Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ini chiraramo chakasungwa kuti ngaa hapana chiri kufamba zvakaoma hazvo muchembere
Zvinosununguka muzukuru.
🎉🎉🎉🎉
Mmmmmmmmm homwe yakanaka iyi
Sei mhuri zhinji dzichizosvika pakusundirwa mweya yakaipa ko madzitateguru anenge aripi kana kti panenge panezvinodiwa kutanga zvaitwa here kti varwe chero vasina kudaidzwa
Madzitateguru pamunosundirwa mhepo paye vanenge vachida kuti mufambire nhau dzacho munzwe kuti chii kuti muvaitire zvavanoda sezvinongoitawo ngozi kuti inokupedzai kusvika mairipa
Zvinodi kungo ratidxa usati wasundirwa mhepo, woona kuhope o neimwe nzira
Ko kana mudzimu wacho wakatsipikwa uchiramba kusvika uchishandiswa mabasa erima nevamweo vemudzinza. Amweo maporofita achiti aus mudzimu chikwambo ndikaramba kuutambira ndendakanganisa here
Kana mudzimu wakatsipikwa ini sa sahwira ndinotozviziva. Chikwambo ne mudzimu zvakatosiyana matauriro uye vaporifita vazhinji vanoporofita nembereka kana ngozi kana zvikwambo zvemumusha ndosaka vazhinji vachizopara mhosva vopedzesera vasungwa.
Chii chinonzi Mbereka..Ndarasika apa
Mbereka imhepo yakaipa inouya kazhinji yakatungamira panobuda mudzimu kureva kuti kana mumusha muine chikwambo chinobva chabatirira ipapo chotungamura ndicho kana kuti mumusha kana muine ngozi inobva yati tangai mapedza neni mozoita zbekuchengeta dzinza. Ndiyo inonzi mbereka Mhepo yakaipa