Chikonzero chinokushaisai zambuko asi pfuma ichingoperera mahara

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 10 гру 2024

КОМЕНТАРІ • 40

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 місяців тому +1

    Muchembere Soko tinokumbirawo chirongwa chinotsanangura kushanda kwebute uye rimwe ne rimwe bute rinorevei..Ndatenda👏👏🙏🙏

  • @chipokanoyangwa9261
    @chipokanoyangwa9261 6 місяців тому +2

    Ndaisa zvanza 👏👏muchembere. Mavideo mukumaitireiko mapfupi

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому +3

      Wakadii hako muzukuru, tinoitira kuti vanhu vanzwe point chaiyo asi tichaedza kuti tiite akati rebei uyezve mibvunzo yamunobvunza imimi ndiyo yatinopindura pano.

  • @cedricmazhindu9346
    @cedricmazhindu9346 6 місяців тому +1

    👏👏👏Saka vapenyu vanopakunda sei.Zvii zvingaitwa nemunhu asati afamba kuti pasaita chinovhara dare.

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому +1

      Kazhinji paunoyambuka unozopawana wapera pfuma yose. Ndicho chinangwa chemhepo idzodzi. Panopona vamwe iwewe haupone panoda kuti sahwira agone kuongorora kwakadzama.

    • @mandy1067
      @mandy1067 6 місяців тому

      Idi muchembere unopona wava rombe

  • @elibetmlambo1403
    @elibetmlambo1403 6 місяців тому +1

    Tinotenda ne dzidziso muchembere.

  • @TsitsiShoko
    @TsitsiShoko 6 місяців тому +1

    Manake muchembere soko .rambai makadaro

  • @Spiwe-uh2ge
    @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому +1

    Mazvita nekujekesa ipapo Muchembere.Tanzwa nekufamba asi chinochinja hapana pfuma kuenda zvayo ichikuma

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 місяців тому

    Muchembere Soko Makadini..
    Tinotenda nekubatsira nekudzidzisa kwamuri kuita

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 6 місяців тому +1

    Mataura idi saka tinotenda ne dzidziso.

  • @mutsachikuhwa8232
    @mutsachikuhwa8232 5 місяців тому +1

    Ko munowanika seiko tipeiwo contact details dzephone

  • @emeldahmhuka2487
    @emeldahmhuka2487 6 місяців тому +1

    KO nhai soko munhu akaponda munhu mhosva ikaripwa hayo ,anomuka mudzimu here

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому +1

      Kana mhosva yaripwa yapera aiwa hapana chinokonesa kuti ubude nekuti mumusha munenge magezwa ropa.

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 6 місяців тому

    Tinotenda nedzidziso muchembere, chinotinetsa inyaya ye pfuma ndoinotitambudza

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Nesuwo tinotenda nekutitevera. Dzidziso dzicharamba dzichiuya uye kana muine mibvunzo tinopindura pakuziva kwedu mumatare. Move ne zuva rakanaka

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 6 місяців тому

      Tinotenda

  • @Spiwe-uh2ge
    @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

    Kana zvichinzi une bvuri remufi tiri pauri ndezvimwezvo nekuti chikwambo hre . Kana ukafunga zvekuroorwa inomira hre imba pakadai

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Imba inomira asi haa kuputsika kwayo inguva diki. Zvinogadziriswa pane zvinoitwa kuti bvuri rusuduruke panyama yako

    • @Spiwe-uh2ge
      @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko okay maita basa

    • @chipomoyo6314
      @chipomoyo6314 6 місяців тому

      ​@@DareraMuchembereSokombuya ndokumbirawo kubatsirwa Kuti ndihwine Lotto

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @chipomoyo6314 chipo muchembere havakwanise kuita ma shortcut asi kana uine jambwa aiwa tinobvisa jambwa worarama uri zvako chaizvo kureva kuti kana uine mhanza unohwinha

    • @RichmondOlisa
      @RichmondOlisa 6 місяців тому

      ​@@DareraMuchembereSokoMuchembere Soko ndokudirai kuti munotaura chokwadi bcz pwere dzirikuda ma shortcut pedzisiro wanoromba bcz unenge wakutsvaga lucky

  • @MariaNgulube-eb2kx
    @MariaNgulube-eb2kx 6 місяців тому

    Kurota uchi Vonage machinations e ndau zorevei e shumba lion

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 місяців тому +1

    Ko zvekubvisa mweya we Ngozi, zvikwambo neurombwa munozvi kwanisa here?

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Hurombwa tinobvisa musha uchisara wakachena asi pangozi aiwa chatinogona kuti mutaure nayo muchinzwisisana kuti inodei uye kukuperekedzai kunoiripa.

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko Ok maita basa🙏🙏

  • @Spiwe-uh2ge
    @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому +1

    Ko chingave chii chinokonzera kuti kunyangwe ukashanda haubhadharwe nenguva or paunobata mari yacho haigare inopera zvisina tsarukano

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Ndipo pandatsanangura kuti kuno ndinoogorora kuti chii chirikukonzera kana vekwenyu vanditendera vanotaura vega kuti chii. Zvese zvinobuda

    • @Spiwe-uh2ge
      @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko okay ndanzwisisa mazvita Muchembere

  • @EstherMunanga-t5t
    @EstherMunanga-t5t 6 місяців тому +1

    Makadii muchembere ndinotenda ne dzirziso ,ko vanoda kubatsirwa asi pfuma iri shoma munobatsirawo here tiyambuke tatambura

  • @Spiwe-uh2ge
    @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

    Kurapwa kwedyiswa zvoreva kuti unofanirwa kurutsa kana kumhanyiswa here, kana kuti pane imwe nzira

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Unofanira kurutsiswa zvinobuda zvese chero zvawakadya urimudiki. Mushonga wacho tinawo

    • @Spiwe-uh2ge
      @Spiwe-uh2ge 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko . Tinotenda