Zvinorevei kana zvichinzi une muchembere

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 19

  • @franciscadzvanga3946
    @franciscadzvanga3946 6 місяців тому +1

    Iyi dzidziso yakakosha

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 6 місяців тому +1

    Muchembere wedziva neasiri wedziva unoziva sey kuti une upi wacho .

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Muchembere wedziva unomuziva kuburikidza nemakope, unopihwa makope mazhinji akanangana nekumvura uye kana ari murapi anokurotesai mishonga kana kukupai mishonga asi munoitorera kumvura. Asiri wedziva haakupei makope ane chekuita nekumvura uye anokurotesai mishonga muchinochera mega musango.

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 6 місяців тому

      Ndinoteñda nedzidziso

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 6 місяців тому

      Ini mazuva mazhinji kurota ndiri pa ma dam, nzizi madziva asi ndenge ndakangomira , pamwe ndoona chitubu ndonogeza kumeso .pamwe ndoona pasi pemvura Paine vanhu vechinyakare vachiridza Ngoma. Asi chondinetsa ndikaenda kune vanobatsira vanoti chipo chako chakatsipikwa

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @@faraimasuka1275 zvino midzimu yakatsipikwa iyo tinotakanura. Igotanga kutaura. Makope ako anodudza ega kuti une munhu mukuru agere pauri

  • @dadiraimatemayi2424
    @dadiraimatemayi2424 6 місяців тому

    Muchembere ndokumbirawo kuziva kut machembere eguru rehanga ndiwo edzinza here

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Ndizvozvo chaizvo, kunyangwe vavhimi vachikadzi vanonzi anaMaisiri vaye. Mhondoro zvakare inogona kushonga mucheka iwoyo.

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 6 місяців тому

    Ini ndakarota ndichifamba pa bridge asi paiva nemurume mberikwangu , ndobva ndatarisa mvura yaiva kudivi rerudyi , murume uya akati umu hamuna njuzu ye tsungunu . Ndobva tayambuka bridge riya ndokunoona matura maviri akapfurirwa neuswa ndobva ndapepuka

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Haa une dare guru. Zvino chikumbirira uchiti ndaisakuzivai ndava kukuzivai ndipei gwara ndinone pekufamba napo

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 6 місяців тому +1

      Ndinoteñda regai ndiite sekudaro

  • @TariTapfumanei-yw6nv
    @TariTapfumanei-yw6nv 6 місяців тому +1

    Ko zvinoita hr vasikana vemba 1 vanzi vanemachembere

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Zvinoita muzukuru

    • @TariTapfumanei-yw6nv
      @TariTapfumanei-yw6nv 6 місяців тому

      @@DareraMuchembereSoko manje vabereki avasikuzvitambira nekuti tinopinda postori ameno pangaitwesei

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      @@TariTapfumanei-yw6nv unouya chero wega tinobatsirana

    • @mectildamufoshori1692
      @mectildamufoshori1692 6 місяців тому

      Zvinoita here kuty woita muchembere woita tateguru futy. ASoko muchembere wedziva akasatekaidzirwa matare ake zvakanaka haumise imba?

    • @PreciousMukwindidza
      @PreciousMukwindidza 2 місяці тому

      Murisei muchembere soko ndine hope dzinondinetsa ndakarota ndichida kuyambuka rwizi ndiripakat pkabva pabuda njuzu kumberi kwangu apa ndaive ndakutya kumacheto kwerwizi kwakabva kwabuda sekuru vechikuru vakati wasunungurwa dzimwe dzacho ndakarota muninina wangu achidzipwa nenjuzu ndokumbirawo dudziro

  • @PrimroseZivanai
    @PrimroseZivanai 7 місяців тому +1

    Maita gogo