaa good size mai nhanha I love it x
I was one of the first fans, um still here, ndadzokera back to ep 1 ndakamirira next episide
Kunyepera kudzungaira kwa baba jnr kuda ma direction s (ndamunyarirwa nyadzi dzinokunda rufu!!
Nacy for the pple kkkk ndinofarira hangu ma Actions ake for real she is my role model wish u all the best dear 🔥🔥poor gal friend 😌😌🚶♀️🚶♀️🚶♀️🚶♀️🤦♀️🙆♀️
well done guys nice drama still waiting kuona babie richidzoserwa kwaratorwa ha ha haha ha haha 🤣🤣🤣👏👏
Kkkkkkkk hayas ndazoseka unozvitongesa wega weldone mai junior sando dzenyu
Redcliff, just some good works apa.
this was good.. well done.. well done. loved the concept and loved the actors.. doc you were good
Pllease team up with Drone Visuals he is a local in redcliff I believe with his graphics and your creativity you will work magic
🤭😃🤭😃🤭 ndikagaragara ndodzoka haaaa Baa juju shuwa zvinodzimba moyo zvawakaita apa
Proudly repeating this for the 4th time😊
KKkkkkkk sando kuna mai junior ziii semunhu mkuru kaa , next chpter gyz mogona👌👌👌
Ah ndirini murume pakadai handidzoke kumba kwacho ndono rara hangu pasi pe bridge
Ini vanotozonditsvaka vava ivo.hakudzokereki never.
Amai junior marangwa imi ,mãe junior você é comportada continua assim !
Kuzobvunza madirections 🤣🤣🤣🤣. Mai Juju sando dzenyu 🙌🏽
Guys you nailed it ..... please part 2 ngaiuye
we are working on part 2 coming out soon
Became a PGS fan this year🔥😂😂😂
That's the day I learn to repent and be a faithful father. Mai Junior is a real wife from God
Nyadzi dzinokunda rufu
Iyi episode ndinoiti mviro mviro yekunakidzwa
Her :ndokuda
Him:iribhoo
😂😂😂😂😂😂😂😂
This is nice you should put subtitles for the international community 🥰🥰🥰🥰
Very true hey! We need English there.
KKKK mai Junior asi makawudzira mukadzi wangu because ndakatambwa iyoyo. Asi ndavakuparidza hangu ndakatendeuka.
Imajeni umm kuzotamba nemdon confessing your actions haaa unostoker ukassbvunzwa
Ndadzoka kuzomboseka futi…timeless😂
Mai juniour rume rinonyepa iri ingoteverai monofilament heeeeee❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wow! Loved it! Can’t wait for part 2!
Unonzwa sowotsva kkkkkkk zvaiwana ngwarati
Well done mai Junior, i wish i could do the same
Anyone here after watching advert yemari?? 🤣
🕴️
U are the best guys ❤️😍
Slimmer wanted Another one of this welldone guys pakaipa
Kkkkkk baba juju hanzi ndikabuda handidzoki.....asi Mai Junior munogona zvenyu👍
😂😂😂😂😂 Mai juju makanyanya ndiani umwe auya after Senditoo cormecial hey u guys kaa i wish i can take back tym yandaka waster ndichiona matakanana ana Java
😂😂😂
Mai junior mune PHD in maturity jhooo kuita tyoki henyu muri ku back seat🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂
this guys are the best in the world
Mai junior mune moyo murefu I love your maturity dai ndirini ndatojambira munhu tichiri mumota 😂😂😂😂
Slimy kubudaziya girlfriend inotaurisa mhayiweee chimoto kumba topedzerana fire ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mai juniour manyamayoweee hazviperemushe my best iyoo❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkk kwaaaa nhasi ndaseka Mai jnr ka
Ndafarira mai juju, mwari ndipeiwo moyo wakadai,mama havambobvunzeee
Maita a true woman Mai Jnr
Well done Mai junior but I wouldn’t go kunodzorera munhu kwaabva naye, I will invite her for dinner tese tiripo then baba junior motaura henyu nyaya yenyu kumunhu wenyu kuti muri married 🤣🤣🤣🤣🤣🤣. It will then be up to her kuenderera hake nokutambiswa or to respect herself as for baba junior votsvaka havo sorry inemavhiri kuti nyaya ipere
Well done guys you are the best
Mwari ndipeiwo moyo sewa mai Junior Eish
Kkķkkkkkkkkkk kana mhunhu abatwa anenge akungoita kunge benzi achitaura ega
Kkkkkk
Kunyepera kudzungaira gagagagagaga gaaaa.
Baba yavakungohumana yega kkkķ ndaseka zvangu baba siyanayi nechihure hamuzvigone kubatwa nezuva rekutanga here
Sandra Setete hahahaa nhai nhai, muchinda akadai ngaasiyane nazvo. Apa oita guilt yakadaro fut haha
Kkkk anotoratidza kut aiziva kut ari wrong, at least
Silence will eat you up lol
Tokumbirawo part 2👏👏pleaseeee😫😂😂😂
Ava ndivo vakadzi chaiwo NDADA MAI JUNIOR👌🏻❤️
kkkkkkkkk i love the content kkkk mai junior easy yavo ndeye kuda kukuvadza munhu
Welldone mai Juju
Baba Junior is a Drama Queen kkkkkkkk
Mai Juniour taurawo zvee neni😃😃😃😃😂😂😂😅😅😅😅😂😂😂😂😁😁😁
Mai Junior vakamedza chill pill🤣
Quality keeps improving, keep it up 🔥🔥🔥
Makuzonyanya kundisvavisa manje kkkkk🤣😂🤣taurawo ka mai junior
Bba juju kaaaaaaaa nhasi hamudyi rinopisa kkkkk wldone gyz
This looks like a real clips...great acting...
baba Juju ndovane yese ndabva nda subscriber
ka saloon keku redcliff. Woooow mandiyeuchidza kumba kwedu. Love from 🇺🇸🇺🇸🇺🇸
😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaaaaa finish 🙌🙌🙌🙌🙌
Nyaya inoperera kwayatangira,kudos mamaJuni
Mama havambobvunzi...tombokudzoserai kumashure
Sando dzenyu mai juju muri nyanyesti,mukakokwa kumuchato nyasiendayi musaregedze kkk😎
Keep it up ma juju
Keep the fire burning guys
Episode 2 please ths drama inonakidza I like it
shooting part 2 coming soon
Manje mai Junior ukaramba wakanyarara zvinobatsirei😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
Mai juju u are from heaven direct
Amaiweee zvangu 😂😂😂😂😂😂😂ndaita munhikwi baba Junior vastika thank God havana kuita accident 😂😂😂😂😂😂l couldn't just can't mwana ndiye akuudzwa manje hanzi mama havambobvunze😂😂😂😂😂 musoro unokwenywa bvudz rikapera. Ndikabuda handidzoke
Kkkkkk
Aaaaaa this boy anonditira INI kkkkkk akapenga keep on bruh ...hanzi ndozodirwa mafuta anopisa kunzwisa tsitsi kani kkkkkk kana wapanzwa like 😂
Mai Junior a strong woman
😂😂😂😂😂thumps up guys mapedza masports kikikiki
✔✅✅✅✅
Shayagarakumashure mmmmpanofiwa ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Aaaa shame ndapedzesera ndakunzwa tsitsi kubereka sagogo... Amai Junior vakarongeka sei ndakufarirai amwene Junior ndatobatira...
Kumuchato Eshi eeee❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Hah you nailed it guys keep it up
Mai juju ..mazonyanyao kundisvavisa kkkkkl