Mucheka We purple

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 10 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 34

  • @Spiwe-uh2ge
    @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

    Muchembere Soko makadii. Ndaidawo kunzwisisa kuti kurota uchidzingirirwa nemunhu rume zvorevei kazhinji anouya achiratidza semunhu waunoziva wepedyo like baba or hanzvadzi

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Zvinoreva kuti munhu wehukama arikuchinja face chete.

    • @Spiwe-uh2ge
      @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko okay tinotenda

  • @MelodySimboti-mm2wz
    @MelodySimboti-mm2wz 4 місяці тому

    Ko munocheka masari here muchembere soko

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  3 місяці тому +1

      Haasi ese anochekwa mamwe haachekwe tinoaisa mushonga unouraya masare acho asi zvinoda kutangwa zvaonekwa kuti ndiwo here

  • @morrisonmaganyani8744
    @morrisonmaganyani8744 Місяць тому

    Kurota urimumvura poita vakadzii vange vachida nkukupa woramba zvinorevei

  • @Elshadaitv
    @Elshadaitv 6 місяців тому

    Njeti here gogo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 6 місяців тому

    Ko we jiti ndewei nhy mbuya

  • @RoshneySasha-fq9fd
    @RoshneySasha-fq9fd 6 місяців тому

    Gogo makadiko ini ndoda kubvunza ini ndaimborota zvese zvinoitika bt nw handicharoti sezvandanga ndichiita

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Pawairota vekwenyu vairatidza simba rauinaro ikozvino yava nfuva yekuti uchiitawo zvavanoda ivo vepasi. Unouya ndokubatsira muzukuru hope dzidzokedzane.

    • @MattyMazuru
      @MattyMazuru 6 місяців тому

      Makadii muchembere 👏👏

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому +1

      @@MattyMazuru ndinofara muzukuru

    • @RoshneySasha-fq9fd
      @RoshneySasha-fq9fd 6 місяців тому

      J​@@DareraMuchembereSokomanje ini ndri kusouth gogo hamubatsiri vari kure ere

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @@RoshneySasha-fq9fd ndinokubatsira chero makandibata pa phone chete tinoita video call

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 6 місяців тому

    Maswerasei Gogo. Ko kurota jira reRetso rakamonerwa seZambia nemurapi wechirume . Kozoti kurota shato

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Ndiko kureva kuti unedzimu rinoshava zvekuti kushaya makwati imhaka yekusatevedza zvinodiwa bedzi. Urimushavi mukuru iwe

  • @melaniachingware8650
    @melaniachingware8650 6 місяців тому +1

    Zvakaoma

  • @RoshneySasha-fq9fd
    @RoshneySasha-fq9fd 6 місяців тому

    Kurota urikumvura uchipiwa sero rine machira ane black then woramba wobva watiza zvorevei gogo

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Zviripachenà unedzimu asi pane anotoridawo mumusha menyu

    • @RoshneySasha-fq9fd
      @RoshneySasha-fq9fd 6 місяців тому

      Oky gogo but pandakatiza ndichibva kumvura ndakabva ndamhanyirirwa nenjuzu tichimhanya ndobva ndasangana nevamwe gogo vakatiisa mafuta paruoko vakati chizora kuface kwako manjuzu aya aindimhanyisa handina kuzomaona

    • @RoshneySasha-fq9fd
      @RoshneySasha-fq9fd 6 місяців тому

      Pamwe kurota ndichida kusvipirwa maziso nenyoka

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @@RoshneySasha-fq9fd iiiih zvimwe mukazvisiya zvinokomba

  • @tkneltindo5883
    @tkneltindo5883 6 місяців тому

    Mbira dzenyu dzinotapira zvekuti

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Hoo nhaika tinotenda

    • @tkneltindo5883
      @tkneltindo5883 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko ngavatsikise dzechivanhi vanogona chaiko gwenyambira

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @@tkneltindo5883 vanadzo dzavakatsikisa dzinobuda muna August dzinotapira chose